Dr Mukotsanjera Shumba yengozi Nezvikwambo

Sdílet
Vložit
  • čas přidán 10. 09. 2024

Komentáře • 78

  • @user-wi9wk7fy8t
    @user-wi9wk7fy8t Před 27 dny +5

    Mamka sey daddy tsoka❤❤❤❤❤ love you kuleeee

  • @lovemorechinyadza6603
    @lovemorechinyadza6603 Před 27 dny +7

    Munhu ane hama yakaurawa kubva 2000 munguva yamugabe ndaaenge kwamukotsanjera kuti ngozi dzibude kune vakuraya vabhadharwe

  • @israelnapoleon-o4d
    @israelnapoleon-o4d Před 27 dny +4

    So far Honde Valley yavhurika dai mabhinya achiperawo Tsoka warowa basa sebasa. Many mo yrs to sekuru Mukotsanjera wambotofambei neaHonde Valley

  • @user-ln9qj9mt7t
    @user-ln9qj9mt7t Před 27 dny +1

    Mamukasey sekuru Tsoka ... Tangwena Wangu ❤❤❤❤❤❤

  • @rejoycezinyama7963
    @rejoycezinyama7963 Před 27 dny

    Dr Mukotsanjera Mwari ne vadzimu varambe vachiku chengetedzai. Mubadzirw dzimhuri.❤❤❤❤❤❤🎉🎉🎉🎉🎉🎉🎉❤❤❤🎉🎉

  • @A_JM585
    @A_JM585 Před 27 dny +4

    Nyaya dzacho dzirikusanganiswa sanganiswa eish , potai muchi posta ma episodes emhuri one till yapera mopinda imwe zvingatibatsira kunzwisisa ,this is a bit confusing now

    • @AshleyMaradzike
      @AshleyMaradzike Před 27 dny

      Chokwadi cuz hatichazi kunzwisisa isu ingawana vana karanganda vano poster zvaknaka

    • @A_JM585
      @A_JM585 Před 27 dny +1

      @@AshleyMaradzike kutovinga pano nyaya dza sekuru Mukotsanjera coz Karanganda anga asiri posta for some time , otherwise ava hameno editing dzavo zvadziri ,was trying to follow nyaya ya kupemba till yapera but yoh hai 🚮

    • @AshleyMaradzike
      @AshleyMaradzike Před 27 dny

      @@A_JM585 aaa dai ve karanganda vangoita kwte vamwe vakutipa avo vakutotiresva

    • @user-qt6sz4zf7r
      @user-qt6sz4zf7r Před 27 dny +1

      Zvinhu zvisina karanganda hazvina kurongeka seiwu haagone kutaridza camera 📸 kukunhongedzwa

    • @AshleyMaradzike
      @AshleyMaradzike Před 27 dny

      @@user-qt6sz4zf7r aaa eee hameno kut anozvifambisa sey karanganda chero munhu aseka tinotomuratidxwa zvino ava iii hameno hameno

  • @spiwemujoni4483
    @spiwemujoni4483 Před 27 dny +4

    Vanobvumirana neni kuti vaya vanoti come out na sekuru Mukotsa same WhatsApp group simudzai maoko

    • @user-cv8ys8mw9u
      @user-cv8ys8mw9u Před 27 dny +2

      Zvosiyana pakuti tsoka wanochibuditsa kt chitaure chogadziriswa zvino vamwe vaya vanoti comeout kuvanhu wavanenge wapa mari cz kana chabuda chikataura chinozovharirwa chiii

    • @user-oe9rw8os6w
      @user-oe9rw8os6w Před 27 dny +1

      Come out nhasi mangwana come out kuswera mangwana ndizvo ndizvo

    • @marychigumira6419
      @marychigumira6419 Před 27 dny +1

      Chirinda naDuri ngozi dzacho so

    • @RodyChikwaya
      @RodyChikwaya Před 27 dny +3

      Uyu munhu mkuru uyu tisamufananidze nezvisina basa.anongozviita sekutamba hake Kuti zvireruke zvisatyise

    • @olisamanyenya2090
      @olisamanyenya2090 Před 27 dny

      Don't compare mukotsanjera nezvinhu zvine mutsipa chete zvisina head

  • @user-oe9rw8os6w
    @user-oe9rw8os6w Před 27 dny +3

    Imbwa idzi dzinotsika tsika nyaya ,nekt zvinenge zvisina kuremera Iwo ,and wanenge wachitoda kt zvigare ipapo coz hazvisi pamutumbi wake or pamwana wake ,

  • @liliosamumwe9733
    @liliosamumwe9733 Před 26 dny

    ❤❤❤ Mwari nevadzimu vakuchengeteyi

  • @elphuselvisnyangombe383

    No.46 nhasi tsoka weee
    Dr Mukotsanjera Dr Zimbabwe 🇿🇼

  • @TanyaradzwaMuura-w5u
    @TanyaradzwaMuura-w5u Před 24 dny

    Aaaa shame 😢..precious ende zvakaoma.....

  • @rachaelmanganda4475
    @rachaelmanganda4475 Před 27 dny +1

    Salute you Dr Tsoka

  • @TanyaradzwaMuura-w5u
    @TanyaradzwaMuura-w5u Před 24 dny

    Kule mukotsanjera muri cy henyu

  • @user-qb1pf6ym3t
    @user-qb1pf6ym3t Před 27 dny +1

    Saka nyaya iyi ndiyoyatatanga kuona here yoooh nyaya dzacho

  • @MelodyMatarirano
    @MelodyMatarirano Před 26 dny +1

    Sekuru Tsoka ndokuonai sei ndirikure asi ndoona mabatsira nyika zvizhinji

  • @INNOCENTCHIRHIDNZE
    @INNOCENTCHIRHIDNZE Před 26 dny

    ❤❤❤❤

  • @user-cp3fs2qh9t
    @user-cp3fs2qh9t Před 26 dny

    Tsoka , simboti love you hama

  • @KevinButelezi
    @KevinButelezi Před 27 dny +1

    Ngozi dzacho dzawandisa zvakuita se drama. Why does this only happen in Zim?

  • @priscillatembo6760
    @priscillatembo6760 Před 25 dny

    Sekuru mukotsanjera l salute you

  • @MoreblessingMashizha
    @MoreblessingMashizha Před 26 dny

    sekuru mukotsa siyai sekuru wataure zvakaitika plz chiremba musawanze hasha

  • @JamesMandizvidza-yw8cm

    Eta

  • @user-li9ju1mv7i
    @user-li9ju1mv7i Před 25 dny

    Tsoka power

  • @JohnGwetsayi-sf2cf
    @JohnGwetsayi-sf2cf Před 26 dny

    Doctor makanyanya,imbobiraiwo pabuhera apo

  • @Dieonce-Tendai
    @Dieonce-Tendai Před 15 dny

    Sekuru makaipa

  • @CatherineKavu
    @CatherineKavu Před 26 dny

    Chirinda neDuri makanyanya pangozi

  • @tafadzwangamurani3468
    @tafadzwangamurani3468 Před 26 dny

    Hoyooooo

  • @LaizahManingi
    @LaizahManingi Před 27 dny

    Morning morning karanganda tiripo kuseni kuno naD Mukotsanjera

  • @sqrd3536
    @sqrd3536 Před 27 dny +1

    Sabhuku Duri is the one Duri that seems decent and humble❤🙌. Vamwe vanhu vanoparira........ shamefully dragging the whole family down.

  • @ClementeFirmino
    @ClementeFirmino Před 27 dny

    Zvakaoma

  • @NyashaMakuti
    @NyashaMakuti Před 27 dny +1

    Tasvikawo

  • @rachaelmanganda4475
    @rachaelmanganda4475 Před 27 dny

    Nhasi ndapindaira lol😂❤❤

  • @TapiwaDambiranwa
    @TapiwaDambiranwa Před 25 dny

    Sekuru vangu

  • @bosslady933
    @bosslady933 Před 26 dny

    MaUsher asekuru

  • @BrendaSibanda-t9z
    @BrendaSibanda-t9z Před 27 dny

    Firstwoo

  • @user-cn6kp1hr6l
    @user-cn6kp1hr6l Před 27 dny

    Kungomuka takabata tsvimbo yesekuru 😅

  • @marthachinyanga4664
    @marthachinyanga4664 Před 26 dny

    Inini ma surname ma 3 aya ndatone confusion ngozi dzacho dzikuramba dzichingobuda kuna family aya zvanyanya

    • @user-bi8vo9zl2e
      @user-bi8vo9zl2e Před 25 dny

      Waimboitirei Ubhinya guys mapositori ekwamarange taitovatiza tichikura

  • @melodymagidhi1646
    @melodymagidhi1646 Před 26 dny

    Pane anobva kwamrehwa here apa

  • @Netsaimoyo-dg3cb
    @Netsaimoyo-dg3cb Před 27 dny

    Tisvikewoo

  • @bosslady933
    @bosslady933 Před 26 dny

    Saka nyaya dzekuhondo dzichiri kutobuda iyezvino zvakawoma

  • @melverchawasema4905
    @melverchawasema4905 Před 27 dny +1

    Tavepo

  • @LainaDhlamini
    @LainaDhlamini Před 27 dny +1

    Fambai tsoka

  • @MildredMawire
    @MildredMawire Před 27 dny

    Vanhu tazosaratokura mumishaa yakaparwaaa nemadhara, Tsoka ndokwavo manje ukuu

  • @elphuselvisnyangombe383

    Chengetwayi Tsoka tangwena gamba regorongozi

  • @olisamanyenya2090
    @olisamanyenya2090 Před 27 dny

    Uyo abudirwa ne mudzimu ndiye wandinoda fambidzana neakaita sewe mbepo ikaturuka ndoomberera vorevedza ini ikaturuka owomberera zvichitoendeka Manje 13 years mwana mudiki

  • @user-dl6be1ui6g
    @user-dl6be1ui6g Před 27 dny

    Kkkkkkkk tsvimbo iyo kaa i lykit

  • @BrightonChari-dz2zx
    @BrightonChari-dz2zx Před 27 dny

    Vanowanikwepiko sekuru ava

  • @user-mm4vt9ez8b
    @user-mm4vt9ez8b Před 27 dny

    Tisvikewo atsoka

  • @RichardZakora
    @RichardZakora Před 27 dny

    Chiranda family is in deep Shit ngozi dzacho dzawandisa

  • @andresgobge6475
    @andresgobge6475 Před 27 dny

    Zim yatambura nematsotsi,kwese kwese mwari mati tadiiko

  • @CleveAumburudze-tr3mj
    @CleveAumburudze-tr3mj Před 25 dny

    Potai muvhara vana vadiki awo.Ma Media ethics enyu aripiko!!

  • @maslinehove9863
    @maslinehove9863 Před 27 dny

    Tavepo mangwanani ano

  • @TanyaradzwaMuura-w5u
    @TanyaradzwaMuura-w5u Před 24 dny

    Aaaa shame 😢..precious ende zvakaoma.....

  • @TanyaradzwaMuura-w5u
    @TanyaradzwaMuura-w5u Před 24 dny

    Kule mukotsanjera muri cy henyu

  • @elphuselvisnyangombe383

    ❤❤❤❤❤