Makauraya baba vangu part 3 Chirimo family

Sdílet
Vložit
  • čas přidán 15. 10. 2023
  • 1] Nyaya iyi yakatangira apa • Karanganda Tv :Firo ye... 2] ikazouya apa • Mutyairi weTractor wek... 3]kwakuchizouya apa • Mutyairi weTractor wek... 4] heyo kwakuuya apa • Makauraya baba vangu p...
    5] YECHOUYA APA NA MUKOTSANJERA • Makauraya baba vangu p...

Komentáře • 671

  • @Karanganda
    @Karanganda  Před 9 měsíci +42

    1] Nyaya iyi yakatangira apa czcams.com/video/98gr1ZjZmss/video.htmlsi=bC8eQp5xJxYvESVk 2] ikazouya apa czcams.com/video/Dpm8l7m62wU/video.htmlsi=yOcqElmELlI8M9ul 3]kwakuchizouya apa czcams.com/video/Dpm8l7m62wU/video.htmlsi=yOcqElmELlI8M9ul 4] heyo kwakuuya apa czcams.com/video/5nyomKo04hg/video.htmlsi=4cjtlogqeZh7zSVv

  • @SimbarasheChikodzamapfeni
    @SimbarasheChikodzamapfeni Před měsícem +2

    Muchinda uyo akaona munhu achiurayiwa ndoyaari kufira n'anga hainyepi iyo i have been watching Mukotsanjera for long time.Kuona munhu achiurawa wonyarara ingozi pachivanhu chedu munhu anoera chero ukaon munhu akafa musango ukasataura haungarare hope musi iwoyo mufi anokuvinga kuti ko sei watadza kuudza vanhu namambo kuti wandiona

  • @iceechips6468
    @iceechips6468 Před 9 měsíci +3

    Great respect for Chief Mutasa. Well learned & deep knowledge of the law. Makakora Chief.

  • @sqrd3536
    @sqrd3536 Před 9 měsíci +23

    This is best N'ganga for this job. He's definitely the best one. N'ganga proper iyi. I have respect for this guy. It's his true gift👏👏🌹

    • @chenjerayitinofa318
      @chenjerayitinofa318 Před 8 měsíci

      Best n'anga isiri kutaura mhosva yemunhu ichingomupa mhosva chete. N'anga iri kuita chiDictator iyo. Munhu uyo ngaatsanangurirwe kuti mhosva yakabvepi kana iri yake ngaitaurwe pazvakabva

    • @chenjerayitinofa318
      @chenjerayitinofa318 Před 8 měsíci

      Best n'anga inoshopera nechikwambo ichoo?

    • @marimbirearchford51
      @marimbirearchford51 Před 8 měsíci

      True

  • @malvernchipaza4521
    @malvernchipaza4521 Před 9 měsíci +12

    Kule havasi vavakushandisa psychology here apana road, matare akavharikaa😂 kule network haisikubata

  • @henryshoko5276
    @henryshoko5276 Před 8 měsíci +2

    Hmmm n'anga iyi haina kuti munhu akaponda hayo . Plus i see innocence mumurume uyo amenowo

  • @TaxmanMaboyaofficials

    Haaa chirimo akauraya uyo kuramba hake zvakaitika anozviziwa

  • @goldensomenow737
    @goldensomenow737 Před 9 měsíci +9

    Yaaaa sekuru ava ndovatemba panyaya dzengozi Mukotsanjera

  • @memoryzenda7338
    @memoryzenda7338 Před 9 měsíci +1

    Haana kuuraya munhu murume uyu. Akango fungidzirwa Uye hama dzemufi kwaku tanga kunyebera kubudirwa vachimu nanga. N’anga iyo mabwodo hapana zvino zikanwa. Ko matare kwawo akayendepiko kwete ana tsikamutanda vemazuvano. Mhondoro kwadzo dzenyika dziripi dzino dzikisa gejo kwaro. Mambo mutasa shandisai wisdom munyaya iyi.

  • @judx34
    @judx34 Před 9 měsíci +5

    It reminds me of the story of mai Tino on Tilder.. Vakaona mapfupa emunhu akafa 1970.,vakateverwa nekushungurudzwa kusvika vazoendesa mapfupa acho Moza/Malawi..kumusha... Now she's ok

  • @egnesrmaritinyu550
    @egnesrmaritinyu550 Před 9 měsíci +11

    This n'anga is soo creative ...kuitisa vnhu kunge vari mudare ivo vari mun'anga...he is forcing witness kt ati ndakaona and also kumanikidza mdara uyo kubvuma zvaari kt handina chandakaita
    N'anga...mudare wakasviba
    Mdara...ndakasviba nei
    N'anga...handizive iwe
    Psychology dzinoshanda

    • @thomaschawira1307
      @thomaschawira1307 Před 9 měsíci +1

      Asi ipapo haurevi nhema mubvunzo wait nhhakasvipa nei n'anga zero answer

    • @fredahama3957
      @fredahama3957 Před 9 měsíci +2

      Hapana chaari kutaura chinogutsa. Ari kuita kunge akanzwa nyaya iyi kudhara. Zvinoda n'anga yekure

    • @djwaxxyzimbabwe2164
      @djwaxxyzimbabwe2164 Před 4 měsíci +2

      No guys that guy arikutya kuwuraiwa natsano varikinzi vakawuraya avo and munhu asati atonganiswa nyaya that sangoma dare rese anenge aripihwa so iye arikuda kuti mbowo uyo abude munyaya asarripiswe zvekufana nevapondi

    • @olisamanyenya2090
      @olisamanyenya2090 Před měsícem

      @highlight
      Uyu anopedza ma sports uyu mukotsanjera follow karanganda muone nyaya dzake
      Chamunofanirwa kuziva pa ngozi
      Kuve usina kuuraya asi waive mu dhiri kupa ma tips inokutevera ku witnesser ft inokutevera zvekuti wabata Banga kn danda azvina basa

    • @SandileHopewellNdlovu
      @SandileHopewellNdlovu Před 28 dny

      Asi chokwadi chakazobuda pachena kaa arikuramba akazobvuma nyaya yake vamwe munenge makatanga kuteerera mukotsanjera manje manje ayiite mawara panyaya idzodzo anomirira nguva akazongobvuma wani

  • @cedricmukajami4775
    @cedricmukajami4775 Před 9 měsíci +4

    Thank you baba Taps nekudzosa kaINTRODUCTION kenyu ako WAIYEPO ERE NDAIYEPO NDAIYEPO USASOSHORA kuti CHUUUUUUUUUUU🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥💯💯💯💯💯💯

  • @faithtiengane5618
    @faithtiengane5618 Před 9 měsíci +12

    Baba taps musatidaro muchinonoka kubudisa nyaya dzenyu dzonakidza
    I am so so addicted to your program ❤❤❤❤❤

  • @tsitsimuchechetere1742
    @tsitsimuchechetere1742 Před 9 měsíci +6

    Aah baba avo vakauraya Gray shuwa asi vanoramba chavanoziva uum mwari batsirai vanhu venyu Gray muka urwe nehondo yevanhu vakakuuraya

  • @user-pz4sp1bv1d
    @user-pz4sp1bv1d Před 9 měsíci +2

    Hi Karanganda family ❤long time thanks bba taps for sharing ❤❤❤

  • @wadzanayikasai1402
    @wadzanayikasai1402 Před 9 měsíci +6

    Thnx baba Taps mukotsanjera anogona zvengozi izvii zvemabhinya ishasha

  • @dakawangu4490
    @dakawangu4490 Před 9 měsíci +4

    I can't wait for party 4

  • @faraitsaukai2788
    @faraitsaukai2788 Před 9 měsíci +6

    I have respect for Chief Mutasa , I trust in your judgement, hapana chabuda pa n'anga

    • @wilf_moyo
      @wilf_moyo Před 9 měsíci +2

      N'anga just said what was said paDare, probably said what everyone saw. Results will tell

    • @sqrd3536
      @sqrd3536 Před 9 měsíci

      It's best to know background before looking eown on somebody. This N'ganga is not a joke. Ngozi is his speciality. He's even putting his own life at risk. There will be fire up and down soon.

  • @corleone230
    @corleone230 Před 9 měsíci +3

    Mai wee idzo dzi kulez dzopedza manje maiweee 😂😂😂

  • @ladyvee21
    @ladyvee21 Před 9 měsíci +21

    Manga matiregerera Ba Taps, thank you for giving us 2 episodes today

  • @MaggieMombe
    @MaggieMombe Před 9 měsíci +3

    Karanganda ndaiyepo ndaiyepo kuti chuuuu❤❤❤

  • @shumiraihove132
    @shumiraihove132 Před 9 měsíci +1

    N'anga ndeye nhemha

  • @nondochirau9664
    @nondochirau9664 Před 9 měsíci +7

    Mukotsanjera for the people ❤ apa magonesa manje

    • @elliotmukozhojaravaza7508
      @elliotmukozhojaravaza7508 Před 9 měsíci +1

      Mukotsanjera is talented in this zvinobva zvanzwisisika i think nyaya dza sangoma mukotsanjera ndeidzi

  • @vimbayimatare4528
    @vimbayimatare4528 Před 9 měsíci +8

    Witness murwere wepfungwa chaiye ndosaka yakaraswa mu court this guy is innocent akutorwisaniswa ne family yake chin'anga icho zero hapana hapana

    • @yeumakwindi1528
      @yeumakwindi1528 Před 9 měsíci

      Haa amusikuona akauraya uyo

    • @user-ww7eu6oj7x
      @user-ww7eu6oj7x Před 9 měsíci +1

      N'anga iyo yakatoudzwa zvese .akuna nyanga inoita interview nemunhu .uyu arikupomerwa haana mhosva uyoo .witness momuona semunhu akakwana here

    • @kudzie450
      @kudzie450 Před 9 měsíci

      @@user-ww7eu6oj7x Hakuna chiremba anoita ma investigations akadi hazviko izvi. imbavha n'anga iyo anoda kurohwa chaizvo. n'anga iyo yakaona ma episode ese pa youtube kkk

    • @Sifelanisithole
      @Sifelanisithole Před 9 měsíci

      Ini andioni sechokwadi vanenge varikunyeperwa baba ava nanga iyi yakaudzwa nhoroondo mwamambo

    • @kptarsurfacingprojects5529
      @kptarsurfacingprojects5529 Před 6 měsíci

      Zve hudofo, culture yedu vanhu vatema esp yekubeliever masoothsayers iih inofanirwa kuongororwa esp ikaenda kune vanhu vane kahudofo, vanobeliever, zvinoonekwa masoothsayers Aya votochiita chokwadi, haaneni hazvishande from Tsikamutandaz to Gauranis hapana vanhu vanoona paya psychology chete dziya nemashiripi, that's why mwari vakati vengeance is mine, because noone Ane capacity rekuona what transpired the said night, and in a court of law that thing called witness must examined, investigated and see if he is not just skunky or populist who has history of lying, and in an court either traditional or civil court, evidence must be provided beyond reasonable doubt, not mahearsay Aya.
      Guys exposure, kudzidza kutya mwari these are important attributes in life zvinokubatsira to weigh in soberly pama issues se aya🙏

  • @tinshemakem4140
    @tinshemakem4140 Před 9 měsíci +6

    😂😂😂😂😂😂 haaaa zvimwe zvinhu zvacho hapana kwatirikuenda zvima n'anga zvekunyepa

    • @takuetikidze7543
      @takuetikidze7543 Před 9 měsíci +2

      Hamumuzive muFace uyuu baba dzikamai zvenyu he did this before Baba i know him from before he works with Ngozi only and what he said he said anosiya aseta papa bhomba hazvibude slow slow but zvobuda be patient

    • @firstlady2671
      @firstlady2671 Před 6 měsíci

      Hapana kwatirikuenda senyika critical analysis hatisat taiziva.

    • @SandileHopewellNdlovu
      @SandileHopewellNdlovu Před 28 dny

      ​@@takuetikidze7543taura hako vanhu vanotanga kuona munhu musi iwowo voto commenter zvavasina kunzwisisa manje zvaakazobvuma ega anga akabatirwa demo hre ave kumusha kwavo

  • @charitymudefi8124
    @charitymudefi8124 Před 9 měsíci +2

    N,anga iyi inenge yakadhakwawo iyi yaifanira kurondedzere kt makauraya mnhu soosoo mukamutakura mukanomuisa pakati

  • @cdeChirasa
    @cdeChirasa Před 5 měsíci +1

    Ava sekuro ndochibaba manje 😂😂😂gogodera

  • @tapiwachifamba3897
    @tapiwachifamba3897 Před 4 měsíci +2

    One thing I love about mukotsanjera is that mudximu wedu muno muzimbabwe haubve Malawi or Mozambique

  • @fofoemaibvise2768
    @fofoemaibvise2768 Před 9 měsíci

    Haaaa nxaa iyi n'anga iyi

  • @ruel1703
    @ruel1703 Před 9 měsíci +3

    I have so much love and respect for chief Mtasa❤

    • @user-mp6vv5vn4n
      @user-mp6vv5vn4n Před 9 měsíci +2

      He's misleading himself by relying on dubios n'angas. There's nothing to prove that this man murdered a person. People simply want their suspicions to be confirmed because the Zimbabwean society is full of backward people.

  • @wailerruzivo910
    @wailerruzivo910 Před 3 měsíci +1

    N'anga iyi hapana chaarikuona, arikutyityidzira vanhu kuti vabvume zvekunyepa.

  • @liviemusampa640
    @liviemusampa640 Před 9 měsíci +4

    I love this chief❤❤❤❤❤

  • @saulmhoka8907
    @saulmhoka8907 Před 9 měsíci +1

    😂😂😂😂 Mukotsanjera kuvanhu kkkk hanzi unoda kuita nharo kunge muswe wembudzi 😂😂😂😂

  • @plaxedesmandiyanike-pc8sq
    @plaxedesmandiyanike-pc8sq Před 9 měsíci +10

    N'anga iyi inoziva ndakamboona yaakaita ya business man achitora machende emunhu mushop dzinza rapera

    • @susanmuchemwa8809
      @susanmuchemwa8809 Před 9 měsíci

      Ndimukochanjera here

    • @gladmorejaphet
      @gladmorejaphet Před 9 měsíci

      Ndiye uyu ndakaiwona , hooo anogona shem ,arikutoita so

    • @baamazingamazing1171
      @baamazingamazing1171 Před 8 měsíci

      😂😂😂😂😂😂akatora chii.vanhu vakaoma,kurikuda kupfuma chete

    • @olisamanyenya2090
      @olisamanyenya2090 Před měsícem

      ​@@baamazingamazing1171vakatora machende vaka gocha tirikutoda part4 yacho nhasi

  • @lindytv3075
    @lindytv3075 Před 9 měsíci +5

    Karanganda dai mangoti murume wekufira pa tractor 🚜 part 3 zvoita easy kuvanhu

    • @tsennyb
      @tsennyb Před 9 měsíci

      Ndogara ndichichema ma Video Captions

  • @daisychirambwi8758
    @daisychirambwi8758 Před 9 měsíci +2

    Nyaya yese anayo hake dambudziko masvikiro acho akutambira pasoshari saka nyaya vane vakainzwa vouya voda kuita senge pane zvozikanwa hapeno

  • @BecauseGudyanga
    @BecauseGudyanga Před 6 měsíci +2

    Uyo akaona mabhinya ibenzi iroo unotya zvinhu zvafumukaseyii uyo.

  • @markmauto110
    @markmauto110 Před 9 měsíci +7

    Wittness iyi idununu chairo

  • @user-mp6vv5vn4n
    @user-mp6vv5vn4n Před 9 měsíci +6

    N'anga dzenyu idzi ndedze fake. Atadza kutaura kuti chii chakaitika and was using the family to say what they think, MAKAPUSA

  • @olindamachiya7812
    @olindamachiya7812 Před 9 měsíci +3

    Witness inotya apa bt ini kuziva kwangu akawona kudai akataura chokwadii sezvazviri ingadai achizotobhadharwa nemufi achiudza hama dzake kuti mupei ichi neichi ndiye akaita hama yangu

  • @chipomusuka8479
    @chipomusuka8479 Před 5 měsíci +1

    PLIZ .n'anga ngaisnongedzere munhu asina zvaakaita kana muine ngozi ngaangotaurr

  • @progressmuhezva2529
    @progressmuhezva2529 Před 9 měsíci +2

    But that guy ari kumanikidzwa kuti ati ndakaona iye asina kuona umm it’s not fair chaakaona vanhu😂but haana kuona mutumbi

  • @shylockpick2471
    @shylockpick2471 Před 9 měsíci +1

    Mmmm n'anga iyi haisi kunatsoita bhoo baba Taps i think tsvagai svikiro chairo nekuty anonatsoona haabvunze zvakaitika

    • @netsietumu7767
      @netsietumu7767 Před 9 měsíci

      Anogona murume uyu muchazoona hre mberi apo akabatsira vanhu vengozi vakawanda zvekuti

    • @takuetikidze7543
      @takuetikidze7543 Před 9 měsíci +1

      Isu tomuziva he gave powr to the dead person only zvosotaba zvega koko uyoo anopisa pliz imbomirai kutaurisa zvenyuu

  • @user-mq7ku1cj5u
    @user-mq7ku1cj5u Před 5 měsíci

    Mukotsanjera yu are the best

  • @cassperchiyanga-ih3mv
    @cassperchiyanga-ih3mv Před 9 měsíci

    Well done chief

  • @parrot7325
    @parrot7325 Před 9 měsíci

    Chief muri huchi. i liked your position

  • @denfordchidangwara260
    @denfordchidangwara260 Před 9 měsíci +3

    N'anga iyi ndeyefake irikutyisidzira munhu manje muchinda uyo haana kana fear

    • @user-ww7eu6oj7x
      @user-ww7eu6oj7x Před 9 měsíci

      N'anga yekunyepa.dai akataura chokwadi dai akafa paaisa muti pamoto kungotyisidzira vanhu apana zveunyanga apo

    • @user-qt6sz4zf7r
      @user-qt6sz4zf7r Před měsícem

      ​@@user-ww7eu6oj7xikozvino akuurayisa mukadzi nevana nekuda kwebhonzo rakapisa achiramba

  • @tarisaiharare2825
    @tarisaiharare2825 Před 9 měsíci +1

    Wabatwa ndian hapana mune humbowo here hatina n'anga yenyu haina Chisvinu chayataura

  • @tinnohli7888
    @tinnohli7888 Před 9 měsíci +3

    Muchauraisa vanhu vasina mhosva apa.

  • @chibwarisvo4154
    @chibwarisvo4154 Před 9 měsíci

    Kkk iyi na'nga iyi ndeyeku meme

  • @RaymondMangena
    @RaymondMangena Před 9 měsíci

    Thank you baba Taps, long time musatirase please tinenge takato tarisira everyday 😂😂😂😂😂😂😂

  • @fofoemaibvise2768
    @fofoemaibvise2768 Před 9 měsíci +1

    Haaaa iyi n'anga handina kuitruster Toda anotaura kuti iwe wakauraya munhu soo sooo kwete kutaura zvinhu zvakaona payutube

  • @MolinG-kd4qk
    @MolinG-kd4qk Před měsícem

    Kkkk I like how the guy maintained his statement " hapana chandiri kuziva" aah kuda kumanikidza munhu kubvuma zvaasingazii

  • @namatiraisithole6158
    @namatiraisithole6158 Před 9 měsíci +3

    N'anga iyo inoshanda manje ndakamboiwona ichibatsira

  • @wilsonmurinda-hj5sh
    @wilsonmurinda-hj5sh Před 9 měsíci +12

    N'anga irikuvhundutsira munhu.Mdhara uyo is clean.

    • @ladyvee21
      @ladyvee21 Před 9 měsíci +3

      Endai munoona previous episode ine ma witness ari kutaura mugoona kuti imhondi iyo

    • @PowerPower-dk6hz
      @PowerPower-dk6hz Před 9 měsíci +2

      N'anga iyo haina zvainoziva iyo kunyeberana uko ngaataure zvonzwikwa tinzwe

    • @beatricemaposa72
      @beatricemaposa72 Před 9 měsíci +5

      Mukotsanjera maone tsotsi iro , bvunzai ini kwedu mombe dzakapera mudanga ,l was heartbroken , achitengwa hake nevemhuri nerweseri
      Baba avo he is clean

    • @ZisengweChimutsa
      @ZisengweChimutsa Před 9 měsíci +4

      Uuuuu ive uri N’anga here? Kana uchikunda Mukotsanjera chibatsira vanhu ava.

    • @gladmorejaphet
      @gladmorejaphet Před 9 měsíci

      ​@@PowerPower-dk6hz mashndiro anosiyana ari kutoita weee

  • @teem1018
    @teem1018 Před 8 měsíci +1

    uya blaz arikunyepera vanhu.....kana achipanda matare why not kungoburitsa nyaya ka1....adii kushedza mufi apedza masports

  • @esthermujiche1783
    @esthermujiche1783 Před 9 měsíci +2

    Mukotsa njera anogona basa kunyanya zvengozi ndakaona yekwadangarembwa

  • @user-vr2gs2jw3v
    @user-vr2gs2jw3v Před 9 měsíci +4

    😂😂😂😂sekuru n'anga varikushopera here kana kuti varikungotaura hawo

  • @Gtiffy1
    @Gtiffy1 Před 9 měsíci +4

    Baba Taps you have a number of Headman Chigodora cases that have not had their follow ups as yet. What's wrong

  • @Taff45
    @Taff45 Před 9 měsíci +12

    I just miss Mdhara Kagurabadza hangu ini😅😅😅😅

  • @user-ok4to6ym9w
    @user-ok4to6ym9w Před 9 měsíci +1

    Munhu akabatwa kasingaperi asi anongoramba chirudzii ichocho nhai aah .mabhinya ,varoyi vanhu ivavo vakaoma musoro havabvumi kunyangwe zvodiii

  • @user-mp9eb6gb7x
    @user-mp9eb6gb7x Před 6 měsíci

    Haaaa zerooooo apa data raendera mahara 😂

  • @tamaremanyika3776
    @tamaremanyika3776 Před 9 měsíci +2

    Haaaaaaa n'anga iyi handisi kuichenesa it seems like varasika handei kwa Tasvu hanty munhu unongotaura straight kuti iwe wakauraya so so

  • @user-oe9rw8os6w
    @user-oe9rw8os6w Před 9 měsíci +5

    Iro zibhinya rine nharo zinyangani iro

  • @faitheneya6488
    @faitheneya6488 Před měsícem

    This n'ganga iyo ikunyepera munhu akuita kufungidzira 😂😂😂😂😂😂😂😂😂

  • @alophoncemusasa5997
    @alophoncemusasa5997 Před 9 měsíci +2

    haiwa hapana hapana, kushandisa emotional threats

  • @blessingmucheri9827
    @blessingmucheri9827 Před 9 měsíci +12

    😂😂😂😂Iyi shasha iyi yakaona zvayo nyaya paCZcams from part 1 so ikungorondedzera zvayakaona zvayo 😂😂😂😂😂

    • @EvelynTsitsiSatumba
      @EvelynTsitsiSatumba Před 9 měsíci +1

      Anogona manje when it comes to Ngozi akadzipedza kwedu Nyanga ukodzewanhu vairamba chaiko

    • @netsietumu7767
      @netsietumu7767 Před 9 měsíci +2

      ​@@EvelynTsitsiSatumbaanotonzi shumba yengozi murume uyu vanhu havasi kumuziva

    • @chenaigaja3621
      @chenaigaja3621 Před 9 měsíci

      Anoona nyaya paYutube oitasenge anooneswa

    • @saunyamazvepasi5119
      @saunyamazvepasi5119 Před 9 měsíci +2

      Doubting Thomases were not only during the time of Jesus. You are a modern day doubting Thomas. Keep following this and you will testify

    • @alfamj7412
      @alfamj7412 Před 9 měsíci +1

      Iwe kana usingazive uno nyarara handitika,hatidi vanotaira kwavasina kuswera

  • @hokoyochikwenya7678
    @hokoyochikwenya7678 Před 9 měsíci +4

    I love mambo awa judgement yawo very brilliant

  • @ancicariamutenhwa8744
    @ancicariamutenhwa8744 Před 9 měsíci +11

    Kuunganirwa nevanhu kudai woshaya chabuda 😂😂😂😂😂😂😂😂😂

  • @angelagorosvipa1659
    @angelagorosvipa1659 Před 9 měsíci

    Haa sekr avo hapana chavanoona kkkkkk

  • @thabaniphakathi5043
    @thabaniphakathi5043 Před 9 měsíci +1

    This guy is not making sure 😂😂😂😂

  • @JudaMugomba
    @JudaMugomba Před 9 měsíci +1

    Hapana zvozikanwa ,kuita kunge mu court ya sabhuku

  • @stanleymadanha5708
    @stanleymadanha5708 Před 9 měsíci +5

    But honestly I hve a strong belief in this man muchamuripa henyu

  • @mwanyaramanjeya1749
    @mwanyaramanjeya1749 Před 9 měsíci +3

    Baba ava ibhinya chairo

    • @user-sp8lr9jb6h
      @user-sp8lr9jb6h Před 8 měsíci

      Don't judge someone you doesn't know the truth okay

  • @melodychikosha9349
    @melodychikosha9349 Před 9 měsíci +1

    The guy has confidence he is innocent coz hakuna munhu angabvume kuti hama dzake dzizopinda busy achireverera kudarooo

  • @dadiraimandigo4004
    @dadiraimandigo4004 Před 9 měsíci

    Haaaa zvakaoma shuwa😊

  • @reginadzapasi9668
    @reginadzapasi9668 Před 9 měsíci +1

    Mukotsa njera woyeee❤

  • @Margaret404
    @Margaret404 Před 9 měsíci +1

    Ndanzwa tsitsi hangu kuna baba avo Mwari ngavabatsire

  • @promisechiambiro9889
    @promisechiambiro9889 Před 9 měsíci

    First karanganda waiyepo ere

  • @cyrilmangwana9713
    @cyrilmangwana9713 Před 9 měsíci

    Ma1 murambi 😂😂

  • @samsonmanjovha7569
    @samsonmanjovha7569 Před 6 měsíci +1

    Ko n'anga inotongesa munhu here ndaagadzire chete

  • @selinalembani9816
    @selinalembani9816 Před 9 měsíci +1

    Ndomaporofita enhema aye, kunguwo tsvuku ariko futi, kuhun'anga ariko. Apana zvinozvikanwa kungouya kuzoparadza mhuri chete vanhu ivava, vokudyirai pfuma

  • @bsmazzy6304
    @bsmazzy6304 Před 9 měsíci +1

    Baba Taps tasuwa team Chigodira

  • @rumbidzaimusengezi5860
    @rumbidzaimusengezi5860 Před 9 měsíci

    Ndeipi iyi ndeyana Prince hr

  • @user-yu3hh9ci7c
    @user-yu3hh9ci7c Před 4 měsíci

    Rovai basa sekuru Mukotsanjera the best on the top of the rest

  • @memoryncube8391
    @memoryncube8391 Před 9 měsíci +1

    N'nga iyi y isingataure ka1

  • @malvernchipaza4521
    @malvernchipaza4521 Před 9 měsíci +3

    😂😂😂😂 gudo ririkuuya nevanhu

    • @olindamachiya7812
      @olindamachiya7812 Před 9 měsíci +1

      😅😅😅😅Bba vayewo futi kkkkkk

    • @alfamj7412
      @alfamj7412 Před 9 měsíci

      😂😂😂kubva kuMasvingo kkkkk rakuto svikaa vambozorora vaneta ,vasinudzira😂😂😂😂

    • @tamiranashemupinda-ls7yd
      @tamiranashemupinda-ls7yd Před 9 měsíci

      Kkkkkk taura zvako malven madrama asekuru sigauke aya lol... mambo uyu can be taken for a fool such an educated man.

    • @malvernchipaza4521
      @malvernchipaza4521 Před 9 měsíci

      ​@@tamiranashemupinda-ls7yd
      Haa mfes uyu kana karipo hakasat kakura ka chipo kacho! Ngaambokashandra mbichana

  • @delorisetapera3397
    @delorisetapera3397 Před 9 měsíci +1

    Mazi n’anga awa ndeenhema basa kutemesa vanhu musoro nxa

    • @ceciliamukudu1360
      @ceciliamukudu1360 Před 8 měsíci +1

      Tsvaga kukaranganda zvakaitika kwedu kwakujeke you will see that it's not child play zviriko izvi

  • @pardonmuwungwa7318
    @pardonmuwungwa7318 Před 9 měsíci

    Kana wahama yemufi hautyatye mupenyu😂

  • @fofoemaibvise2768
    @fofoemaibvise2768 Před 9 měsíci

    Nyaya yatove yawitnes here nxaaa mufi wacho ati witness ndiripe here

  • @aniphabandera6792
    @aniphabandera6792 Před měsícem

    Kuzvigadzirira bomber mhuri yakupera manje

  • @user-tc9pb7gl4e
    @user-tc9pb7gl4e Před 9 měsíci

    N'anga one inogona,,,iyi ndaipemberera iyi inogoda diii

  • @user-oe9rw8os6w
    @user-oe9rw8os6w Před 9 měsíci +1

    Ifa hako nyangani hauna basa iwe hupenyu hwako ndohwakosha koo hwevakauraya?

  • @macdonaldchikukwa-bj8ow
    @macdonaldchikukwa-bj8ow Před 9 měsíci

    BT vanhu 12 vangabatana kuronga kuuraya munhu for ritual purposes??

  • @sqrd3536
    @sqrd3536 Před 9 měsíci +6

    The accussed has moved from serious denial to fear for his life in one episode!? God bless the deceased's son and family. Really sad😢. How do people murder others for business!? Pure evil. They deserve "phwididi....phwadada"!!! May justice prevail! Vakadzi kutaurisa vari kutoviringidza matare They need to respect dare or be fined. Trust first. I pity the witness, he's really scared but is risking prison by not being open. His mother is a good mother. Mondi zdizere mudare muno. No wonder why witnesses are scared.

  • @plaxedesmandiyanike-pc8sq
    @plaxedesmandiyanike-pc8sq Před 9 měsíci +2

    Uyu ndomutemba ndevekwedu ndomuziva

  • @user-he3bm4bh6j
    @user-he3bm4bh6j Před 9 měsíci +1

    Uyu witness uyu anopenga uyuakakwana ere pamwe akapiwa mari nemhondi idxi

  • @tinomutenda7658
    @tinomutenda7658 Před 9 měsíci +2

    😂😂😂😂 kwahi hauna Aids haiboo kule ava ndevekupenga

  • @tasaz8895
    @tasaz8895 Před 9 měsíci +2

    This n’anga is scaremongering people into submission and displaying his trophies about his previous experiences

  • @user-nc4vo6sy8w
    @user-nc4vo6sy8w Před 9 měsíci +3

    Witness arikutya kubuda pachena ASI kuona haa akaona

    • @yeumakwindi1528
      @yeumakwindi1528 Před 9 měsíci

      Saka. Kana asina kuona bvuri rakuitei kumba kwake akaona uyo asi akutya kuuraiwa chete

    • @user-nc4vo6sy8w
      @user-nc4vo6sy8w Před 9 měsíci

      Mboo akaona munhu achitochekwa uyu arikutya kutaura chte ASI vakomana vakanyatsomuti mbaa haa anotaura