BINDURA...........MURORA OFIRA PARUFU RWAAMWENE

Sdílet
Vložit
  • čas přidán 5. 09. 2024
  • WE HAVE A NEW CHANNEL. ITS GOING TO BE AN ENGLISH ONLY CHANNEL. NDOKUKUMBIRAI MUENDE MUNO SUBSCRIBER KU " MAGICAL TV AFRICA" KUNYANGWE ZVAZVO PASATI PAVE NEVIDEO MUSATIONE KUNONOKA TANGA TICHIUYA. THANKS FOR YOUR CONTINUED USUAL SUPPORT / @magicaltvafrica

Komentáře • 182

  • @sheillahchakanyuka1260
    @sheillahchakanyuka1260 Před měsícem +25

    Haaa zvimwe muroora ange ane bp kana moyo,sugar zvakazongokwirawo panhamo...nekt muridzi wemurume ati akamboti akawana akarara mudining

    • @JaneMunembe
      @JaneMunembe Před měsícem

      Yaa sure zvinogona kudaro BP sugar

  • @RudoMukombe
    @RudoMukombe Před měsícem +24

    Kna aiita zvemishonga anogona aiita naAmwene

  • @ChishongoMadhuve
    @ChishongoMadhuve Před měsícem +13

    Mkadzi akafa nekushaya help,kusaziva kufa chokwadi

  • @Vincentkamhips4875
    @Vincentkamhips4875 Před měsícem +16

    Kufuta hazvirevi kuti munhu muroyi all the time munhu afa nebp plus sugar unofuta. Muroora aiva nebp nesugar.

  • @LeniaNyanekwe
    @LeniaNyanekwe Před měsícem +15

    😢munhu akatungwa ne zvinhu ndosaka ayibuda ropa

  • @it3788
    @it3788 Před měsícem +6

    Tayinga praise song babavanoera

  • @LeniaNyanekwe
    @LeniaNyanekwe Před měsícem +14

    😢munhu akafa ayine shungu makaregerera munhu uyu

  • @mitchelzvoma175
    @mitchelzvoma175 Před měsícem +10

    Vakaregerera muroora uyu Dai akaendeswa kuchipatara

  • @gilbertguzha5373
    @gilbertguzha5373 Před měsícem +14

    Munhu aifanira kumhanywa naye kuchipatara kwete kumirira mapositiri aive kuharare vanhu changamukai pamwe vaive nechirwere chemwoyo

    • @user-zj1jd8cw5z
      @user-zj1jd8cw5z Před měsícem +1

      Vanhu vakazungaira kani ini ndakati kana ndarwara chipara first after kana makazoda zvemaporofita

    • @netsaimusharu4506
      @netsaimusharu4506 Před měsícem +1

      Uum dai vakaendesa munhu kuchipatara

  • @mesiMutepfa
    @mesiMutepfa Před měsícem +24

    Vamwene vakaita murora chitsamhiro😢😢😢

  • @madamboss7216
    @madamboss7216 Před měsícem +8

    Ndanzwa tsitsi kumurume uyo😢😢😢😢😢

  • @user-wf6xi3lx9p
    @user-wf6xi3lx9p Před měsícem +9

    Zvakakosha kuti vange vachidzidziswa ma basic life support programs akaita sekuita CPR,zvimwewo inenge iri sugar munhu asingazi,mukatora tusugar momunanzvisa anokwanisa kubepura.Shuwa vanhu vazhinji varikufa nekushaikwa kweruzivo muma community.Hurumende through bazi re health vanofanira kuiitisa vanhu tuma short course itwotwo zvinobatsira chaizvo

    • @shingiraitrevormboto2105
      @shingiraitrevormboto2105 Před měsícem

      Ko kana chiri chivanhu?

    • @user-wf6xi3lx9p
      @user-wf6xi3lx9p Před měsícem +1

      @shingiraitrevormboto2105 i suggestion yandapa kuti they should have tried those 2 options andapa,zvekuti chivanhu hauna kunzwa mrume wacho achiti pakadeedzwa muporofita but still it never worked?

    • @ropafadzomanyowa8349
      @ropafadzomanyowa8349 Před 24 dny

      Munorevesa … even ma aed devices

  • @ngonidzasheguta
    @ngonidzasheguta Před měsícem +4

    Maswera sei

  • @ppiro8084
    @ppiro8084 Před měsícem +9

    Aaagh very sorry baba...apa hazvisi zvekti makaramwa sadza..Rufu muenzi

    • @Peeshava
      @Peeshava Před měsícem +2

      Yea vakutofunga kuti pamwe kuramba kwandakaita sadza ndokwakaita kuti vaite shungu kusvika pakufa

  • @user-xq3lq6oj4y
    @user-xq3lq6oj4y Před měsícem +2

    Makadii kuendesa munhu kuchipatara Mapositori zvamusingagone siyai

  • @KashayaTsarukani
    @KashayaTsarukani Před měsícem +4

    Zvorwadza

  • @ishmaelmudare2487
    @ishmaelmudare2487 Před měsícem +1

    Munhu aka collapser just start CPR momuendesa kuchipatara

  • @user-oi5ct8qr1p
    @user-oi5ct8qr1p Před měsícem +4

    I bp yakavauraya 😢

  • @emmahgovera8385
    @emmahgovera8385 Před měsícem +4

    Zvakaoma hazvo

  • @izumiguta7599
    @izumiguta7599 Před měsícem +1

    Baba vane magirazi😂😂😂😂😂😂bho here

  • @spencermachingauta7549
    @spencermachingauta7549 Před měsícem +6

    Waiting too

  • @ratchelgwande2828
    @ratchelgwande2828 Před měsícem +2

    Wemagirazi uyo bhoo here veduwe vanhu vekupurazi kudzungaira here

  • @Angylngumashupa-gt3yz
    @Angylngumashupa-gt3yz Před měsícem +3

    Mmmm zvinotyisa izvi

  • @user-nh2iq2nm6k
    @user-nh2iq2nm6k Před měsícem +1

    Makaita bsa baba makabatsira mwari vakuwedzerei pamatapudza

  • @florakachito5549
    @florakachito5549 Před 25 dny

    Magirazi bhoo here😂

  • @LindaMuzenda
    @LindaMuzenda Před měsícem +2

    Pamwe anga aine heart failer

  • @rejoycezinyama7963
    @rejoycezinyama7963 Před měsícem +2

    Tisvikewo pano. ❤❤❤🎉🎉🎉

  • @user-mc9qx7wl1w
    @user-mc9qx7wl1w Před měsícem +1

    Vanhu munovengereiko chipatara pese pese mapositori chii chakadaro

  • @wendychatsama4868
    @wendychatsama4868 Před měsícem +4

    I feel sorry for baba avo

  • @ChishongoMadhuve
    @ChishongoMadhuve Před měsícem +2

    Ange asina BP hr mkadzi uyu, dai akamhanyiswa paclinic,ini zvokundideedzera maporofita ndokumukirai mese

  • @Patricia-z7b
    @Patricia-z7b Před měsícem +3

    Iiiiii izvi zvinoshamisa zvekunozwi pfubvu adziiti kaiiri wani zvinotyisa izvi

  • @LynnetMunhenga
    @LynnetMunhenga Před měsícem +2

    Vanenge vairoya vese

  • @ngonidzasheguta
    @ngonidzasheguta Před měsícem +2

    Iiii zvakaoma zvenyaya iyi

  • @user-mn9je8dz1z
    @user-mn9je8dz1z Před měsícem +1

    Aaa zvonorwadza

  • @user-up6uv7hg2n
    @user-up6uv7hg2n Před měsícem +1

    Vairoya vese😊

  • @user-im5hf6ci8l
    @user-im5hf6ci8l Před měsícem +1

    Ummmm zvakaoma

  • @user-dr4en2my1t
    @user-dr4en2my1t Před měsícem +3

    Baba vanemagirazi ngavatibvirepo 😂

  • @mesiMutepfa
    @mesiMutepfa Před měsícem +2

    Heci Neshamba

  • @MemoryMudhari-db7eb
    @MemoryMudhari-db7eb Před měsícem +1

    Nguva dzinongokwaniranao hadzo plus history wise anemarwariro ake aisanyasotorwa serious

  • @user-zn3on6jf5v
    @user-zn3on6jf5v Před měsícem +8

    Maporofita eyi muchitadza kuendesa munhu kuchipatara

  • @ChishongoMadhuve
    @ChishongoMadhuve Před měsícem +3

    Bhudhi paange akarara mudining achiti ange afa maifanirwa kuenda kuclinic

  • @tinamakasa7493
    @tinamakasa7493 Před měsícem +1

    Gogo vakasara vaenda kubazukuru vakafa kare vakaroverwa spikiri vakanopinda makagadzirwa kare

  • @lreneMuwodzi-jv2ey
    @lreneMuwodzi-jv2ey Před měsícem +2

    Aive nehuroyi achishanda navamwene ne team ravo

  • @janetyuda2154
    @janetyuda2154 Před měsícem

    Muroora anofanira kunge akafa ne Bp

  • @angelinaballerina5203
    @angelinaballerina5203 Před měsícem +1

    Sekuru magirazi tsananguration yacho😅

  • @EstherNyasha
    @EstherNyasha Před měsícem +2

    Waiting

  • @GraceWhite-v3c
    @GraceWhite-v3c Před měsícem

    Shemu zvinorwadza baba nyaradzwai

  • @user-wn4ll9px1b
    @user-wn4ll9px1b Před měsícem +2

    Varikuti amwene vakaita muroora pillow ndokumbirawo kubvunza kuti zvorevei kuitwa pillow

  • @Mambokadzi425
    @Mambokadzi425 Před měsícem

    Zvimwe zvinongoda chipatara yes chivanhu chiriko hatirambe but l remember my self 2021 l visit home from SA then boom vamwe gogo vemufamily vakasvika kugate vakandiidedza vakati huya apa ndikunhorese just ordinary handshake routine my life ndakatanga kurutsa nyon'o nekukosora ndikaoneka exmass isati yasvika coz kwanga kwakutongi timboenda kunobatsirwa ndikasvika situation yatove worse ndikaenda kuhospital booked for exray ikabuda mapapu atove black vakati tb l admitted for 2weeks at mahatma Gandhi Memorial hospital .chimwe chivanhu unotorapwa kuchipatara ukapora Dai ndakada kumhanyisana nekumapostori Dai ndiri kutorohwa guva mwedziuno

  • @emmahbulazi
    @emmahbulazi Před měsícem +13

    Ndabatikana hangu nekutaura kwababa avo sorry my brother

  • @StellaPaul-do4ii
    @StellaPaul-do4ii Před měsícem +1

    Neshamba iyi icase

  • @JamesMandizvidza-yw8cm
    @JamesMandizvidza-yw8cm Před měsícem +2

    Zvichida vakaromba kumunhu umwe

  • @ChishongoMadhuve
    @ChishongoMadhuve Před měsícem +1

    Aaaah saka akaita BP nekufirwa nemwana, kut hapana akazvifunga kumboenda kuclinicl

  • @RudoMukombe
    @RudoMukombe Před měsícem +9

    Amwene vkaita pillow muroora

  • @user-nv1ln5wr9l
    @user-nv1ln5wr9l Před měsícem

    😮amwene vakaita muroora chitsamiro Chavo vanhu indaba shuwa

  • @politedhakazhe3576
    @politedhakazhe3576 Před měsícem

    Panenyaya zvakaoma hazvo

  • @chipochirodza6969
    @chipochirodza6969 Před měsícem +1

    Pa Musiiwa pa Chindotwe apo

  • @user-tj5rb9fg6z
    @user-tj5rb9fg6z Před měsícem +3

    Following

  • @admiregumbo7886
    @admiregumbo7886 Před měsícem

    Zvinogwadza

  • @LynnetMunhenga
    @LynnetMunhenga Před měsícem +1

    Kuchipatara kwanga kusingaite coz chivanhu akarohwa nezvinhu

  • @GamuSixpence
    @GamuSixpence Před měsícem +1

    Murume u akuda help akurwadziwa shm

  • @sinikiwemtombeni3464
    @sinikiwemtombeni3464 Před měsícem

    iwo maporofita munowada yuhwie makaregerera munhu

  • @deliwendlovu6954
    @deliwendlovu6954 Před měsícem

    Nematambudziko 😢

  • @siphidube9811
    @siphidube9811 Před měsícem +3

    Yah ,kunzima shame 😢

  • @zimzimm-qe5in
    @zimzimm-qe5in Před měsícem +3

    Bp plus moyoor artery clogging plus bp nemoyo

  • @LindaMuzenda
    @LindaMuzenda Před měsícem +1

    Kna bp inozviita futi inongoshuta

  • @smartchidyamuti2437
    @smartchidyamuti2437 Před měsícem

    Ndakusvika ambuya vakuenda kumakuva aaaa ini zvakandishupa😂😂😂😂😂

  • @user-oo3xx4xz7x
    @user-oo3xx4xz7x Před měsícem +2

    Vaita pillow muroora asi mutorwa muroora anenge anga anedambudziko raida chipatara asi havana kuzvinotisa zvavo sorry kuna baba ava shuwa

  • @AmosMoeng
    @AmosMoeng Před měsícem

    Yoweee

  • @madamboss7216
    @madamboss7216 Před měsícem +2

    Ummm zvakaoma 😢😢

  • @kurrenkashesha9750
    @kurrenkashesha9750 Před měsícem

    Zvimwene zvakawandisa munyika yezimba aripano akungoti ndkabva kumalawi saka mazimba acho arikupi

  • @Tatenda684
    @Tatenda684 Před měsícem +3

    Maswera sei pano Mkoma

  • @MarthaMapako
    @MarthaMapako Před měsícem

    Mabonifela echikadzi kugara mupurazi soooo ma1 chaiwo

  • @tinamakasa7493
    @tinamakasa7493 Před měsícem

    Vamwene nemuroora vaizivana mukufamb nemabasa avo . Vamwene vakaita muroora pillow

  • @petronellachiweshe9915
    @petronellachiweshe9915 Před měsícem

    Kumusha kwangu chaiko ,kwaGwaze tainotsvaga mazhanje 😅

  • @FletcherZimba
    @FletcherZimba Před měsícem

    Smtymz i don't understand what's happening ne chivanhu chedu sm2 iz in e deep pain loosing hiz mom n wyf instead of give him tym to think NYC diz dyz vakungu shungurudzwa kuswero bvunzwa hamukwanise hre kutsvaga vamwe veku bvunza 🙌

  • @lenso3757
    @lenso3757 Před měsícem

    Nenyaya yekushaya zvipatara mukadzi uyu akasvika pakufa ne stress. Government of Zimbabwe is responsible

  • @Angylngumashupa-gt3yz
    @Angylngumashupa-gt3yz Před měsícem +2

    Ko mazino akaendepiko nhaiwe magii

  • @user-xd6ys2ut3o
    @user-xd6ys2ut3o Před měsícem

    Thanks mkoma neshamba nekutipakurira zvirikuitika kunyika yekwedu kwasadza ko tadiwa kutama akaendepi

  • @irenemungate500
    @irenemungate500 Před měsícem +1

    Saka zvichinzi vanhu ngavadzidziswe first aid. Pavanhu Vese ha Pana ambotaura ZWE CPR. KUNGOFUNGA kuti munhu arohwa nezvinhu. Kokusvaga transport yekuenda hospital

  • @aminaamina43
    @aminaamina43 Před měsícem

    Hanzi ndichimbomupawo maAdvatize.machinzwawo hre icho nemudhara wemugirazi uyo😂

    • @cleofay9346
      @cleofay9346 Před měsícem

      Tiri pakuchema iwe hatisi kuda kuseka mhani😂😂😂😂

    • @aminaamina43
      @aminaamina43 Před měsícem

      @cleofay9346 sorry dear ndatadza kuzvibata 🙏🤣 tiripakuchema ufunge mudhara wemagirazi uyo mwari.ave naye🤣

    • @cleofay9346
      @cleofay9346 Před měsícem +1

      @@aminaamina43 🤣🤣🤣🤣unoziva I was looking for that comment iwe aah

    • @aminaamina43
      @aminaamina43 Před měsícem

      @@cleofay9346 kkkkkkkkkkkkkkkkk tikumbochema veduwe musatibvise panamwari

  • @tafadzwangamurani3468
    @tafadzwangamurani3468 Před měsícem +2

    Drewmas maita bsa tamboona kumarain

  • @tabethmukombe
    @tabethmukombe Před měsícem

    Muroora airwara achifamba

  • @clarakingston2255
    @clarakingston2255 Před měsícem

    Drewmars Media hamucha buditsa nyaya sterek hindava

  • @daisychirambwi8758
    @daisychirambwi8758 Před měsícem

    Murora aive bere raamwene chte

  • @smartchidyamuti2437
    @smartchidyamuti2437 Před měsícem

    Vairoya vese na mwene vavo

  • @user-ie9em6fs1b
    @user-ie9em6fs1b Před měsícem

    Iii BP iyo

  • @GraceMapfumo-ep9tx
    @GraceMapfumo-ep9tx Před měsícem +1

    Dai makadya sadza mukadzi asina kufa baba imi, ko imi sadza maiva morirambireizve hantie mai venyu vaiva vagara vachirwar hr + vaiva vakura

  • @TariroZimidzi-lh3vd
    @TariroZimidzi-lh3vd Před měsícem

    Haaa maporofita auraya nyika veduwe

  • @chipochirodza6969
    @chipochirodza6969 Před měsícem +1

    Kwangu chaiko kwa Musana

  • @TracyMoyo-tq9my
    @TracyMoyo-tq9my Před měsícem

    Vanhu vakaregerera munhu vaifanira kuenda naye kuchipatara

  • @tafadzwangamurani3468
    @tafadzwangamurani3468 Před měsícem +1

    Iteam lawez iri musadherere vauyi ava

  • @LindaMuzenda
    @LindaMuzenda Před měsícem +1

    Aiwa kufuta ishungu ropa anogona akarohwa nezvinhu kna bp inozviita

  • @boltonquarryzim661
    @boltonquarryzim661 Před měsícem

    Ndavinga hausati waiona nyaya yacho song kkkkk

  • @SamuelChapata-xd6nh
    @SamuelChapata-xd6nh Před měsícem

    Vakomana ka veduwe hamenokuti mudoda kutaurirwa seyi, munhu afa anomuka here?, siyanayi nema Porofita ayo mastosti mbavha idzo , munhu enoendeswa kuchipatara mhani.

  • @user-se3wk6vv2p
    @user-se3wk6vv2p Před měsícem

    Pamwe airoya naamwene vake

  • @selinandlovu8241
    @selinandlovu8241 Před měsícem

    Maporofita haasi akunyanyokosheswa kudarika zvipatara

  • @ruvachazika1223
    @ruvachazika1223 Před měsícem

    Shem muroora akavhunduka dai makamuendesa ku hospital

  • @user-kb3mp5nd1p
    @user-kb3mp5nd1p Před měsícem

    Dai vakaendesa munhu ku hospital than zvema porofita

  • @LinnetyNyamadzawo
    @LinnetyNyamadzawo Před měsícem

    Manga murikwedu chaiko paMumurwi apo