Ndiri Pastor Huyai Munzwe Zvakaitika Pandaka Challenger Imwe N’anga Yeku BINGA
Vložit
- čas přidán 13. 09. 2024
- Please Follow me on Facebook
www.facebook.c...
Zim Family Secrets and Confessions
Deep Secrets and Confessions Google.
In this first episode, we hear a story of a .
Please listen, like, comment, subscribe and share.
Please Check out our latest episode kuchannel yemujolo
Link down below
@goromonzitv
If you have any confessions please feel free to contact us on
+27678702658
#Familysecrets #secret #zimbabwe #confessions
Good evening mukoma, nevese vedare
Good evening to you too good night toterera mangwana it family time
Binga unoiziva here yaungaite ma funnies iwawo
😂😂😂😂 haiiti shuwa
Yaaah ma1 ma Prophet's ayaa
Man of God to murombi 😂😂😂😂
Ahhh nhasi ndaseka🤣🤣🤣🤣🤣
Gud evening Mukoma Nash nevamwe dare 😅 😅 😅
Zvongoda kunamata tisingashore zvino beliver vanwe
Pride mwari havadi munhu anozviikudza dai makangoparidza chete
Hatirwe nenyama asi neMweya...
Iwe chero Passion Java wakambomunzwa achiti ari kuenda kuBinga kunotendeusa vanhu...
Most of these so called prophets vanotonopiwawo masimba muN'anga 😢
Pakaipa 😢
From pastor to muroyi ritualist ndiwe wakahenduswa
Ummmm zvakaoma
Gud evening mukoma Nashy
Mwari vakatorerwa mutumwa wavo nen'anga. 😢 dai vakangozviratidzawo simba ravo ipapo pakumbotorerwa pfungwa munhu ombopenga pakarakidza kunge Mwari vacho vasina chavanoita pazvinhu zvepasi. Haaaaa kudenga kure zvako kuchasvikwa nevashoma
Makakanganisa pastor nekuti muku paridza kwamayita mayita zvine pride mukati,kana muchiparidzira vanhu nyengayi vanhu musasvora vanhu, handiti kana uchi nyenga uno nyengerera.handiti muri kuona nzira yamakazosarudza kufamba nayo shows your'e a weak man.