Simba Wife Meets Sekuru & Ambuya Tasvu: Says Thank You: Tasvu One
Vložit
- čas přidán 19. 03. 2024
- By Bringing You News & Current Affairs Through Social Media, You Don’t Need To Wait For Your Grandchildren’s Questions To Remind You That You Should Have Paid More Attention To Current Events +263775964849
Toda white wedding yaSimba and wife, they're made for each other. A real definition of SOULMATES ❤❤❤
Tinotenda mukadzi wasimba nehushingi Mari vakanaka titenda sekuru Tasvu Na ambuya makabatsira zviive zvakaoma Pana Simba
Taura hako they are meant for eachother❤
Muroyi anofanirwa kungofawo I'm happy kuona Simba nemhuri yake vachifara ndozvaivengwa nevaroi but kuri kava dzimwe nguva kuriyambutsa😮
Very true this is true love shame
White wedding yakatokundika tongoda hedu wedding
Mukadzi waSimba u are a strong woman zvawakasangana nazvo pakurwara komurume wako zvakaoma nezera rako Mwari vakuchengetei ❤❤
Big-up to Mr Tasvu! Awai apa Tasvu akapuruvha kuti unogona; jerasi down. Ndava kubvuma kuti Tasvu ndiye mumwe wevashoma-shoma vanogona zvechin'anga izvi muZimbabwe. Vazhinji vane tumasimba twekurombera kutsvaka mari - endi vanongova vana "tora mari United"; mbavha dzakavanda.
Gogo Tasvu, very humble and loving, tinokudai gogo nasekuru. Munobatanidza vakuru nevadiki, zvichipa chivanhu chedu chiremerera. Very Welcoming kumazera ese and very helpful. Tinokudai nekuti munonyukura vanotambudzwa vasina mhaka.
Pana Simba pakashandwa
Karangandatv thank you baba taps
Mkoma Robert tinokutendai nekusimudzira
Sekuru naMbuya Tasvu ngarifambe basa, ❤❤
please mai simba idai muroora wenyu coz simba pane pakataura kuti hamudi mukadzi weke muchiti zvairwarisa simba ndezvekumusha kwemukadzi wake dzidzisai muromo wenyu mai simba
Even mkadzi wake Simba ataura kuti vakamuti musoro unogotanga pauri sei wobva wazoenda pana simba saka chimboenda kumusha kwako. Vakapumha muroora huroyi
Yaaaaaa even now vakuoneka kuti mrora avana basa naye DAI sekuru vavataiura coz isu tikuzviona ,vanotaurisa mai Simba ,
Sure dai vatendeuka from what happened haisi nyore kuva naamwene vane mashoko apa life ichikuomera futi ,ngavatomukumbira ruregerero muroora uyu vamude chaizvo
Apa kungozvigona ndavanozvigarira kwavo vana ava vaite zvekushanyirana namai nekuti pakaipa big up to makoti@@catherinekangoya8964
Taura zvako
Bigup to karanganda baba Taps , T1 and mukoma Robert makarwa varume, much ❤❤ kwamuri mese guys
haaaaa pakabatwa basa chairo aifa Simba uyu
Simba uyu ndiye wekumborwara achigara pasi pemuti kwaodzi hr
Tinotenda mbuya tasvu nerudo rwenyu komborerwai namwari mupuwe mamwe makore ekurarama ndimwi muchengetedzi vasekuru tasvu❤❤❤❤
Mai simba musazorasa muroora uyo please anemone murefu and she is a strong woman I love her blessed this couple simba and wife❤
Pamuromo vanapo amai vacho ava
Thank you sekuru Tasvu, gogo Tasvu and mukoma Robert Tapfumaneyi. Well done job.
One tasvu chengetwai homwe yenyika na gogo tasvu murivahombe❤❤❤❤
Mai simba kumbira ruregerero kmurovora wenyu makataurawo nekusaziva..Mrovora wenyu wakashinga kufanana nemi vamwene vake♥️♥️
Kuzvidzikisa kwakanaka shuwa kana vakataura izvozvo vakakanganisa. Right muwono wangu woti vakataura semunhu akanga aonawo kuti matambudziko emwana wake akangotanga kubva zvaaita mudzimai. MaiSimba munhuwo asi she has to come down from up there vakumbire ruregerero kumuroora.
Mukadzi waSimba is very intelligent,her speech nezera rake yaaaah she is the best and haavhunduki maziso evanhu big up to her
Thank you sekuru nagogo nedare renyu nekubatsira simba nemhuri yake,Mwari vakupfuudzei mberi
Mai Simba nemuroora wavo thy look alike ❤
When l start to follow u sekuru Tasvu u reminds me my mom vanoita zvechivanhu and music yenyu inonaka kkkkkkk
Thank you so much Sekuru na Gogo Tasvu, 👏👏👏🙏
Mukadzi wasimba i salute you❤❤❤ ramba une moyo wako wakanaka dea❤ simba uchate mukadzi uyo vakadzi vakadai havawanikwe , 🙏 Dai ndirini ndakatiza🙈😅
Sekuru Tasvu you are more than a father ,Sekuru Tasvu 1.Thank you for the job well done.Sekuru takuda varoyi vaSimba
Mai simba idai muriira uyu. Hamuwane anopfura apa. She is gold
Thank you karanganda tv makakura nzira yasimba mkoma Robert job well-done tete guru Tasvu thank you so much , mkadzi waSimba makarwa kurwa kwakaura mainn kwamakabva ndokure dai waive umwe wakatiza pazvainge zvakaoma sando dzako dear
"Ndoenda Dande kumakorekore",what a lyric ❤❤❤❤❤❤❤❤.....panonakisaaa apa
Mukadzi wa Simba is simply the best, I get bad vibes from the mother in law though asi Mwari ndewe munhu wese.
Me too
Vakangwarisa
Taura hako
Guys if that situation was facing us we could also say so that the situation was from muroora since Simba aka haka headache from the wife,
Let's brush it off and we pray that Mai Simba ne Mroora they get along nicely, 🙏🙏
Murume anoridza NGOMA MAIWEEEE 👏👏👏👏👏👏Pamberi!!!!!!!!!!!uko😂
Iwe matambiro andaita nhasi kkkkkk awuna kuona anoridza zvake Shem jealous down
Kwedu kune akadirwa kuridza Ngoma kuGruve
Mukadzi waSimba is a good story teller I can't stop listening
Brother Robert thanks for your ears that can hear.Masakura minda yakawanda tinotenda.Sekuru Tasvu tinokutendai zvikuru
Sekuru Tasvu muno gona basa renyu bhora mberi musaneta kubatsira vanhu ❤❤❤❤
Tateguru Tasvu to the world, thanks for your healing for this young man, job well done 🎉🎉🎉
Mkoma Robbie ropafadzwai nasekuru nambuya Tasvu. BIG UP MAKOTI WEDU MKADZI WA SIMBA
Sekuru tasvu murisimbi hombe ndakutyai Pana Simba ndakatarisa kutambura kwake kubva zvichitanga kusvika zvino ummmm God bless you teteguru tasvu
Ndafarira mukadzi wasimba she was there for her husband uye achitaura achiseka kunge Asina kumbosangana nezvakaoma
Thanks Malume and Grandmo Tatsvu Simba nemukadzi wafara chose Sekuru Tatsvu ngavapihwe purazi ririkutambiswa namadzibaba ishumale
Kkkk taura hako vanoda pakasununguka vabatsire vanhu
Mukoma robert toda kuona Charis najoice Kuti varikuti kudii ngavasiye huroyi Ngozi kupedza vadzwane vanobhadhara
100%
Taura hako long overdue ngavaburitswe
They are very innocent vaya. Havana kana nyaya
@@maxwellguvava1709hoo saka aitambunzwa naniko mwana uyu
Zvinokudzwa izvii zvovengwa nevaroyi chete makaiita basa sekuru tasvu ❤❤❤
Sekuru and gogo Tasvu makakosha rambai makadaro zvinotendwa izvi❤
Ah! To tell the truth brother Robs! I’m one of the people who strongly insisted for Simba to be taken to Sekuru Tasvu, that for Simba to be healed is only by Tateguru Tasvu! He’s fun’de’best! For basa ana-Charles!👌👌👌👌👌🙌🏽👏🏽🙌🏽👏🏽🙌🏽👏🏽 Gogo na Sekuru Tasvu! Rambai makadaro! We love you so much! And brother Robert! You’re the one who is making everything possible to people’s sufferings to be solved! 🫡🫡♥️♥️
Wakagonesa..thanx for love for others
@@letitiamudzingaidzwa7790 Ah! Simba’s case yaka ndibata zwisinkaite! (Excuse my spelling I’m still a Shona learner) 🙈 my father’s tongue 🫡
Great great@@preciousmatenzenichatukuta7288
Makaita bsa sekuru nagogo Tasvu rambai makadaro and baba taps nat 1 namukoma Robert Mwari vakuiterei zvakanaka 👏👏
Nyasha ngadziwande pamuri sekuru na gogo ❤❤❤ zvinotendwa neva dzimu nedenga👋👋
Ndimakoti akarairwa kwaakaberekwa
Simba a happy man now ,Tasvu a great man and Zim followers who ended up giving a help ....
Simba is a leaving testimony thank you sekuru Tasvu nebasa guru ramunobata nagogo Tasvu more blessings to you
Gogo Tasvu you can sing and u helped Simba nyika yose we are seeing we are coming
Thank you good people first brother Robert vane moyo wakanaka vanotibatsira kuti tiwane vanotibatsira matambudziko endu . Tichitenda Tatenguru Tasvu na Gogo Tasvu nebasa ravakaita pana Simba handaifugira kuti nhasi tichaona mhuri yeke ichifara nevese vanoshanda na Tatenguru mbira group much love to all ❤❤❤❤❤❤
Simba u are so handsome 😂❤
Mukoma Rob murivahombe . Mwari vakuitireyi zvese zvamunoda. What a grande welcome for Simba 's wife. Mrs Simba you're blessed. Sekuru tinokutendai
Iam smiling all the way thank you tateguru Tasvu once again ❤
Very respectful anongodikaso mukadzi wa simba
She good zvekutodaro ndewekwedu mwana uyu atigone naye from grade 1 tese secondary tese lots of love mwana wamai ❤❤❤
Sekuru Tasvu makaoma longlive sekuru na gogo Tasvu we come from Bocha taiona achigwesh@ the Bocha Mutare have surrender ah wife and son the whole world is seeing
Vanonakidzwa nechimuridzo chorohwa nema musicians ayo lets gather here😅😅
😅😅😅😅😅😅 Haaaah chikuseri ichocho
She is such a darling
Tasvu one tasvu one🙏 ndinokutendai sekuru tasvu taishuvira kuti auye kwamuri takazofara asvika kwamuri takaziva kuti job done
Ndoenda Dande makore kore I like that song,, big up sekuru Tasvu
Sekuru Tasvu has turned the whole country into one huge family. The way he engages with people ungati ndivo baba head of family chaiyo unongonzwa kusununguka
Sekuru venyika tinokutendai ❤❤❤tears of joy sekuru Tasvu ndatenda zvakanyanya,kwakasara muchato wavo
Sekuru na gogo tinokutendai kni Mwari dai akuitira zvidhafu dhafu pana simba makabata bsa hombe jni misodzi vangu yaingobuda ndichona simbaa achitambura nemukadzi vasimba akashinga kna asi apo ndinoti zvose zvapara kwai chisinga pere chinoshura
Tasvu ukubatsira vanhu 🔥🔥🔥🔥🔥🔥 Salute wakatumwa zveshuwa
Komborerwai sekuru tasvu na gogo happy to see simba with you again❤
Thank u sekuru tasvu namai ndikfra ndakafollower kubva pekutanga simba achitambura asi now atove BOE Mwari vakuitirei nyasha rambai makadro❤
The music is giving me shivers...this brought so much joy kwandiri while listening to this
I'm happy on this channel
Thank you so much mai Natie you are the best lots of love 🥰🥰🥰
Woow she is one in a million. Dai sekuru vana Simba basa ipapo
mai and baba simba,simbas wife's and sekuru tasvu you did great job for simba waiting for part 2 Charles and Joyce to bring their tokoloshi
Mai Simba,I love you mwanangu.Waka shingairira mwanakomana wako.Nhasi muzukuru wako.Excellent mother.
Vashoma vakadzi vakaita sewa Simba. Vakadzi vakuru chaivo vanodududza kana zvashata asi ndapa kutenda kune mukadzi wa Simba. Akabva kune vanhu zvake mwana uyu.
The Tasvus thnx so much Simba is glowing
Its good to appreciate my daughter you are such a good person
Madzibaba Tasvu long live❤pana Simba makaita zvinodadisa
Zvinofadza unoda mrume wako nemoyo wese you deserve muchato mukuru chaiwo am proud of you Simba's wife lovely ❤❤❤❤
The real definition of soul mates.
Thank sekr n gogo Tasvuu mkoma Robert munotendwa chose👏👏👏
One Tasvu ,zii muroi ndotenda sekuru Tasvu nebasa ramakabata pana Simba👏👏👏
Sekuru makaita basa guru. Simba i am happy for you bro
tasvu anofanha kupihwa NAMA award
Wonderful waiting for muchato now thanx amainini nekumira nemushaa wenyu
Mai Naty is a great story teller. Could be a good writer.
Kasimba kapindira kwa sekuru Tasvu kwakunakudza manje❤❤❤
Akanzi u a free kuuya kuzogara nemkadzi wako pano that day raakapihwa $500 ,plus iye ndoona seachiri kutya kugara kumusha nhamo yaakaona pachiri padhuze
Sure
Simba wedu we happy for you uyezve watova ragogo nateteguru Tasvu
Sekuru tasvu thank you so much Simba he very happy
Wonderful sekuru imbouyai KuBots
Can't wait to see happy family
you hv demonstrated your powesl on simba over100 000 like sBocha aMtare Chipinge world nsurrend
Ndanzwa kufara chaizvo kuona Simba nemukadzi vake sekuru nambuya munotendwa zvikuru 😊
Mai Simba mude muroora wenyu. She is God sent. Makazviwanira zvenyu.
Thank you so much
Am happy sekuru makarwa semukono ndateverera simba kubva pakutanga bt haaa murimukono simba akutoglower xem❤
Tinokutendai sekuru namukoma Robert nerudo rwenyu pane mhuri yaSimba,muudzewo mai vaSimba vasazoshushawo nekutuka mkadzi waSimba plizzzz naiyewo Simba usazoramba mkadz uyu chero zvodii
Sekuru ngavataurire mai simba chokwadi vasadaro muroora wavo mukadzi uyo akashinga its a 1 in a million havawanikwi vakadzi vakashinga kudaro mukore watiri uno
Sekuru Tasvu svikiro guru. Ndapa kutenda.
We still waiting for Charles & Tete Joyce to come and face Sekuru and Tasvu and apologize to Simba Family
Thank you Mr Robert
Tokutendai zvakapetwa kagumi sekuru tasvu. BT chikumbiro changu seni zvangu ndechekuona charisi pa nhepfenyuro APA Na Joice nababa vacho KO vamwe movadhonza wani nemushonga KO Ava vanemakona akaita sei arikuramba sekuru plz ratidzai Simba renyu kunyanya Kuna charisi
Sekuru Tasvu is for real. Simba ararama. Mukoma Robert thank you.
Tateguru tasvu Makaita basa itirwayi nyasha ❤❤❤
So lovely interaction
Tinotenda tateguru makabata basa pahupenyu hwasimba ❤ mwari ngavati chengetere sekuru tasvu ❤
Sekuru Tasvu munogona zvenyu Taiona maVedio aSimba ainzwisa tsitsi munhu achizvuva nedumbu tokupai sando dzenyu munofanira kupiwa mazuva akawanda mubatsire vanhu❤
Well done sekuru tasvu for doing data greate job
Robert you are a great man
Sekuru ndinokutendai nyaya yasimba yokurwara kwake ndaigara ndichitarisa kut zvapapi but imi makazvipedza one tasvu Ari ega
Mee looking nyaya ya simba everyday not knowing mudzimai wacho ihama yangu it's so sad
Mkadzi waSimba mkadzi manyama. may GOD bless you until everything turns to normal.
Thank you sekuru Tasvu.more blessings to you👏👏👏ndaisa maoko kwamuri tateguru
Happy to see you maisimba nemuroora nemuzukuru na Simba