MARONDERA---- VANASEKURU VAKAPOTSA VAROHWA

Sdílet
Vložit
  • čas přidán 30. 08. 2022
  • MUSHA WOCHENESWA
  • Zábava

Komentáře • 229

  • @preciousmachaka7148
    @preciousmachaka7148 Před rokem +9

    #REGISTERTOVOTE 2023
    Mukomana akapinda amuiwane nguva yekuiitiswa iyi.imbavha idzi vanhu muchamuka rinhiko 🇿🇼

  • @Babamutingi
    @Babamutingi Před rokem +1

    Uyu anonyepa pese anongoti kubatsirwa zveiko hre

  • @ellisonmhaka2737
    @ellisonmhaka2737 Před rokem +9

    Asi mufananidzo uyu urikuratidza kt vechidiki vazhinji munzvimbo iyi havana mabasa nguva dzacho taitarisira chembere harahwa netwucheche kut vange ndivo varipo

  • @AgnesMaradzikwa
    @AgnesMaradzikwa Před 2 dny

    Mwari woye uuuuuu kkkkk inyanga yemombe iyo

  • @juliaherbet2063
    @juliaherbet2063 Před rokem +5

    Ndopaunoona kusiyana kwemurungu nemunhu mutema

  • @Babamutingi
    @Babamutingi Před rokem

    Kule vanonyepa udza vanhu chokwad uye zvekt kubata siyana nazvo urohwa ukafa

  • @DjVeeZW
    @DjVeeZW Před rokem +2

    Drewmas problem munonyanya kutaura stereki vanhu havadi kuona imi asi vanoda kuona zvirongwa Shuwa mungataure 5min mungori 2 b4 musati maisa program here
    Mukuwanza munamato imi ndo 1 chinhu chinobhowa padrewmass media we are using Data zvizivei
    Bva chingonyorai head line motipa chirongwa toona zvirikuitika
    Chimboonaio Slay media havatopude pama program zvachose
    Please isai ma backing voice only not kutimi mutidyire data b4 program

  • @faithrashid963
    @faithrashid963 Před rokem +10

    Vanhu vanokuvara nekunyeperwa nevakomana vemashura ava, vanenge vakatemerwa muropa zvinhu izvi

    • @alcatelthree
      @alcatelthree Před rokem

      Nhema dzoga 🤣

    • @thokobatsirai4273
      @thokobatsirai4273 Před rokem

      You said the truth

    • @faraimasuka1275
      @faraimasuka1275 Před rokem

      Mmmm kutemerwa papi ipapa abvuma wani so chatemerwa chii ipapa .

    • @thokobatsirai4273
      @thokobatsirai4273 Před rokem

      What happens is this vanhu ava vanoenda kunotenga zvinhu izvi kun'anga then vanotemerwa mapipi zvekuti he can command anything from a snake .horn or anything which look scary but by time zvinozopera its either they go back to renew or ndoo paunozoona some wave kutoita sevopenga

    • @faraimasuka1275
      @faraimasuka1275 Před rokem

      Haaa saka murikuti hakuna vanobata nyangazve or zvikwambo munyika mese , tasvu na kanengo vanongobata wani zvazoshata nokuti ndisekuru zhizha, abvuma wani mudhara wacho adii kuramba

  • @melodychikosha9349
    @melodychikosha9349 Před rokem +1

    Saka murikuti imi sekuru vanga vachishaya nyanga iyoyo nekukura kwayakaita so imikaa kudenga kure shuwa

  • @livy38
    @livy38 Před rokem +1

    Hapana kana chokwadi kana 1 ungaudze munhu kuti wakatemererwa nyora uri mudiki nekuti Anga asingaziwe

  • @ruebengwete4701
    @ruebengwete4701 Před rokem +1

    Vana sekuru ava takapesana pakuti chero anoda chiporofita tinopa u.mm varikutopa vanhu matambudziko chivanhu tinochida chose asi vamwe vacho varikunyepa veduwe

  • @simbamoyo9400
    @simbamoyo9400 Před rokem +8

    🤠🤠🤠🤠🤠 regai ndiseke zvangu nematsotsi aya vanatsikamutanda vachivhara vanhu

    • @faraimasuka1275
      @faraimasuka1275 Před rokem

      Sekuru zhizha vanosota avo kubva kare , havasi tsikamutanda rinotova svokiro

  • @vickysosa73
    @vickysosa73 Před rokem +2

    Vanhu vacho vanobatirwa zvinhu tsuro zvadzo dzisina kana nechii .vakapedza mombe anatsikamutanda kumadziva Ava handidi kuvaona vanonyepa

  • @amandasibanda5552
    @amandasibanda5552 Před rokem +1

    Hmmmmm this tsikamuthanda ayiii badlalile ngani shame amanga anjeeeeee🙌

  • @fainamoreblesing5957
    @fainamoreblesing5957 Před rokem

    Haaaaa pakutanga kubvunza munhu mibvunzo hobhooo haiwawooo😅😅😅😅😅😅😅😅

  • @siphosambane6407
    @siphosambane6407 Před rokem +3

    Vanonyepa ava ndezvavo vana skr ngavarohwe

  • @johnnmutseka1554
    @johnnmutseka1554 Před rokem +4

    Kana usati vazviona live unofunga kuti ingano

  • @memorygoche2574
    @memorygoche2574 Před rokem +2

    Nyanga yazobva kupi ipo pataurwa zvejira kkkkkkkkkk Kkkkkkkkkk zvokwadi kuvharwa chaiko uku ava vanhu matsotis asingaite

  • @mushavitazvivona7031
    @mushavitazvivona7031 Před rokem +1

    Sekuru Tasvu vanopedza masports kwete zvaZhizha uyu ichi ndochirimo

    • @LegOfGal001
      @LegOfGal001 Před rokem

      Tasvu akaipa anokuti huya nazvooo wega

  • @almsdeeds2003
    @almsdeeds2003 Před rokem

    Aka kasekuru hakagone Ako ndiko kekuda kurohwa kuhalfway futi

  • @johangreat5922
    @johangreat5922 Před rokem

    Imi vanatsika Muranda ifake vanotemerwa nyora mamaoko munobuda zvinhu mashiripiti Aya kutoudzwa nemunhu nemunhu anoita zvanatsika mutanda kutoti huuya ndikupinzeiwo mudye Mari yemahara

  • @abigailjari7389
    @abigailjari7389 Před rokem

    Nyaya dzacho dzofanana ummm kkkkk qwaaaa hamusati manyeperwa vanhu..

  • @faustinamuchazivepi6977
    @faustinamuchazivepi6977 Před rokem +2

    Ava ngavarohwe vanonyepa uye imbavha

  • @divineshoko1084
    @divineshoko1084 Před rokem +3

    Vanhu vekuMarondera mazungaira inzwa hanzi hihihi hihihi continues nxaaa shameless

  • @johntarinda151
    @johntarinda151 Před rokem

    Mupfana uyo anodherera he is after money .kkkkkk mapenzi ayo Ari kutomuti Sekuru imika tsvakai mwari nguva ichipo

  • @felistussengamai8639
    @felistussengamai8639 Před rokem

    Ava vanongoda kutemwa nedemo ravo chete dhemeti mbavha dzevanhu

  • @nomazulumoyo400
    @nomazulumoyo400 Před rokem

    Ava sekuru manonyepa gavarege kunyepera mbuya avo

  • @lennontyler1518
    @lennontyler1518 Před rokem +2

    Team iro rinonyepa iro kkkkk rinoporofita richifeya vanhu kkk

  • @rozinanyamukapa4013
    @rozinanyamukapa4013 Před rokem +7

    Vanhi vachatungwa nekuda kuona

  • @vongairosemarymutebuka9423

    Hmmm apa ngatidzidzei tizive chokwadi..izvi zvaitika izvi zvandiratidza kuti 2 n'anga idzo maSuspects.

  • @mercyhomweyevhu2374
    @mercyhomweyevhu2374 Před rokem

    Iyi nyanga ndeyavo iyi aa nhai

  • @Ladypradaful
    @Ladypradaful Před rokem

    Yah team ye boys idzi good sekuru ngavaburitse mishonga vovhunza muridzi kuti ndizvo here votaura not kuda vanhu mari mahara nxaa futseki

  • @vanzskies89
    @vanzskies89 Před rokem +1

    Ko vechidiki vese apa vakadhakwa chii chirikuitika nyika inoendepi iyi?

  • @musashoko1389
    @musashoko1389 Před rokem +4

    tarisa crew yacho unobva wawana answer....nhamo netsvina azvisiyani

  • @constancemarifiye7331
    @constancemarifiye7331 Před rokem +1

    Yoweeee Zimbabwe woyeee

  • @rachmietiger4122
    @rachmietiger4122 Před rokem

    Haaa that sekuru uuuum mpanda watsuro wagozonzi ukuda kunotorwa sei Ivo vanzi vakatemerwa nyora huuuu zvekudaro

  • @temptationmandinyenya7087

    Drewmas media taking us to another level

  • @cchitsengacharlotte8601

    Ko awo wane scaff mashaya zvimwe zvekuisa muhuro hre ndosaka muchinyeperwa nekuti muchakarara papfungwa

  • @sarahmukwena1765
    @sarahmukwena1765 Před rokem

    Aa kubvunza munhu then, waakuudziwa kuti wakambobatsirwa uchiri mwana mudiki kkkkk ana tsikamutanda ava

  • @norestmasuku3981
    @norestmasuku3981 Před rokem

    MaSanghoma awandisa muZimbabwe. Vamwe vachol doubt them

  • @innocentmoyo6241
    @innocentmoyo6241 Před rokem

    ko kuzongotaura nhoroondo dzisingazikanwi nemunhu ndokudii nhai kkkkkkk n'anga iyi ngaikwire makomo

  • @aaronmhlanga9445
    @aaronmhlanga9445 Před rokem +2

    Vanhu muchirikutendera zvikubviswa kwe nyanga shame

  • @stanleychamutsa4762
    @stanleychamutsa4762 Před rokem +3

    Apana zvaitwa apa next tym tsvaga n'anga kwete ana tsikamutanda

  • @ashygrace2956
    @ashygrace2956 Před rokem

    Zvekunyeoa izvii ndechawo ana sekuru wekudyira wanhu

  • @greenpeace7380
    @greenpeace7380 Před rokem +2

    Give me a herb to solve my problems, no stories. No Yada Yada business, all lies

  • @greenpeace7380
    @greenpeace7380 Před rokem +6

    These guys can say anything, and anything happens to people. I can be a prophet if I wanted. At times these guys lie mhani

  • @esthermatongo6097
    @esthermatongo6097 Před rokem +1

    Mbavha idzo ngadzirohwe kupedzera vanhu nguva nxaaa

  • @ernestmurapa4541
    @ernestmurapa4541 Před rokem

    Nganzvange zvimwe mudzimu wamurasa

  • @Ladypradaful
    @Ladypradaful Před rokem

    Nhema sekuru vati jira nemushonga ko juzi hunzii nezvaro

  • @babrakagwenjere6659
    @babrakagwenjere6659 Před rokem

    Mubvunzo wangu unoti zvinhu izvi zvingabatwa nyore nyore kudai kunge mafora imika

  • @tinashekandemiri6491
    @tinashekandemiri6491 Před rokem

    Hapana Sekuru akadai

  • @taticlog4521
    @taticlog4521 Před rokem +1

    ko kumba vanonotsvagei izvo zvinhu zvakatemererwa pavari

  • @rumbiepedzisai4361
    @rumbiepedzisai4361 Před rokem +5

    Drewmas family murisei

  • @blessingmashandureblessing9650

    Iro rinezi scurf rezanu ndiyaniko

  • @fofoemaibvise2768
    @fofoemaibvise2768 Před rokem +3

    Vanhu vacho vane mushonga vanototambura last nmbr

  • @wendychatsama4868
    @wendychatsama4868 Před rokem +1

    Haaa kanzvimbo kne maborangoma ndatenda hngu😂🤣

  • @cathymakoni9552
    @cathymakoni9552 Před rokem

    Nhema idzo

  • @futuremugande8500
    @futuremugande8500 Před rokem

    Mdidi yabantu nxaaaa

  • @mieshachirenda7667
    @mieshachirenda7667 Před rokem

    Saka vakatosvikirwa ipapa ,??? Hayas endai mega Kun,anga dzenyu

  • @plaxceedesmtenda3957
    @plaxceedesmtenda3957 Před rokem +1

    Ndezvekunyepa izvi

  • @Jo-mf2bm
    @Jo-mf2bm Před rokem

    nhema idzi. makamboona kupi mudzimu unofarira zver social media.

  • @mshapiloevidence453
    @mshapiloevidence453 Před rokem

    Sekuru vanenge vanonyeba

  • @tarirobhunu131
    @tarirobhunu131 Před rokem +1

    Ko sei zvinhu zvacho zvichifanana 🥹

  • @shiyeliainkorea
    @shiyeliainkorea Před rokem

    yowe nyanga yacho mmmm

  • @tambuseda2809
    @tambuseda2809 Před rokem

    Vanhu mazungairwa ayaaa

  • @innetazayi8072
    @innetazayi8072 Před rokem +1

    Endaiwo kuforrest Lodge sekuru Zhizha kuMarondera ikoko

  • @mashyteebadlykdziva976

    Anopenga uyu arikungokurukura

  • @tatendasarucheratatendasar2619

    Saka vana sekuru vanodhomoka

    • @stellamukoki6663
      @stellamukoki6663 Před rokem

      Area ine ropa paiuraiwa vanhu pafarm apo saka ndiri kuona spirit yacho iri kutenderera plus iteam musombodhiya kkkkkkkkk kana paripo pandinoziva hangu

  • @percymagutshwa742
    @percymagutshwa742 Před rokem +3

    Ndaona umwe arohwa apa 😂😂😂😂😂 nekunyepaa iniii

  • @tsitsikampira1011
    @tsitsikampira1011 Před rokem

    Torai zvinhu kwete kubvunza kana muchiziwa tora kana kuti todedza sekuru Tasvu

  • @alicemukudo4372
    @alicemukudo4372 Před rokem

    Torai zvinhu sekuru munoda kugadzirei

  • @lukemarwa5959
    @lukemarwa5959 Před rokem

    Ko n'anga dzinozombobvunzireiko munhu zvekudhara uchiri mudiki

  • @taffysazunza2437
    @taffysazunza2437 Před rokem +1

    Tsikamutanda kunyepera vanhu vanhu ngatingware hapana zvino zivikanwa busy kubira vanhu ngarohwe🤣🤣🤣🤣🤣

  • @vimbaivimbainashe9469

    Matsotsi ayo vanotoitira marema

  • @cynthiamapuri3105
    @cynthiamapuri3105 Před rokem

    N'anga dzakunyepa mazuvano

  • @mistyma1chekudyahachidadir100

    regester to vote

  • @stellamukoki6663
    @stellamukoki6663 Před rokem

    Team iyo doro rega rega

  • @kelvinmarongwe2844
    @kelvinmarongwe2844 Před rokem

    N'anga idzo ma big suspects avo ngavarohwe mbavha idzo vahadzira zvinhu izvo vajaira

  • @akadee8355
    @akadee8355 Před rokem +3

    Ko munhu wese kudakuita mutori wenhau🤣🤣🤣vanhu Sooo kaa

  • @richardjakarasi1912
    @richardjakarasi1912 Před rokem

    Imbavha idzi

  • @jameskwindingwi4912
    @jameskwindingwi4912 Před rokem +3

    Zvinoda sekuru Tasvu nasekuru Kanengo 🔥🔥🔥

  • @thokobatsirai4273
    @thokobatsirai4273 Před rokem +1

    VaNeshamba maface ayo vamunoti anasekuru avo ma fake ndovaziva zvinhu zvavanobvisa ndezvavo but vanoita anonzi mashura zvavanobvisa zvinenge zviri mavari that's why uchizoona zvichipera.ini nditori nemuzukuru aizviita zvekuti aitogona kukubvisa zinyanga iro paruoko so paya hamuna kunyatsopanzwa pakutanga zvanzi vane machira nemushonga but pazobuda nyanga.

  • @matibisachatyoka
    @matibisachatyoka Před rokem

    Tsvimbo dzavo ndidzo dzine mapowers nd pakushanda doro havaregedze kunwa kuitira vave nepapowers nekusatya

  • @wilfrednizira9899
    @wilfrednizira9899 Před rokem

    Vanhu vako vakadhakwa

  • @godknowsmise6982
    @godknowsmise6982 Před rokem

    Mama wababa ava baba maskelemu

  • @rosaphiri9701
    @rosaphiri9701 Před rokem

    Kushaya mabasa

  • @angelinaballerina5203

    Zvin'anga izvi zvinondipa hasha

  • @juliamodise8610
    @juliamodise8610 Před rokem

    Anonyepa sekurj

  • @tatendasarucheratatendasar2619

    Iye akakutumai kutedza misha dzevanhu ndiyani kna muchigona vanhu vanokutsvagai vega kuda kubira vanhu

    • @faraimasuka1275
      @faraimasuka1275 Před rokem

      Abirwa ndiyani

    • @thokobatsirai4273
      @thokobatsirai4273 Před rokem

      Varikunzi vanezvinhu ovo zvanzi vane machira nemushonga but kwazobatwa nyanga chii ichocho nhai wehukama

    • @faraimasuka1275
      @faraimasuka1275 Před rokem

      Nyanga yacho ndiwo mushonga wacho

    • @thokobatsirai4273
      @thokobatsirai4273 Před rokem

      @@faraimasuka1275 haaaa tezvara vanhu vane trick yekutswaka mari ini as I said I got first hand information about these people not a hearsay

    • @faraimasuka1275
      @faraimasuka1275 Před rokem

      Hapana maths APA , ukapinda mukuroiwa nehama y Will understand more. In this case uyu abvuma kuti ane zvinhu zvake so maths dziripapi

  • @mamomnyoni1829
    @mamomnyoni1829 Před rokem

    Ko imi tsikamutanda uyo hamuoni here kuti itsotsi,danayi Sekuru Tasvu na Sekuru Kanengo iro igwere gwere

    • @memorygoche2574
      @memorygoche2574 Před rokem

      Sekuru kaNhengo vakasota mbuya vaya nasekuru vekupedza dzinza

  • @inniezhungu5216
    @inniezhungu5216 Před rokem

    They dhizevhi rumamiso

  • @dorothymate3755
    @dorothymate3755 Před rokem

    Zvakaoma

  • @anymorekamuruko
    @anymorekamuruko Před rokem +1

    Drewmas media inerudzidziso inotipa ngwara reupenyu

  • @sibusisomkwananzimkwananzi640

    Unqantshile Wena swayini

  • @livy38
    @livy38 Před rokem

    APA rimwe rakapfeka scarf ya ED richiteerana Nana tsikamutanda

  • @emmiebhuleyaesmerauld1328

    🙆‍♀️🙆‍♀️🙆‍♀️lol zvotyisa izvi

  • @bongiempofudube8235
    @bongiempofudube8235 Před rokem +2

    Kkkkk every one is 🥴 drunk

  • @mutarisikudakwashe9815

    The Son is defending things that are haunting him

  • @tafadzwajozah6783
    @tafadzwajozah6783 Před rokem

    Kkkllk

  • @memorynherera6999
    @memorynherera6999 Před rokem

    Zvambonzi Jira yanyanga kkkkk