I just love the disclaimer from DMM, and I love dingindira nehudzamu hwerurimi rwemutapi wacho. And the sincererity in their request for financial assistance.
Chimborapai marry Chiwenga imi!! Mobvisa zanu PF mozotanga kutaura kwete kungovhomoka kutaura marara here!!! Iko kuvhundukira sure kutaura vachisheedzera , Apa faking accent, this man is very Shona l bet you..
Accent shows he is not Malawian He is very Shona who goes to Malawi Mozambique Zambia looking for charms. Just listen when he is in a continuous conversation his Shona accent comes out. He said the truth kuti Mapositori anotorazvikwambo they do mashiripiti vachiti Mwari Vati........... dark world. Mwari pindirayi
Yaaa pakaipa ko vanhu vanotoregwa kana kunyimwa mapermits ku SA zvinoita here kuti ivavo vakaramba nawo vasotiwe vatende kuti haaa dzorerayi zim pa nzvimbo yavo kkk
Madii kumbobatsira vana vezimbabwe isu tatambura namunangagwa
He is Zanu of...chizvo.
kkkkkk shuwa zwako iwe
Kkkkkkkkkk
Keep on giving us programmes like these
I just love the disclaimer from DMM, and I love dingindira nehudzamu hwerurimi rwemutapi wacho. And the sincererity in their request for financial assistance.
Ko nhai sekuru hamukwanisi here kutumira zvidhoma kunorova garwe na chiwenga
Doctors in Hospitals are on strike why cant the gvt of Zanu Pf hire these guys.
10 wives and 57 children, my man
rapai nyika yatambura iyi asekuru
Ndipatse ndarama yangu 😂😂😂 kkk Abambo Muri bwanji
PLIZ PLIZ ASK THEM KUTI VAKATUMIRA ZVIDHOMA PAMUNHU ANONAMATA CHIII CHINOITIKA PLIZ DO THANK U
INI ndoda kubvunza kuti toti ndada kubatsirwa nasekuru Kafera ndoda kuti zvinhu zvanhu zvitambanuke asi ndisingade kuromba uye ndisitorina mari yekukubhadharai panguvaiyoyo ndinobatsirika sei
Imbavha iyi please don't be deceived vanobira vanhu mari
Ko varume vanoramba Vana sekuru munoshanda navo here Kuti abvume mwana wake
Haaaa ndotenda zvangu sekuru kafera munobatsira shuwa
Ndamoti Ndi Themba Mliswa nevoice
😅😅😆😂
kkkkkkkk
voice remasese
sarudzai mbamba 😂😂😂😂😂😂😂
Kkkkkkkkk haaaa futi
Someone add translation 😅
imarii? kutumira mheni kuna munangagwa na chiwenga plus muno swiper here?
Kkkkkkkk wandinakidza wena
kkkkkk aaaaa ma1 shuwa
Kkkk haha paku swiper apo wauraya
I prefer this dude to be our President, America or Russia wont stand a chance militarily, ndavakukutumidzira zvidhoma he will say.
I appriciate the borehole part of e story
Sekuru ko paconcrete unofoshora sei
Kkkk baba Ashie mazondityora nekuseka nhasi . . Kkkkkkkkk I knw him in and out . Musaderoooooo
Zikomo kwambili Abambo Kafera tamvera
Achimwene
@@alanjebetty5754 muribwanji
Chimborapai marry Chiwenga imi!! Mobvisa zanu PF mozotanga kutaura kwete kungovhomoka kutaura marara here!!! Iko kuvhundukira sure kutaura vachisheedzera , Apa faking accent, this man is very Shona l bet you..
Munhu anoziva basa rake azvishambadzi vabatsirwi ndivanotaura zvavange vaitirwa
Sindikatambe manje 😂😂😂😂 sekuru musadro munge matsamwa shuwa
Marawi yatikuvadza ,, bhobho ndiye akakonzeresawo zvese izvi Mwari achatonga hake pakupedzisira
Ndivo sekuru vekuti matako here Ava pa power fm 🤣🤣🤣
😅😅😅😅😅😅
😂😂😂😂
Kkkkkkkk Ehe ndiwo
Ndivo but pachiChewa kuti matako nekuti kutunda hazvinyadzisire
Kkkkkkkkkkk asekuru!!!!! African science...... remote control......
Iwe ukuda kutiudza kupa kwako vanhu chikafu or kurapa kwako
Britain really??? They won’t make it over the Atlantic
Haaa man'anga ngaaite basa rao shuwa
Mubatei aende kunorapa RBZ, iri kunyatsorwara 😂😂. Musombo wachipa
pakutodiwa zvidhoma zvenyika.
Choipa chisatamwene masamba asiyana
Zvino zvavarikufumura office😂😂😂
Zikomo zikomo kwambiri
Ichokwadi here icho
Ndine munhu ari kundikwereta munokwanisa here kundibatsira here ndiri kuno ku Mozambique
😂😂😂😂
Unoenda uchida kubatsirwa wosvikotakuriswa zvinhu uku
Taura hako
Ndipeiwo #,dzasekuru awa
🤔
Ngumthakathi
Vanhu ngavaenda kumutare kana vasine kubhadharwa
Hi sekuru ndiri Kuda number dzavo
Ummm zvidhoma.pafeya not secret heey 🤔
Sekuru ndunge vanhu vaye vakushupa
Tinotora number free pafb
volume volume
I can say 100% this dude can find the missing billions$.
Yaaa he seamz lyk he knwz wht he s doing
Munopengaaaa
Fortunate muchekadzese l did not lough dear
ko nhai sekuru makafa zvinhu izvi zvinoitwa sei mune wamunosira hr sezvakaitwa na sekuru ndunge
Kulez ane ma arsetes awo zvidhoma kkk
Ko runyoka munobvisa here
Tinotenda Jethro Yes bvunza hako
Makadii sekuru
Ko national parks yoti ne mhuka iyo kamba
Registered Zinatha healer
yohweeee
Ngatiratidze tione ipapa
Pane arikuda # dzaSekuru todziwanasei
Sekuru vanhu vanofunduka kaa kuvhundutsira vanhu
Kkkkkkk kwaaaaaa
Shuwa shuwa bhaibheri
DNA!
Accent shows he is not Malawian
He is very Shona who goes to Malawi Mozambique Zambia looking for charms. Just listen when he is in a continuous conversation his Shona accent comes out. He said the truth kuti Mapositori anotorazvikwambo they do mashiripiti vachiti Mwari Vati........... dark world. Mwari pindirayi
NdevechiChawa Baba Ava. Definitely my Shona. Vakasiya huChawa varikuita chivanhu.
NdevekuMalawi kaaccent kachiripo chete kt vagarisa muZim ava
Vari kuChitungwiza kupi kwacho
Kumuzi kwatu
Zvidhoma yooo🤔🤔
Hanzi sure sure bhaibheri 🤣
Ah kkkkk khulu wanghlekisa.batshaye
Ma elder Aya
Nguva ye n'anga yakadarika .ino yave nguva yekutsvaga Mwari mumweya nemuzvokwadi .kudenga kunenyaya uku . Dai Mwari vatibatsira taziva kuzvipfugamira .
Mwari wenyu akaunzwa nemhandu dzakatiudza kuti hatisi vanhu tiri makudo vakauraya madzitateguru edu vakabata vakadzi chibharo. Mwari iyeye akabvumidza bhunu kuti riite zvarinoda munyika yedu. Tibvireipo mutinyararire
@@CorpusChristi-j8x matsamwa
Ana magaya ndovanokukanganisai
But true
Saka titeerere prophet magaya naPassion Java twabamu here nhai mukoma
Sure sure bibiri...they blve in bible..
ko inini ndakabirwa munobatsira ft here
half a million.kkkkkkkkk
kkkkkkkkkkkkkkkkkkkk Panoti Temperature kule havapagoni
P
Yamakabata iMicrophone here iyo Kule
🤣🤣🤣
Sekuru but musadaro 🙆ko 15 billion yakarova kureva kut hamuna kumboinzwawo, 😭nyika ikutambura kudai and hamuite yhoo, kungotumira kachikwambo ikoko kwazvakarehwa zvidzose mari nyika irarame 🙆sekuru😂😂😂😂
Kkkkkkkkkkkkkk
Dealing na Mnangagwa
Pakaip
sekuru manogara pap awo
Unit j chitungwiza
mmmmm ko zvevanwe zvinoramba sei
Sekuru u must be very rich mukutaura nezvema USA
Aiwa ndakasvika pamba pavo pakarongeka
@@vimbaizulu1359 wakabatsirwa hrr hama
Yaaa but zvoda une hana yakasimba vanongokuitira zvawataura ende havadi mishonga yavo kuti ibude gate vanokurapira pamba pavo .
@@vimbaizulu1359 can I have your App # plizzz ndine zvndikuda kbvunza
+264814799195
Kkkk zvidhoma pakaipa
Matare awo wanoita mariii
Ma pastor arikutsvagei pa channel ino? N'anga dzika comment-a penyu munozvidawo. Unless paine zvirikutsvagiwa
Can you please put up subtitles 🙏🙏🙏
Ndokumbirawo number
Ndunge 2
#
Pamberi nebasa kule vapei zvikwambo vanozvida gadzirisai mbavha kubirwa kunorwadza
Taura hako kubirwa hakuite
Ndibatsireio nenumber dzasekuru pls
Wakadziwana here undipewo Hama?😂😂
@@Sharimstories tora dzinozobuda pavedio pekupedzisira.wotaura nemunhy iyeye
Neni #
Hapana apoo kubaa mari dzevanhu mahara unonyepaa iwe mudhara iwee zvinhu zvipii zvaunotumaa iwee hauna mushonga waunozivaa iwe imari dzaunobira vanhu idzoo dzaunozopa vaunenge uchitorera mari dzavoo
Urikutiiko iwe? Werenga statement yako futi. Asi wakakutorerawo mari yako mahara?? Waindotsvageiko??wakakunyima nekuti kasikana kwemusoro weyellow kakange katoona pfungwa dzako semaonero ayondaita pamanyorero ayo waita
@@packno-no1564 tete vangu vakaendakoo vabirwa vakabvisiswa 50 USD vakanzi ndatuma zvinhu zvangu kkk nanhasi dololo patova ne 6 months zero zero haaa haaa kkkk
@@washingtonmunemo2778 Washii! Dzokerai futi nekuti makapotsa pamhiko yacho. Asekuru vaye havakanganisi, vanochaya 9xs. Pa9xs, mumhu anoti Baba. Kkkkk
@@packno-no1564 kkkkkkkkkk
goback to Malawi
Marawi
mmmmm zvakaoma
Zvidhoma uuuu vakivhundutsa vanhu sekuru avoo
Ndoziva kwavanowanikwa ava, mumaraini chaimo
Vanoita zvechokwadi here or itsotsi
Yaaa pakaipa ko vanhu vanotoregwa kana kunyimwa mapermits ku SA zvinoita here kuti ivavo vakaramba nawo vasotiwe vatende kuti haaa dzorerayi zim pa nzvimbo yavo kkk
Kkkkk
Tipei contacts numbers plz ndirikuda kuona sekuru
Pfugama,unamate,uchikumbira kuti Mwari vakupe rugare
Kkkkkkk
Kkkkk hnz shuwa shuwa Bhaibheri chidhoma ndokutumira boe her kule
kupenga hakuridxirwe bhero
ndomatangiro azvo,muri kutsvagei kumajecha muchitadza kuenda kunogara kuBrooke
Iwe hun'anga haude husmart mayb kwavari ikoko kutiri ryt
Kupa vanhu zvikwambo
Taura hako aaa zvinotyisa
Zvidhomaendai zvorova mazanumakurumakuru
Sekuruavabodo kuseeikwekuseri sekurubanda is rich now
Vhidomatumiraikuvakuruvenyika vabve pazvigaro kkkk
vanhu vanovhundukaka
Sekuru varikuto rwarawo hona dikita negosoro😂😂
I we wakatorambira mari yangu l know him
Kurwara kudiniko iwe hanty muroom muri kupisa here iwee siya sekuru vaite basa ravo even doctor chaiye ari kurwarawo achitorapa vanhu
Kkkkkkk
J