Muporofita anoshandira vanhu achishandisa mushonga nedumwa

Sdílet
Vložit
  • čas přidán 17. 08. 2022

Komentáře • 15

  • @yeukaimusunza3023
    @yeukaimusunza3023 Před rokem +1

    Senge Magaya haa tichaonerera Mufunge pa gore iroro.

  • @ginamapiyr8039
    @ginamapiyr8039 Před 2 lety +1

    Mushonga nemadumwa ndizvo zvavanobikwa nazvo kun'anga kuti zvavanotaura zvive chokwadi kuvanhu ,kana pavanoti varikubvisa zvinhu mumisha yevanhu vanodzimaidza vanhu nemushonga nemadumwa iwayo nxaaa mbavha idzo

  • @tawedzerwachakaduka9851
    @tawedzerwachakaduka9851 Před měsícem

    Bhozho Naka Nyemba shona yenyu iyo dai maita vanyori vemabook

  • @yeukaimusunza3023
    @yeukaimusunza3023 Před rokem +1

    Aaa ipapo I mhiko dza Amai iwavo , Muroi chaiye , Mwanakomana uyo kutanga here kuona Munhukadzi asina kusimira even though Ndi Mai vake.

  • @veeeeeee1950
    @veeeeeee1950 Před rokem

    zvakawoma

  • @OwenNyasha
    @OwenNyasha Před 8 měsíci

    😂😂😂Panoda chidindo

  • @Ice45457
    @Ice45457 Před 4 měsíci

    MaZimbo verengai Bible mega musanyeperwa

  • @abelngwangwa1007
    @abelngwangwa1007 Před 2 lety +2

    Maporofita mazhinji varikurombera kuporofita nekuporesa vanhu

    • @oliviatsindi8095
      @oliviatsindi8095 Před 2 lety

      Munenharo ndazviona 🤣

    • @nyaraimlambo2160
      @nyaraimlambo2160 Před 2 lety

      Vatungamiriri we makereke echipositori vakavanda ndivo vanehurombwa hwakanyanyisa vanorara nevaimbiri wavo vese uye nevakadzi wavanoti vasadare uye nemaprofita avo echidzimai.Vanhu plse chenjererai vakuru vemasangano echipositori aya.
      Kuita magungano aya hakusi kugona horombwa ngatidzokerei kuchivanhu chedu plse.
      Kuchipositori hakuna chinhu kutenderedzwa chete

  • @ginamapiyr8039
    @ginamapiyr8039 Před 2 lety

    Maprofita ndobasa rawo vanoprofita nemushonga avo nxaaa kutamba zvavo naMweya Mutsvene

  • @paulinemadhevere6844
    @paulinemadhevere6844 Před rokem

    Mapositori mazhinji Ari kushandisa mushonga vakaromba

  • @authornyamupanda1576
    @authornyamupanda1576 Před 2 lety

    Muchandidzingisa basa cht varume imi

    • @nyaraimlambo2160
      @nyaraimlambo2160 Před 2 lety

      Tibatsireiwo mukoma bhozho kwedu mhuri yapera nemunhu anezvowo kungouraya mhuri nechikwambo chake.
      Akauraya ambuya Amai waBaba apa ndiye vatinoti ndiye Baba vasara,pafa mhunhu hapana kufamba.
      Chero vana vake vapera kufa.
      Ambuya ava akavauraya achiita business rake .
      Musha medu hakuchina kana mudzimu ichakuma akaitsipika mudende rake.
      Ummmmm tanetseka.

  • @richardmuswavinda1741
    @richardmuswavinda1741 Před 2 lety

    Nothing to comment,,makanyanya 🔥🔥🔥 🤣🤣🤣🤣🤣🤣