NDAKAROMBA NDINERONDA RISINGAPORE PAMBABVU MHIKO DZACHO KUDYA SADZA NDCHISEVA PARONDA IRORO

Sdílet
Vložit
  • čas přidán 13. 09. 2024
  • NDAKAROMBA NDINERONDA RISINGAPORE PAMBABVU MHIKO DZACHO KUDYA SADZA NDCHISEVA PARONDA IRORO

Komentáře • 19

  • @NaomiMadzimai
    @NaomiMadzimai Před 16 dny +3

    Rombaì zvenyu kuda soft life

  • @margaretnyarambi7066
    @margaretnyarambi7066 Před 15 dny +3

    Haaa hupenyu hwenyu hwandinorarama wahakanaka zvekuda kuwedzera izvi unokuvara

  • @alethamhende3884
    @alethamhende3884 Před 16 dny +4

    Morning Tete and family

  • @chelengwenya6965
    @chelengwenya6965 Před 15 dny +2

    Yoh strange things happen 😢

  • @rumbiemunjoma-905
    @rumbiemunjoma-905 Před 15 dny +3

    Ukatsvaga skru tasvu kana payu tube unoona mabatsiriro avanoita vanhu even fon # dzripo,mhanya you wl thank me

  • @rumbiemunjoma-905
    @rumbiemunjoma-905 Před 15 dny +3

    Mhanya kaskru Tasvu kana kwaskru kanengo varimo muHarare unobatsirika

  • @adhocprojects
    @adhocprojects Před 15 dny +2

    Simple, tendeuka, reurura, namata, tsvaga vanonamata zveshuwa. Usaende pan'anga kana pana prophet. Iteam rimwe chete iroro. Wakabatwa naSatan wawakatendera mupenyu hwako. Haungarapi zvasatani nezvasatani. This is a simple battle between Jesus and the devil.z Satana anoda kushishidzira kuti hazviite kubva mazviri. Rwirwa naJesu. Zvimqe zvese idrama.

  • @stephaniejones7438
    @stephaniejones7438 Před 15 dny +1

    Hakirosi ine ma1 zveshuwa 😂😂😂

  • @patriciamarangwanda5188
    @patriciamarangwanda5188 Před 16 dny +4

    Zvakaoma 😢,hurombwaa uhwuu

  • @loycemazhindu8782
    @loycemazhindu8782 Před 15 dny +2

    Zvakaoma tete ngawarombe wenga vanhu awa

  • @nokulungancube8677
    @nokulungancube8677 Před 6 dny

    Yohwe kunzima emhlabeni

  • @shupikaiziwange3079
    @shupikaiziwange3079 Před 10 dny

    Yowe inga kuromba zvariri basa chairo

  • @chidzombapearl6641
    @chidzombapearl6641 Před 5 dny

    Satan haspe chinhu mahara never...ndosaka ndichida hangu kuropafadzwa na Mwari cos Mwari havakuitise mhiko😢

  • @ShellarOteng
    @ShellarOteng Před 12 dny

    ❤❤❤❤

  • @loycemazhindu8782
    @loycemazhindu8782 Před 15 dny +3

    St zvakaoma tete rombayi menga

  • @MarthaRita-nh6oj
    @MarthaRita-nh6oj Před 15 dny +2

    Marombists nevaya varikuda kuromba muriko here uko munowacha chete

  • @carolynmashingaidze3365

    Hmmm disgusting, all for the love of money. Chimboitai