Guy wearing ishanka and white hoodie just want to talk more instead of listening to people in court. Mambo needs two mature people, elders to assist him with probing and decision making.
chii chinotyisa kwamambo kwacho because iye mambo ndewevanhu kwete mhuka apa everyone knows kuti chigodora aripa business na mambo koiye mambo wacho kana aine mbiri akadiii kugadzirisa Nyaya yemufana musoja yekwamataswa vanhu vanoti mari inomhongwa here muface uyu wechikepesi anojarira vanhu ndoosaka vanhu vachiramba kuuya kudare rachigodora because kune vanhu Vasina zvekuita like that guy wechikepesi
Baba avo vanofara vakadhakwa here. Ini ndaipinda postori nemurume vangu after taona kuti paive nezvainetsa especially naaccidents asingaperi but aibuda unhurt. Taingonzi baba munemhepo irikukuteverai. Only last year that we found out that murume vangu anemudzimu vemumusha Sekuru vemumusha after vatanga kurwara kusinganzwisisike. And munenge nuchipiwa matombo ekugeza it's like kurasisirira but it only gets better for a while then it starts again. Now vanorwara
😂😂😂 ok it’s the book for me. Who remembers tichienda ku clinic neka book kakachekwa nepakati 😂😂😂.
😂😂😂😂😂
Uyu haagoni kuverenga nhai nyaya yacho yatirasa manje
Changamire ngavatengerwe motokari Mari dzema transport dziri kuwanda
Still vachangozoda mari zhinji yepetrol
@@chiherachashe4332haa coz madiro avo emari ka🙌
This place is it's own country mu Zimbabwe boys 😂😂😂😂😂😂 baba ava varmba nema chira avo
Sabhuku dai muchimbo nzwisisawo dambudziko re vanhu!!
Imagine munhu haana mari ko saka yekuenda mberi vanoyiona kupi, that's bad umm
Asi baba makaoma 45 us chaiyo Ku ZIMBABWE unonhongwa pai chigodora usadero Uri munhuwo iwe
Baba tapus mukutigonera rambai makadzvanya ipapo.ko nyaya iya yakazodii baba tapus yamufundisi yemastands akatengeserwa vanhu 16 vaye 😂😂😂😂😂😂 nyaya dzedu todziziva dzese dzisati dzapera ngadziuye😂😂😂
Kkkk kk chokwadi
@@magretchowa2203 wayiyepo yere😀😀😀
Haha chokwadi ichocho. Havafanhe kutisiya tiri hanging
Ndaiyepo karanganda
@@monnietaah9583 true
Kwachigodora kaaa. Ndikudawo mkadzi kubva kwachigodora
Ini ndirikudawo murume. Kuti ndigowana kunogarawo kwaChigodora. Kunonakidza hako uku. Angondideerera ndonoudza Headman, vanomupedzera 😂😂😂😂.
Pamberi naHeadman
Gomo reSheni kuneiko ikoko
Money maker dare iri. Inga vachemavo kuti vakazunza homwe
Chaplin magirazi warikupiko😮😮
Baba taps ko gudo nemabhinya how far 😂😂😂paya takavharwa nyika yese anhuwoye 😂
Takaimirirawo kkkkkkk
😂😂 kuchiine chiro here kuye kababa Kaye kanonyepesa
Kkkkkkk ko kakuseka kacho kwaaaaa anhu ofa kuryiswe magwere hazi kufidhe matede aruuya nemabhinya😂😂😂😂
😂😂😂ini pandakaoona ziso really sekuru kaya neku zhangandira ndakaziwa kuti hapana hapana
@@christinemusariri8056 kkkkkk ko kuseka kunge kabhishu kkkk
Chigodora ndomuvengera kusanzwa tsitsi paNyaya yeMari
Iwe haudi mari here
Mukomana wekunyenge mbuya uyo wadarika apo kkkkk😂😂😂😂😂 mwamuonawo here
😂😂😂ehe
Eya uripo
kkkk musadaro ba anhu
@@princechidziya3639 kkk ko ndisuzve watsigiri wacho kuratidza kuti madhotikomu acho tinawo achigodora kkkkk kkk zvoitika ilife upenyu inhawa yebenzi
Haaa Headman vanzwireiwo tsitsi mari irikushupa vatongei, musasakwidza kwamambo
Nyaya iyi ngaiende mbri Changamire vanhu ava vanoda kukuitisai
Yah pakatsvuka waiting for part 4
Chigodora unofunga kt Mari vanoiwanepiko iwe
Mambo izwai pakasvikira muporofita musati mapa judgment
Zvekuzoshoora mapostori musazodaro veduweeee kana munhu akaramba kureurura or kusiya mishonga haamanimidzwe anongosiiwawo akadero till akuda kusiya hurombwa hwake
Baba vemagirazi varipiko vvndopavaida apa
Ko iye muporofita werudzii asingaoni pakaiswa machira
Uyo wechicap cheblack kuda kutyisidzira vanhu padare
Zviri mumadzinza zvotyisa uye chinonzi munhu kufa kwemunhu pakaoma unotsipika nhasi asi ngozi inozongobuda chete
hazviiti ere kut headman chigodora angoita mamboo we bocha rese by public demand
Haa misha yakatakura iiiih😮
Taura hako. Unopera strong. Misha yakarema
Kkkkk magirazi uripa off kwasara awo ane cap inematama awo
The guy with a cap 🧢 and Allan contributes alot at headmans court
Vanhu veKwaChigodora ndinokumbirawo Zita Ra sis vaHeadman ndimutsvage ndirore hangu
Anotsikira mweya
Idzo dzechihat cheblack dzodawo kutonga haa kutoita netuhasha boe hre?
Imwi kutogarapo pa dare ro😂😂😂😂😂😂 handifungi kuti anorima ne garden ba ini
Drewmars media waipovo here ❤❤❤❤❤taiwepo
Zvimadhara zvakaoma
Usasoshoraba kkkkk thanks baba taps nekutipa zvinobvirotidakadza
😮
😎magirazi aripi 😀
😅😅😅 ndokuti muzive nyaya dzekuenda nadzo kudare nxaa kudyirwa mari makasvinura
Kkkkk hazi mwabva mwaronga kusabhadhare dare😂😂😂😂
Iwe haugone kuverenga shona nxaaa
Wangapoere
Kkkkk huya tikupei mastands ndokwedu avo buritsai mutumbi we mwana moda shamhu
Where is Allen 😂 nhai
Its not the same without him
Akaroiwa handiti vamwe vakatakura ere kti hasati aroiwa kuda kutaura panyaya yoga yoya 🙈🙈🙈
Comment section yakati ngaatsvage basa arege kugara padare nguva dzose
Chokwadi we miss his comments padare rino
Akatongwa ipapa last week.
Ndakasima mhodzi yerunyararo nerugare😅😅
Tinonzwa kudziirwa chaizvo kana headman Chigodora muri pakati pedu. Rambai muchipara mhosva vanhu vekwa chigodora kuti tirambe tichiona headman every day😂
😂😂😂😂
Ameen tinozwe kudziirwa PANO tichidzidza tsika nemagariro
Pakaipa
Allan is missing in action😂
Leyi mhuli hayi ifuna ukusizwa Induna kumele ipushe bathole isizo
Sheni gomo guru
Headman hamuna vhumo yekutonga zvekuita sekunge munedemo tongai muchiziva kuti Mari hainongiwi
Mudhara akaromba but akanganwa nekukura inyoka yabuda bvumi
wayepoo ere ndayepoo ndayepoo
Gomo resheni kudiiko dzoitawl kunge ndidzo Headman kutozoita netuhasha kani ngadzibvepo mari ikunetsa ka 😢
Ngava nzwisise mari ino netsa , l feel sorry for that young man, he’s trying his best
Kuda mari chete sabhuku Chigodora
Ane dzvene
😂😂musadaro hanzvadzi yangu
@@madyedzomunyonga2036 Shuwa hako iwee, imagine zvemusha wose kusimudzwa nemunhu 1 vamwe vakangoudyura mese ahaa madhara anoparira vana aya... Ikunetsa shuwa🥺
Guy wearing ishanka and white hoodie just want to talk more instead of listening to people in court. Mambo needs two mature people, elders to assist him with probing and decision making.
chii chinotyisa kwamambo kwacho because iye mambo ndewevanhu kwete mhuka apa everyone knows kuti chigodora aripa business na mambo koiye mambo wacho kana aine mbiri akadiii kugadzirisa Nyaya yemufana musoja yekwamataswa vanhu vanoti mari inomhongwa here muface uyu wechikepesi anojarira vanhu ndoosaka vanhu vachiramba kuuya kudare rachigodora because kune vanhu Vasina zvekuita like that guy wechikepesi
Anopenga uyo
Zvemwachigora 😂 ndasarenda hangu
Mufunge mamhanyire andinoita ndikaona pakandwa chiro PANO ndinoita kusiya zvese hino noise yacho Imi wee
Headman Chigodora taivadao kwedu kuchipinge vanobata panyenyaya chaipo, baba Tapus, fungai kavirikatatu mumbouya naHeadmanchigodora kuchipinge mubhuku ronzi mbengo mwamwacheta
Kkkk iwe unobva pedyo nekwandobva ....ini mbeure
Nhai ndokumbirav kuziva kt uyu akuverenga part 3 ndiye munhu mumwechete hr akaverenga part 1 can someone balance me
Magrazi aripi imi
Baba ekopisi anorida fani gomo resheni😂😂😂
Sheni igomondomandakakurira tichitengesa huni kudangamvura kk
@@franklintinei eho ndoriziyazve kkkkk
Rambai makadzvanya ngepenyu pachigodora apo baba Taps😂😂😂😂😂😂
Mabhimbo aripi?
Kkkkkk finishing 🆙 😂😂😂😂😂 ndaivepo
Karanganda TV, tikumbirirewo ruregerero kuna Magada Allen tamusuwa 😂😂😂
Taura hko andifunge kut Ari muZim
Sabhuku Chigodora ndipeiwo munda ikoko kwenyu kuri kurira ndigarire mudhuze kunzwa dzinotapira kudai nyaya
Headmen Chigodora nyaya dzenyu dzakakura ummh munotofanire kudzisiya padare mukadziisa mumusoro mungotoita high blood
Allen simbi hombe
Ko magirazi aripi nhasi?
Garepo ngepako 😂😂😂😂😂😂😂 tiripo
Allan aripi nhai
Magada wema 🥸 nekazino haapo wani?
Kkkkk kwachigodora kunofadza chaizvo ndiri kuda stand ikoko
Huya ndikutengesere ndinayo iri pasaburi shops
Headman dare rake rakungoita tuvanhu turikungoda kutonga Tonga SEI??
Sheni mountain kuna amai vanotaurisa kudarika Chief kkkkk makwikwi
Ndevapi kkkk
😅😅😅 hanzi muchindishungurudza Chigodora
😂😂😂😂😂
😂😂😂Haadi kushungurudzwa
S
Chigodora akuzvinyanya asi mari yacho inonogwa yere zvimwe zvacho kwakutongera chitororo vanhu varipadambudziko kuda kubatsirwa imi bz kuda mari futi aaaaaa
Nhaimi 45 pamunhu mmmm
Lapha kulouzima lapha kulefamily
Ukunzima kukhona problem badlala umacachelana
@@muchmuleya9651 shuwa yoo khonapho bebulalana
Ko ana magirazi varipi nhai
D
Ummmmmm kurovana mari kwacho kuri serious
Uuuu nyaya yemari ngaidzadzirwe murikushungurudza vanhu ngenyaya yemari
Headman Chigodora taivadao kwedu kuchipinge vanobata panyenyaya chaipo
Inonzi Zimbabwe sure
Tosangana kugomo reSheni ana Mureyani
Zvakaoma kuchera chitunha😢
kribhoni rondaa daree.....kkkkkkkkk zvimwe zvachooo machurch edu aya kutandara mipanda yezvigure otherwise maburial society
Zvinhu zvakadaro zvinovhara baba
Zviroyi
Ende baba ane hat awo caps ine matama iyo i think vanotohora mari mudare umu chaiko
😂😂😂
Cap ine matama 😂😂😂😂😂😂
@@chiherachashe4332 kkkkkk hino wani kkkkk
Aagh baba caps awo arundoti gomo resheni asi anotorya ndizvo kani
H 4 coner munogona co matongero enyu munopa dare ritaure hamutongi mega ndini Shefu Chiriga kwaGutu Masvingo .
Chiiko chikunetsa panyaya iyi😮
Aaaaa machina akafusirwa kare kare achaoneka ere shandai nezviripo
Vanhu vanongodawo kuenda kumatare everytime ndimi munobuditsa mari aaah ini hangu i don't think zvematare izvi zvinobatsira coz at the end hapana chinobuda better kungozvifambira mega semhuri pamari dzese dzamunobvisa padare idzi ngavangoenda semhuri kwasekuru Kanengo
Vakadamwa naiye Headman kanoda mari zvokuti kamunhu aka
True mari dzacho dzobuda vanhu Vasina mari sooo not fair
@@WaJohn25kkkkkk kkkkkk
Ba tapuso munamboenda Kwa mambo yo kunenge kuine dzinopisa chaiko ikweyeyo karanganda ngaimboende ikweyo
Achigodora akapinde basa payed every day pakaipa
Baba Taps please titsvagireiwo munhu anogona kuverenga mudare kuti nyaya tinyatsonzwa mukoma watirasisa panyaya iwe weshora
😂😂😂😂😂😂😂😂😂ini zvedi handina zvandanzwa pakuverengwa apo
We miss Allan 😮
Baba avo vanofara vakadhakwa here. Ini ndaipinda postori nemurume vangu after taona kuti paive nezvainetsa especially naaccidents asingaperi but aibuda unhurt. Taingonzi baba munemhepo irikukuteverai. Only last year that we found out that murume vangu anemudzimu vemumusha Sekuru vemumusha after vatanga kurwara kusinganzwisisike. And munenge nuchipiwa matombo ekugeza it's like kurasisirira but it only gets better for a while then it starts again. Now vanorwara
Mochenjerera kutambira nekuomberera ngozi yozokutambisai chamunhavatava after ten yrs mozona kt ngozi yakahwanda sedzimu huye deno makanamatisa kutaura kno takazviona mune mimwe misha.🙈🙈🙈
@@muzezuru my dear, I only mentioned a fraction of what's going on. We were not born yesterday
Ko magirazi arikuphi 😢