PART 2: Mbavha Yobuda Shavi ReGudo Mudare RaSekuru Achapola

Sdílet
Vložit
  • čas přidán 29. 08. 2024
  • By Bringing You News & Current Affairs Through Social Media, You Don’t Need To Wait For Your Grandchildren’s Questions To Remind You That You Should Have Paid More Attention To Current Events +263775964849

Komentáře • 61

  • @user-xd6ys2ut3o
    @user-xd6ys2ut3o Před měsícem +11

    Thanks mkoma Robert nekuunza sekuru achapola long time vanondigonera chaizvo nemi Muri kurova Basa mkoma pfuurirai mberi tiripo takakutsigirai

  • @raymondzharare7776
    @raymondzharare7776 Před měsícem +4

    Thanks Mr Robert muku recruiter vafana vane talent pakuvhunza mivhunzo frank anogona

  • @Patricia-z7b
    @Patricia-z7b Před měsícem +8

    Iiii izvi zvinopisa tsitsi Mai vacho vachema mwoyo wekubereka unorwadza shuwa 😭😭😭

  • @CarolineMhike-kf7oi
    @CarolineMhike-kf7oi Před měsícem +6

    Thanks mkoma frank maunza sekuru chapola fambayi nebasa tinotsigira pamwe nemiwo rovai basa

  • @nomsanyika151
    @nomsanyika151 Před měsícem +7

    Akagona mukomana akatsvaga help ega at least akazviona kuti kuba kwake kwanyanya

  • @ChivaraidzoDzadza
    @ChivaraidzoDzadza Před měsícem +6

    Kuba hakus kuda kwake,mweya vetsvina chaiwo

  • @jorammuza2901
    @jorammuza2901 Před měsícem +5

    Kudos to ZImNews Beat TV journalists. They are really good at asking questions. Keep it up.

  • @NotJuliaHerbert
    @NotJuliaHerbert Před měsícem +6

    Hehehe wahala. My cousin brother was like this. He started from stealing from the family to the point that he told my mum that he hears a voice that tells him where money 💰 is no matter how whose house he stepped his foot 🦶 in

  • @TindoMadzama
    @TindoMadzama Před měsícem +3

    Baba namai vari kutokonewa kugara nekusvoda,asizve hamunavo mhosva vabereki kuzvara veduwee.zvakaoma hazvo

  • @EmerinaMukaro-hq8bq
    @EmerinaMukaro-hq8bq Před měsícem +1

    Maita basa mkoma vangu Robbie long time sekuru vange varova.Mwana ngaabatsirike hake zvinopera Mai vangu nababa inyika

  • @GraciousSiwela-xg1qk
    @GraciousSiwela-xg1qk Před měsícem

    Welcome back Sekuru we missed you.

  • @frankmoyo7267
    @frankmoyo7267 Před měsícem +4

    Immmmmm zvakaoma shuwa ave kungosvetuka svetuka kunge kagudo

  • @user-tn2bk6ui1r
    @user-tn2bk6ui1r Před měsícem +1

    Baba vebenzi havana mufaro😢😢😢 sorry mai kubereka

  • @gingerwingerful
    @gingerwingerful Před měsícem +5

    Alahamudhulila

  • @Moniquechiqous8052
    @Moniquechiqous8052 Před měsícem +3

    Muum shem zvakaoma shuwa

  • @gingerwingerful
    @gingerwingerful Před měsícem +3

    Kukwenya setsoko kkkk maiwe hangu nhasi ndaseka

  • @jayagurunyati6236
    @jayagurunyati6236 Před měsícem

    Handiwo mutupo wa Robert Tapfumanei here uyu😂😂😂😂

  • @SheillaMarko
    @SheillaMarko Před měsícem +2

    Zvakaoma sure

  • @user-cd7nq4nm4o
    @user-cd7nq4nm4o Před měsícem +1

    Kn kugeza hakufariri muchinda uyo veduweee madzinza akatakura kurems aya

  • @mellanyaningwe878
    @mellanyaningwe878 Před měsícem

    Welcome back Sekuru Achapola

  • @Bvanyangu352
    @Bvanyangu352 Před měsícem +4

    Hamuzvizivi here kuti Gudo imbavha. Ndopakabva shavi racho.

  • @tanyamubaiwa1530
    @tanyamubaiwa1530 Před měsícem +2

    Umm zvinorwadza veduwee haisi mhosva yake

  • @stewartmazambani6772
    @stewartmazambani6772 Před měsícem

    Alahambulela sekuru

  • @madamboss7216
    @madamboss7216 Před měsícem

    Ndanzwa tsitsi😢

  • @user-cd7nq4nm4o
    @user-cd7nq4nm4o Před měsícem +1

    Muvhimi anouya nenyana yemombe imbavha

  • @KilfordGomba
    @KilfordGomba Před měsícem

    Zvakaoma 🇿🇦

  • @MunesuMuvhavhika
    @MunesuMuvhavhika Před měsícem

    Ishave regudo anotoba haarege gudo rinoba kaaaa hamuzvizive hre

  • @BeatriceZhou-lr6fg
    @BeatriceZhou-lr6fg Před měsícem +1

    Anoziva uyu

  • @abigailsaunyama5060
    @abigailsaunyama5060 Před měsícem +2

    Ko kuvhara face chhi zvi hood and hat

  • @pertumuchemwa2590
    @pertumuchemwa2590 Před měsícem +1

    Ende futi unoseka nhamo serugare😢

  • @lettaseipeilouw8299
    @lettaseipeilouw8299 Před měsícem

    Regai akadaro mbavha dzitapuke dzino shungurudza vanwe vanhu

  • @tinotendamacheka9908
    @tinotendamacheka9908 Před měsícem

    Alhamundlilah

  • @fransgumbo9062
    @fransgumbo9062 Před 28 dny

    Achapola muritani

  • @tinotendamacheka9908
    @tinotendamacheka9908 Před měsícem

    ALHAMUNDLILAH

  • @UniceKhumbula
    @UniceKhumbula Před měsícem

    Hanzi shavi rehuvhimi😅

  • @sazisomakoni1114
    @sazisomakoni1114 Před měsícem

    Baba vazvivhara ne hoodie kunyara nehumbavha wemwana wavo

  • @AmandaMandy-td3bh
    @AmandaMandy-td3bh Před měsícem

    Yooh 😂😂😂😂😂😂gudo mumba ndaseka zvanku ..

  • @cassandraker
    @cassandraker Před měsícem +1

    Chineke me😳😳

  • @proactiveafrica323
    @proactiveafrica323 Před měsícem

    kana gudo ranetsa varume matai munhu batai munhu varume batai munhu.

  • @user-tv3wb3mn6x
    @user-tv3wb3mn6x Před měsícem

    Amai avo ndavaziva ndovekuroveswa ne stroke ka na tete vavo vakapiwa zita ratete muroyi vakabuda handichazive kuti ndekwasekuru vapi

  • @SheillaSheilla-ct9ss
    @SheillaSheilla-ct9ss Před měsícem

    Zkaoma

  • @chingombedaries
    @chingombedaries Před měsícem

    Umm mavakuzvinyanya

  • @Faith-vc4vc
    @Faith-vc4vc Před měsícem

    Shame zvinonzwisa tsitsi 😢

  • @PriscillaMudavu
    @PriscillaMudavu Před měsícem

    Ko ivo sekuru vari kubata avo zvavanogonawo drama😂😂😂😂

  • @vhuranjero
    @vhuranjero Před měsícem

    😂😂😂😂😂

  • @fransgumbo9062
    @fransgumbo9062 Před měsícem

    😂😂😂😂😂😂😂😂

  • @TendaiKanonge
    @TendaiKanonge Před měsícem +1

    Shame

  • @MunesuMuvhavhika
    @MunesuMuvhavhika Před měsícem

    Ndiro shave rakanengo regudo iri rakawandira kudande mashave ekuba ayo makudo pavanoridza goma dzavo vanenge vachidai kunge gudokkkkk

  • @t.m1222
    @t.m1222 Před měsícem

    Drama!!!!😮😮

    • @tanyamubaiwa1530
      @tanyamubaiwa1530 Před měsícem

      Zviriko harisi drama veduwee

    • @madamboss7216
      @madamboss7216 Před měsícem

      ​@@tanyamubaiwa1530nhamo yakadai mumwe munhu woti drama😮

    • @angelakaonza6168
      @angelakaonza6168 Před měsícem +1

      Hanzi idrama ,nhamo yeumwe munhu iwe woti idrama hey

  • @SheillaSheilla-ct9ss
    @SheillaSheilla-ct9ss Před měsícem

    Zkaoma