Video není dostupné.
Omlouváme se.

MHONDORO NEUSO.....MADZIBABA VOTONGERWA ZVIRANGO ZVEUPFUMI

Sdílet
Vložit
  • čas přidán 11. 04. 2024
  • WE HAVE A NEW CHANNEL. ITS GOING TO BE AN ENGLISH ONLY CHANNEL. NDOKUKUMBIRAI MUENDE MUNO SUBSCRIBER KU " MAGICAL TV AFRICA" KUNYANGWE ZVAZVO PASATI PAVE NEVIDEO MUSATIONE KUNONOKA TANGA TICHIUYA. THANKS FOR YOUR CONTINUED USUAL SUPPORT / @magicaltvafrica

Komentáře • 114

  • @antoniodomingo7433
    @antoniodomingo7433 Před 4 měsíci +10

    It seems apa panga pane musangano wezvematongerwo enyika kwete nyaya yamadzibaba. Saka. No comment

  • @GamuSixpence
    @GamuSixpence Před 4 měsíci +8

    Pfutsek zanu kudii ndosaka muchifa nemhamo tumbwa tevanhu

  • @mshapiloevidence453
    @mshapiloevidence453 Před 4 měsíci +1

    Nice song mhiripiri inovava

  • @jaspernambala
    @jaspernambala Před 4 měsíci +4

    Itai ma d.n.a nyaya iyi Haina kuchena inehumbavha mukadzi akamitiswa uyo akahura achida kunyadza murume zvino havazivi kuti kwaane d.n.a

  • @tinashechigama9949
    @tinashechigama9949 Před 4 měsíci +1

    Aaah... ndezvechinamato here kana kuti ndezve matongerwo enyika??? iko kutozoti rufaro kwamuri...... 🤣😂🤣🤣🤣😂🤣 kamba yemunhu

  • @mollybabe
    @mollybabe Před 4 měsíci +4

    Vane Shamba udzai madzibaba vaite DNA .uyo mkdz ibenzi nzenza chaiyo

  • @GamuSixpence
    @GamuSixpence Před 4 měsíci +4

    Mhondoro kumusha kwangu makuzvinyanya

  • @user-zl2rz1io6n
    @user-zl2rz1io6n Před 4 měsíci +4

    Pamberi neZanu PF??????????? hayas matuzvi chaiwo

  • @user-cu5mw5sj4g
    @user-cu5mw5sj4g Před 4 měsíci +1

    Iye mkadzi anombobvumirei kungofukura fukura pesepese iye achiziva kuti muviri wakakosha kuonekwa nemurume asiri wako akadii kunomhangara kuti ndarepwa ibenzi mkadzi uyo akatindaiva ndanengura ndaida kusukwa saka akasukwa nemusuki

  • @Gonawapotera1
    @Gonawapotera1 Před 4 měsíci +2

    Enda ku nyabira kwa Ishumairi musoro bhangu, kana voice rako ndere masese tsek

    • @angelanyoni5387
      @angelanyoni5387 Před 3 měsíci

      Say that again kunyebera semunoziva mitemo mapositori makarega ishu achiita yose yose endaika motonga tione

  • @user-ui6ns5pi9o
    @user-ui6ns5pi9o Před 4 měsíci +2

    Will be waiting

  • @vivianmazorodze9207
    @vivianmazorodze9207 Před 4 měsíci +1

    Point baba vanhu vanoenda vachinobatsirwa

  • @LucasUamusse
    @LucasUamusse Před 28 dny

    Maifanira kuitongera kusowe Paine mamwe masangano nevemweya vakasiyana siyana ngoni ndidzo dzaifanira kupa madzibaba uyu mutongo kwete zanu pf

  • @jaspernambala
    @jaspernambala Před 4 měsíci +1

    D.n.a purizi

  • @johnmaposa5290
    @johnmaposa5290 Před 4 měsíci +3

    Pekuzoti vamnangagwa yowe ndipo pazonzvengq

  • @WellingtonGwava-eq1rv
    @WellingtonGwava-eq1rv Před 4 měsíci +2

    Dambudziko Zanu inoisa politics nepamwe padzinenge dzisingadiwe

  • @thehondafitlady584
    @thehondafitlady584 Před 4 měsíci +1

    where can we get the songs, you play at the begging and at the End of the program

  • @user-bo8fg2nd6l
    @user-bo8fg2nd6l Před 4 měsíci +3

    pazoitwa slogan haaa nyaya yacho haissna basa nxaaa

  • @mukombe15
    @mukombe15 Před 4 měsíci +1

    Anotsvaga tsuro ndiani? Nditsuro here kana kuti munhu? Ano pura gwenzi, ndiani, munhu kana tsuro? Anosvitsa shoko ndiani, murume kana mukadzi? Gadzirisai rurimi rwenyu madzibaba. Mukadzi uno reva chiri mumoyo.

  • @EricaChizunza-fu2oz
    @EricaChizunza-fu2oz Před 4 měsíci +2

    Murume wamai ava haasi right aparadza imba yake nekuda kuonekwa nevanhu hama dzamai ava ngadziite rudo vatore hama nevana

    • @cyrilmakunda9260
      @cyrilmakunda9260 Před 4 měsíci

      rudo rweku tsigira hure here hama, ipapo mmmm

    • @maiyeukai9346
      @maiyeukai9346 Před 4 měsíci

      ​@@cyrilmakunda9260 ko murume wacho harisi hure here veduwee.....tivataure vakadzi vaakadanana navo muMhondoro

  • @princessmamthe
    @princessmamthe Před 4 měsíci +3

    @ZANU, what a lot of nonsense . Ukuthandaza leZANU kuhlangana ngaphi? nxaaa

    • @godwinchiutsi9183
      @godwinchiutsi9183 Před 4 měsíci +1

      They are worshipers but they voluntarily joined another organization VED. Once you are in the organization you follow what they want.

  • @MaxwellMunyayi
    @MaxwellMunyayi Před 4 měsíci +1

    Sabhukuwo futi vari kumberi vangopinzawo yavo nyaya nepadumbu

  • @user-sr7zq9js9s
    @user-sr7zq9js9s Před 4 měsíci +2

    Tipeiwo nyaya svinu imi

  • @user-bo8fg2nd6l
    @user-bo8fg2nd6l Před 4 měsíci +1

    patiently waiting

  • @Sheila-yr8jq
    @Sheila-yr8jq Před 4 měsíci +1

    Itai ma DNA nyaya ipere

  • @kud307
    @kud307 Před 4 měsíci

    Ngavaite DN ko iye mukadzi akanyepawo wani ngaatongwe futi sei vatsikirira madzibaba chte

  • @andrew.kaseke
    @andrew.kaseke Před 4 měsíci

    Aikaka

  • @teclachabarwa7236
    @teclachabarwa7236 Před 3 měsíci

    Nxaa pfutsek dzewanhu madzimai awo zihure raitoita zvemjolo zihure remunhu

  • @jaspernambala
    @jaspernambala Před 4 měsíci +1

    But hure racho rechikadzi hadzina kukwana unofunga kuti madzibaba chero d.n.a ikati ndivo muridzi mwana achaita bond nababa iwe wava miss padare rezanu reakadai rekuti vanogona kungopondwa ha madzibaba tizira kuzed unongosvikoroora muzambian muno zvavharana than kuitwa so

  • @mc_martie
    @mc_martie Před 4 měsíci

    Payiko apa. Padare, pamusangano weZanu, pasowe, parally, payi chaizvo. Sabhuku nevanhu vake

  • @Nobert-vr5kd
    @Nobert-vr5kd Před 4 měsíci +1

    Pazongonxi Zanu chte haaa pfutseki mhani mazig kkk

  • @patiencemunyongani5993
    @patiencemunyongani5993 Před 4 měsíci +1

    This sect is a ZANU pf project yema votes ndopwanoshanda. Pemberi ne Zanu pf... Rufaro pamuri marrying each other HOW??? pachinamato. Onother one of the Ishamairi's.

  • @cleofay9346
    @cleofay9346 Před 4 měsíci +1

    Thanks Drewmas team neupdate iyi

  • @fortunateshoko1660
    @fortunateshoko1660 Před 4 měsíci +6

    Zanu kudiii kwacho tsek wako

  • @williamtakawira4434
    @williamtakawira4434 Před 4 měsíci +1

    Kum*ata kwako vanhu havana kuunganira zanu PF apo... Musoro une mvura nematuzvi

  • @nomorejoto6414
    @nomorejoto6414 Před 4 měsíci +1

    Varikutonga under Zanu pf or Ved ..some are saying pamberi neZanu some rufaro kwamuri ...chii chirikuitika

  • @Teeone07
    @Teeone07 Před 4 měsíci

    Izvi zvokungopinza zanu pese pese ndozvandisingadi ngavaite zvema zig avo

  • @tawandamakaure3509
    @tawandamakaure3509 Před 4 měsíci

    Is VED a regulatory authority? This matter should be before the traditional courts.

  • @Nobert-vr5kd
    @Nobert-vr5kd Před 4 měsíci

    Ma Zanu Machupeti

  • @mazivisatibugare8732
    @mazivisatibugare8732 Před 4 měsíci +1

    Ko mukadzi wacho aripi

  • @ngonidzasheguta
    @ngonidzasheguta Před 4 měsíci

    Apa pamasowe kana kuti pamusangano wezanu mukutipedzera nguva chii chakadaro chinenge ngozi mukoma Neshamba maita zvenyu ne update ngavangoenda kuma DNA pavakabvirira taitoti tichanzwa ma results

  • @auxileen180
    @auxileen180 Před 4 měsíci +1

    Hesi Neshamba ndange ndakavhura ziso kuti ichingotanga ndichipinda kkkkk chihera pfacha

  • @MaxwellMunyayi
    @MaxwellMunyayi Před 4 měsíci

    Musaite zve Zanu pliz kana muchida kuti tiwirirane

  • @antoniodomingo7433
    @antoniodomingo7433 Před 4 měsíci +1

    Iye muoorofita ngaazive zvebasa rake chete asiyane nevakadzi vevanhu chete. Zvese zvamakutaura imi vezanu ratova drama

  • @Rumbie9984
    @Rumbie9984 Před 4 měsíci

    Pamberi nezanu _ mufaro kwamuri murikuita zvipi chaizvo

  • @MichaelFisher-xl6nh
    @MichaelFisher-xl6nh Před 4 měsíci +1

    Drewmas media taking us to another level DNA test Tinashe Mugabe is the best

  • @cuanmakaza
    @cuanmakaza Před 4 měsíci

    zvekumama izvi mombonzi rufaro kwamuri mapositori mombonzi macomrades matuzvi aya moitiswa slogan pasi nemhandu kkkkkkk mapositanga akadhakwawo futi

  • @antoniodomingo7433
    @antoniodomingo7433 Před 4 měsíci +3

    Zvamukupedzera vanhu nguva musingapinde panyaya. Hatisi pa politics isu

  • @shingynavs8235
    @shingynavs8235 Před 4 měsíci

    Imbwa dze ZANU hadzina kana kodzero 1 yekumisa munhu church

  • @TafadzwaChakawa-ev4wg
    @TafadzwaChakawa-ev4wg Před 4 měsíci +1

    Hanzi pamberi nezanu pf fokofo mhani

  • @synettchimone582
    @synettchimone582 Před 4 měsíci +1

    Takamirira

  • @evasnyamhere4066
    @evasnyamhere4066 Před 4 měsíci

    Saka ndimi munozviti mapostory for Edhi zviyaaaaa😢

  • @user-bu7oy9bc2h
    @user-bu7oy9bc2h Před 4 měsíci +1

    Ndovemukadzi wemunhu hr😂😂😂 mamukasei Drewmas

  • @japhetmoyo1142
    @japhetmoyo1142 Před 4 měsíci

    Zvirimo here mubumbiro remutemo weZimbabwe chero kumaDziMambo ese

  • @mariakatsande2403
    @mariakatsande2403 Před 4 měsíci

    Ko endai kwaishumael muite futi izvozvo musade kidheererq imi

  • @user-nh2iq2nm6k
    @user-nh2iq2nm6k Před 4 měsíci

    Fuske endai munogeza uko makutoita zvematongero yenyika

  • @SamuelChapata-xd6nh
    @SamuelChapata-xd6nh Před 4 měsíci

    Aah taneta nenyaya dzemapositori, mahure vanhu ava, vakadzi vanzwa nekunyengwa nevanhu ava, hapana zvekunamata apa chihure chega chega shit.

    • @maiyeukai9346
      @maiyeukai9346 Před 4 měsíci

      Wakaroora hure ndiwe. Munoitireiko magirlfriends muchitadza kurara vakadzi venyu ukoo..dzokerai kumba

  • @chiheramaialexis2510
    @chiheramaialexis2510 Před 4 měsíci

    Zanu sooka!!!nxcaaaaa

  • @mollineshato8442
    @mollineshato8442 Před 4 měsíci

    Ko madzibaba kuzopfava kkkk dzungu rese rapera manje

  • @vachihoro
    @vachihoro Před 4 měsíci +1

    Musandione kunonoka ndanga ndichiuya

  • @user-sl8uo9wy2h
    @user-sl8uo9wy2h Před 4 měsíci

    Mai Maka makakanganisa zvikuru pamwe na madzibaba. Kutaura chokwadi kunodikanwa vana amai kwete kuzoudza munhu kuti mune murume iye atungidza moto

  • @tawanachiranda9473
    @tawanachiranda9473 Před 3 měsíci

    Haaaaa papindira zanu zvadhakwa apa nyaya fanished

  • @gbvproject5795
    @gbvproject5795 Před 4 měsíci

    Patonzi zanu tabva tabuda munyaya

  • @nancysimbi6704
    @nancysimbi6704 Před 4 měsíci

    Zanu zvayapindira zvatoipa

  • @user-zl2rz1io6n
    @user-zl2rz1io6n Před 4 měsíci +1

    Ari kutaura uyu ane dzungu mukosho wake

  • @judithshumba3541
    @judithshumba3541 Před 4 měsíci +1

    Zvekupenga zvogq

  • @user-bd2uj5xn5y
    @user-bd2uj5xn5y Před 4 měsíci

    Mhondoro kumberi pakuvhura hombe kkkkkkkk. Yooo kasong aka mhiripiri nyoro kuvava ndokada hangu

  • @user-hs2lr9rj2q
    @user-hs2lr9rj2q Před 4 měsíci

    Zvichir zvekumasoe hr or politics chete tibvirei apa

  • @UltimateRef
    @UltimateRef Před 4 měsíci

    Hongu uyo muporofita akatadza asi zvakuenda nepiko izvo. Jesu vakati asati ambotadza ndiye ngaatange kukanda dombo. Avo vavekutaura zvekusunga ashandirwa nemushandiri ndevapiko and simba ravo rabvepiko. Iye wacho akachena here. Spiritual things should remain in church bounds and disciplinary setups ko madzimambo nemasabhuku vachaitawo ripi basa kana tsika nemagariro zvotongwa nechechi otherwise it has become a matter of rivalry mukuunganidza vanhu. Misangano pamwe pacho inenge isina mhosva asi vanhu takusanganisa misangano nemaChurch kutsvaga masimba. Kana muri vemweya why are your things not guided by prophecy, motiudza kuti madzibaba zvamakaita ndezvakati nezvakati nekudaro mweya wati zvakati. Woita zvekubvunza uripamweya here in discussing things spiritual matters

  • @gracemushayi7658
    @gracemushayi7658 Před 4 měsíci

    Ko pamberi nezanu ndezvei

  • @jennifertsikayi
    @jennifertsikayi Před 4 měsíci

    Hapana nyaya apa

  • @nyaraitaderera9369
    @nyaraitaderera9369 Před 4 měsíci

    Ko madini kundomisa Vo madzibaba Ishmael plz nyika yaipa fambirai Vo ya Ishmael

  • @margretmachona6557
    @margretmachona6557 Před 4 měsíci

    Politics ndedzei

  • @paulnyarugwe7118
    @paulnyarugwe7118 Před 4 měsíci

    Andrew washaya dzimwe nyaya here wakutipa nonsense

  • @mauromucavel2931
    @mauromucavel2931 Před 4 měsíci

    VED means Vapositori for ED

  • @shumzaali714
    @shumzaali714 Před 4 měsíci

    Mufararo kwamuri ma comrades tiripa msangano or kumasowe

  • @felixowuor6744
    @felixowuor6744 Před 4 měsíci

    Yooo pamberi nei nxa

  • @PeterMkutuma
    @PeterMkutuma Před 4 měsíci

    VaAndrew neshamba maDNA akazoitwa here?

  • @user-nh2iq2nm6k
    @user-nh2iq2nm6k Před 4 měsíci

    Matuzvi maznu

  • @EvelynTsitsiSatumba
    @EvelynTsitsiSatumba Před 4 měsíci

    Mhondoro kune nyaya dzakawandisa

  • @archfordmandizvidza6894
    @archfordmandizvidza6894 Před 4 měsíci

    Zanu pf gathering

  • @wellingtonmandaza2267
    @wellingtonmandaza2267 Před 4 měsíci

    Zanu PF yapinda papi apo

  • @mainininneta4165
    @mainininneta4165 Před 4 měsíci

    Musatuke mukadzi vaporofita vanoyitira vanhu muteurokuti avade ndovaziva vanhu ava

  • @user-ry5zn1sy3h
    @user-ry5zn1sy3h Před 4 měsíci

    Mukadzi ndobenzi uyo aibvuumirei achiziva kuti ane murume uye ngaite maDNA

  • @addietarga3256
    @addietarga3256 Před 4 měsíci

    Imbwa dza ED

  • @evasnyamhere4066
    @evasnyamhere4066 Před 4 měsíci

    Comment section i ravhu you ❤

  • @GamuSixpence
    @GamuSixpence Před 4 měsíci +1

    KuMhondoro hkn mabasa chokwadi

  • @KaliKalia-rr2eu
    @KaliKalia-rr2eu Před 4 měsíci

    Sando dzenyu madzibaba

  • @patriciamakoni2203
    @patriciamakoni2203 Před 4 měsíci

    Msangano weZANU Or wechurch

  • @shingimavingire620
    @shingimavingire620 Před 4 měsíci

    Aaaaaaah madzibaba Rennie

  • @jaspernambala
    @jaspernambala Před 4 měsíci +1

    Madzibaba tizira kuzambia havanetseri vanhurume mapasspt

  • @user-mp9bn5vl6l
    @user-mp9bn5vl6l Před 4 měsíci

    Neshamba yava ipi iyi zveZanu bodo

  • @mshapiloevidence453
    @mshapiloevidence453 Před 4 měsíci

    What is the name mukoma andreaw mhiripiri inovava

  • @suchmoremutete9990
    @suchmoremutete9990 Před 4 měsíci

    Rubbish

  • @teclachabarwa7236
    @teclachabarwa7236 Před 3 měsíci

    Nxaa pfutsek dzewanhu madzimai awo zihure raitoita zvemjolo zihure remunhu

  • @jaspernambala
    @jaspernambala Před 4 měsíci +2

    D.n.a puriz

  • @mollineshato8442
    @mollineshato8442 Před 4 měsíci

    Ko madzibaba kuzopfava kkkk dzungu rese rapera manje

  • @user-ir3fu4xh5x
    @user-ir3fu4xh5x Před 4 měsíci

    Zimukadzi ndopfambi asiwo neniwo vakadzi dzidzai kudzikama kana muri mudzimba vanamadzibaba mweiitawo zvemweya itai zvemweya chaizvo not zvemujolo

    • @SyenaMagaya-iy3nf
      @SyenaMagaya-iy3nf Před 4 měsíci

      Idare redziiko rinozara vanhu kudai kushaya zvekuita uku

  • @teclachabarwa7236
    @teclachabarwa7236 Před 3 měsíci

    Nxaa pfutsek dzewanhu madzimai awo zihure raitoita zvemjolo zihure remunhu

  • @teclachabarwa7236
    @teclachabarwa7236 Před 3 měsíci

    Nxaa pfutsek dzewanhu madzimai awo zihure raitoita zvemjolo zihure remunhu