Maziso Aringokubuda Showera: Sekuru Achapola Voti Back To Sender Sekuru Achapola +263786560230
Vložit
- čas přidán 25. 02. 2024
- By Bringing You News & Current Affairs Through Social Media, You Don’t Need To Wait For Your Grandchildren’s Questions To Remind You That You Should Have Paid More Attention To Current Events +263775964849
Achapola for the people
Ndakamirira hangu mkoma Robert 👏👏👏
Thank sekuru Achapola ndineshungu dzekusvikako
Ndatenda Mukanya nekutiunzira Sekuru Achapola ndinovatenda vanobata dare nekudzidzisa kwavanoita.
Ndanzwa sekuru wachiti deeeee,zvofadza chose mukoma Robert zvoita kuti munhu aziwe upenyu
Yeboi vanu wee
Herbs to the world Sekuru...!!
Sekuru vanga varova kubva zvavakaenda kwaMutangaddura
Big up Khule chapola
Sahwira wangu achapola mukoma Robert murirudadiso maswera seyi
haaaaa hupenyu ma1,chivanhu chashungurudza vana veZimbabwe
Bhoo Robert vabvunze zve Ana asinga zive baba vavo anogona here ku locater please hapana kana we kuenda naye kwaaMUgabe
Unonopinda pa girazi woona hama dzako . Remote view
Vana ava mai vacho havatozive vacho vaita zvechipfeve
Nhasi mamuri muplug
Wabatsirei sekuru
Looking good sekuru
Mukoma Maxwell ndowaziwa zvakanyanya takambogara tese Kuno Ku SA
Guhwa mkoma Robert rinokuremerayi 😂
Mukoma Robert ko nhau ya Simba ,bamukuru wavo wakazouya here kudare Kwasekuru Tasvu,rambai muchibatsira pliz
Charles Na Joyce vakaenda Ku Mozambique Kuti Vasa tasvurwa😂
Ini ndorwadziwa navo sekuru ava zvangu hazvina kana kundifambira ndakabvako 2times dzese kwavari kana the zvayo chakaita apa mari ndakabvisa 10000 rands means 500 dollars pasina chakafamba mukoma Robert ini ndiri 😂😂😂 every day mari yangu kuenda mahara
Zambuko hariwaniki pakafanana unoziva umwe anobatsirwa agopona ne1 week umwe anoita 5 months umwe 8 months , trust the process.
That's fair and right express kugununguna kwako
Pakaipa wena. Zvinoita
Mudzimu yako yariramba dare rechichawa iri enda kwa bunzamukombe sha
Guy's munhu Kana unemudzimu wedzidza usazvinyepera kuramba zvaungaita unotanga kugamuchira then ozokumbira kumudzimu yako Kuti ndoda kushanda ndiri kuchinamato ukadaro unenge wapedza ma sports kwete zvekuda kungotanga nekujamuka sure unopumha vanhu iwe uchizviroya wega
True
amen 🙏,ndakazviona kune imwe family mudzimu uchibuda uchitaura kt hpana wandoda kt muite zve church munofa muchitambura vakazama kukumbira vakapindurwa kt as long muchida kufuma Itai zvemasvikiro