Video není dostupné.
Omlouváme se.

Akarara NeAmbuya, Muninina Pamwe Nemukadzi Wake Nhasi Nditi Baba Ndakahura naAmai Vako

Sdílet
Vložit
  • čas přidán 25. 02. 2024
  • By Bringing You News & Current Affairs Through Social Media, You Don’t Need To Wait For Your Grandchildren’s Questions To Remind You That You Should Have Paid More Attention To Current Events +263775964849

Komentáře • 88

  • @rejoicedeshu2516
    @rejoicedeshu2516 Před 5 měsíci +1

    inyaya yekugadzira iyi. That last statement raamai iro says it all. Court yemadofo iyi. Learn From Chief Bushu, Chief Nyamaropa and Chief Mutasa?

  • @user-ne4bu8qm9w
    @user-ne4bu8qm9w Před 5 měsíci +3

    Haa mukuru vangu munotonga zvakanaka rambai makadaro God bless you

  • @user-sl8uo9wy2h
    @user-sl8uo9wy2h Před 5 měsíci +7

    Kwangova kufikisana asi amai vomusikana kana kurikuti havana murume vanogona kunge vaidanana ne murume uyu mukadzi wake achiri mudiki .saka mwana aka overtaker amai vake

    • @innocenthapazari8699
      @innocenthapazari8699 Před 5 měsíci +2

      Uuuuummmm. Vanhu hava nyanyi kutsvaka kufikisa vachizvinyadzisira zvakadai pamberi pevanhu. I think it's more likely kuti amai avo vakapedzerwa zveshuwa. Asi, amai avo vava kutozvitaura nekuti uyo akatobhaiza akaisa nyaya mupublic domain - havaitombodavo kuti zvakadai zvibude especially kuti zvizikamwa vemwana azororwa neaimbova chikomba chavo. It was just supposed to be secret btwn the two; may be nevamwevo havo vaiziva nyaya yacho - kwete zvekuzoudza vana vavo futi.

  • @blessingmashandureblessing9650
    @blessingmashandureblessing9650 Před 5 měsíci +4

    Mukwasha ati handiisi signature zvisina nebasa😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂 mukwasha mboko

  • @saviousnyanga4011
    @saviousnyanga4011 Před 5 měsíci +2

    Mambo maitadza nyaya iyo mai nemwana wavo vagadzira nyaya mai avo varatidza kuti havana order nemwana wenyuwo futi haana order saka akatorera sisi mukomana wavo zvabuda pachena kuti mai pamati makaziva kuti vana vatorerana mukomana maka support kanzenza kenyu ikaka agona mukomana kuramba kusigner ikodzero yake ngaaendese nyaya yake kune rimwe dare

  • @shingiraikambarami1274
    @shingiraikambarami1274 Před 5 měsíci +5

    Zera rachoooo kani rawe kuita imba haaaaa hazvipere mushe zvachose izviiiiii ummmmm ,Mwari pindirai

  • @user-ir3fu4xh5x
    @user-ir3fu4xh5x Před 5 měsíci +3

    Headmen Aya matsvins kugona guhwa maifanirwa kudai Mati vanhu vacho vamakanzwa navo vauye pa ground vapupure kt zveshuwa mukomana uyu akazvitaura mechidai ndimi type dzouraisa vanhu Muma Jere vasina mhosva

  • @innocenthapazari8699
    @innocenthapazari8699 Před 5 měsíci +3

    Amai vanobudisazve a very critical statement pakunopendera kwavo; hanzi "Aitsvaka inini, aitotaura kuti ndoda kuvagadzika mudhishi, akazodanana nemwana wangu wekutanga, ndikamurambidza; akabva atora wechipiri futi". This statement reveals kuti those two vaive nekaturike kavo kubva kare; zvichiratidza kuti nyaya yakaitika iyi. Varume muchivona vakadii vanoshereketa. Kwedu uko mumwe murume wechidi (mazero iwa) akamitisa mukadzi wemuridzi wapanext door (murume wanga ava ne more than a year ari kuSA. Saka zvekuti nhumbu ndeyechikomba hazvina kurambika muDare & iye hana kukavara ndokuripisiwa zvakafanira - mukadzi achiendeswavo kuvabereki vake. Mumazuva mashomananasa (I mean mumwedzi mumwe chetemo) akabva atiza nemwanasikana wekukoma wemurume (babamukuru) vemukadzi waakaimitisa uya; and mwana anga ave nenhumbuvo futi ine some months. So; it was clear kuti mainini (mukadzi wababamunini) nemwanasikana (mwana wemuko wemurume) vanga vakaparikwa nechikomana one(1) and vakaitiswa nhumbu around same time. Kutaura kuno, nechisikana vari vose sekuziva kwangu; imba yamainini ndoyakaparara. Saka; vakomana vanoizvita izvi. murume uyo naambuya avo vakambotamba vose.

    • @admoremabhunu3
      @admoremabhunu3 Před 5 měsíci

      Yaaa vana ambuya vemazuvano ma1. Vanogona vakazviita but apa vazongobhowekana kut why azvibuditsa pachena pamberi pemwana wangu.

  • @user-kt5cx1fs2t
    @user-kt5cx1fs2t Před 5 měsíci +2

    These courts should not be like kuripisana only but kuyananisa vanhu,apa mambo maputsa musha not kuvaka

  • @makonidanies7851
    @makonidanies7851 Před 5 měsíci +4

    Zvinhu zvacho mvura inganaye zvakadai

  • @edmoretamanikwa1554
    @edmoretamanikwa1554 Před 5 měsíci +1

    Haaa ukauya mudare urikudiki nemadhara ungonzi unemhosva iwe usina.Mfana haana mhosva akukuvarira kudanana na sister.. ko iye mkadzi wake akamubvumirei kana akambodanana na sister..mahure aya

  • @user-ny6rw1rh8n
    @user-ny6rw1rh8n Před 5 měsíci +3

    Haina kujeka nyaya iyi

  • @user-sh1yc1ko9o
    @user-sh1yc1ko9o Před 5 měsíci +2

    Haaa nyaya ndirikuona sekuda hudyire nokuti mwana wavo aramba murume ndiwo maonero andirikuitawo ini hamenowo vamwe

    • @jamesmoyo8785
      @jamesmoyo8785 Před 5 měsíci

      Mkwasha anenge ndururani. Panogona pasina zvakaitika asi kutaura handimurambire akataura

  • @blessingmashandureblessing9650
    @blessingmashandureblessing9650 Před 5 měsíci +2

    Varume tongopihwa mhosva chero tisina zvinhu zvemakuhwa

  • @ReasonHove-mw4xr
    @ReasonHove-mw4xr Před 5 měsíci +1

    🎉🎉🎉 wagona mukomana mukadziuyo atowana mukana wekuku kaurisa 😢😢

  • @godwingwatidzo3980
    @godwingwatidzo3980 Před 5 měsíci +3

    Inyaya yekugadzira

  • @shingiraikambarami1274
    @shingiraikambarami1274 Před 5 měsíci +2

    Hair style inototaura kudhakwa kwemunhu

  • @user-kt5cx1fs2t
    @user-kt5cx1fs2t Před 5 měsíci +1

    Kutonga nyaya yeguhwa pasina witness kkkkkkkkk it's funny

  • @user-sh1yc1ko9o
    @user-sh1yc1ko9o Před 5 měsíci +1

    Nyaya iyi ndirikuona sevanhu vakuita hudyire sei mwana uyu azotaura nyaya yake anetsana nemrume haaa zvimwe zvinhu hazviite

    • @TawandaSawi
      @TawandaSawi Před 5 měsíci

      Varume hobho varikumajeri vatengeswa mazheti pavanongoita girl friend chete

  • @cosmasnyamajenjere7587
    @cosmasnyamajenjere7587 Před 5 měsíci +1

    Ambhuya vakaramba kuti mwana wekutanga aroorwe nemukomana uyu. Wechipiri futi vaisada kuti aroorwezve nemukomana uyu. Akatoita zvekutizira nokuti mukomana aiziva kuti ambhuya havamnozvibvuma Why? Ambhuya vaisada kuti vana varoorwe nemunhu wavakamborara naye chete.

  • @georginagarai3900
    @georginagarai3900 Před 5 měsíci +2

    Tunodheerera tuvafana utwu

  • @tawandatasarira5144
    @tawandatasarira5144 Před 5 měsíci +1

    Vedare mava kutonga makuhwa imi toda witness yepekutanga yakaudza mai avo avo mukadzi ne murume vasat vakonana sei yabuda pakurambana

  • @tinamakasa7493
    @tinamakasa7493 Před 5 měsíci +5

    LIKES GUY'S PLEASE 🎉🎉🎉

  • @rutendomarufu2775
    @rutendomarufu2775 Před 4 měsíci

    amai vakadanana nemukomana chete hantivakarambidza mwna wavo wekutanga kutiarorwe nemukomana iyeyu here

  • @Sambiri97
    @Sambiri97 Před 5 měsíci

    Inini ndakazvimiririra mupfanha uyu agona paaramba kuisa signature apo..varume havana kutonga nyaya mushe, varikushandisa zvawo makuhwa nezvima story zviri kugadzirwa naamai awo nemwana wawo. Manner angu mupfanha uyu akatodya amai nevana zvema sure why ndiri kudaro , tererai amai mashoko awataura @19.53 kusvika pa @20.07 panoratidza kuti before awe mukwasha akambodya zvake momz awa, then mukomana akazoenda zvakare kuma dhonhi aa momz awo. Achibva azotadza futi ku keeper secret. So ndipo pazobva kuda ku fixer mukomana uyo. Otherwise zvekuripa apa kudhara dhara haafanhe kuripa kana chinhu. He has the right yekuramba kuisa signature then otaura kuti i want to transfer my case to another mambo waanoda myzia kwete zvekuterera tukomana turi kutadza kutonga kwazvo utwo tuchiterera makuhwa

  • @Thandiemoyo9345
    @Thandiemoyo9345 Před 5 měsíci +1

    Maziziso emkwasha kumhanya mhanya kunge munhu arikudya zizi mbishi masikati .benzi

    • @Sambiri97
      @Sambiri97 Před 5 měsíci

      According to the facts muface haana mhosva uyu. Ambuya awa kaa pane nyaya chete apa...vana Mambo tongai nyaya makavhura maziso iyi...ndiri kuona kunge pane zviripo apa..mupfanha uyo haangaite stubborn kudaro pasina kuziyana kwaanoita na momz awa

  • @blessingmashandureblessing9650
    @blessingmashandureblessing9650 Před 5 měsíci +1

    Matsvakirwe arikuitwa mombe acho aaaaaaaaa

  • @tinamakasa7493
    @tinamakasa7493 Před 5 měsíci +1

    Mamukawo sei mkoma Robert

  • @user-qq4eo8cg6q
    @user-qq4eo8cg6q Před 5 měsíci

    Vanakomana ngavakudzwe vachidzidziswa ubuntu varege kumisidzana nemamai evakadzi unoguma wojairirwa naambhuya nehu stubborn ihohu mukuwasha iva munhu anechiremera ambhuya vashaye kupesuka pesuka nenyaya dzako unobva waita kamukono kutsambarafuta ukaera waakutoita chiramu naambhuya watove murume nhando kuita pitikoti court

  • @AfroMedia0507
    @AfroMedia0507 Před 4 měsíci

    Nhai song inotanga pama videos enyu inonzii..

  • @mangenjedorothy8257
    @mangenjedorothy8257 Před 5 měsíci

    Ama 2000 avaziye tsika .hongu akazvitaura kuda kurwadzisa mukadzi but they don't kuti zvinhu izvi azvitaurwe

  • @dorothymtetwa3844
    @dorothymtetwa3844 Před 5 měsíci +1

    Iyi nyaya iyi inondifungidza hanzvadzi yangu😂😂. Ndizvo exactly zvaakaita izvozvo asi iye akazopfurikidza kupedza imba yese. Kusvika zvekutoita kuti vabereki vatengese imba, kutama kuenda kunogara kure kunerimwe guta.
    Akaitisa mukoma nemunin'ina pamuviri, akamitisa amainini munin'ina waamai wevasikana vaviri vaakamitisa.
    Apedza ndokumitisa tete hanzvadzi yababa vevasikana😂. Ndikumitisa ambuya musikana wehanzvadzi dzevasikana, akamitisa bestfriend yemusikana mukuru wakange amitisa kare, ndokumitisa musikana wepanext door pemba yaigara vasikana wese vaakamitisa😂😂.
    Apedza kudaro ndokubva atiza zvake akauya kuno kuEngland, that was 1996. Iye zvino ane 56 yrs haana kumbobvira aroora ndipo paakuda kuti ndimutsvagire mukadzi wekuroora 😂😂ini kana blaz hunhu hwenyu ndouziva. Ane vana gumi (10) kuno kwacho akasvikoita vamwe four futi. Ishave here??

    • @Gena-sk9lg
      @Gena-sk9lg Před 5 měsíci

      Dorothy ummmm kkk hakuna zvakadaro

    • @dorothymtetwa3844
      @dorothymtetwa3844 Před 5 měsíci

      @@Gena-sk9lg Nekuti unenge usati wazvinzwa. Iyi yakatoitika 28 years ago kwakanga kusati kwava zvana YT izvi kana ana WhatsApp.

    • @MemoriesMadoda-tl7uq
      @MemoriesMadoda-tl7uq Před 5 měsíci

      Urombe

    • @dorothymtetwa3844
      @dorothymtetwa3844 Před 5 měsíci

      @@MemoriesMadoda-tl7uq Hatingati hurombe nekuti munhu akafunda, arikuzviitira zvinhu zvake, iye zvino ari kuti zve Property development akambobuda TV paprogram yeBBC inonzi Homes Under the Hammer

    • @MemoriesMadoda-tl7uq
      @MemoriesMadoda-tl7uq Před 5 měsíci

      @@dorothymtetwa3844 Saka ngaa control mboro yake chete

  • @nos__mas
    @nos__mas Před 5 měsíci +1

    Haiwa..hapana kumbobuda proof yekuti mupfanha akataura anything uyu. Sei pasina kana kubvunzwa kt makuhwa acho akafamba nani. We cant just believe mother and daughter. Many men are languishing in prison because of such stories on rape dzinobikwa just to fix a man .The young guy in a white t shirt and another guy vabvunza critical questions dzisina kupindurwa nana mambo avo. Mambo is bullish yet he is not wise. Bullshit justice

  • @mauromucavel2931
    @mauromucavel2931 Před 5 měsíci

    Shabangu mean all

  • @sirchifamba39
    @sirchifamba39 Před 5 měsíci

    Shona yenyu bhoo here pama titles apo? I am seeing these errors on several of your videos of late. What changed ku production kwenyu

  • @tinamakasa7493
    @tinamakasa7493 Před 5 měsíci

    Waiting ✋

  • @user-qq4eo8cg6q
    @user-qq4eo8cg6q Před 5 měsíci

    Kana matukana mumba musapinza mazita evabereki mese zvenyu munoita ngozi kuparira nevana venyu pedzeranai musapinza vabereki muma bedroom squabbles enyu full stop

  • @user-ir3fu4xh5x
    @user-ir3fu4xh5x Před 5 měsíci

    Headmen uyu hagone kutonga mukadzi Uyu akatomboti hazvizive nekuti azonetsana akuzvibvuma imimi headmen akaita SA sabhuku matadza kuziva kt vanhu vanetsana vanogona kufonerana nyaya hr musikana akagadzira nyaya uyu kt andotambirwa naambuya

  • @MemoriesMadoda-tl7uq
    @MemoriesMadoda-tl7uq Před 5 měsíci

    Yaa mkwasha azvitaura shuwa kunyange asina hake kukwira gogo

  • @AnnaniasNyoni-br5vm
    @AnnaniasNyoni-br5vm Před 5 měsíci

    Mukadzi ari kunyepa kuda kufixer murume amai avo kana vasina kurara nemukomana uyo inyaya yekunyepa kuda kuri piwa Ndosaka vakadanana nasisi vacho

  • @gracemupita1801
    @gracemupita1801 Před 5 měsíci

    I will vakadzi wacho pawaibvuma kutenderedzwa wangawakavharwa maziso here ? Ko vaimboti chii chirikuitika and wachitonoita wakahwanda wose nekamukwasha ikako.Mambo ripisai itwotwo tuwakadzi itwotwo twakafumuka.

  • @rejoicedeshu2516
    @rejoicedeshu2516 Před 5 měsíci

    Murinadofo mese. Where are the witnesses?

  • @spencerelton7433
    @spencerelton7433 Před 5 měsíci

    Hazvina proof izvi chibhoyi chinokanganisirawo ipapo , bitter ex😂

  • @samuelrinomhota2692
    @samuelrinomhota2692 Před 5 měsíci

    Ko amai vemusikana varikunyarei

  • @victormuhwati-ni3zf
    @victormuhwati-ni3zf Před 5 měsíci

    Mambo musadzvinyirire mpfanha uyu...inyaya yekugadzira iyi...airegerei kuzvitaura mkadzi kuna mai vake mashoko anorwadza kudaro

    • @innocenthapazari8699
      @innocenthapazari8699 Před 5 měsíci +2

      Uri kurashika papiko nhaii? Nyaya iri pachena kuti mufana akaseva uyo ambuya uyo - asi vanga vasati vava ambuya vake ipapo. But, zvaanga akazojambira mwana daii akachisiya zvekuzofa azviti buufuu futi. Aifanira kutozviti puuuu; osona muromo wake panyaya iyoyo kusvika murufu.

  • @user-up5zj6rx6c
    @user-up5zj6rx6c Před 5 měsíci

    vanhu vakapfeka white iyo boe hr??

  • @tmaktmak1464
    @tmaktmak1464 Před 5 měsíci

    Aida Nyamaropa ambiiswa chain😂

  • @samuelrinomhota2692
    @samuelrinomhota2692 Před 5 měsíci

    Chabangu family yemapenzi

  • @user-sh1yc1ko9o
    @user-sh1yc1ko9o Před 5 měsíci

    Magona baba mune T shirt yeblue sando dzenyu

  • @gracemupita1801
    @gracemupita1801 Před 5 měsíci

    Wanhu kana worambana panenge pakaipa.

  • @user-mt7gj9qf3l
    @user-mt7gj9qf3l Před 5 měsíci +1

    Kana dai manetsana musatuke vabereki kuvapinza munyaya dzenyu

  • @RumbidzaiShiri
    @RumbidzaiShiri Před 5 měsíci

    Nyaya iyi chandowona mukomana ayitukana nemukadzi wake akawona Kuti atukwa zvino rwadza akati regayi ndimurwadzise ndichiti ndakaku pedzayi mese namai vako kkkkkkkkk ayifunga kuti mukadzi hambono tawuri nyaya ichango perera pamatukano

  • @mikemaestromangara5176
    @mikemaestromangara5176 Před 5 měsíci

    Zvakakosha kuremekedza kunobva mudzimai

  • @TafadzwaMutsaru
    @TafadzwaMutsaru Před 5 měsíci

    Mufana uyu anomboma chaiyo

  • @it3788
    @it3788 Před 5 měsíci

    Those young persons vari kulaw school thoseinwhite shirts

  • @user-fu1nz5ki5t
    @user-fu1nz5ki5t Před 5 měsíci

    Pane hutsi pane moto pamwe ambuya vakadyana nemujwasga

  • @user-gq5wt6es6v
    @user-gq5wt6es6v Před 5 měsíci

    Hokoyo nawo ama 2000 kkk tichati skuzi

  • @cedricmazhindu9346
    @cedricmazhindu9346 Před 5 měsíci

    He said it out of anger understand state he was in.If he wasn't serious he would just knock the younger sister and leave her. Goat or chicken would have been enough (zvidozvamai ngazviitwe moyo wavo usununguke. Lets hope dzeroora dzachoo akabvisa. The wife spread rumour she knew it would land in her mother's ears. Prejudiced because of hair style.

  • @monalisagwiri4211
    @monalisagwiri4211 Před 5 měsíci

    & unotoona chiface chacho kuti he is very rude & stubborn mukwasha uyo.

  • @jacobzinguvo1030
    @jacobzinguvo1030 Před 5 měsíci

    Ambuya kuzonyara tsika dzembudzi................

  • @user-bb5xx7md4l
    @user-bb5xx7md4l Před 5 měsíci

    Chabangu Tshabangu chibanguza

  • @LainaChifamba
    @LainaChifamba Před 5 měsíci

    Team inenge yembora ndiyipiko iyi

  • @nomsanyika151
    @nomsanyika151 Před 5 měsíci +1

    Kateam kane white ako ndekapi

  • @tawandatasarira5144
    @tawandatasarira5144 Před 5 měsíci

    Ngaaripe chete ndiamai asi nyaya iyi haina kujeka

  • @Chikatsa
    @Chikatsa Před 5 měsíci

    Haa vakwasha vedu ama 2k ava tichati eke 😂

  • @blessingmashandureblessing9650

    Zvino mumvana wavo achandogarasei nemurume zvinhu zvachose

    • @TawandaSawi
      @TawandaSawi Před 5 měsíci

      Mukuti zvirinani agare achiiudzwa kuti ndakadyamese here

    • @blessingmashandureblessing9650
      @blessingmashandureblessing9650 Před 5 měsíci

      @@TawandaSawi hausi kuona kuti panekakukaurisana here apo why akamirira vakonane kuti azotsigira mashoko aayimboramba kuti murume wake haana kumataura

  • @user-yw8ui9rp4b
    @user-yw8ui9rp4b Před 5 měsíci

    Kkkkkkk ndokubatirira manhu apa

  • @SophiaMasuma-dp9ym
    @SophiaMasuma-dp9ym Před 5 měsíci

    Haircut ama2000😂😂😂

  • @kilfordgomba8279
    @kilfordgomba8279 Před 5 měsíci

    Mboko

  • @mafumuchemwa2846
    @mafumuchemwa2846 Před 5 měsíci +1

    Zvima court zvekumama izvi fakofu