Thanks Mr Chibanda for continuously improving,audio,quality pictures you are a force to reckon . I once criticised you badly i regret it ,it was harsh i apologies .
Camera man anoda kuendeswa kuchikoro munotiradzirei mambo 3/4 of the video tinovaziva ... vatoda kuona vatongwi Tinoda kuona munhu kubva kutsoka angle yaakamira camera man Haiti ngwarai... bvunzai camera man weKaranganda kuti anosimira papi pamambo mutasa ipapo tinona zvose nezvirimutsoka nevhu repasi
I feel so aggrieved by the way Mukadzi weMurume uyo has been humiliated. Atadzeiko kuti avhuvhurudzwe kuti Mukadzi wako aripi ngaauye amire apo. Apa Ishe marasa hunhu nema ethics, abuse and disrespect of this woman next time do better in this regard.
This chief is the best. Chikoro chakakosha. I have never heard achiti mombe yamambo or yedare. Can someone explain this mombe yedare . Are these mombes for the chief
@@Rebhara so hana ku charger yedare. Idzo dzedare racho every week nembudzi dzimomboyitwa sei? I just want to know. Dzinenge dzdzake here Mambo. Because dzana Makoni ndofunga dzawanda
Mambo ,musungwa wenyu munomuziva uye abvuma ko mudzimai wemupari wemhosva munei naye mu social media. Its bad dhilai nemusungwa wenyu please ,mukadzi wemupari wemhosva momudii???
Thanks Mr Chibanda for continuously improving,audio,quality pictures you are a force to reckon .
I once criticised you badly i regret it ,it was harsh i apologies .
Thanks, Tingenge tisina Going equipment to produce better but we're trying our best
We are seeing the improvements bro, good job. You are listening to our complaints 🔨🔨🔨
Ahhhh vachitionesa miti here veduwe😂
Sound bho nw dyz picture quality bho@@manasschibanda
Camera man anoda kuendeswa kuchikoro munotiradzirei mambo 3/4 of the video tinovaziva ... vatoda kuona vatongwi
Tinoda kuona munhu kubva kutsoka angle yaakamira camera man Haiti ngwarai... bvunzai camera man weKaranganda kuti anosimira papi pamambo mutasa ipapo tinona zvose nezvirimutsoka nevhu repasi
I like the analysis to make the case stronger. Mutasa is the greatest Chief ever.
Mambo vanogona, keep up the good work sir.
Chief you deserve to be the president bcz of your great knowledge, thumbs up.
Mnangagwa Should Take A Leaf From Chief Mutasa
That's JUSTICE Wish the whole JUSTICE system in Zimbabwe was as good as this. Dai pasina NDURURANI ne mhondi munyika
Uyu mambo uyu she deserve a lot coz tarisai nyaya dzaabiritsa,Chibanda zvinogonao here kuti nditongerwe nyaya yangu naChief Mtasa ini ndirikuMusumhe
Chief Mutasa, your wisdom & uncompromising fair judgements in your cases, our so called judiciary should come to you for lessons.
My Mambo you deserve to be the President of Zim
I like your wisdom Chief Mutasa ...watching from S.A
Wisdom ipiko
Thank you Chibanda ❤tatenda Mambo nehuchenjeri hwekutonga watching you from cannan kwa Madzibaba Ishmael kurisei kunyika vana Baba
Mambo sando dzenyu ne Chibanda guality voice
Chief mune wisdom havatongi nehasha❤❤❤❤
Wisdom Chief Mtasa , watching from S.A
The best chief in Zimbabwe ❤
We thank the Lord for Chiefs such as this One, he is a Role Model.
I feel so aggrieved by the way Mukadzi weMurume uyo has been humiliated. Atadzeiko kuti avhuvhurudzwe kuti Mukadzi wako aripi ngaauye amire apo. Apa Ishe marasa hunhu nema ethics, abuse and disrespect of this woman next time do better in this regard.
Chief mutasa to the world ndino liker ndisina kunzwa judgement😂❤
Dai ndiri mukadzi wagiant ndaisambouya kudare kwacho ndonyarira pai haaa ndaitomboenda kumba kwedu.
Ikozvino madzimambo potai muchiripisa nevakadzi vacho mombe 1nembudzi.
Hanzi namambo Nyamaropa wakatoisa chinhu chako ukatosvinira mukati zvako mombe 4 ndapedza chisumukai muende next case😂.
Mumba musimako hamubviswe zvese tandarai makapfeka 😂😂😂
This chief is the best. Chikoro chakakosha.
I have never heard achiti mombe yamambo or yedare. Can someone explain this mombe yedare . Are these mombes for the chief
Iyo yaati yekusvibisa nyika nekufamba wakashama ndiyo ye dare
@@Mels-rb9huNdeyemuridzi wemurume, nekuti anzi kufamba mumusha memuridzi uimuswinda😂😂😂.Makoni ndiye anodya mombe nembudzi dzedare
@@Rebhara so hana ku charger yedare. Idzo dzedare racho every week nembudzi dzimomboyitwa sei? I just want to know. Dzinenge dzdzake here Mambo. Because dzana Makoni ndofunga dzawanda
Mwana musvinuki mudyisi wamambo mukati mwachangamire hamu vhunzwe.ndiko kudya kwa mambo ikoko nema kurukota ake.N@@aidynkwakwa6768
Wisest chief in Zimbabwe
Chief Mutasa vanozvigonera kutonga havo!🙏
Vana ngevani Tinashe Mugabe ngaauye
Chief Mutasa the best ,thanks Mr Chibanda
Dai ari Mambo Makoni aakutoti evidence yekuti mkadzi wako ndeyei. Nyaya yaigona kutoraswa
😂😂😂😂😂😂😂
Pliz president put him parliament,Mp snater,etc
Mambo munogona , you are the best
Kkkkkk hanzi ndikauraye here kamunhu aka, Sazita wangu wandinyadzisa
Vana Frank murimakoronyera😂😂😂
Ko munoda sv*ro yemahara zvee imi😂😂😂😂
😂😂😂ko kuita nyorovita pamukadzi kuda kunyatsonakirwa heeeeeeeeeeeeeeeeyi in kb bhonzo's voice
Comment yandaitsvaga😂😂😂
KuSizer hr uku kkk
Mambo Mutasa you so just 👏🏾👏🏾👏🏾
ko mukadzi wacho akadyiwa ange asingazive kuti akaroorwa here
Wonzwa umwe achiti mambo ane wisdom 😂
I think I like this chief watching from 🇿🇦
Kudheerera kuzodzipa munhu iwe wamudyira bota rake
Zimbabwe kana mazogara zvenyu hamuwani chief akadai futi .pamberi nemi Shumba
Magona mambo, tinotenda Shumba. Vanodheerera vanhu ivava. Vanoisa runyoka vanogona
The best chief in terms of executing his authority
Thumbs up to chief mutasa 👏👏👏👏
Watching in Pretoria South Africa 🌍 Mambo mutasa keep it up
Thanks for watching
Handidi hangu kupedza nguva yedare....ndakabatwa 😅😅😅😅😅😅😅😅liked this part ....asi baba mune zvivindi henyu
NDAKADZIDZA NAYE MUFUNGE
Unenge wabatwa zvechokwadi kkk
Vakadzi muchatiuraya ne tress mambo munaripisa vakadzi pliz😢😢
Yenyu varume yakanyanya
Mambo Mutasa sando dzenyu munotonga chaizvo
Wourairwa mkadzi wako ,mumba mako futi eishyyyyyy ,,,, but varume vanosaiz kundokwaturira waya mumba musiri mako aaah ,,,,,, nevakadzi gutsikanaiwo uuuuuuum
Anojairira stereki nxaaaa
Munogonesa mambo keep it up
Muswinda mumba memunhu ha bravo pamwe bonde raishota
Good judgment chief
Excellent chief magona mutongo
🙏ndatenda zvangu Mambo vanodzidzisa
MboRo inopedza danga
Makoni sooo
Best mambo ever in Zimbabwe
Sad story.
Work on your videoing boss, i only watched because i missed this mambo
Ok next time
He is so poor. Kuita senge mwana we primary school.
Kuti ratidza miti a chisiya vanhu
Sure kutiratidza miti
Mambo munogona kutonga dai muchiripisawo vakadzi wacho nekuti vanoda vamwe varume ivo vachiziva kuti vane murume
Yes shuwa nhym ko mukadzi anobvumirey iye akaroorwa vakadzi vazhinji varikupfimbwa kunze uko asi vanoramba wani zvobhowa
Mambo Mutasa to the fullest❤
Wisdom yakanyanya Chief...
Ndokauraya here kamunhu aka 😂😂😂😂
Mutemo unoda kuti uongororwe zvakare, vakadzi vanodawo kuti vapanityewo nokuti ndivo muparanzvongo.
mukadzi anorambwa nemurume wake ndopunishment yakoyo
Eish zvirwere zvikuita ku.mwaiwa Shuwa Mambo ndavaende kuma.test.
Ko makadzi vane varume chiiko Mambo izvi zvoda chivanhu Zimbabwe icheneswe Mambo zvanyanya izvi Mabhinya Mabhinya Hurobwa
Magumbeze manyowani here mukadzi uyu mwari avenaye ibhishu
Mambo mutasa to the world ❤
He deserves to be the president kkk
Best chief than chief Mutasa than chief Makoni
Chief Mutasa u are the best
Feel sorry kumukadzi wababa ava
Good chief
Mhuri yagiant yotouraiswa nenzara nemuchiuno chagiant
Varume myrikumbosiireyi vakadzi venyu vega nguva yakareba nhayi, imi muri muno henyu mu Zimbabwe, moda vaite sei sure
Kwana iwee Benzii saka toswera takagara nemukadzi tinodyanana here
Ukasashanda bota rotodyiwa uripo nzenza inzenza
Mambo to the fullest
Changamire 👏👏👏nhasi ndanakirwa hangu hanzi uchatanga kuripa kuyita muswinda pamba pasipako kkkk wobva wapinda wakashama mumusha usi wako
Well done chief Mutasa you are the best
Mambo Mutasa the great ❤❤❤❤❤
The best chief ever
Murume murefu kumhanya asina kupfeka 😂😂
Pakaipa sheilla
😂😂😂😂😂😂😂😂Mambo Mutasa vakapenga .. Welldone Chief
Wakamhanya usina kupfeka????????saka wakazondopfekera kupi hembe dzacho??uchinzi urikubva kupi???
Kkkk akasvika akadaro hembe dzakabva dzabatwa
Chihure nema bishu, our most widely available🎉 and used natural resource 😢 tino winner ma medal ose ku World Cup yekuhura 😢
🤣🤣🤣🤣Motikuvadzisa mbabvu nekuseka hey!
Quality picture
Idi kubviro mhanya munhu ari maswinda idi ere imi kubviroooo shinga kuti swatu swatuuuu
NdiMambo wangu ivawo makore ngaapamidzwe changamire wangu
Mukadzi wacho pane chaaishoteswawo nemurume wake
Great chief
Hembe dzako hadzidzoke wakadzisiya kupi haunyare rume guru
Chief munogona kutonga nyaya number 1
Advice kune anehembe idzo ngaadzibvise pamba ipapo mai vang vakapisirwa imba vachengeteswa exbit baba vang ndovaiva sabhuku
Mfanha arohwa pakuru uyu, I'm sure he leant his lesson
Muswinda I didn't know the word
Muswinda kufamba usina kupfeka kana Musvo
Munhu asina kupfeka unenge uri muswinda mupushu
My favorite Chief ndodawo advised plz kubva kuna chief ndodawo # dzavo
Me too
Mambo chitangayi kuripisa vakadzi varikupomba vaine varume mudzimba!
We love you my King Mutasa
😂😂😂😂 woona murume murefu uyo uyo asina kupfeka
Different na heardmen chigodoraa chif mutasa vanogona bsa
Great man chief mutasa
Thank you chief ❤
👏👏👏
Team mutare Show me likes
Chikomba Frank uyu ummm musadaro murivagarisani dii imi
Ndinokakama ishe wangu
Best chief ever
Dzimwe nyaya munotonga henyu zvakanaka asi dzimwe ma1, pane yavamwene nemuroora, vaichengeta muroora nemwana wavo nekuti bsa rakapera vari harare, apa tezvara vaakuda pfuma, ko pfuma, inorerwa hre kudare ivo vana vachovasina kurambana 2 ko bsa remunyai nderei, 3 ko pfuma inorerwa kunani 4 ko kana mukwasha arimurombo panonzwii vorambana hre 5 zvimwe tarisai kuti mkadzi wacho akadii bcz vazhinji tirikuripira imhosva dzatisina kupara nekuda kwevakadzi vakangwarisa 6 kodzero dzeduwo sevanhu kwete kungoti signer, hakuna hre kwandinokwanisa kuendesa nyaya yangu kana ndisina kugutsikana nemutongo wamambo
Mambo magona kwazvo varume ngavagutsikane nevakadzi vavo vakadziwo nevarime vavo
Yaa mutongo uribhoo chief mogona kutonga good
Mambo ,musungwa wenyu munomuziva uye abvuma ko mudzimai wemupari wemhosva munei naye mu social media. Its bad dhilai nemusungwa wenyu please ,mukadzi wemupari wemhosva momudii???
❤❤❤❤❤❤chief
People must stay faithful eish Ncee so many cows and goats