Bhozhongora Fan Account
Bhozhongora Fan Account
  • 553
  • 2 449 022
Gumbo raisvinwa richibuda mabhatani ekusona // Tete vaichengetera mushonga paguva (7 Aug 24)
Video Credit: Bhozhongora FB Page & National FM Radio (No copyright infringement intended)
+263 775 243 364
+263 778 260 666
+263 715 210 457
Brought to you by DMR Earthmoving Machines Training Specialists-Dmr
REGISTER AND TRAIN FOR Earthmoving Machines Training Specialists-Dmr
www.dmrearthmovers.co.zw
0778260666
0775243364
0715210457
No copyright infringement intended
Stock Videos and Pictures are for visual interpretation only
Bhozhongora pa National FM the whole nation on 1 station 102.8
Pooo rikiti bvuuuu
0:00 Intro
1:03 Update yemurume akuramba kubuda mumba mepfambi
2:45 Update yemuroora airambidzwa kuenda kumba kwavo
5:40 Tete vaichengetera mushonga paguva
15:00 Mwana anoti last born haisi yaBaba vangu
23:25 Bhazi rane 4years rakamira riri kurwarisa vanhu
33:13 Gumbo raibuda mabatani ekusona
40:03 Number dzevabatsiri
41:05 Zviri kuitika muZimbabwe
42:15 Number dzaBhozhongora, Outro
zhlédnutí: 4 479

Video

Mukadzi akarara nevarume 167 anoporofita // Maporofita 11 vakachaya nekurutsa pazoto (6 August 2024)
zhlédnutí 7KPřed 2 hodinami
Video Credit: Bhozhongora FB Page & National FM Radio (No copyright infringement intended) 263 775 243 364 263 778 260 666 263 715 210 457 Brought to you by DMR Earthmoving Machines Training Specialists-Dmr REGISTER AND TRAIN FOR Earthmoving Machines Training Specialists-Dmr www.dmrearthmovers.co.zw 0778260666 0775243364 0715210457 No copyright infringement intended Stock Videos and Pictures ar...
Baba vakaba imba ikazo zara masvosve // Guva rakapiswa N'anga yakagara pamusoro peguva (5 Aug 24)
zhlédnutí 7KPřed 4 hodinami
Video Credit: Bhozhongora FB Page & National FM Radio (No copyright infringement intended) 263 775 243 364 263 778 260 666 263 715 210 457 Brought to you by DMR Earthmoving Machines Training Specialists-Dmr REGISTER AND TRAIN FOR Earthmoving Machines Training Specialists-Dmr www.dmrearthmovers.co.zw 0778260666 0775243364 0715210457 No copyright infringement intended Stock Videos and Pictures ar...
Baba vakafa vachimwa Tea // Mupurwa ukutenderera pama shops emuBankent
zhlédnutí 4,9KPřed 12 hodinami
Video Credit: Bhozhongora FB Page & National FM Radio (No copyright infringement intended)
Chipoko chakauya chichiti dzorera sutu yangu (18 March 24) Repost
zhlédnutí 8KPřed 14 hodinami

GUTU ROAD SHOW HIGHLIGHTS
zhlédnutí 527Před 14 hodinami
GUTU ROAD SHOW HIGHLIGHTS www.dmrearthmovers.co.zw 0775243364 0715210457 0778260666
Sabhuku vakatengesa stand yevanhu, vakazopinda busy pauya Godobori (1 August 2024)
zhlédnutí 8KPřed 14 hodinami
Video Credit: Bhozhongora FB Page & National FM Radio (No copyright infringement intended) 263 775 243 364 263 778 260 666 263 715 210 457 Brought to you by DMR Earthmoving Machines Training Specialists-Dmr REGISTER AND TRAIN FOR Earthmoving Machines Training Specialists-Dmr www.dmrearthmovers.co.zw 0778260666 0775243364 0715210457 No copyright infringement intended Stock Videos and Pictures ar...
Imba yakanaka kwazvo
zhlédnutí 1,1KPřed 16 hodinami
Imba yakanaka kwazvo
Murume akuramba kubuda pamba pePfambi yaaona kubhawa // Chikomba chaAmai chinova mwana (31 July 24)
zhlédnutí 7KPřed 16 hodinami
Video Credit: Bhozhongora FB Page & National FM Radio (No copyright infringement intended) 263 775 243 364 263 778 260 666 263 715 210 457 Brought to you by DMR Earthmoving Machines Training Specialists-Dmr REGISTER AND TRAIN FOR Earthmoving Machines Training Specialists-Dmr www.dmrearthmovers.co.zw 0778260666 0775243364 0715210457 No copyright infringement intended Stock Videos and Pictures ar...
Vakadzi vanogezeswa neMuporofita pamasowe // Mukadzi akapa gupuro kuhama dzemurume (30 July 2024)
zhlédnutí 7KPřed 19 hodinami
Video Credit: Bhozhongora FB Page & National FM Radio (No copyright infringement intended) 263 775 243 364 263 778 260 666 263 715 210 457 Brought to you by DMR Earthmoving Machines Training Specialists-Dmr REGISTER AND TRAIN FOR Earthmoving Machines Training Specialists-Dmr www.dmrearthmovers.co.zw 0778260666 0775243364 0715210457 No copyright infringement intended Stock Videos and Pictures ar...
Boss Matsanga live on stage kwaGutu
zhlédnutí 593Před 21 hodinou
Boss Matsanga live on stage kwaGutu
Amai vanoisa mapepa ekuzvidzivirira mubag raBaba // Murume akaponda chikomba chemukadzi (29 July 24)
zhlédnutí 6KPřed 21 hodinou
Video Credit: Bhozhongora FB Page & National FM Radio (No copyright infringement intended) 263 775 243 364 263 778 260 666 263 715 210 457 Brought to you by DMR Earthmoving Machines Training Specialists-Dmr REGISTER AND TRAIN FOR Earthmoving Machines Training Specialists-Dmr www.dmrearthmovers.co.zw 0778260666 0775243364 0715210457 No copyright infringement intended Stock Videos and Pictures ar...
Bhozhongora & KB and DMR earthmovers
zhlédnutí 530Před dnem
Bhozhongora & KB and DMR earthmovers
Mukadz wemuporofia kufa kumba kweN'anga in Epworh
zhlédnutí 1,8KPřed dnem
Video Credit: Bhozhongora FB Page & National FM Radio (No copyright infringement intended) 263 775 243 364 263 778 260 666 263 715 210 457 Brought to you by DMR Earthmoving Machines Training Specialists-Dmr REGISTER AND TRAIN FOR Earthmoving Machines Training Specialists-Dmr www.dmrearthmovers.co.zw 0778260666 0775243364 0715210457 No copyright infringement intended Stock Videos and Pictures ar...
Baba varikurwara nechirwere chisina zita
zhlédnutí 2,7KPřed dnem
Video Credit: Bhozhongora FB Page & National FM Radio (No copyright infringement intended) 263 775 243 364 263 778 260 666 263 715 210 457 Brought to you by DMR Earthmoving Machines Training Specialists-Dmr REGISTER AND TRAIN FOR Earthmoving Machines Training Specialists-Dmr www.dmrearthmovers.co.zw 0778260666 0775243364 0715210457 No copyright infringement intended Stock Videos and Pictures ar...
Chitunha chakabata maoko parufu rwacho // Amai vakaenda kunotora pent reGirlfriend (23 July 2024)
zhlédnutí 13KPřed dnem
Chitunha chakabata maoko parufu rwacho // Amai vakaenda kunotora pent reGirlfriend (23 July 2024)
Baba varikuita bonde vega Amai vakatarisa // Chimbuzi chakaonekwa mupoto yeRice yeroja (25July2024)
zhlédnutí 9KPřed dnem
Baba varikuita bonde vega Amai vakatarisa // Chimbuzi chakaonekwa mupoto yeRice yeroja (25July2024)
KB & Bla Phidza taking over
zhlédnutí 575Před 14 dny
KB & Bla Phidza taking over
MJOLO SPECIAL, Vakadzi vevanhu kurwira murume wemunhu // kaBag kaive neKiti ine mapapiro (24July24)
zhlédnutí 11KPřed 14 dny
MJOLO SPECIAL, Vakadzi vevanhu kurwira murume wemunhu // kaBag kaive neKiti ine mapapiro (24July24)
Murume anoda kuona munhu wese akarara nemukadzi wake // Mhuri inofa nekubaiwa nemapanga
zhlédnutí 9KPřed 14 dny

#Handovertakeover Bla Phidzae & KB live pachimuti
zhlédnutí 1KPřed 14 dny
#Handovertakeover Bla Phidzae & KB live pachimuti
Mukadzi anotumira maVideos asina kupfeka // Muporofita anoshandisa dumwa kurara nevakadzi (22July24)
zhlédnutí 9KPřed 14 dny
Mukadzi anotumira maVideos asina kupfeka // Muporofita anoshandisa dumwa kurara nevakadzi (22July24)
Bhozhongora paChigovanyika
zhlédnutí 771Před 14 dny
Bhozhongora paChigovanyika
Mwana akabudirwa nemudzimu chikaita DNA test redzinza // Mudhumeni arikubata vana chibharo
zhlédnutí 2,6KPřed 14 dny
Mwana akabudirwa nemudzimu chikaita DNA test redzinza // Mudhumeni arikubata vana chibharo
Bhozhongora paMbare
zhlédnutí 751Před 14 dny
Bhozhongora paMbare
Nyaya Dzerudo
zhlédnutí 829Před 14 dny
Nyaya Dzerudo
Murume akadhakwa akarara mubhedha usiri wake // Nyoka yaBaba yaigara mumota yakapiswa (17 July 2024)
zhlédnutí 7KPřed 14 dny
Murume akadhakwa akarara mubhedha usiri wake // Nyoka yaBaba yaigara mumota yakapiswa (17 July 2024)
Chitunha chiri muNgoro kuNyatsime
zhlédnutí 28KPřed 14 dny
Chitunha chiri muNgoro kuNyatsime
Mwana anofumura Chikomba chaAmai vake padare // Update yemwana akarohwa kuHwedza (18 July 2024)
zhlédnutí 10KPřed 14 dny
Mwana anofumura Chikomba chaAmai vake padare // Update yemwana akarohwa kuHwedza (18 July 2024)
Nyaya yakaitika kuNyatsime
zhlédnutí 2,6KPřed 21 dnem
Nyaya yakaitika kuNyatsime

Komentáře

  • @melvinmunapenyi7151
    @melvinmunapenyi7151 Před hodinou

    Ko kuzoti am watching from UMP zvinei nesu

  • @moreblessingdzama7574
    @moreblessingdzama7574 Před hodinou

    Mazita akubvumirwa wani mukoma bozho😂😂😂

  • @mollensaungweme1188
    @mollensaungweme1188 Před 2 hodinami

    Nyaya dzauyu ndinodzida asi mataurire ake emwando anondibhowa taura zvakadzikama kwete zvedzungu izvo

  • @faraimushonga3677
    @faraimushonga3677 Před 2 hodinami

    Ndakachibata chimuti paCape Town

  • @user-kn2ej6ym9r
    @user-kn2ej6ym9r Před 4 hodinami

    Urikuda video here kana kutii nyaya

  • @Mamacee002
    @Mamacee002 Před 4 hodinami

    Ndakachibata pa dubai😊

  • @OtilliaAaron
    @OtilliaAaron Před 11 hodinami

    Ihuta iyo inoda vanoigona

  • @HappyBirchForest-ff5gx
    @HappyBirchForest-ff5gx Před 15 hodinami

    In Masiphumelele fish hoek @capetown

  • @Madzimai-v1h
    @Madzimai-v1h Před 16 hodinami

    Vakadzi vanopenga chete. Imwe minamato yavanitiswa nemapofita unoshaya kt dzakakwana hr

  • @EthelMidzi
    @EthelMidzi Před 17 hodinami

    Zvakaoma

  • @patiencechimwanda1204
    @patiencechimwanda1204 Před 17 hodinami

    Amai rikiti bvuuu ndokudonha for me 😂😂😂😂

  • @faithkabasa7217
    @faithkabasa7217 Před 18 hodinami

    Pamberi nebasa takachibata chimuti pa South Africa

  • @PreciousChimbwembwe-j9c
    @PreciousChimbwembwe-j9c Před 18 hodinami

    Zvechokwadi washandiri awa wanodinga munhu basa sekunge apisa company

  • @PreciousChinobva
    @PreciousChinobva Před 19 hodinami

    Vakadzi ngatikwanei munamato rudziii unoitwa wakashama zvinongoitwa nemahure

  • @NenyashaNenyasha
    @NenyashaNenyasha Před 19 hodinami

    Kkkkk bhozho rikitii bvuuu

  • @user-xi9ug1kn9p
    @user-xi9ug1kn9p Před 19 hodinami

    Ngauburukeka mweya wacho 😅😅😅😅😅

  • @tsungaichinaka9257
    @tsungaichinaka9257 Před 19 hodinami

    😂😂😂😂😂😂😂 vanhu ava vachapenga makatarisa muchiti vari pabasa ,takachibata tiri pajoni

    • @Madzimai-v1h
      @Madzimai-v1h Před 16 hodinami

      😂😂😂😂 Zvakasangana.

    • @user-sz9yn5sq8d
      @user-sz9yn5sq8d Před 13 hodinami

      😂😂😂vanondipedza zvangu vakuwasha vevamwe vanhu vari kubsa kuraramisa mhuri

    • @tsungaichinaka9257
      @tsungaichinaka9257 Před 6 hodinami

      @@Madzimai-v1h hasaa taurai henyu imika pakatoshata kani

  • @marynyamondo3198
    @marynyamondo3198 Před 20 hodinami

    😂😂😂 ndibhojho mandisetsa.

  • @munashematasva9784
    @munashematasva9784 Před 21 hodinou

    Ndavepo pachimuti

  • @KilfordGomba
    @KilfordGomba Před 21 hodinou

    Pakapa 🇿🇦🔨

  • @AmosMoeng
    @AmosMoeng Před 21 hodinou

    Tiripo pachimuti

  • @clevermukaira4062
    @clevermukaira4062 Před 21 hodinou

    Ndakabata chimuti pa Capetown

  • @TandaiChipeta
    @TandaiChipeta Před 21 hodinou

    Early bird

  • @SibandaPatricia
    @SibandaPatricia Před 21 hodinou

    Yeeeeeeeee nhasi ndatangawo🎉🎉🎉

  • @LyriqalFlame767
    @LyriqalFlame767 Před 21 hodinou

    Pfooooooooo😂😂....

  • @nyaradzorapozo2580
    @nyaradzorapozo2580 Před 23 hodinami

    Beira sofala province councillor waka pfapfaidzwaaaaaaaa poooooooooooooo riiiiiiiiiiikiti bvuuuuuuuuuuuuuuuu

  • @chitsvamureri5614
    @chitsvamureri5614 Před dnem

    167 🙌

  • @chitsvamureri5614
    @chitsvamureri5614 Před dnem

    Uumm zxakaoma uum

  • @tabethnengomasha
    @tabethnengomasha Před dnem

    Ngasiye mukadzi uyu pachiri paduze pamwe mwana wacho hasi wake vadzi wanda

  • @tawedzerwachakaduka9851

    Bhozho unogotya sei iwe uchimborova ndimi😂😂😂😂😂

  • @user-lf8ms6tv1o
    @user-lf8ms6tv1o Před dnem

    Pachimuti tiripo

  • @user-jl2ry4ed2h
    @user-jl2ry4ed2h Před dnem

    Umm Zim yave imwe nyika inorarama mhuka dzesango varivanhu chokwadi

  • @tracytakawira
    @tracytakawira Před dnem

    Zvakaoma hazvo nyika yezimbambwe ndofunga ndogehena racho 😢😢😢😢😢😢😢

  • @nokuthulankomo6657

    Ko simba rekuverenga varume vaidyiwa bota rinobva payi nhy Zimbabwe. Kuita register here amana ka😂😂😂😂😢😢 kuti 1,2,3,4,10 ndokusaka mvura isinganaye😢

  • @presleymarisero419

    Combination yenyu haina kumira mushe

  • @yeukaimusunza3023
    @yeukaimusunza3023 Před dnem

    Last part yazonge isinga nzwike Ma Waves renyu ayo Problem 😢

  • @yeukaimusunza3023
    @yeukaimusunza3023 Před dnem

    Uumm

  • @Madzimai-v1h
    @Madzimai-v1h Před dnem

    😂😂😂Munhu haadi kuudzwa musi wekufa veduwee

  • @OnismoZimuto
    @OnismoZimuto Před dnem

    Wakacha kuprocitwa kuti uchafira kumakuhwa

  • @turiamtrko1999
    @turiamtrko1999 Před dnem

    Mai avo ndivo varikutouraya vanhu aaa vanodii kuporofita hupfumi than rufu dhemeti mani

  • @user-ck9zs5ww4l
    @user-ck9zs5ww4l Před dnem

    Takachibata chimuti

  • @patiencechimwanda1204

    Ini ndikaswera ndisina kunzwa Bozho haaa handitonzwi zvakanaka

  • @BossMukanya-v4w
    @BossMukanya-v4w Před dnem

    Pooooooo rikitibvuuuuuu tiripo pachimuti

  • @princemakalakata8606

    167 muuuu momz vano vhura big one Zimbabwe iwe national FM one station

  • @princemakalakata8606

    Fambai baba Ezabell na baba Pat watching at Capetown ❤❤❤