Velikost videa: 1280 X 720853 X 480640 X 360
Zobrazit ovladače přehrávání
Automatické přehrávání
Přehrát
Bhozo We listened to this more than 2 weeks ago. Kasi nyaya dzaita shoma
Varoi munofa riinhiko tizorore veduweeeee aaah
why achidzokorodza nyaya dzko Bhozho
Vanhu vanoroya shuwa
Wakambotaura iyi yehurungwe Bhozho
Hamugone here kutaura makadzikama
Hakuna chisingaperi chivi chava kudya mwene wacho
I was happy to see bhozho today
Haaaaa mukoma bhozho icho chepa hurungwe chakanyanya Mai avo vakaromba icho chimupurwa chaka nyanya ndi Fanwell Panaishe pa Mozambique ndakadzika chimuti pakapaka rikiti bvuuuuuuuuuu
Idzokororo iyi
Hey 👐👐👐👐👐👐👐👐👐👐👐👐 ndasvika pakutura befu
Hey mai ava muroi mukuru
Mai ava vakaipa
Yah nyika yatakura kurema maiweee
Zvakaoma zviri kuitika munyikab,vakaromba chte Amai vekudonha avo
Amai kumagundi kufamba uku ndichienda kubasa ndakaterera chimuti pamadrid
Yoo-o 😢
Pooooooo rikiti bvuuuuuuuuuuuu