Bhozhongora latest || Amai vaiva bofu vai Dissappear vachidzoka vaine nzara (Harare - Murehwa)

Sdílet
Vložit
  • čas přidán 9. 09. 2024

Komentáře • 6

  • @pearlmambinge451
    @pearlmambinge451 Před 9 měsíci

    Haaaa chemufombi chiri kupisa🔥🔥🔥 mubatsiri manyama. Hama dzoramba hama yavo kuramwira mwana asina dzinza navo

  • @pearlmambinge451
    @pearlmambinge451 Před 9 měsíci

    Pamufombi Rastafari area ndofunga mbuya vanobhema dzevakuru chete😂😂😂

  • @revaimaserwe
    @revaimaserwe Před 9 měsíci

    Dzimwe nyaya dzinotyisa veduwee ,huroi wakanyanya

  • @pearlmambinge451
    @pearlmambinge451 Před 9 měsíci

    Uzumba, Maramba, Pfungwe, manyama. Pasi rino rava nemazino. Huroyi hunotyisa ndiyani uya akaimba " dissapear, appear" Bag bag bag rineyi? Midziyo yebasa ma1. Chikwata nemwanasikana.

  • @PriscillaMapfumo
    @PriscillaMapfumo Před 9 měsíci

    Mmmmm yaaahh huroyi 😢

  • @pearlmambinge451
    @pearlmambinge451 Před 9 měsíci

    Team Bhozhongora manyama ❤❤❤