UZUMBA: Amainini Vari Kufamba Vachiti Ndiri Muroyi Ndakadya Nyama Yekacheche PaNhamo
Vložit
- čas přidán 13. 09. 2024
- By Bringing You News & Current Affairs Through Social Media, You Don’t Need To Wait For Your Grandchildren’s Questions To Remind You That You Should Have Paid More Attention To Current Events +263775964849
Mudzimu wamainini uri strong usavaudze hope dzako unourayirwa chipo ichocho
Maiguru handivachenesi ava
Maiguru vanonyepa muroi
Mainn Mwari anokudai henyu ramba uchinamata hako
Mazino ayo ndee muroyi chete.
😂😂😂😂😂wazviona
😂😂😂😂😂😂😂usadaro
Uuuuum musadaro imhosva here kuita mazino akadaro tisazvipe mhosva nekushora Mwari
Musazodero weduwee kuita mazino akadai imhosva hre
Comment Yanga ndichitsvaga 😂😂😂😂😂😂😂😂
Murume wamaiguru ibenzi vangati mudzimai wavo anevabereki saka vabereki ndovakatora matanho ko mainni vasina aninani varikuti vanonoudzani achavamiririra semudzimai wavo hanci ini ndakashamisika kuti mudzimai wangu ndiye ega anoroya koivo vayida kuti varoye nani ivo vakabva kumusha kwavo Vachiroya Vega asi maiguru muroi zvechokwadi vanomuka avo mainni mukasongwara munoenda kusingadzokewi nemuroyi uyoo
Ava Mambo izungairwa ko kuti vanhu vafambe hakuna mambo akapata zvakadai
Mambo awa husiku chaiwo hapana zvinozikanwa vanotengwa awa,why hurumende ichiisa chief akadai dzidzai from wisdom mambo mutasa mheni
Ngavafambe chokwadi chibude . Hatidi vanhu vanodya vamwe vanhu please.
Mazino ayo anenge akatsveyama nekudya nyama dzevanhu
Kutsveyama nekutsenga mabhonzo evanhu
Maiguru muroi fambai
Nekuti vakashata hauna pfungwa
Zva chief ava hapana zviripo
Rima Rega rega hapana zvinosikanwa apa
Makadya mwana maiguru mukafamba hamupemberi imi mambo vanhu ngavafambe pane munhu akambobvuma here kuti ndinoroya
Chief avo kutonga havanyatsogona kutonga avo
Celebrating 64.1 subscribers 🎉🎉🎉🎉💃🏻💃🏻💃🏻💃🏻🔨🔨🔨🔨
❤❤❤❤
Chief vanhu ava ngavafambe kutatu but bhejibheji maiguru vanonobatwa chete nokuti hope idzi dzine chirevo chete and vanhu ava vakuda kudzvanyirira mundebele vachinyora chi report chenhema
Ngavaende seri kwechuru vanonobatwa mai avo😊
Great job chief
Mambo ngavaite team yavanotonga nayo vaite humhare kuti nyaya dzibude pachena. Nyaya dzeguroyi dzotongwa nemadzimambo vanoshandisa vanachiremba vatatu from Zinatha
Mainini vanohwisa hurombo chokwadi vanenge vanoshungurudzwa nokuda kwekurota here chokwadi maiguru dzorai moyo mainini vaitiwo kubatsira mubiyangu
😂😂😂😂aaah ndaseka
Mai guru hamuna kuchena pachokwadi iro rino rakabuda panze iro kuita katemo chaiko maiguru uuuuuu mmmmm munomuka
ZimNews nyaya dzakadai isu tinodziona dzichitongwa naChief Mutasa vanogona zvavo vanoziva chivavhu vanoongorora nyaya zvinobatsira nekuchenesa mhuri. Life is spiritual hazvidi court izvi ,Saka Chief dunhu ravo vanoreva kuti hamuna varoyi nhai.
Nyaya iyi inongoda chiremba vacheneswe mai avo
Baba Ava vakatoroiwawo nemukadzi wavo kuti asatombomira sa baba
mambo pane zvinobuda hr apa... Vanhu ngavafambe vanzwe kut muroyi ndiani
Mainini shona yenyu munotaura mushe wena though you're Ndebele
Ndimambo vekupiava,ngavabviswe pachigaro.
Ava chief mmm mavudxiro avo
Good judgement by this Mambo. There is no evidence, but hearsay. Hearsay is not evidence, period. Ivo Headman Magadu manyorere avo tsamba yaverengwa naMambo you can tell he’s not a good judge cos evidence yacho haipo asi wobata munhu nemhosva. I’ve no doubt some people vaibatwa nemhosva pasina humbowo hunobatika then votobhadhariswa 😅
Zimaiguru iri rinonyepa zimuroyi remunhu
Maiguru naba’mkuru have no compassion at all. They know mainini haana chinhu but vongoramba vakatsika madziro kuda mombe chete. Hapana chinopfuura huroyi hwakadaro😅 Maiguru vaita mwoyo wakaoma. Zvino kwoenda case iyi it’s simply gonna be thrown out. I’d throw it out as well😅
Haaa mambo muchiri kure nekutonga mumoda kudzidziswa nezvekutonga pachivanhu, munda kumboyenda kuchikoro kwaChief Mutasa chikwapuro, pachivanhu pedu huroyi huriko, hameno mavakutaura nezvekwa magistrate ???
Saka vanhu maona mazino ayo mukati huroyi
Mambo ava hpna zvozikamwa vanongomisa mazitama, vangati nyaya dzahuroi dzoenda kumacourt kodii hantie ndivo vechivanhu vanofanirwa kuita zvechivanhu ivo mambo vacho sei vakadhungaira kudaro why vasina kuvapa kwekuenda kt zvobatwa kt vanoroya hr kana kt
😂😂😂😂 handina chekutaura
Ndaona kuti vanhu vakawanda havazive mitemo yenyika. Madzimambo havana simba rekutonga nyaya dzehuroyi. Havabvumidzwi nebumbiro remitemo. Nyaya dzehuroyi dzinotongwa nematare amejasitiriti zvichikwira.
Mambo chimbo tererai matongero anoita Mutasa , nekuti murikuita kunge matokurirwao nemishonga obvious varoi vanenge vatogadzira tsotso kare
Vari Chief Makoni vanhu ava vanonzi vaende kuseri kwe churu nekuti paita kupumhana huroi. Asi mai vane zino rinenge re njiri avo vanobuda
Mambo varikuda kungo feeliwawo ava. Flexing muscles chete chete apa
Mai awo varikuda mombe chte amunyare here kuda kudya zvakapfawa kunge honye
Hope dzenyu mhai uuum munobatwa kun'anga
Vanogona iri mudzimu wavo Uri kuvaaratidza 1
2 Ndokuti chokwadi chibude pachena zvoonekwa Kuti muroyi ndeupi kana vafamba
Maikuru munoroya Imi
Waiting looking at my watch
Jongwe rine mugara n'nga iro
Sabhuku varikutya kuroyewa
That vampire tooth is giving off some serious witchcraft vibes😂😂😂
Kuvenga mainini ngavasiye achengete vana vake
Mambo magona kutonga zino anoroya apedza vana vacheche
Endai kuseri kwechuru
Gulez zimuroi and the previous court was presided over by either murume wemuroi or a sympatiser. Uyo arwadziwa nekuti zhet rake rabatwa and the dream in question was fulfilled the very next day and zimuroi iro manifested the day of the funeral. Mambo vatonga bhoo but he should have sent them kunosorwa kuZinatha kwaibvonobuda dzese dzekuti uyo wezino mbezo uyo ndiye arikuita kuti mwana wake azvarire muvhu sembambaira.
If we are to really look into it, ndiye arikurwarisa murume wa Thokozani
Waiting ✋
amai awo muroyi ndini ndadaro mazino awo ayo wanodambura kana gotsi remunhu chero kutoenda kwa Tasvu wano Tasvuurwa awo
Trymore, Trymore, Trymore how many times did i call you 😂😂😂😂😂😂😂
@@SukaiMasvingise😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂 ndaseka nhas
Mambo avo Havana plan ngavakope kunana Chief mutasa vane zvese Nyamaropa again haanonoke nenyaya dzakapusa kudaro
Ndimambo vekupi ava nhai 😅
Maiguru bviswai mazino ayo akachonjomari,munogona kunzi muroi imi musiri 😂
Nyaya inoda Tasvu. Mupedza nharo dzose
Mazino eish zvakaoma 😊
Batsirai Ishe avo. Vamwe vavo vanobva vavaendesa kuti vanovhenekwa nevane meso acho zvobuda pachena kuti zvakamirasei
Mambo avo ndevekupiko kkkkk andisati ndaona zvakadai
Maiguru imi munotoroya chete
The hukus is making a lot of noise apo😮
Mazino ayo anotaura zvakawanda , kooo makaregerei kuti mainin ngatifambei nekuti mandipumha
Muchazvipa munyama nekungoda kunzi ma typer ako anogona kungomuka adaro.
Muroyi maiguru
Mainini havana vakungofirq hope dzavakarota but vakafamba vanobatwq avo nehuroyi ,kazhinji hope hadzipotse
Sabhuku murudofo saka ndohumbowo hre ihoho apa mukutawura kuti maiguru ndivo vakazvitawura kutsvaka nyaya kuti aware mombe mambotongayi nyaya tiwone
Well done Chief. Most zanu corrupted chiefs send poor citizens to their own Chirembas. Why can't these EDiot fake witch doctors cure Zimbabwe kungobira vanhu mari nxa
Mainn nemiwo munazvo muchiona kut hamugarisane zvakanaka nagulez mamuchazvitaurirei zvekurota,vanhu kuda kurota hr
😮Mazino iwayo anoita kuti munoroya ko watadza kungonobiswa zino irori ku clinic here ,ko iyo nyama munoidya sei
Kkkkk kubvisiwa kuri nani sure
Ungabvisiswe zino nemadofo anopenga aya nekutya kunzi unoroya. Uchanzi bvisa ziso nekuti rakatsvuka wobvisa futi. Masaskam aya mapenzi.
Eish veduwe Mwari akavasikawo vakadaro ko vangabviswe zino kuti vasazonzi muroi? Musadaro ❤
@@nicholasfungurani9677taurai zvinyu zvinorwadza mufunge
Chizino icho ndechemuroi
Ummm vasarari vakadyiswa kare avo avatooni kwaanobva nekwavanoenda
Ko dai mangodambura zino rasara rega pafront.Richashandeyi, ndiro rinoita kuti vafungirwe kuroya. Dhonzai neruoko or pinjisi..Ko imimi mainini black beauty munhu akazvisimbira zvenyu murikushayi pahupenyu muchizvichembedza ikoko Tsvagai project .Ndokufarirai amainini
Amai vekazino vanoroya ngavafambe mambo
Asi mambo soo munoda humboyo pa muroyi munohuvana sei , vanhu ngavarambe vachenurwe kuna, nga or maporofita
Hapana zvinozikanwa namambo uyo
Mai guru kuroya chaiko vanoroya neZino iro 100meters kubuda panze😂😂
Maiguru muroyi
Ngavaende kunovhenekwa kumadzi godobori
Aaahhh vakupedza vana vevamvana vawo
Jealous down
Mambo anotonga uyo
But dai vaendeswa seri kwechuru B4 cort
Mamdala ngumthakathi
MAMBO WAMATUZVI CHAIYE YUHWI!!! OTI KUTADZA KUTONGA, OTI DZUNGU, OTI KUDA KUZVIKUDZA NEKUDA KUREMEKEDZWA,KUDA KUTYIWA!!!! HIS JUDGEMENTS ARE SO VERY BIASED ALL THE TIME AND LACK BROADER KNOWLEDGE AND WISDOM, gosh!!!
Ndini nani varasika mu tsanangulation idzi 🤷🤷
Torai ma notes kuna mambo Mutasa mudzidzewo kuti nyaya dzakadai dzinifambiswa sei?
Induna kumele ibathumele kwaTasvu
Maiguru vanoroya zvechokwadi asi vakunyepera mainni kuti ndovakadaro koivo vakazwirotera plazi vakawoneka nevanhu vose vachiyita zvinhu zvavo muroyi uyoo
Gulez vakafitiwa nehufiti
Headman akaita tribal judgement apa and headman haana simba rekutonga mutongo wemombe
Nhavaende nyanga kwa Mukotsanjera zvinoonekwa kuti zvakamirawo seiko
Varoyi nharo hamuvaoni here even kwana sekuru Tasvu vanongoramba asi nyoka nemazizi vainadzo moyo vavo vakanyanya kuoma mai ivava regai varare vachitsenga nyama dzevanhu
Madii mabvisisa zino iro mhamha vende ritori nani pane chimiro chemuromo wenyu mother
Mambo wagona kutonga good
Indaba zekunyeyana mambo tongai vanhu venhema mzukuru ngabhadare kufamba nenyaya
saka kana mambo vasingatonge dzehuroyi, icho chivanhu chichiti huroyi huriko, muri mambo papi pacho? itai muchiona zvinoita mamwe madzimambo, munge dai masheedza chiremba ano vheneka kuti paonekwe kuti muroyi here mai avo, mozoita decision, haa apa dare matadza apa, dai matobviswa henyu cz dzakawanda dzamuno poronga ku Uzumba ikoko, Endai munodzidziswa kutonga, nana Mambo Makope, Makoni, Mtasa, naNyamaropa kuti nyaya dzinotongwa sei?
Matonga mambo apana nyaya apa makuhwa chete apa akatawura makuhwa acho ahana kuwuya saka makuhwa ahana zvaanoshanda
Ko hakuna n'anga here mambo zvinoita nemamwe madzimambo zviya kuti munhu achenurwe
Zino ririkufurira muromo
Hope dzenyu muri muroi amai imi munonyepera kuti mairota
On my opinion mainn is innocent, haisi mhosva kurotera munhu haisi mhosva
Yes thats it but mambo was suppose to tell them kuti fambai munzwe kuti maiguru Muroi here??
Vanhu havana moyo comment section mazino amai ava ndo arikureva kut vanoroya here
Maiguru avo muroyi
Zino ranetsa mudare haa rino ruma chete
Kwangu kumusha chaiko
Coment section nyaya dzacho ringori zino ramaigru😂😂
😂
Kkkkk
Kkkkk
Zino iro handirichenesi
Varoyi variko mambo panoda n'anga vachenurwe
Ko nhai huroyi hunotongwa hunotongwa kupi?? Not kwamambo here????
Chii chirikubuda pamuromo wamaiguru izino hr
Vanhu ngava fambe vanonzwa chokwadi
Waiting