Velikost videa: 1280 X 720853 X 480640 X 360
Zobrazit ovladače přehrávání
Automatické přehrávání
Přehrát
One of Zimbabwe's polished musicians
Vakuru vema gitare Madzibaba Nicolas Zakaria
Baba Nicholas pamberi ne magitare 😂
I love you baba handidi nemwi murivahombe
Senior lecturer itirwai zvakanaka na Mwari , I like your humbleness
Ndokut senior lecturer zveuku sezvairi mabvi nemagokora
I'm watching from Namibia ❤❤❤
Lead Master. #SnrLecturer.
Love you snr lecturer
Ko Chinyani why asina kutaurwa coz ndiye munhu aka teacher Macheso
Senior lecturer havazvitauri izvozvo zvinongotaurwa naMacheso naiye Shepherd Chinyani chete
You are the big boss madzibaba
Ndatoziva nhasi 11 August 2024 kuti Macheso munin'ina waMadzibaba 😂😂😂😂takakura tichinzi ndisekuru nemuzukuru
Mukoma wa macheso avo vana mhamha vavo mukoma nemunin,ina
Mukuru uyu akuratidza kt zvinhu hazvisi kufamba zvakanaka
Ehe haadikunzwa mushe anorwara
Respect yemu ndoyandada
Ko mudhara havana amplifier pa den 😢
Chokwadi chinoenderana nezvirimumaBook hachina kubuda bhoo.
Single, Track ne Vhuka Boys yandikurangarira yainzi Monica or Sugar Mtape.
Ndodawo kuziva kuti nziyo dzakavambwa naAlick Macheso ingani zvekare ndedzipi.
Kuva nemari song
❤❤❤❤
Senior lecturer
🎉🎉🎉🎉
Baba harare
Kuva nemari
Munyori hauna rukudzo sey usina kuty baba nicholas woti macheso baba dzidza kukudza vakuru iwe iye macheso anotokudza mdara
You can say that again.
Shinga mudhara,usareguedze maguitar
ngaaregere uyo more than 20yrs in this music industry you are financially unstable its better to quit and do fishing or be a vendor its much better
@@taongamuza3328pamhata pako wanzwa uriduzvi
Mukuru akaomerwa
Haasi kunzwa zvakanaka arikurwara, zvakambotaurwa wani kti mukuru varikurwara
Cde next time pamuchangotora content yevamwe musina kukumbira I will copyright strike you
Mudara ,ndiwe wakadzidziswa Na Aleck usanyepe 😂
hatidi matauriro akadaro this are brothers chii newe
Macheso paKhiama voice ndiro rainzwika
Masong ese ekare macheso ichokwadi ndiye aiva nevoice ratainzwa
Macheso akadzidziswa naShepherd Chinyani
asi chii you want to say you are a legend but up to now you are begging to the nation for financial suppprt ??? it makes no sense to tell us about your music history .You beg for cars from other people its pathetic
From who he begged the car ?haunyare kunyeba akutadzira chii tsek
I respect Baba Nicholas Zacharia
Madzibaba vakatanga kuimba Aleck ari mudiki ita order iwewe akakumbira ani mota haunyare kuita ruvengo rwakadhakwa kudaro