DNA kuti munhu avigwe part 2

Sdílet
Vložit
  • čas přidán 16. 10. 2023

Komentáře • 511

  • @sandrataderera3546
    @sandrataderera3546 Před 8 měsíci +36

    ini hangu i like this n'anga dude

  • @wekwamazorodze8660
    @wekwamazorodze8660 Před 8 měsíci +13

    First time kuona genuine dare rekun'anga. Very interesting events.

  • @samuelngirazi9636
    @samuelngirazi9636 Před 8 měsíci +14

    N'anga inoita zvekugarira padare, apa Chief Mutasa pagadzirisei, kana achiona chaizvo chaizvo ngaagare kumba kwake vanhu vaite zvekuendako not kuti zvaari kunzwa zvichitaurwa mudare ndizvo zvakuita kunge ndonga yake iri kuona

    • @norestchiranda6282
      @norestchiranda6282 Před 8 měsíci +1

      Chief ndovakatoideedza paDare ykaipa n'anga iyoo wngu itori nemapapers eZINATA

    • @user-ht6jf6fi7o
      @user-ht6jf6fi7o Před 8 měsíci

      Vakadaniwa sekuru avo wangu vagaripo

    • @florencedzinodya2757
      @florencedzinodya2757 Před 8 měsíci +1

      Kusenga n'anga kuuya kwamuri it's cheap than kusenga the whole family

  • @tsimaso
    @tsimaso Před 8 měsíci +7

    Dai sekuru vakauraya havaimbosimudza nyaya kuenda kwamambo. Vanogona vakapinzwawo mukusaziva. Sekuru vari traumatized 😢😢 kungobvuma kuti zvipere

  • @nadianicolas-pd7ri
    @nadianicolas-pd7ri Před 8 měsíci +13

    Mukotsanjera to the world ❤❤

  • @hokoyochikwenya7678
    @hokoyochikwenya7678 Před 8 měsíci +5

    Sekuru warasika mukadzi hasati apfuka...hasati awigwa kunyeperana tombomira.....akunzi mukadzi akawigwa rini. ...nganga iyi hayiwoni chinhu Mambo tsvakai wamwe wanogona please ....uyu awona dondo.......madzimai muchimura kudayirira zvisipo please .....ndarwadziwa nekunyepa ke fembera fembera panyaya dzose dzanhasi....apongoso aphiri faaaaake😢........kuwa old age kwakayiiiiipa chose

    • @tripodxxx1
      @tripodxxx1 Před 8 měsíci

      Sangoma iyi yakadhakwa iyi 😂😂😂😂

    • @eddingtonmuzembe6732
      @eddingtonmuzembe6732 Před 8 měsíci +1

      I think panotongwa nyaya namambo sangoma iyi inenge iri somewhere ichiona then youya ichitaura zvayanzwa aaah

  • @cleverdombo9925
    @cleverdombo9925 Před 8 měsíci +18

    Chief Mutasa munonyatso tonga with wisdom but n'anga iyi yaakukanganisa hapana zvaanoziva uyu nxa

    • @innocentkaruma5869
      @innocentkaruma5869 Před 8 měsíci

      kana uchiti n’anga iyi hapana chainoziva uri kuzama kuti chii?

    • @GodknowsKutyauripo-ct1zo
      @GodknowsKutyauripo-ct1zo Před 8 měsíci

      Ndeye fake iyo

    • @GodknowsKutyauripo-ct1zo
      @GodknowsKutyauripo-ct1zo Před 8 měsíci

      Hapana dare raakataura anything chinemusoro kunze kwekumanikidza vanhu

    • @The_Watcher414
      @The_Watcher414 Před 8 měsíci

      @@innocentkaruma5869 exactly zvataura, chi n'anga chenhema hapana chinozivikanwa apo

    • @patiencechidende9164
      @patiencechidende9164 Před 8 měsíci

      Haiwa hapana zven'anga apa waona zvandaona iwe waona here achibvunza hanzi mukadzi wako akazovigwa zvarini kkkkk apa mukadzi wacho hasaty avigwa

  • @normamunyama
    @normamunyama Před 8 měsíci +10

    N'anga yenyu iyi hameno zvairi kuita hazvisi straight

  • @tamaremanyika3776
    @tamaremanyika3776 Před 8 měsíci +8

    😂😂😂😂😂😂 haaaaaaaa ndabvuma.hangu hanzi mukadzi wako akazovigwa kwenguva yakareba sei which means hapana kana chaari kuona munhu uyu atadza sei kuziva kuti haasati avigwa zven'anga izvi

    • @MemoriesMadoda-tl7uq
      @MemoriesMadoda-tl7uq Před 8 měsíci

      Apana zviripo apo

    • @patiencechidende9164
      @patiencechidende9164 Před 8 měsíci

      Nhai hako ivo vobva vapururudza nxar i blame vana vababa avo ini vangu baba havangamboshungurudzwi zvakadai nembavha idzo iyo n'anga haina chainoziya kana mazogara

    • @dakawangu4490
      @dakawangu4490 Před 8 měsíci

      Kunyepa diko aaaa kushungurudza sekuru vakura kudaro

  • @trymoremanase784
    @trymoremanase784 Před 8 měsíci +16

    Ba Taps u must interview this Sangoma, murume uyu haaoni.even case yebaba vakaurayiwa vaya ,vaidraiver tractor, nyaya iyoyo haana kuibata zvakanaka. Haasi N'anga murume ,arikuita ma drama.

    • @mrstmagorinbo5989
      @mrstmagorinbo5989 Před 8 měsíci

      Kkkkkkkk ndinotomukunda ndiri panyama

    • @dykenyamhunga9867
      @dykenyamhunga9867 Před 8 měsíci

      N'anga iyi zvengozi inozvigona iyi,, inenge yatoona iyo munhu akada kuramba inogona kutomutsa mufi kuti arwise

    • @samuelngirazi9636
      @samuelngirazi9636 Před 8 měsíci

      N'anga inoti bye bye 😂😂😂😂😂😂, kuita kunge street theater chaiyo

    • @chingombedaries
      @chingombedaries Před 8 měsíci

      ​@@dykenyamhunga9867i doubt zviya zvakaitwapa shop is fake

    • @daisychirambwi8758
      @daisychirambwi8758 Před 8 měsíci

      Madrama chaiwo mbavha nyaya dzavanenge vachiziva havo problem masvikiro achoakuswera ari pasoshari vachinzwa zvese shit mhani

  • @FainaGorerazaM
    @FainaGorerazaM Před 8 měsíci +4

    Haaaaa pakutanga kubvunza kuti uyu ndiyani wako nekuzoti ndrikuona mhuri3 neMibvunzo too much haaaaa pane kakusachena apoooo n'anga irikutodawo kuPorofitwa iyo....Kukura iMhosva Sure MuNyika YeZimbabwe😢😢😢😢

  • @fofoemaibvise2768
    @fofoemaibvise2768 Před 8 měsíci +19

    Ini handioni kugona kwake ini chiremba uyu

    • @innocenthapazari8699
      @innocenthapazari8699 Před 8 měsíci

      I am with you. Anongoita zvekumanikidza munhu kuti tenda mhosva - tenda mhosva iye asina chaataura sen'anga kuti zvakaitika ndezvizvi nezvizvi. Pane uya weTractor ndogemu yake yaakatamba futi. Munhu ari kuramba; iye anongoti taura (or bvuma) apa haasi kutaura kuti iye avona chii. Haasi right muchinda uyu. Ipapa; hanzi atobvuma kuti "ndakanyangadza" - akanyangadza HOW? N'anga yangovhundusira munhu akabvuma, zvisina anoziva kuti abvuma chii chauizvo. Ipapa, mudhara uyo ataura kuti ndakanyangadza; asi adzoka akatura futi kuti hapana chandinoziva. Manje kubvuma kwacho kuri papi. N'anga haisi bhoo iyi zvachose.

    • @Beloved5
      @Beloved5 Před 8 měsíci

      Unenge paneni....

  • @winymaka
    @winymaka Před 8 měsíci +2

    Becareful mhosva huru yamuchapara pana baba venyu vamapomera mhosva yavasina kupara ihombo nditererei vambai neni hamdirevi nhema baba ava havana chavakaita chiremba wauya kuzovesa moto wakashata chenjerai kuparara munhu akapondewa kwete kufa nemishonga or kurwara tsvagai mhondi dzakaponda again mhosva hombe yamuchapara pana baba ava yakashata

  • @user-rt7lj5uo2f
    @user-rt7lj5uo2f Před 8 měsíci +6

    Iyi n'anga inonyepesa chinomutadzisa kuudza vanhu zvakaitika chii ngaaudze vanhu maurayirwe akaitwa munhu ngavatsvake vanogona not munhu anobvunza vauya kuzobatsirwa

    • @TaMa-xd6ut
      @TaMa-xd6ut Před 8 měsíci +1

      Ukangoita confidence Unogona kuita n'anga

    • @LettyShawty
      @LettyShawty Před 8 měsíci

      ​@@TaMa-xd6utHaaaa wangu wandiuraya ah 😂😂😂😂😂😂😂😂😂

  • @trymoremanase784
    @trymoremanase784 Před 8 měsíci +9

    Mambo vanofanirwa kusashandisa n'anga iyi haina chainoziva.

  • @chaosstwins6821
    @chaosstwins6821 Před 8 měsíci +4

    N'anga yakamboona episode yaMutasa first.

  • @LettyShawty
    @LettyShawty Před 8 měsíci +11

    Wamunoti Sangoma uyu inonsense zvayo ndasiira panzira kuona episode yacho nxxaaa😮 Vakadzi vanombotsvagei padare too much dramma

  • @tmatz6467
    @tmatz6467 Před 8 měsíci +21

    Never believe n’anga this old man is innocent. He was not involved in his wife’s death.

    • @brightonsongore9428
      @brightonsongore9428 Před 8 měsíci

      I feel for this old man.havana mhosva sekuru

    • @AlbertMugabe-ns1ob
      @AlbertMugabe-ns1ob Před 8 měsíci +1

      Ndimi vanhu vapedza vanhu imimi

    • @eveweminana9818
      @eveweminana9818 Před 8 měsíci +2

      How do you know he is innocent

    • @ElaiMoyo-cv9xk
      @ElaiMoyo-cv9xk Před 8 měsíci

      Haana kuti akawuraya mukadzi achida ......hanzi akabata mushonga not knowing kuti uri dangerous ..... mushonga wakazouraya mukadzi wake ndopane mhosva yake chete kwete kuti He physically hurt her

    • @user-qd1sc6ln5l
      @user-qd1sc6ln5l Před 4 měsíci

      Wakazivasei

  • @gsgtacticalsolutionptyltd8687
    @gsgtacticalsolutionptyltd8687 Před 8 měsíci +9

    Idrama here kana kuti n'anga yenyu iyi uum 🤣🤣

    • @maipraise
      @maipraise Před 8 měsíci

      At least ndinewo 1 anemaonero angu

  • @trymoremanase784
    @trymoremanase784 Před 8 měsíci +16

    Mudhara uyu akauraya here zveshuwa,plus mai vakafa ava havasati vavigwa.n'anga iyi haina kuona zvose izvi ,nemafiro aakaita.

    • @plaxedessithole1936
      @plaxedessithole1936 Před 8 měsíci +1

      'anga iyi aioni umm yadii yaitaura kt asati avigwa

    • @pillyncube3544
      @pillyncube3544 Před 8 měsíci

      Haaoni anotuma munhu ateerere padare ozouya akuita kunge arikuona kuda ku forcer Sekuru

    • @getrudebwerinofa8717
      @getrudebwerinofa8717 Před 8 měsíci

      Mudhara haana kuuraya asi wehukama ndiye akaita so musha unodana sekuru semuridzi wemusha so mhosva inobata iye.

    • @nkujinga
      @nkujinga Před 3 měsíci

      N'anga apa ya misfire...😅

    • @user-ky9xl9xi2k
      @user-ky9xl9xi2k Před 7 dny

      Ah apa Hana kuvingwa ndo domocras iyi kunyepa kwenyanga😊😊😊

  • @sqrd3536
    @sqrd3536 Před 8 měsíci +3

    Sekuru Mathambo has such charisma and courage. Very decent hearing. I hope they get resolution. BaTaps and team 💯🤗

    • @mjay1169
      @mjay1169 Před 8 měsíci

      signs of a fake🚩🚩. Madrama too much

  • @samuelchimedza1912
    @samuelchimedza1912 Před 8 měsíci +1

    Thumbs up sekuru vanorerutsa zvinorema kutaura #Karanganda

  • @parrot7325
    @parrot7325 Před 8 měsíci +4

    Saka n'anga iyi ndiyo ine Tender kwaMutasa ere kkkkkkkkkkkkkk

  • @LettyShawty
    @LettyShawty Před 8 měsíci +16

    The laughter yechin'anga ichi inobhowa 😮

  • @goodvibes4330
    @goodvibes4330 Před 8 měsíci +51

    imagine wofirwa nemukadzi at old age ....the pain of losing your wife in such a way then you find her body zvemaDNA zvombonetsa you are old and dont understand how DNA works.then you cant bury hers because your in-laws thinks you are a suspect.moenda kwamambo then mopedzosira mapan'anga that explains in a way kuti ndiwe wakauraya now everyone thinks you a witch and you killed your wife.what if this n'anga is lying..DNA ikauya yakuti its not her?n'anga must tell it like it is kuti ndiwe wakauraya ..and tell how she was killed where and exactly who killed.misoro yegora

    • @soniachinoona7571
      @soniachinoona7571 Před 8 měsíci +2

      Shuwa aaah zvinosiririsa

    • @ROGUE406
      @ROGUE406 Před 8 měsíci +9

      Apa n'anga ndeye manyepo.

    • @tombichirau7851
      @tombichirau7851 Před 8 měsíci +2

      Shuwa n’anga dze matare kunyepa. Apa vanenge vaona nyaya iri mu dare then vanotora side. Ndizvo zvinoita kushopera here, kuparidza hake kwaari kuita. Ishe Mutasa munogona wani Ko muri kurasika papi mu imba ye round , Ishe Mutasa mwakadzidza wani.

    • @tombichirau7851
      @tombichirau7851 Před 8 měsíci +2

      Vakadzi tine ma drama, kuroverera atibviri.

    • @sqrd3536
      @sqrd3536 Před 8 měsíci +3

      At this age, you just want peace. The husband has admitted before both families that he may have contributed. He was suspecting but not sure, now it's confirmed. Most of these LUCKY CHARMS commonly used by previous generations naively so have caused a lot of poverty and strange deaths in many families. This n'ganga has helped some people I don't think Mambo would take the risk if this traditional healer was not genuine.

  • @bernarddingindawo1462
    @bernarddingindawo1462 Před 8 měsíci +2

    Ng'anga yabaya dede nemukanwa chaka naka chaka naka mukaka awurungwe anenzeve anzwa .

  • @pearlmambinge451
    @pearlmambinge451 Před 4 měsíci

    Karanganda TV to the world 🌎, waiyepo ere? Eh ndaiyepo.❤❤❤❤

  • @PilateMutovo
    @PilateMutovo Před 8 měsíci +2

    Ko hamadzangu sei musati masvunura pamanyepo akadai zvakaoma hazvo

  • @mercychikamwe-vw1bf
    @mercychikamwe-vw1bf Před 8 měsíci +1

    Muri kuti gonera veduwee thank you so much Karanganda

  • @tinshemakem4140
    @tinshemakem4140 Před 8 měsíci +2

    Kkkkkkkkkkk 😂😂😂😂😂😂😂 n'anga dzekupenga

  • @westonmutizha8693
    @westonmutizha8693 Před 8 měsíci +5

    Haaa n'anga idzi hameno,Jesu vanouya tayaura pasi rino,thank s Karanganda.

  • @bvunzawabayaclever46
    @bvunzawabayaclever46 Před 8 měsíci +3

    Why will the government allow kuti vanhu vashungurudzwe nevafanha ava

    • @sylvestert7490
      @sylvestert7490 Před 8 měsíci

      Imagine. Doing guess work destroying families.

  • @user-sq6hz3eh5s
    @user-sq6hz3eh5s Před 8 měsíci +2

    Aiwa n'anga iyi kumanikidza munhu aaaaa vanhu ngwarai veduwe . Handiinzwisise .

  • @godwinchiutsi9183
    @godwinchiutsi9183 Před 8 měsíci +4

    N'anga yapotsa zvakati wandei. Ingadai yataura kufa kwakaita mukadzi uyu zvisina ma doubts. He should not have the people who need help to lead you.

    • @MemoriesMadoda-tl7uq
      @MemoriesMadoda-tl7uq Před 8 měsíci

      Plus pane paati makamuviga riin nei asina kuona kuti haasati avingwa

    • @villageelectricalcontracto4861
      @villageelectricalcontracto4861 Před 8 měsíci

      plus paati mukadzi akataura something asati afa......imagine apa munhu akatandazika ngesango @@MemoriesMadoda-tl7uq

    • @MemoriesMadoda-tl7uq
      @MemoriesMadoda-tl7uq Před 8 měsíci

      @@villageelectricalcontracto4861 emagine plus kuseka kwake kunoita irritating

  • @rumbim7460
    @rumbim7460 Před 8 měsíci +1

    Zvanzi 'kumbirirai kune mudzimu wenyu'...ummm inga tiri munaMbudzi pachivanhu. Nyaya idzi dzinotongerwa at this time here varidzi vacho vakazorora..saka vanenge vakumbirira kunani?? Just asking zvangu

  • @jennifertsikayi
    @jennifertsikayi Před 8 měsíci

    Karanganda 🎉🎉🎉🎉waivapo here😂❤❤

  • @user-zu6ng2eg6q
    @user-zu6ng2eg6q Před 8 měsíci +3

    Ngavamboenda kwasekuru Tasvu

  • @user-ru7vj1tq3e
    @user-ru7vj1tq3e Před 8 měsíci +2

    Baba Taps ndibaba enyu here N'anga iyo kkkkk

  • @Winille-em1lv
    @Winille-em1lv Před 8 měsíci +1

    Hakuna n'anga yakadai, is it the Chief's strategy to make people admit they are guilty? Hapana chaanoshopera, kungodzokorora information fed to him nekutobvunza the accused. Chief nekungwara kwese kwavakaita vasatambise vanhu.

    • @stanleymuusha2835
      @stanleymuusha2835 Před 8 měsíci

      Chief Mutasa vanogona but nyaya dzavo dzinoda n'anga vano fanirwa kutsvaga dzekune mamwe ma,district not dzemu local

    • @LettyShawty
      @LettyShawty Před 8 měsíci

      Haaa taura hako vakuda kukangnisirwa dare ravo rakazvinakira neitwontun'anga twenhema utu😂

  • @preciousnhau2866
    @preciousnhau2866 Před 8 měsíci

    Aewa nhasi kuti chuuu babataps ❤❤❤

  • @claytonkodzai164
    @claytonkodzai164 Před 8 měsíci +1

    Thumps up to chief mutasa, haa his good hake nevanhu not team reruzha repa msoro pegomo iri remagrazi

  • @veemandem7464
    @veemandem7464 Před 8 měsíci +1

    Wazvinzwa nani kuchembera huroyi 🙆🙆🙆

  • @elphuselvisnyangombe383
    @elphuselvisnyangombe383 Před 4 měsíci

    Thank you sekuru doctor mukotsanyera nekusunungura nyika

  • @pearlmambinge451
    @pearlmambinge451 Před 4 měsíci

    Baba Taps, maite basa tiri kudzidza zvakawanda ❤❤❤

  • @user-nx7yd4en8w
    @user-nx7yd4en8w Před 7 měsíci +1

    Honde valley kumaBhinya 😮 ummm
    Kuvhiya vanh

  • @apoloniamachona7055
    @apoloniamachona7055 Před 8 měsíci +2

    N'anga iyi inoita fembera fembera

  • @wilmarmarara2448
    @wilmarmarara2448 Před 8 měsíci

    Eheee karangandaa❤

  • @user-qg1ee9tw5m
    @user-qg1ee9tw5m Před 8 měsíci +3

    This is not fear😢😢😢 n'anga iyi ndeye nhema

  • @atinetimhlanga4585
    @atinetimhlanga4585 Před 8 měsíci +1

    Guys chero zvakaitika panababa akaurayiwa patractor azvina kundijekera. I thnk n'anga iyi inogona kungorapa, zvekuona haagoni kuringidza

  • @florencedzinodya2757
    @florencedzinodya2757 Před 8 měsíci +1

    Mukatsanjera kuvanhu ❤❤

  • @bensautopanelbeaters6254
    @bensautopanelbeaters6254 Před 8 měsíci +1

    He is taking notes from pple and say to them

  • @user-hq2dj6hg3d
    @user-hq2dj6hg3d Před 8 měsíci +1

    Iyi n'anga inotaura zvinenge zvataurwa padare iyo pachayo ummm kuvheneka kwayo kushoma yatadza kuona kuti munhu akafira musango kuita zvekutoudzwa

  • @tanakachirikure8112
    @tanakachirikure8112 Před 8 měsíci +3

    Munhu umwe neumwe ane matare aanogona kufambisa...not ese ese....avo ve red avo ndeve hondo or ma back to sender...mukavaitisa amwe matare ndimi munenge mutori problem

    • @user-ht6jf6fi7o
      @user-ht6jf6fi7o Před 8 měsíci

      Ndobvumirana newe ipapo n'anga iyo inoziva shame

  • @user-oo3xx4xz7x
    @user-oo3xx4xz7x Před 8 měsíci +3

    But pafare mkotsanjera kushopera unorasika wovhara nekuseka mudzimu rudzii uye unotaura zvawanzwa mushonga wengozi unouziva asi unowanza nyaya nezvaunonzwa😂

    • @stanleymuusha2835
      @stanleymuusha2835 Před 8 měsíci

      You're right cz uyo kushopera vanhu vane misikanzwa chaivo haava shoperi. Inini pachangu haandi shoperi uyo

    • @moyowity
      @moyowity Před 8 měsíci

      Arasika akaseka pakuvigwa kwemunhu apo

  • @RealTarmac
    @RealTarmac Před 7 měsíci

    Karanga waiyepo here thanks you

  • @konekt.
    @konekt. Před 8 měsíci +1

    Munhukadzi ane drama veduwee hanzi Amen

  • @v-boyboys8144
    @v-boyboys8144 Před 8 měsíci

    N'anga yakugara padare uuuuuuum waiwepo here....

  • @BRIANCHIWESHE
    @BRIANCHIWESHE Před 8 měsíci +3

    Ndakakutaurirai kudhara kuti n'anga iyi ndeye ku dhota tsanangudzo dzake hadzinzwisisiki 😅😅😅

  • @JohnMarimbire-me4do
    @JohnMarimbire-me4do Před 8 měsíci

    Chibaba heyiiiíi😂

  • @clemmieruguwa4487
    @clemmieruguwa4487 Před 8 měsíci +2

    Mambo Mutasa akutsvaira Chigodora .baba Taps takinf us to another level.watching u from Cape town

  • @ester6355
    @ester6355 Před 8 měsíci +3

    Iyi n'ànga andione kugona kwayo

  • @esnathmarata2978
    @esnathmarata2978 Před 8 měsíci

    First ☝🏼

  • @plaxedeschangorora6066
    @plaxedeschangorora6066 Před 8 měsíci +1

    ❤️❤️❤️❤️ sekuru

  • @nomsaenias8383
    @nomsaenias8383 Před 8 měsíci +2

    Muchazvirega zve n'anga

  • @ChristopherJavangwe
    @ChristopherJavangwe Před 7 měsíci

    He is the best so far

  • @tawandavulande9349
    @tawandavulande9349 Před 8 měsíci +1

    Ndaiyepo

  • @davidperizvato9034
    @davidperizvato9034 Před 8 měsíci

    Mambo Mutasa pakutonga mune huchenjeri asii n'anga yenyu hazvisi.

  • @sharontatendagopochasi5630
    @sharontatendagopochasi5630 Před 8 měsíci

    Zin'anga rekunyepa. Kumbunyikidza sekuru vakura kudaro kuti taura kuti ndiwe wakauraya. Zidofo ren'anga.

  • @lovenessnyakunu9396
    @lovenessnyakunu9396 Před 8 měsíci

    Dankie baba Taps

  • @chaosstwins6821
    @chaosstwins6821 Před 8 měsíci +1

    Ndiri kutsvagawo n'anga but iyi handidi.

  • @talentnyamadzavo
    @talentnyamadzavo Před 2 měsíci

    Aah haisi kiya kiya here apo kkkk pama dzinza apo 😂

  • @priscasibangamanzi1348
    @priscasibangamanzi1348 Před 8 měsíci

    Mmmm ndiri mudiki zvangu bt handsati ndambonzwa n'anga inoti "bye bye" mumatare

  • @BuadmuanTerrenceGondo
    @BuadmuanTerrenceGondo Před 8 měsíci +1

    Maonero angu, chinozi N'anga yemandiriri munhu anotaura nemo nemo pasina kubvunzira or kuudzirwa, not asking questions or threatening clients. Anofanirwa kungobudisa pachena nyaya yake, ie clarify and verify if need be. We don't want psychologist .

  • @fofoemaibvise2768
    @fofoemaibvise2768 Před 8 měsíci +1

    Haaa chiremba uyu soo kkkkk

  • @natashamonicamukaenga9350
    @natashamonicamukaenga9350 Před 8 měsíci

    Nxaaa ndasvotwa fani. Shuwa n'anga kupaka sekuru mashoko ekuvabatirira vari innocent

  • @sylviamhlanga9640
    @sylviamhlanga9640 Před 8 měsíci

    Baba tapus munodakara yere😊😊

  • @FrpKing-tx5ph
    @FrpKing-tx5ph Před 8 měsíci

    Baba taps kuuya kokutengerai drink muna january💖💔💔💕

  • @welly870
    @welly870 Před 8 měsíci +1

    Good drama😂😂😂

  • @Grainger0123456789
    @Grainger0123456789 Před 8 měsíci

    Sekuru is innocent
    Haa pakaipa.
    Ngavatsvage kumwe vaudzwe

  • @user-fq8ho6jn4u
    @user-fq8ho6jn4u Před 8 měsíci +1

    aaaah ini n'anga iyi yandisi kui truster

  • @rue5548
    @rue5548 Před 8 měsíci

    Asi nyanga hadzichasvikirwe here. Iyi yangotanga kuti hoyoooo. Yapedza ikati bye bye

  • @maipraise
    @maipraise Před 8 měsíci

    N'anga inenge irimuberere ichinzwa zvese zvinenge zvichitaurwa padare nxaaaaaa kudzungaidza vanhu

  • @jamesmutamba9553
    @jamesmutamba9553 Před 8 měsíci

    Kamuzukuru kane dzungu kariktopa information kabisira

  • @samuelngirazi9636
    @samuelngirazi9636 Před 8 měsíci

    N'anga iyi I doubt it very much considering the proximity where he's sitting nepane dare. Zvese inenge ichizvinzwa zvichitaurwa mudare umo vapedza voti endai paari monzwa, Jesooooo tibatsirei

  • @veemandem7464
    @veemandem7464 Před 8 měsíci

    Kkkkk sekuru vakufunga kuisamuhomwe mari yen'angakkkk

  • @danimoremusonza9153
    @danimoremusonza9153 Před 8 měsíci

    Haaa n'anga idzi kkkkk zvakaoma tora mari united chawinza wanhu kumatare kunzi mabhonzo ndeani kkkk zvino yave nyaya yengozi isipo😂😂😂

  • @fofoemaibvise2768
    @fofoemaibvise2768 Před 8 měsíci

    First

  • @solacemabuyawa9411
    @solacemabuyawa9411 Před 8 měsíci

    Iyi n'anga ndeye kunyepa, wani zvinonzi n'anga ndiyo inotaura nokuudza vanhu kuti ndivanani kwete kuvabvunza.

  • @trymoremanase784
    @trymoremanase784 Před 8 měsíci +1

    Iyi n'anga iyi I can challenge him ,haana chaanoona uyu.why anga asina kuona mafiro aakaita uye kuti hasati avigwa

  • @user-np8lf4jq7n
    @user-np8lf4jq7n Před 8 měsíci +3

    Ko vakadzi ava sei vachiuchirira manyepo en'anga

  • @mateusfernandomuchangamuchanga

    Ndaiyepo ini

  • @thomasmangere571
    @thomasmangere571 Před 8 měsíci +1

    Haaaaaa tun'anga twenhema utwu

  • @gracemupita1801
    @gracemupita1801 Před 8 měsíci

    Haaaa kuseka munechipo sekuru Mukotsanjera.Kuseka it's healthy.

  • @progressmuhezva2529
    @progressmuhezva2529 Před 8 měsíci

    Iri idrama chairo haaoni chiroba uyu ahhhh 😂

  • @tinashekandemiri6491
    @tinashekandemiri6491 Před 8 měsíci

    Ndaiyepo ndaiyepo

  • @catherinemurambiwa4203
    @catherinemurambiwa4203 Před 8 měsíci

    Haa Mambo verengaiwo maComments iyo n'anga hapana zvairi kutoziva zvachose dai achiona aizobvunza hre kti mukadzi wako akavigwa kwapera mazuva mangani apa mukadzi haasati atovigwa haiwaa n'anga iyi yangouya kuzopesanisa vanhu chete uyo mudhara haana mhosva uyo

  • @sokojena3348
    @sokojena3348 Před 8 měsíci

    Sekuru ava vanogona kuyenzanisa mhuri , Chero vachishandisa huchenjeri hwavo hwematare , vanobuda bhobho nekuti, mhepo inozorora kana muridzi wenyaya abvuma ,uye hama dzemufi dzasunungura Hana. Problem yenyu vanavangu munoda mashiripiti ..... Murume uyu anoziva zvaarikuita, kune vanoziva chikaranga , ndingangodudza kuti ane nzira yematare.
    Dare rinofira paApproach, chero vari pakushava , varikuziva zvavarikuita , hapana asiri tsotsi , chero nemi murikuona munechitsotsi chamunacho, ndosaka murikufamba kumatare

  • @catherinemasomere2757
    @catherinemasomere2757 Před 8 měsíci

    Kkk apa n'anga irikuti akavigwa rinii munhu uyu saka akatadzakuona kuti munhu asati avigwa

  • @user-oc9bt9fn8q
    @user-oc9bt9fn8q Před 8 měsíci +1

    Aaaaa ummm pakaipa iyi n'anga iyika haizi n'anga itsotsi anoita zvekutonga sa sabhuku

  • @NotJuliaHerbert
    @NotJuliaHerbert Před 8 měsíci

    Mukotsanjera matakanure chikara chengozi. Hanzi chedembo tamba asi muswe ndakabata kkk