Chi Army Ichi Chakaipa Kwazvo Ckakatitorera Mnangagwa Akange Atiza Munyika

Sdílet
Vložit
  • čas přidán 28. 08. 2024

Komentáře • 19

  • @Kuzz988
    @Kuzz988 Před měsícem

    Yes vaRusike nyika inosarudzirwa mutungamiri nevanhu kwete ne army. Hatichada kumbonzwa nezve zanu isu vana veZimbabwe.

  • @LeonniDasilva-cy2vx
    @LeonniDasilva-cy2vx Před měsícem

    We are listening thank you don't give up thank you.

  • @BongasGatsi
    @BongasGatsi Před měsícem

    Good rusike

  • @MoreKaines-br9cd
    @MoreKaines-br9cd Před měsícem

    Thanks va Rusike

  • @user-ml4yw9wq7r
    @user-ml4yw9wq7r Před měsícem

    Handei nazvo zvimabonga izvi varusike

  • @dmaster-501
    @dmaster-501 Před měsícem

    Tell them Rusike, zvanyanya mhani

  • @user-dc4cq1dx3d
    @user-dc4cq1dx3d Před měsícem

    Yaa Dai vaiteerera nekutya mwari vanhu ava, vaigosiira nyika iyi kuvanhu vasarudze mutungamiriri wavanoda chokwadi

  • @MoreKaines-br9cd
    @MoreKaines-br9cd Před měsícem

    Ngaa sungwe ese ma criminals vakapinda Mujeti makey rasai mu gungwa vasa bhude

  • @weshallovercome-dg6si
    @weshallovercome-dg6si Před měsícem

    Endererai mberi sekuru Rusike musanete. Vaudzeyi maKudo aya

  • @normanngwenya1907
    @normanngwenya1907 Před měsícem

    Tell them Mr Rusike

  • @InnocentMalatji-qn8eh
    @InnocentMalatji-qn8eh Před měsícem

    Haa mudhar uyu anotaura chokwadi uyu vanoisa wavanoda shuwa

  • @BongasGatsi
    @BongasGatsi Před měsícem

    Tatenda rusike

  • @KimKim-kw7jp
    @KimKim-kw7jp Před měsícem

    Dai anga arimumwe agadziriswa chikurubi maximum zvakanaka nekuti ndiko kwaarikuenda

  • @lovemoredliwayo1744
    @lovemoredliwayo1744 Před měsícem +1

    Zanu ndeya satan

  • @dmaster-501
    @dmaster-501 Před měsícem

    Vaudze mudhara madinga aya

  • @dorothymate3755
    @dorothymate3755 Před měsícem

    Chokwadi.murikutaura.varikuisa matsotsi.mbavha.hatiditiba.ehe.chokwadi

  • @MegaMukunzi2003
    @MegaMukunzi2003 Před měsícem +1

    Dzingori propaganda news dzekuedza kusvibisa Army dziri kutenderera, but chokwadi paground ndechinoti hakuna delegation ye Army yakaenda kuma office eSADC

  • @NaisonMkwananzi-cy2fc
    @NaisonMkwananzi-cy2fc Před měsícem

    All of them they are thieves

  • @weshallovercome-dg6si
    @weshallovercome-dg6si Před měsícem

    Endererai mberi sekuru Rusike musanete. Vaudzeyi maKudo aya