Vakatumwa Nani Kuenda Kuhondo?

Sdílet
Vložit
  • čas přidán 28. 08. 2024

Komentáře • 16

  • @user-sc6gd5lt9k
    @user-sc6gd5lt9k Před měsícem +3

    Truee mudhara Rusike masoja NEpolice ndodambudziko they suport rubbish

  • @user-bn3yy2ur5g
    @user-bn3yy2ur5g Před měsícem +2

    Very true Mr Rusike vakaendera kuhondo here kuzotibira upfumi whenyika. Sando dzenyu Boss Rusike dai tose takazvarwa nguva imwe chete tese takaenda kuhondo. Munyika munga dai muchiri kizvarwa vanhu here. Vamwe Hondo yacho dzatova ngano tiri kutozvinzwa nanaSekuru vedu. Zvichireva kuti pavakaenda kuhondo takanga tisati tazvarwa. Saka imhosva here yoita kuti tibirwe nokuti nguva yehondo takanga tisati tazvarwa.

  • @samuelngirazi9636
    @samuelngirazi9636 Před měsícem +3

    Tell them

  • @giftmlambo3740
    @giftmlambo3740 Před měsícem +3

    Iwo mapurisa emuZimbabwe zvitutawo futi kutumwa kunorowa vanhu ku protecter munangagwa kuti arambe achi looter nyika

  • @tradermutidzawanayesgodisw7322

    Very true mudhara imbavha idzi

  • @giftmlambo3740
    @giftmlambo3740 Před měsícem +2

    Famba mudhara wangu famba nawo chete.

  • @LovemoreSithole-jw4pz
    @LovemoreSithole-jw4pz Před měsícem +2

    Shuwa zanu pf yave kutora nyika like it belongs to their party.

  • @Boboroska
    @Boboroska Před měsícem +1

    Khuluma mdala beze bezwe siyazi zona zinhlanya

  • @user-ml4yw9wq7r
    @user-ml4yw9wq7r Před měsícem +1

    Kana vakauraya vanhu ngozi ndeyawo

  • @samuelngirazi9636
    @samuelngirazi9636 Před měsícem +2

    Hondo yakarwiwa nemunhu wese aiveko nguva yacho iyoyo

  • @elaosivhurumuku8226
    @elaosivhurumuku8226 Před měsícem +1

    Matsotsi aya mbavha

  • @christophermureyani1565
    @christophermureyani1565 Před měsícem +1

    Tinewe mudhara hatisare pauri ndopatiri

  • @KimKim-kw7jp
    @KimKim-kw7jp Před měsícem

    General ngaavabiswe nyembe vatadza army inebato hakuna zvakadaro

  • @NaisonMkwananzi-cy2fc
    @NaisonMkwananzi-cy2fc Před měsícem +1

    They are all criminals

  • @dorothymate3755
    @dorothymate3755 Před měsícem +1

    Vaudzei.chokwadi.hachiputse hukama.

  • @michaelmanomano7412
    @michaelmanomano7412 Před měsícem +1

    We don't want to hear anything from these comreds, most of them are very old