HUYAI MUNZWE MAURAÍŘÓ ATAKAITA MURUME WANGU INI NECHIKOMBA CHANGU HOYO OMUKA NGOZI

Sdílet
Vložit
  • čas přidán 28. 08. 2024
  • HUYAI MUNZWE MAURAÍŘÓ ATAKAITA MURUME WANGU INI NECHIKOMBA CHANGU HOYO OMUKA NGOZI

Komentáře • 8

  • @MartinMafusire-jo9gg
    @MartinMafusire-jo9gg Před měsícem +2

    Mhosva inowanikwa kuvanhu Martha zvakatoitika zvakatoitika pakutongoda kughadzirisa chivanhu chacho musatimapera nekuti muchazoyeuka muneremagwana masara mega

  • @harutizwemushavatu7215
    @harutizwemushavatu7215 Před měsícem

    Mhosva ne ngozi azviore. Dzokera unoreurura, zvirinani sezvo usati watambudzika zvako. Uchakudzokera uchimhanya ende pakadai aumbofi kana ukayedza sei. Usatambudze vanhu vasina mhaka. Dzokera chero zvikanzi nekupika pamsoro zviri nani kudzokera.

  • @kudakwashenyamande-kk3os
    @kudakwashenyamande-kk3os Před měsícem

    Best way dzokera kumusha motaurirana kna ngozi ichiripwa yoripwa hayo

  • @charlesphiri4150
    @charlesphiri4150 Před měsícem

    Mushonga wengozi kuripa enda ureurura iwe chete

  • @RutendoChanzenza-fr8jv
    @RutendoChanzenza-fr8jv Před měsícem

    Kungonha ngozi kuiripa

  • @patiencechibange9539
    @patiencechibange9539 Před měsícem

    Ayas zvimwe zvivindi zvine vanhu so sure kuunza boyfriend mubedroom mako nemurume .A married woman.Ko boyfriend yakaendepi manje mushonga wengozi kuiripa😊

  • @Hlebayi-ny3ng
    @Hlebayi-ny3ng Před měsícem

    Hauna kuhwanda wena urikutozvipatisa wega enda undopedza yawakatanga usati watopenga zvako

  • @fadzaimacharaga98
    @fadzaimacharaga98 Před měsícem

    Mahure muriko hereeeee ...inda unoripa ngozi