Uku Ndiko Kuparara Kwaita Nyika Hama Weee

Sdílet
Vložit
  • čas přidán 28. 08. 2024

Komentáře • 11

  • @zandishabane7536
    @zandishabane7536 Před měsícem +1

    Mnangagwa and zanu must go

  • @dennisndlovu8555
    @dennisndlovu8555 Před měsícem

    ❤❤❤

  • @maronderamicomefrom2075
    @maronderamicomefrom2075 Před měsícem

    Taswera hedu mudhara imi maswera sei a

  • @maronderamicomefrom2075
    @maronderamicomefrom2075 Před měsícem

    Hanzi nezanu tapavanhu mabasa pakugadzira maroad for sadc. Imagine

  • @KimKim-kw7jp
    @KimKim-kw7jp Před měsícem

    Vaparadza nyika kani

  • @user-bh2nk6zu2e
    @user-bh2nk6zu2e Před měsícem

    Hamusati manzwa mnangagwa achizviita mwari hanzi mazuva ako awedzerwa haadzidzi kuti mugabe aifunga kuti history yake ichatyisa ikozvino hapana anotaura nezvake

  • @Gomez-m5s
    @Gomez-m5s Před měsícem

    AnaChiyangwa Mudhara vose ndeve ma tender, vose ma millionaire ve Zanupf mari inofanirwa kutorwa, ana Obert Mpofu, Chombo, Chinamasa, Mutsvangwa etc Mangudya Reserve Bank, Tsvangirayi house has to be returned to the state taken through corruption.

  • @TendaiTendai-zz2we
    @TendaiTendai-zz2we Před měsícem

    Nemiwo mudhara Musa dzokere shure rambai maka tsika chete fumurai vanhu wezanu pf

  • @user-ml4yw9wq7r
    @user-ml4yw9wq7r Před měsícem

    Ichokwadi handei nawo chete

  • @weshallovercome-dg6si
    @weshallovercome-dg6si Před měsícem

    Achiti kumeso kunenge chipinyagora Sanyatwe iyeye. Achauraiwa futi naEdiot wake iyeye

    • @InnocentMalatji-qn8eh
      @InnocentMalatji-qn8eh Před měsícem

      Ndochokwadi chawataur Vaya vene digiree rekushandisa vanhu ende vanhu varamba kudzidza shuwa