God bless the women. From all those people interviewed, it was the females who were making sense. Almost all men were drunk, come on guys. Tinoda varume vanomiramira. Thanks Drewmas Media, you have never disappoint
These Satanists must be arrested this is what is destroying our country.Zvima church zvavo zvekunyapa izvi.Deedzai sekuru Tasvu kana madzibaba Bond chokwadi chobude.Vanoroya vanhu ava.
Umm thanks drewmas, zvoittawo tidzidzise vana vedu kuramba zvinhu zvingangoita nevanhu uyewo to be friendly with our children so that they feel free to tell us what happen to them where ever they are were.
Awesome,Malaria testing,wakaudzavoo vabereki vevana here nezvazvo.SDA or Chairs are they aware? Why did she told the kids to conceal from their parents. Head na Teacher vake I syndicate.Wabatisisei,vachadura havo.Rovai munhu
Uum wats happening in my province, tinenge tichiti vana vakachengetedzwa nemateachers mumaxools umu izvo tirikuvapereka kumasatanists, izvezvi vana vakawanda vakazviitwa worse tuma young ages weduwe utwu so easy to lure😭😭😭 God protect our kids
God have mercy 🙏🙏 Mwana Ari innocent l rebuke every demonic spirit in Jesus name .
paying homage and acknowledging Karanganda was great Andrew. good gesture there.
Thank God, this little girl is very intelligent, parents please teach your children not to keep any information from their parents.
Tipeiwo zita raheadmaster wacho namadam wake
Fambirai mwana musaite hupwere ndapota hangu. Tsvagirai mwana tsvimbo yechikoro mubvisei ipapo .Mwana uyu akagwarira chaizvo .
So sad our kids are no longer safe out there
Icrew imwechete headmaster uyu naheadmaster waLivi
Kana zviri zveChurch ndezve maSatanism nekuti zvinhu zvechokwadi zvino ziviswa vabereki vevana.
Teacher Ava vakadii kutora tops kuvana vekuchurch kwavo kana zviri zvinhu zvechokwadi
Mateacher ngaasiyane neSatanism veduwe....our kids are nolonger safe...God hev mercy
I like that the community is coming together to protecr their children .
Kamwana kakatorwa ropa daikakasafa kakahwadzihwa daikakabudao hko katori nanai kamwana 😎😎😎😎
Kunyepa kwemudzidzisi roparekutestwa harichngetwe renge ririshoma vanezvavaizvitira zvesatanic
Thanks Dremas media..I love you dremas media coz munosvika panzvimbo chaipo panenge pakaitokira panzvimbo.
Wakagona wakabvisa headmaster. Kwete zvekuchengeta mhondi pachikoro zvakaita wekuTsonzo
chandafarira community iyi yakabatana
Headmaster naTeacher vanozivana. Headmaster vanga vato enda neropa kun'anga ndosaka vakati disappear
Wapedza
Yaaa i think soo ndoochokwadi chaicho
Yaa ndovakatora blood mumba ma ticha
Huyayi kwasekuru Tasvu vanoitwa bho vakataura chokwadi maschools ekwaMutare atoshata
Tsonzo ungati iri mamutare
futu mateacher nemaheadmaster vodya vana muzvikoro shuwa
Headmaster na teacher ivavo it's a team vanoshanda vese vanoda kurohwa nemob
Nyaya inorema iyi yohwe. Aaah Ministry ngaiite action very fast.
Min of Edu is coming to be helpless now
Drewmas Media you are best of the rest😍💝
Mmmm nyaya dzirikuitika muzvikoro dzaakutyisa, vana vanoitwa ma satanic, ngaanyatso taura kwaakaisa blood remwana, very scary.🙆🏽♀️
Unga tester mwana wobva wamuudza kuti usaudza vabereki zviri pachena kuti ndezvemushonga
Ndafarira kamwana ako hakanyengereki kakaramba kutengesa blood nebisvo
Musta musoro chikomana don’t keep looking down Ka nyaya yakayipa iyii
😂😂😂😂😂😂😂😂😂
That was a good coverage Thando and NoShamba. Keep the Drewmas flame burning..
Thank you memo
Ndozvakanakira kutaura nekuva best mubereki kuvana.Ndinokutendai mainini.Police yedu ngaiite basa kwazvo kwete kungo pihwa tumari.Teacher zvakatanga rinhi kuita zveropa panenyaya
Aaaah mwana we6yrs and kakangwarira zvako kakagona kusvika kachitaura kumba. Mmmm chiiko vanhu varikuda kuridiiko ropa remwana vanhu vakungoita anything kutsvaga mari nenzira dzisiridzo chokwadi
Thank you Drewmas media for visiting manicaland
God bless the women. From all those people interviewed, it was the females who were making sense. Almost all men were drunk, come on guys. Tinoda varume vanomiramira.
Thanks Drewmas Media, you have never disappoint
😂 😂 😂 🤣 Hamusi kuvaziva valume acho
Head na Teacher vanozivana.ndosaka vaiti mozouya mangwana vachiyedza kuti mazuva afambe zvishaye umboo.chiitiko chakadaro chinenge chichitoda kuti unange ku police ipapo ipapo
Kasi ma Techa Ava ma Nurse futi here,Apa headmaster vacho vanzi vatiza vakangovana Na Head uya we ka Kingston Masatan Aya manhi
Pindurai Mwari ...tongotenda mwana akaudza mubereki ari mumwe aingonyarara nkt anga atopiwa vhara muromo we biscuits zvakaoma
CT
Thank you Drewmas.
Vanogona vabereki vane vana vari pachikoro apo , Voda kupamha futi nyaya seya Livingston, madam avo vahead vanozivana
Mwana uyu Mwari anaye ngatitendei Mwari
Kwa Murare kwatove neka we kamhepo kapinda headmaster nemudzidzisi vane nyaya dzekudeura ropa
Head na Teacher basa ngarito pera vakabva pachikoro ichocho voenda panechimwe vanongoita futi
God has a mission on that child that's why she was able to speak out
Marariya ekutetisa mwana 1 here
Teacher vacho vanoda rumamiso vese ne n'anga yavo. Varoyi vevanhu.
Ummm headmaster na mam ngavasungwe kana kudzingwa pachikoro
Vobva vanodzidzisa kupi futi ngavasungwe chaiko
Soko and vano Shamba muri sei, and thank you nekutipa nyaya dzemuZimbabwe
Aaaa organisation's yeku church ummm totizirepi kna ma church otora Ropa ku church
Thank you taurai
thumps up for Mr neshamba
These Satanists must be arrested this is what is destroying our country.Zvima church zvavo zvekunyapa izvi.Deedzai sekuru Tasvu kana madzibaba Bond chokwadi chobude.Vanoroya vanhu ava.
Bond weyi ndi satan futi hauzvizive
@@kinifa6934 nhai hako,,, Jesu Kristu ndiye ega,,
N'anga muroyi futi.
Matsotsi ese ayo ,vanhu svinurai mhani
@@lovemoremusvazvi4112 tsotsi rinoba ropa🙄🙄
Head na teacher Uyu vanoziva
Taura hako dia zvakamboitika ku chegutu
Umm thanks drewmas, zvoittawo tidzidzise vana vedu kuramba zvinhu zvingangoita nevanhu uyewo to be friendly with our children so that they feel free to tell us what happen to them where ever they are were.
Ngadzingwe kana yaita shumba yevanhu
Kk kumukadzi wabba ava anoshnda ari kuclinic ari teacher futy kanjani
Makuna kuna chaiwo chii chakadaro nhaimi😭😭😭
Zimbabwe yaparadzwa ne government, munhu chero akaita mhosva yakaita cey haasungwe unotomuwana achitambidzana doro nema purisa acho, hazvichade ministry izvi zvakungoda Mwari chaiye
Watching you live from Capetown Stellenbosch Winery road restaurant South Africa Somerset west
🙄🙄🙄🙄
@@graciouskasai1923 ndeip
Vana vedu Havasi safe veduwe 😩 todiiko senyika nhy
Zviripachena wani, headmaster necrew raakauya NARO masatanist
Iko kwaMutate kwanetsa veduwe zvinhu zvoitika Mutare unoshaya zvikumbofamba sei
Baba kupusa..kutoda ku ignore mwana ataura kuti ndabaiwa but ndanzi ndisataure..thanks to the mother for taking action
Hapana zvapo chinoshamisa alume acho mmmmmm maOne
Sungisai munhu musadzokere shure
Ah!! AFM yakuitisa mates emalaria? Kunyepa uku. Good move maparents. You don't need such a head, teacher ngavasungwe havo
Awesome,Malaria testing,wakaudzavoo vabereki vevana here nezvazvo.SDA or Chairs are they aware? Why did she told the kids to conceal from their parents. Head na Teacher vake I syndicate.Wabatisisei,vachadura havo.Rovai munhu
Our kids are not safe out there please God guide my baby
Mhoswa tekutanga teacher haasi doctor I jeri rekutanga
Zanu pf kubva payakangopinda chete satanism yagarwe
Ummmm nyaya inoda kufambirwa iyi
Headmaster wakatoenda neropa kuromba
Ropa rakatoenda naheadmaster
Thank you Drewmas
God pliz protect our kids...Where are we going as Africans..How can someone do this to a child..
Ndaakutoona kuti pakaitika nyaya dzakadai vanhu ava vanoda kurohwa zvekuti havazviite ngavaroyere kure
Kudayi asina kudza mwana kuti asanoudza mai vake taiti pamwe I chokwadi asi now akati usaudze mai vako kureva kuti pane huipi huripo
Mutare panenyaya
Ah gyz dai ndirinika taenda kuPolice vanedemo pahuro
Good community makagona makaita marching satanism yawanda mabusicuit echii
Headmaster ndiye akayendesa ropa when he disappeared for days. He and the teacher are in this together
Uuuuu zviri kuitika muzvikoro zvakaoma
Drewmas media nhasi rarimwe zuva
Mudzidzisi na headmaster ngavavharirwe mukati kusvika vataure chokwadi.
Enda kwasekuru Tasvu kana sekuru Kanengo, ropa remwana risati rashandiswa
Call yerufu kuna headmaster was a lie, ndipo vakatoendesa ropa
Drewmas team murisei
Zvakaoma. Vabereki toshaya kuti vana vodzidzepi sezvo vadzidzisi vacho vave shumba kuvana.
Uum wats happening in my province, tinenge tichiti vana vakachengetedzwa nemateachers mumaxools umu izvo tirikuvapereka kumasatanists, izvezvi vana vakawanda vakazviitwa worse tuma young ages weduwe utwu so easy to lure😭😭😭 God protect our kids
Hmmmm so sad this school is in my area yooooo
Vabereki vepachikoro apa vakabatana vakamira vose kwete veku Tsonzo kwa Livingston
Pamberi nebasa mr neshamba na sokostna
Drew mas#1
Headmaster akaenda neropa uyo anoda kumamiswa kani newaya chaiyo
Vanoda kutijairira ngavatipe ropa remwana wedu sure ..nyangwe kuti kutester malaria sei vakatester vana 2 pachikoro ipapo vakadii kutester mwana wose uye sei vakat musaudze vabereki nxaa
Vanhu vakupenga sure
Kip up the good work
Mudzidzisi anogona kunge aine shavi reuroyi. Apa kuzoti usandoudza mhamha. Why? Ropa rakandotengeswa chete na Head.
Thank Drewmas
Zvakutyisa hama weeeee mutare yanetsa zvakare ko chiiko nhai Mwari vana vavekuitiswa zvisizvo mumwe mwana akatsakatika zvisina tsarukano nhai Mwari
midzimu yemwana uyu wakasimba wazviramba
Sokostina.....mbama
Headmaster na madam vanozivana
KwaMutare kwatonetsa nesatanism
Uyu haasi Simba wedu here Samanyika weCoventry
Mudzidzisi uyu something wrong behind
Ummm pakaipaaa
Apo mainini looking good muri nyenyedzi inopenya
Musatanist teacher
Head naMadam varipamwechete masatanism varikushandisa ropa revana vanoda kusungwa