PART 5: Antonio weDumwa Auya Kuzo Surrender His Tools of Trade After Boss Amon Vauya NeSister Yavo
Vložit
- čas přidán 22. 02. 2024
- By Bringing You News & Current Affairs Through Social Media, You Don’t Need To Wait For Your Grandchildren’s Questions To Remind You That You Should Have Paid More Attention To Current Events +263775964849
Still waiting for Joyce and Charles
Havachauye vaye 1 week yatokwana😂
Sekuru havaite minana, works at his own pace
Yes
❤❤❤ our Sekuru mhondoro yenyika you are doing good job Sekuru Nyika irikunaka 🎉🎉🎉
Tichakangomirira Charles na Joyce
Vachauya havo....patience
Yaaah tiri kurarama nenyasha pasi rakatakura uuum .tinotenda sekuru tasvu varikubatsira. .
Much thanks to bro Robie vanenge vakatibatira machine tiri kudzidza zvakawanda vanhu ngatidyei. Cheziya rako 😢 shuwa kuuraya vabereki😢
Takamirira charisi na joyisi😢
Nhai zvenyu tiri kuda episode yavo kuti chii chiri kuitika kwaari Simba dai kutopora kauyu
Vye nekuoma moyo kwavo vakafitira kuramba kuuya kkkkkkkk ndaona vateverwa.
Vanhu vaya havana moyo zvachose
Taura hako ngavauye kana vakasauya vanoda kuteverwa ndava moyo yavo yakaoma chaiko
Wakaramba wese kuenda kwaTasvu charisi akati tasvu wacho ngaauye kuno
❤❤❤❤❤ tateguru tasvu wish you mean more years muchibatsira nyika isununguke
Very intelligent guy well done Antiono mudare masekuru monakidza
Thanks Sekuru Tasvu God bless
Waiting for Joyce and Charles
😮😮😮😮😮😮AHH ndapererwa , sekuru venyika tinokutendai
Well done Sekuru Tasvu ndinoda mubatsire
Vanhu ava
1, Ishumail Madzibaba
2,Bond anozviti ane Tsvimbo yenyika
Waiting,
at the same time we are patiently waiting for bamkuru charles nababa vavo. Vekurwarisa simba vavepapi now nhai sekuru Robert?
Chete ndozvandangomirira
Sekuru works at his own pace
Good job sekuru Tasvu na mukoma Robert ❤
Well done my brother.wasarudza chinhu chakanaka.
Thanks Sekuru Tasvu and Tapfumanei
Well done, Antonio nekusiya hurombwa.Asi pakuzouraya Vabereki neve hukama uuum zvakaoma hazvo.Tora mudzimai wako hapana chivi chikuru iwe waiuraya hama wani..
Watching from Cape Town
Ths guy he is so wise and intelligent
Where is the wise and intelligent part oh witching family members
Watching from Polokwane.
Mudare munopindwa nehat here
Kudos to Sekuru Tasvu and crew
thank you 💕💕 sekuru Tasvu afunga kusiya huroi zvechokwadi ko sister ya Antonio sei asikuwanikwa kuti asunungurwewo
Haasi sisi vake ndevaAmon tarisa pawakauya nesisiter yake
Cant wait
Sekuru Tasvu ❤mkoma Robert ❤
Can't wait ❤❤
munogona sekuru tasvu, Antonio wise words
Ungafamba zvekutradza kuzoviga mubereki....hurombwa uhu....siyai plz
❤❤❤❤❤❤❤Sekuru Tasvu
unenge uchidhingirira kunamata kuita seuchasvuuka mabvi nekunamata rimwe zimhunhu richitodeketera zita rako ririmu Hari haya
Finally wachena Antonio
Waiting
Public Transport nepama Border panopfuura nezvakawanda Wanda. 🙆🙆🙆
Mwari Dai vchikuwanirawo basa woshanda zveziya antonio
I wish to meet with you sekuru
Ummm pakashata sure kuuraya vabereki vese😢😢😢😢unozogara naye sei nemunhu akadai
Sekuru Tasvu 1 ❤❤❤
Ha uhwu ndohuroyi chaiwo munhu anouya nezvinhu zvake ega achitaura kty ndayichishandisa so kwete zvekunzi ichi chinhu chako chabuda muhembe apa munhu wacho anenge asingachizive achitoshamisika nacho 😄😄
Sekuru Tasvu ichabvari pakuchenesa misha matendwa aSekuru
Mkm and skr Tasvuu l love you ❤so much ❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤
Yambutsai vanhu sekuru Tasvu
Waiting for charisi and joyisi😮
Kusra wakaita saSenator....iwe Robert
Tinotenda sekuru
Yaaaa ataura chokwadi mukadzi haachaite ngatsvake umwe mukadzi
Tendaivo Robert chokwadi
Ngozi yekwamarange please
Am not married Antonio😂😂😂😂😂..... Much luv❤ sekuru and mkoma Robert
Joyce Na Charles sekuru
Mukoma Robert mamukasei nhasi kuriseiwo ikoko
Zvakaoma veduwe
Mokara varume imi sekuru ndivo vanotendwa
mmmm veduwe nyika yakatakura kurema iyi
Hmmmmm kumuka unenge wachengetwa
😂😂😂😂iko kakungodaidzana ana Boss Boss kuMozambique kanodiwa zvisingaite kunyanya kumbinga mbinga dzakaromba idzi😅😅😅
Wans hombarume wadzoka kaaaa kwatateguru hakuna anoti ndiri mukono
Aiwa Tasvu vakuru chaivo.
Veduwee kaaaaa nyasha dzaMwari ndodzinotichengeta bhurukwa irokaaaaa haaaa munhu otobaiwa ofa hayiiii Mwari ndinokutendai nokutichengeta zuva roga roga nokuti varoi vanombozama sure asi nesimba raMwari zvokwadi tinkngonzvengeswa
Charles na sisi vake varipi ko sekuru Tasvu muriku gonera
Zvakaoma shuwa
Mbira manyama nemuridzo uyo haa kumberi
Charlies please ngachiuya
Sando dzenyu sekuru Tasvu
Kutoseka henyu guys mhuri dzakatoparara nekunyeperwa nesangoma dzefake
Tirikurarama nenyasha zvedi misha yakatakura kurema
Yeah zvakaoma agona kuti ararame asina kurombwa
Tateguru Tasvu Mhondoro yenyika taisa maoko.......
Vanhu varikuroya
Charle naJoy khule we kwaSimba moendako rinhi
Sekuru makagona kuzvibvisa zvinhu izvi
Izvi zvaitoda husiku shuwa
Kuromba zvaritorivo basa vanhuhwe vamwe vanhu vakatoshinga kana vasvika panhau dzokuchekeresa. Kutorerwa zvombo zvebasa rokuroya chirongwa chakanaka rambai makadaro sekuru Tasvu
but kuuraya vabereki mmh
Takamiririra Tete Joyce na bamkuru charis tinzwe nhema dzavo😅😅😅
Nasekuru Never 😂
While muura mutsoka munobuda mbavha nemuroi
Idzi ndidzo dzaida kuti dzidzoserwe chikwambo kkk
Sekuru takamirira irikupisa iyi tirikuda Hama dza Charles nacc vake nababa vacho varoyi avo hamadza Simba ngadziuye plz
Chokwadi Charisi ,Joyce nababa vake vanonoka kuuya if possible mukadzi wacharles ngaavepo azvionere ega kwete kununurira kwaaiita😊😊
Antonio ndomuda hangu mukoma Robert plz piwai madetails ndifone hangu
Aaaaaaaagh girl unomudi muroyi even thou a surrender
Charisi naJoice
98 mins too much
Vanhu vanema tools avo mudzimba umu
Enda undoripa Mai naBaba haaaa,,
Science dzehuroyi dzakaita cey chaizvo
Charisi na Joisi vanetsa
How far Joyce n Charles
Ivai nemoyo yekutenda 1st
Yatanga takamirira !!!!
Takamirira charis
Saka munhu anogona kungoromba kuuraya vanhu azongouya odzorera zvinhu zvacho. Zvatopera zvakadaro? Hongu vanhu havachamuke, ko zvinozodii
Vano pfukirwa munhu haarove
Nhasi hadzina kuhwanda nemaboni boni
Antonio awuchadaa mukadzi wavekuda zvitswa ...Sekuru murimambo chaizo❤
Chupeti chupeti science dzevaroyi nxaa
🎉🎉❤❤ from
Sekuru chiranga varoyi .😂
Tiri kudongorera tiri midrand zvedu
Kuna Jeso hautorerwe mota ropa rake rakabhadhara kare
Kune vaye vanoti this is drama tiudzeyi kuti vanhu vese varikubva kuMozambique varikuuya kuzoita drama here. Vese vanoti iri i drama murimapenzi kana kuti munoroya.
Antonio wagonesa
Chadidi
Ummmm,mm,m,,mmmmm Robert vanhu vane vadzimu vavo musatorera vanhu zvinhu zvavo handiti vanenge vabhara here kubatirwa zvinhu midzimu inoona
Tateguru
Andonyo😂