Headman Chigodora Teererai Tibatsirane panyaya iri pano

Sdílet
Vložit
  • čas přidán 25. 11. 2023

Komentáře • 315

  • @Karanganda
    @Karanganda  Před 8 měsíci +89

    Thank you nemaLikes akatikoshera , ma Updates enyaya arikuuya muchatiregererawo dzimwe nyaya dzinombo postponwa’

  • @cyrilmangwana9713
    @cyrilmangwana9713 Před 8 měsíci +63

    Trust me pamatare ose echivanhu even mamwe echirungu. Dare ra headman Chigodora is number 1 chirikushota chete it's a structure yekuti vanhu wanenge wauya kudare wagare especially rain season yatatarisana nayo iyi. Toda kudya kwenzveve uku pamwe nekudzidza zvakawanda. Big Up Bataps and Karanganda ❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤

  • @pokellokingz
    @pokellokingz Před 8 měsíci +24

    Chipikiri paguva rekwaMureyani zvakazodii itai muchipedza nyaya musati iyi bate iyi bate

    • @nicolemercy
      @nicolemercy Před 8 měsíci +1

      Maybe matare haasati avhurwa kwana tasvu

    • @julietmutasa6779
      @julietmutasa6779 Před 8 měsíci +1

      Sure yakazodii yechipikiri paguva ndanzwa nekutsvaga muma streets

  • @linnetgambura9943
    @linnetgambura9943 Před 8 měsíci +22

    Mwana uyu akadzifambira hake nyaya idzi he knows everything zvinoitwa namai wake zvinorema kupumha mubereki ari kutaura hake akahwanda

    • @Olcool
      @Olcool Před 8 měsíci +3

      True, paataura pekutanga ndazviona kuti akatofamba akazvifambira akaona but kupumha mai panonetsa.

    • @TheChekas
      @TheChekas Před 8 měsíci

      Ko iye nei asirikufawo sevamwe

    • @Nyamaz8319
      @Nyamaz8319 Před 8 měsíci

      @@TheChekas really

    • @TheChekas
      @TheChekas Před 8 měsíci +1

      @@Nyamaz8319 Yes,. Either iye akatsigisa, or ndiye aripowo pakukonzeresa; or hapana kana kuroyiwa vanhu vanongofa sekutonga kwaMwari.

  • @Olcool
    @Olcool Před 8 měsíci +18

    Headman idenhe reruzivo. Mudhara anoziva nyaya dzemudunhu rake. Excellent.

    • @limbermist2904
      @limbermist2904 Před 8 měsíci

      Kkkkk

    • @TheChekas
      @TheChekas Před 8 měsíci +1

      Anopenga uyo. Mombe dzakabiwa iye oti hurombwa

    • @HanaPhiri
      @HanaPhiri Před 8 měsíci

      Number l

    • @bordenfmushonga9369
      @bordenfmushonga9369 Před 8 měsíci

      @@TheChekas ko Mbudzi dzakauraiwa futi before dzatengeswa ?

    • @TheChekas
      @TheChekas Před 8 měsíci

      @@bordenfmushonga9369 zvembudzi zvarambwa inga wani. Even still, basa rembudzi handi kuurayiwa here?

  • @PoliteMuzenda-de8lv
    @PoliteMuzenda-de8lv Před 8 měsíci +15

    Headman ndine 100usd yenyu yedrink nekugadzira shade

  • @pastorsiyandateaching9245
    @pastorsiyandateaching9245 Před 8 měsíci +16

    For me it's the phone with many cameras for Headman Chigodora. The slim jeans for the headman its a woow for me. This is a modern excellent headman.

    • @IANSAMUJANGO
      @IANSAMUJANGO Před 8 měsíci

      Exactly 😂😂Ane skiri

    • @obeyngorima924
      @obeyngorima924 Před 8 měsíci

      kkkk taura henyu its true wisdom is in e head not dressing mdara uyu muhombe

  • @obeyngorima924
    @obeyngorima924 Před 8 měsíci +4

    i love the way ana sekuru vaseka zvavo zvinoratidza rudo

  • @PlaxedesMakonye-ji8nr
    @PlaxedesMakonye-ji8nr Před 8 měsíci +16

    Big up karanganda TV...the best headman ever ❤❤❤❤

  • @oldschoolmusicmakwarimba2455
    @oldschoolmusicmakwarimba2455 Před 8 měsíci +3

    Mazita ekwachigodora anondipedza ...Rakabopwa,mherenyu,mreyani,chabodo,matutsa ,ngondonga

  • @AubeyThePlumber
    @AubeyThePlumber Před 8 měsíci +2

    Mmmmm mbuya Mhirinyu Aya ishasha shuwa havatangike,village yese inotovatya ndazviona.

  • @CHIBABA85
    @CHIBABA85 Před 8 měsíci +2

    Pendirikuita mari manje manje ndichavakira Dare raHeadman Chigodora a big Shed

  • @linnetgambura9943
    @linnetgambura9943 Před 8 měsíci +8

    Mhino dzacho kufanana nedzakwana sekuru

  • @Ishmael4513
    @Ishmael4513 Před 8 měsíci +5

    Iyi nyaya yaburitsa reason why ndiri kudaidzira kuti vese vanobvumirana neni ngatipe HC sando dzavo vachiri vapenyu. Hakuna ma honorary degree here tingovati Dr Chigodora😅😅😅😅

    • @user-zv7ut1uf9k
      @user-zv7ut1uf9k Před 8 měsíci

      Yaa nee ,headman mazonyatso taura pane nyaya❤

  • @pardonmoyo1912
    @pardonmoyo1912 Před 8 měsíci +6

    Vachi godora mune chipo kudarika madzishe ose vamwe ngave dzidze kubva kwamuri ❤❤❤

  • @joycehandreck8356
    @joycehandreck8356 Před 8 měsíci +6

    Pana headman Chigodora ndinopa kutenda hangu ndadzidza zvakawanda

  • @juniorfreedom8775
    @juniorfreedom8775 Před 8 měsíci +4

    Arikuroyewa namai vake

  • @LovenessMugadza-vq1fl
    @LovenessMugadza-vq1fl Před 8 měsíci +1

    Hazvibviri here kuti Headman Chigodora vanotonga Zimbabwe yese as Headman, bcoz iii kumamana kwatinobva nekwatinowanikwa vanotonga vachitarisa kuti ndiwe ani,he is the best headman world wide

  • @user-sh1yc1ko9o
    @user-sh1yc1ko9o Před 8 měsíci +1

    Thx vana sekuru Nana mai nekuzwisisa mwana wenyu zvinorwadza sure kuti pavanhu 8 vemhuri imwe kusara munhu 1 here sure aaa chibatsirai mwana vanasekuru Nana mai ndatenda hangu nekuzwira mwana tsitsi

  • @MarthaTholanah
    @MarthaTholanah Před 8 měsíci +8

    Nyaya yakaoma iyi. Thank God madzisekuru ari compliant and determined to resolve zvinoshupa.

  • @bernmubuyayi656
    @bernmubuyayi656 Před 8 měsíci +6

    Jinda ra headman iro rine shirt ye white kwakuseri

  • @TakundaMudzingwa-qi9vf
    @TakundaMudzingwa-qi9vf Před 8 měsíci +3

    Bataps musikana uya wekuchinja nhengo kuita yechirume akazobatsirika here

  • @anthonymusarurwa9068
    @anthonymusarurwa9068 Před 7 měsíci

    Hakuna chinorwadza sei kuona kuti taimbonga tiri 4 asi ndasara ndega
    Itai mwoyo wemutsa
    Mashoko makurusa aya
    Babawo abvire kubhuya
    Ndadziidza zvikuru padare raHeadman Chigodora
    Madzisekuru aya are lovely.
    Madzisekuru aya akanakisa chaizvo
    I wish dai madzisekuru ese akadai.

  • @shepherdmudimu6447
    @shepherdmudimu6447 Před 7 měsíci +2

    White shirt is very calm today and he makes a lot of sense when he is like this.Thank you for listening to the criticism

  • @joramdamiso1394
    @joramdamiso1394 Před 7 měsíci +1

    Murume uyu nevadare vake vanotonga zvinonwisa coke kwete ,zvinotapira kunzwa❤❤

  • @sonenigwenelo2076
    @sonenigwenelo2076 Před 8 měsíci +3

    Hello Allen and the crew

  • @shylinnyamara4950
    @shylinnyamara4950 Před 8 měsíci +11

    Best headman chengetwai headman

  • @user-ln8bk4zn9n
    @user-ln8bk4zn9n Před 8 měsíci +4

    Excellent headman dzidzisaiwo mamwe madzimambo mazhinji matongerwo enyaya 🎉paiyepoo 🎉

  • @wekwamazorodze8660
    @wekwamazorodze8660 Před 8 měsíci +1

    Mbuya Mherenyu vanotyisa 🤣🤣🤣. Kutyiwa kuti unoroya nemhuri yese

  • @michaelmatambanadzo6895
    @michaelmatambanadzo6895 Před 8 měsíci +2

    Headman Chigodora and his team are the best of all . I enjoy their sessions, they are very intelligent.

  • @spcmercygrace
    @spcmercygrace Před 8 měsíci +1

    pakurerwa kwavo vana ava vaidya mari yemutorwa Mutemi kwakusara nayo pachishandiswa new constitution inoti living spouse kkkk zvevarungu zviya zvanyiswa nechivanhu.

  • @nondochirau9664
    @nondochirau9664 Před 8 měsíci +3

    Isu tinoliker tisati tanzwa hedu❤

  • @Mbwido
    @Mbwido Před 8 měsíci +11

    good relationship between muzukuru and sekurus’

    • @von2675
      @von2675 Před 8 měsíci

      Vanodanana awa

  • @wis438
    @wis438 Před 8 měsíci +7

    Ba taps Uri huchi tirikuda 3 Vds per day

    • @rosez347
      @rosez347 Před 8 měsíci

      😂😂😂😂😂

    • @rosez347
      @rosez347 Před 8 měsíci

      Chero sikisi tinoona toswera pano

  • @miriamchiwarakata368
    @miriamchiwarakata368 Před 8 měsíci +1

    Rakabopa ngaataurr n tete wawo achiri mupenyu
    Akafumasisipo idzo nhumbi mhepo ino uya
    Kwarabopa

  • @tapiwachifamba3897
    @tapiwachifamba3897 Před 4 měsíci

    Ukanzwa headman vati regai ndifambe nemwimwi ndichidai😂😂😂ziya kti Nyaya hais kukurumidza kupera and almost dzese Nyaya dzine ka dimikira Kaye kekudya matunduru huzizi hwovavira vana 😅

  • @user-vp2xf9cu7g
    @user-vp2xf9cu7g Před 8 měsíci

    Thank you heard men and your crew kugadzirisa vangu tsika nemagariro pasina kutyityidzira vangu they feel free kutaura nyaya dzavo

  • @abilitymatopi6654
    @abilitymatopi6654 Před 8 měsíci +6

    Ko dzimwe nyaya dziye dzinenge dzisati dzapera mopedzisa riiniko

    • @monnietaah9583
      @monnietaah9583 Před 8 měsíci

      They post wani. Set the notification button.

  • @user-ow8ft9sf6r
    @user-ow8ft9sf6r Před 8 měsíci +1

    Anasekuru musarove imbwa makaviga mupinyi hapana kuchena apa murikuda kuti muzukuru aite sei

  • @user-ls9mn7hl9n
    @user-ls9mn7hl9n Před 8 měsíci +5

    Headman Chigodora for people great Job Headman Chigodora keep the good work up

  • @janetmhere6052
    @janetmhere6052 Před 3 měsíci

    This man is loved by his family. Nice

  • @belindakaseke4466
    @belindakaseke4466 Před 8 měsíci +2

    Kwachigodora kune basa ummmm😅😅😅😅

  • @mikemagidi5365
    @mikemagidi5365 Před 8 měsíci +1

    Ndoo ana sekuru manyama

  • @AubeyThePlumber
    @AubeyThePlumber Před 8 měsíci +6

    Well mannered headman, rambai makatsika pona apapo Mutape 😂

  • @user-ot1kv9nv1s
    @user-ot1kv9nv1s Před 4 měsíci

    Thanks chief kudzora vadare kwamaita

  • @deliamukahadzi9325
    @deliamukahadzi9325 Před 8 měsíci +2

    Heard man nemakurukota vanobata shoko sezvariri

  • @lenahgotora7326
    @lenahgotora7326 Před 8 měsíci +2

    Mhuri iyi inonzwisisa.maita basa vanasekuru

  • @Hasu30
    @Hasu30 Před 8 měsíci +4

    Shona culture is really complicated, way way too complicated for my understanding 😂😂😂 traditional court definition of people's court. 🙏🏾

    • @NotJuliaHerbert
      @NotJuliaHerbert Před 8 měsíci

      Say that again. In Nigeria there is also a tribe that if a mother in law or father in law sleeps with a son in law or daughter in law they get sick. There's a girl who is going through that right now. If her mother gets sick, she also get sick. The husband of the daughter is even passed away

  • @user-do3bw5mf8v
    @user-do3bw5mf8v Před 8 měsíci +2

    Headman an intelligent man indeed

  • @marymagavi1562
    @marymagavi1562 Před 8 měsíci

    Kkkkkkkkk ndokmbirawo kbvunza Gucci na samunyori vanehukama here

  • @user-wh5cd6qf6s
    @user-wh5cd6qf6s Před 8 měsíci +2

    Thank u very much headman matongero enyu anondikoshera ,live long.

  • @user-pc6wd4xj1q
    @user-pc6wd4xj1q Před 8 měsíci +3

    Mai vacho ndovane yese..

  • @firstlady2671
    @firstlady2671 Před 6 měsíci

    Muzukuru ngaaende kwaanoberekwa

  • @pokellokingz
    @pokellokingz Před 8 měsíci +4

    Tiudzeiwo kuti guva remwana wekwaMureyani rakazodii part 2 ngaipinde

  • @EvelynTsitsiSatumba
    @EvelynTsitsiSatumba Před 8 měsíci +2

    KwaChigodora kune drama shuwa mukadxi kutyiwa nehofori dzevarume dzese 😂😂😂😂

  • @annanyamugudza1327
    @annanyamugudza1327 Před 8 měsíci +1

    Ngavaende kwatasvu huroi hutorwe uyu kuti kutyisa kudaro kudya vana vese yooo

  • @user-lb1zd5fq8v
    @user-lb1zd5fq8v Před 8 měsíci

    Thanks baba taps ndanga ndatofunga headman chigodora ❤

  • @takudzwachihuri662
    @takudzwachihuri662 Před 8 měsíci +1

    Ummm matyirwo arikuitwa Tete vacho haaa, ndimakuruwani chaivo, kuita mbiri yekuroya kudaro haaa zvakaoma shuwa...

  • @joymugwambi3819
    @joymugwambi3819 Před 8 měsíci +3

    Big up karangandaaa a Headman Chigodora🎉🎉🎉🎉🎉🎉

  • @user-wg4br2rf3p
    @user-wg4br2rf3p Před 5 měsíci

    Big up Headman

  • @worldzoneTv.
    @worldzoneTv. Před 8 měsíci

    Waiyepo here baba taps Iyi inoda mukotsanjera ndoanopedza bhora

  • @biggmyke2808
    @biggmyke2808 Před 4 měsíci

    This deep stuff. Its another world for real. A different dimension. Sci_fi movie chaiyo. Cant relate.

  • @wilfredmuhlahla763
    @wilfredmuhlahla763 Před 8 měsíci

    Vanonyatso kudzwara mhonzi yerunyararo

  • @FatimaMakunde-le6ce
    @FatimaMakunde-le6ce Před 21 dnem

    Ndodao # ya heardman chigodora

  • @saulmhoka8907
    @saulmhoka8907 Před 8 měsíci

    I like that guy's maturity with red cap haaaa anonzwisisa shem big up bro waratidza kukura kupfuura tumwe tumadhara twatinoona mudare ra Headman Chigodora

    • @von2675
      @von2675 Před 8 měsíci

      Taura hako and he is so kind
      Vanoda muzukuru wawo dai wari wamwe tanzwa nehohoho

  • @plaxedeschangorora6066
    @plaxedeschangorora6066 Před 8 měsíci

    Thank you headman nemhuri iyi maita nekunzwisisa

  • @lindachizutu9399
    @lindachizutu9399 Před 8 měsíci +1

    Mukutaura chokwadi headman kuviga hama yako kugova nezvinhu zvemufi ndakazvionawo kwazvakambonetsa mushure memakore angatosvika 40 munhu avigwa

  • @Seamusmtepa
    @Seamusmtepa Před 8 měsíci

    Waiyepooo ere kuti chuuuuuuu. Bataps big up

  • @dadiraimandigo4004
    @dadiraimandigo4004 Před 8 měsíci

    Yoooo pakaipa mbuya wanotyiwa chokwadi

  • @user-eo1tw9de5o
    @user-eo1tw9de5o Před 8 měsíci +2

    Hadman dai mambopindavo pana chivi apo madzimambo aripo kana vana variredza hove havadaro ukasungisa muroyi iwe ndiwe unomuka wavakujere tanzwa nekuroiwa

  • @edinahchatunga5671
    @edinahchatunga5671 Před 8 měsíci +1

    Zvabuda so sweet ❤

  • @user-ui4ck8zi4h
    @user-ui4ck8zi4h Před 8 měsíci

    Big up headman chigodora

  • @user-nd8tk7ou3k
    @user-nd8tk7ou3k Před 8 měsíci +5

    Dare iri manyama 🔥🔥

  • @PraiseMlambo-fq8se
    @PraiseMlambo-fq8se Před 8 měsíci

    Waiyepo ere karanganda🎉🎉

  • @wilmarmarara2448
    @wilmarmarara2448 Před 8 měsíci

    Karangandaaaaa,waiyepoere

  • @fortunatechoba1258
    @fortunatechoba1258 Před 8 měsíci +2

    Chief chigodora you are the best

  • @Olcool
    @Olcool Před 8 měsíci +1

    Gucci and team varova basa apa.

  • @viralnature7548
    @viralnature7548 Před 8 měsíci

    Hesi gogo vangu ❤

  • @shupiemuzarabani
    @shupiemuzarabani Před 8 měsíci +6

    Well done headman chigodora

  • @ttfam8742
    @ttfam8742 Před 8 měsíci

    Ndafarira sekuru vakuru

  • @nyangab
    @nyangab Před 6 měsíci

    KwaChigodora kunezviitiko, ndapa kutenda

  • @jones1oo7
    @jones1oo7 Před 8 měsíci +4

    "Ngatiiteyi moyo wemutsa semusha"....haaa Allan Chibaba chechishona😊🏃🏿

  • @eddiemashirie7193
    @eddiemashirie7193 Před 8 měsíci

    Chigodora is the best

  • @benjaminmupaikwa7280
    @benjaminmupaikwa7280 Před 8 měsíci

    uyu murume haasi kuda kupumha mai vake chete 👏👏

  • @annamercytigere3038
    @annamercytigere3038 Před 7 měsíci

    But nyaya yemwana uyu asungisa madzisekuru irinani than nyaya yakaparwa namai vake vachiparira hama dzavo coz hembe dzevafi dzavanadzo ko kana vakafa nhasi imhosva dzavanenge vasira kuhama dzavo kwete mwana wavo pane nyaya hombe dziripo apa hama dzamai vake ngwarai amai ava vakakuparirai nyaya hombe muchapera nekufa kana vatete venyu vakafa vakachengeta hembe dzevafi dzavainadzo

  • @cynthiakashiri3013
    @cynthiakashiri3013 Před 7 měsíci

    Bata mayiri, matenda ndawa we are learning

  • @calistamahachi5947
    @calistamahachi5947 Před 8 měsíci +2

    Kutanga guva ndokudii nhai. Shona yandinetsa weduwe

    • @mycolleagueatwork8609
      @mycolleagueatwork8609 Před 8 měsíci

      Munhu akafa vedzinza rake ndivo vanotanga kuchera guwa / gomba

    • @monnietaah9583
      @monnietaah9583 Před 8 měsíci +1

      Kutema pari kucherwa guva. Zvinoitwa nevedzinza rako. And kutotemwa kumusoro kuchaenda musoro not just randomly

  • @consymuri479
    @consymuri479 Před 8 měsíci +3

    I think it's time people are encouraged to get postmortems before burial. Tingatsvaga muroyi nepasina when it's simply hereditary diseases. Vanhu vakupera with things like bp, diabetes, cancers, HIV and all and people are not even going for medical checkups. Even mukufamba vanhu vongonyeperwa kunzi pane muroyi in the family. In this case, postmortems would have pinpointed that one common cause of death.

    • @richardmachayambama-ku7wm
      @richardmachayambama-ku7wm Před 8 měsíci +2

      mataura chokwadi sis asi huroyi haubudi Ku postmortem panongobudawo kachirwere asi kuroiwa kuriko mumadzinza maybe you might know Kana zvazoitikawo kwenyu pane kafiro kasinga nzwisisike.....vanhu vekare vairarama makore akawanda pasina ma medical checkups aya

    • @princechidziya3639
      @princechidziya3639 Před 8 měsíci +1

      postmortem ,peace order ,civil court zvese pachivanhu hazvishande

    • @lovemoremuverengwi1268
      @lovemoremuverengwi1268 Před 8 měsíci

      Chivanhu chinokonzera ana BP sugar nezvimwewo.Pane akmbof ne aids here but postmortem inoti munhu afa nechimwe chirwere

    • @takudzwaMuchiyanga
      @takudzwaMuchiyanga Před 8 měsíci

      Wewe fty

  • @ivuchigora4195
    @ivuchigora4195 Před 4 měsíci

    Saka vanasekuru mange muchipengera muzukuru imi muchiziva kuti tete Mherenyu chikwapuro.

  • @lemmelemme313
    @lemmelemme313 Před 8 měsíci +26

    Headman Chigodora must substitute the two aggressive lieutenants kuti dare riwedzere kufaya. Elderly men who are patient and not emotional are needed. The guy with green cap is probably a better candidate.

    • @ruel1703
      @ruel1703 Před 8 měsíci

      Point!

    • @TaMa-xd6ut
      @TaMa-xd6ut Před 8 měsíci +8

      Muroyi haadi patience ba munopera manzwKa, anotoda hasha

    • @moseschipokore4681
      @moseschipokore4681 Před 8 měsíci +12

      Disagree, we cant rule with the same temperament. They bring balance.Things are working because of their complimentary characters

    • @thembasnr2339
      @thembasnr2339 Před 8 měsíci +5

      In certain situations Headman might actually need the feisty lieutenants in his team, so long he is on hand to calm things down if they get out of hand. Some characters varikutongwa need those lieutenants aggression otherwise they won’t cooperate

    • @allenkupeta4736
      @allenkupeta4736 Před 8 měsíci

      Bvaa opo iwe taura Shona kwete twurungu twako kkkkkkk 😂ndomamonya amambo iwaya Mikoro na mikairi

  • @obediencekamutande949
    @obediencekamutande949 Před 8 měsíci +3

    Magirazi asi tire ndeye wash and wear here

  • @miriamchiwarakata368
    @miriamchiwarakata368 Před 8 měsíci

    Wana sekuru ngawabatsire muzukuru nekuti tete wawo ndooasina kurongeka
    Asi warikuda kushora kuti autitongi wati.mberi kwemuxukuru
    Asi ngawatsarukane makaoma.musoro tete awooo
    Kushorwa ikoko mune katurike asdikupengaba.muzukuru.
    Ngaangodaro azvibve

  • @user-bp9mh9mx1b
    @user-bp9mh9mx1b Před 8 měsíci +2

  • @emerinamukaro
    @emerinamukaro Před 8 měsíci +2

    Ko nyaya yechipikiri paguva yaperera kupi. Chipikiri chabviswa paguva here.Karanganda finish your story pliz.

  • @plaxedestshigayo6090
    @plaxedestshigayo6090 Před 8 měsíci +1

    Four corner for the headman. This headman qualify to be Mambo, not other Mambos vaneudyire vanoda Mari chete

  • @user-ty4jj3hz2d
    @user-ty4jj3hz2d Před 8 měsíci +1

    They not aggressive guys kana wakakurira kumusha people are heartless, vanonyepa and nechinhu chavanoziva so they need aggressive and strong words so musatora like vanoshaisha fungai kuti kuramba kwese kunoita tumadhara twakaromba mhuri ichipera munoti Dai dzisiri n'anga dzinovapinza bussy munofunga here kuti twaizotaura chokwadi

    • @TheresaMaps
      @TheresaMaps Před 2 měsíci

      Vakavadzingisa now vakuti vadzoke vanhu vanopenga

  • @killionmajurira6284
    @killionmajurira6284 Před 8 měsíci

    Beat of all in the world.

  • @sheillahchakanyuka1260
    @sheillahchakanyuka1260 Před 8 měsíci +5

    Iwe usasoshora baaa...amai vakadya mazai Avo

  • @marblemoyo-us9nl
    @marblemoyo-us9nl Před 8 měsíci

    Karanganda nhasi madiiko matiregerera ...nzeve dzkamira nekuda nyaya😅😊plz itai plan

  • @user-lb1zd5fq8v
    @user-lb1zd5fq8v Před 8 měsíci +1

    Ndafarira rudo rwaana mai navana sekuru vake