- 505
- 2 890 514
Rusike TV Zimbabwe
United Kingdom
Registrace 10. 03. 2018
TINOFANIRA KUSIMIKIRA HURUMENDE YEZIMBABWE!!!
NGATISANGANEI KUDZOSESA ZIMBABWE YEDU KURUMBIRI RWAYO KARE!!!
TSIGIRAI NYIKA YEDU YAWA!!
PARARIRA SHOKO!
WE NEED TO STAND UP AGAINST THE CORRUPT GOVERNMENT OF ZIMBABWE!!!
LET'S COME TOGETHER TO BRING BACK OUR
ZIMBABWE TO IT'S FORMER GLORY!!!
SUPPORT OUR FALLEN COUNTRY!!!
SPREAD THE MESSAGE!!!
TIKTOK - MR.RUSIKE
FACEBOOK- RUSIKE TV ZIMBABWE
Gurukota ReSouth Africa Roda Kuziva Kuti Seyi Mari Irikubiwa MuZimbabwe Iri Kuchengetwa MuSA?
Gurukota ReSouth Africa Roda Kuziva Kuti Seyi Mari Irikubiwa MuZimbabwe Iri Kuchengetwa MuSA?
zhlédnutí: 16
Video
Kana Mbuya Nehanda Chaiye Arikundirovera Maoko! Handinyarare Kutaura
zhlédnutí 469Před 5 hodinami
Kana Mbuya Nehanda Chaiye Arikundirovera Maoko! Handinyarare Kutaura
Yadeuka Yadeuka Mvura Yeguvi Haivorerwi
zhlédnutí 2KPřed 23 hodinami
Yadeuka Yadeuka Mvura Yeguvi Haivorerwi
Nyika Inotofanira Kubuditswa Munhapwa Mayakaiswa NeChimusangano CheZANU PF Ichi.
zhlédnutí 931Před 2 hodinami
Nyika Inotofanira Kubuditswa Munhapwa Mayakaiswa NeChimusangano CheZANU PF Ichi.
Uku Ndiko Kuparara Kwaita Nyika Hama Weee
zhlédnutí 1,7KPřed 7 hodinami
Uku Ndiko Kuparara Kwaita Nyika Hama Weee
Mnangagwa Avakisa Imba Pakati Pesango Nemari Dzekuba Zvashamisa Pasi Rese!
zhlédnutí 2,9KPřed 9 hodinami
Mnangagwa Avakisa Imba Pakati Pesango Nemari Dzekuba Zvashamisa Pasi Rese!
Varwere Vofira Pamaghedi Ezvipatara Zvisina Mushonga MuZimbabwe
zhlédnutí 1KPřed 9 hodinami
Varwere Vofira Pamaghedi Ezvipatara Zvisina Mushonga MuZimbabwe
Mnangagwa Kuba Sarudzo Dza 2023 Zvinosemesa! Nyika Haimbofamba Kana!
zhlédnutí 1,8KPřed 12 hodinami
Mnangagwa Kuba Sarudzo Dza 2023 Zvinosemesa! Nyika Haimbofamba Kana!
Simba Riri Muvanhu!! You Can't Fight The People And Win. Inguva Chete!
zhlédnutí 1,4KPřed 14 hodinami
Simba Riri Muvanhu!! You Can't Fight The People And Win. Inguva Chete!
Mhondi Idzi Kutiparadzira Nyika Kusiya Yave Mvemve!!!
zhlédnutí 596Před 14 hodinami
Mhondi Idzi Kutiparadzira Nyika Kusiya Yave Mvemve!!!
It's Now Time Zimbabweans To Unite and Fight This ZANU PF Terrorist Government
zhlédnutí 1,3KPřed 14 hodinami
It's Now Time Zimbabweans To Unite and Fight This ZANU PF Terrorist Government
We Thank Zambia for Supporting Zimbabwean Cause To Freedom
zhlédnutí 1,8KPřed 16 hodinami
We Thank Zambia for Supporting Zimbabwean Cause To Freedom
Nyika Dzakatenderedza Zimbabwe Dzabvuma Kuti ZANU PF Is A Mafia Organisation
zhlédnutí 13KPřed 16 hodinami
Nyika Dzakatenderedza Zimbabwe Dzabvuma Kuti ZANU PF Is A Mafia Organisation
Chi Army Ichi Chakaipa Kwazvo Ckakatitorera Mnangagwa Akange Atiza Munyika
zhlédnutí 1,9KPřed 19 hodinami
Chi Army Ichi Chakaipa Kwazvo Ckakatitorera Mnangagwa Akange Atiza Munyika
MaCriminals Ese Arikungotambira PanaMnangawa
zhlédnutí 1,3KPřed 21 hodinou
MaCriminals Ese Arikungotambira PanaMnangawa
Mnangagwa! Unotaura Zveku Retire in 2028 Ko 2023 Vakaipihwa Nani? Go Now!!
zhlédnutí 2,3KPřed dnem
Mnangagwa! Unotaura Zveku Retire in 2028 Ko 2023 Vakaipihwa Nani? Go Now!!
Muhondo Maishugurudza Vabereki Mumapungwe Nanhasi Muchinavovo Chete!
zhlédnutí 908Před dnem
Muhondo Maishugurudza Vabereki Mumapungwe Nanhasi Muchinavovo Chete!
Magumo Avo KuJeri Chete MuZimbavwe Itsva
zhlédnutí 1,7KPřed dnem
Magumo Avo KuJeri Chete MuZimbavwe Itsva
Kubvutirina Mari Yenyika Semapere Panyama YeNgwarati
zhlédnutí 1,3KPřed dnem
Kubvutirina Mari Yenyika Semapere Panyama YeNgwarati
Kubuda Kwezuva Nekunyura Kwaro Inhamu Dzembavha Chete: Ingave Nyika Iyoyo?
zhlédnutí 1,7KPřed 14 dny
Kubuda Kwezuva Nekunyura Kwaro Inhamu Dzembavha Chete: Ingave Nyika Iyoyo?
Munhu Vese Zvake Atove Mhandu YamuMnangagwa!!
zhlédnutí 1,9KPřed 14 dny
Munhu Vese Zvake Atove Mhandu YamuMnangagwa!!
ZANU PF Yakauya Kuzoparadza Nyika Nekuponda Vanhu Chete
zhlédnutí 901Před 14 dny
ZANU PF Yakauya Kuzoparadza Nyika Nekuponda Vanhu Chete
Ticharikungurutsa kurizvuzvurutsa muna first street zimbava
Chii chinonzi comrade rubbish kutiigira nzara in our beautiful country zanupf must go out of Zimbabwe 🇿🇼
Ummmmm mave kutaura mbuya nehanda vapizve nhai elder? Ingawani zvinonzi chinonzi mbuya nehanda ndicho chimwari chaMnangagwa wani? 🙄Becareful kuzviti muri anti-Mnangagwa at the same time muchigwadamira kuzvimwari zvake
Muasambomira mudhara shoko riri kusvika ikoko chaiko. Dai muri muZim vachitsvanga kuti muri papi vaite yavakaita Itai Dzambara.
Keep going he needs the pressure thank you.
In Zambia people wre PROTECTED
Zvichanaka ngoma yaririsa yava padhuze neku tsemuka meso amwari akatarisa kutongwa kuchawuya.misodzi yevana vevhu ichapukutiwa yose kana ruwoko rwamwari rwotonga.a new dawn shall cme.🙏🙌🇿🇼
Ngavaende Please ZANU Pf yauraya nyika vese hatichada kudzwa nezvavo
Matsotsi Aya imbavha mhondi idzi
Musaneta mudhara
Famba mdhara famba naye Emasoni Munangwagwa akuyenderera manje
Tell them mdara these idiots
Apa army yacho vafanah vari kupihwa nzungu mazidhara achidya. 230 dollars wonzi rova vanhu, shame
thanks mdara tell these criminais
Tell them mukuru
Mamunzwa here mdra wanyora tsamba Kuna joe Biden about Trump assassination attempt hameno arikukwana papi apa
Anei nazvo kushaya zvekuita
Handei mdra musamira holy spirit is saying change is the horizon
Vaudzei mdhara
We need videos everyday baba. Mondipa ukasha
Ipapo ichokwadi nyika yedu kaprovince pane south Africa
Magamba ese aka rwira nyika akafira mahara.women and man died for nothing .nyika yaparara.kare Vana Dairyboard Mota dzayibva Kuma purazi dzizere ma container emukaka line rakareba pa Dairyboard is gone.Air Zimbabwe tayiwona ma passenger plane achipfuura day and night.industries were working.kuseni murere ma bhasikoro ayiridza ma bhera achitengesa mukaka nema ice cream mu road just naming a few.now all is gone syrine dzema ambulance are nomore.ta tova Pasi pane Malawi atayiseka Kuti vane ma kwacha.now tisu tava navo.vanhu vari kuchema ne nyika havapengi.we all need our Zimbabwe yakare back whether Uri supporter ye party ipi hapana asingade rugare.these leaders used all of us including ma support ers avo.lets unit for a course to remove the poison in our food todhla chikafu tisingahle poison.zim is not for a few but every citizen.God is fighting our battle soon a new dawn is coming.vari corrupt will face God's anger tym yacho yasvika noone will rule until 2030 panenge patoyitika something.only time will tell.tendewukai imi vane zvivi and ask God for forgiveness.isu vanhu we can't forgive and forget becoz we will carry out scares for ever.be warned God's eyes are watching you
Ichokwadi kuti nyika haidi vatongi (rulers) inoda vatungamiriri (leaders)...
Kupinda nelike kana uri kuda change tipe Mdhara Rusike Simba kuve pano day and night it means you enjoy being here if you like it wont show your names
Maskati baba
Very true nyika yakabiwa
Pic yakatsweyama
Ichokwadi ichocho taurai henyu
Uya umamisane nevezanu face to face mudhara rusike bcz hasha dzenyu dzakanaka chose
Mazimbabwe hakuna varume
Makudo taura hako mdra
Ngazvi itike pliz tapota kani tapota taneta
Kubvisa Zanu mudhara kwete mnangangwa chete. Zanu yese ngaiende
Yaa makarev mudhar mukati hamuneti kkk kkk
Mdhara nditsvake ndinoda kutaura newe
Munotikuvadzisa
One way or another zvichapera chete zve zanu. Nguva ya Mwari kana yasvika hapana anoirambidza, kana ane pfuti chaiye haafe akadzivirira nguva ya Mwari. mnangagwa neboka nevanhu be zanu hokoyo ne hasha dzaMwari. VaRusike tendwai neDenga nerudzidziso rwamurikupa ma Zimbabweans nepasi rese.
Ban mapostori
Ma helicopter aye Mudhara akabva ku Belarus, zvanzi aane private army, ma mercenaries eku Belarus akauya na Auxilia.
Hamusati manzwa mnangagwa achizviita mwari hanzi mazuva ako awedzerwa haadzidzi kuti mugabe aifunga kuti history yake ichatyisa ikozvino hapana anotaura nezvake
Change is on the horizon zanu must go
Achaigara hre anenge avakuchikubi uyo
Vaparadza nyika kani
Mnangagwa and zanu must go
❤❤❤
Hanzi nezanu tapavanhu mabasa pakugadzira maroad for sadc. Imagine
Taswera hedu mudhara imi maswera sei a
Batshele mdala
Kana marumwe zuro chaiwo. Zanu ngaibve vanhu vararame
Ko mdaraunokasika kutaura kumaruva kwaunotaura tinosenzesa data saka usazotange vaita kunge usingadi kutaura.
Ichokwadi handei nawo chete