Mnangagwa Avakisa Imba Pakati Pesango Nemari Dzekuba Zvashamisa Pasi Rese!

Sdílet
Vložit
  • čas přidán 28. 08. 2024

Komentáře • 9

  • @MediasGumbo
    @MediasGumbo Před měsícem

    Baba Tennisen IWEWE wakazobva sei uye zvakanga ZVAITA sei. Rega kuita seHURE rivata pamusoro peDHODHI uchida USA Dollar

  • @user-qb1pf6ym3t
    @user-qb1pf6ym3t Před měsícem

    Imba yacho irikupi ?

  • @KimKim-kw7jp
    @KimKim-kw7jp Před měsícem

    Achaigara hre anenge avakuchikubi uyo

  • @PrestaDzangare-zx9nw
    @PrestaDzangare-zx9nw Před měsícem

    Very true mdhara vavatozivi kuti toilet yakakosha nekuti vanongofunga zvemusango ava

  • @TendaiTendai-zz2we
    @TendaiTendai-zz2we Před měsícem +1

    Ichokwadi fzimba dzose idzi ngadzitorwe dziitwe ophanage nezvipatara nemaUniversity wakaparadza nyika zvese neblue roof

  • @procktendayimapira2459
    @procktendayimapira2459 Před měsícem

    Ko mdaraunokasika kutaura kumaruva kwaunotaura tinosenzesa data saka usazotange vaita kunge usingadi kutaura.

  • @Boboroska
    @Boboroska Před měsícem

    Batshele mdala

  • @user-kv4ue6jn7u
    @user-kv4ue6jn7u Před měsícem +1

    Zvakaoma

  • @dorothymate3755
    @dorothymate3755 Před měsícem +1

    Zvakatooma chokwadi