Velikost videa: 1280 X 720853 X 480640 X 360
Zobrazit ovladače přehrávání
Automatické přehrávání
Přehrát
Rambai madzvinya shumba. Pamberi nechivanhu chechokwadi. Pasi ne urombwa. Zvauraya nyika. Vanhu hachaziva uroyi nechivanhu chechokwadi chakafira chaminuka nanehanda nevamwe
Mai Elen na Mai Vale pamusika kwa Machipisa
Another level Drewmas media, documenting our stories… history in the making 🎉
Ndekupi uko ndigokusvikawo
Apa Thando warova basa manje. Nhasi ndadzidza 😍
Thank you memo
Tadzidza zvakawanda. You took us to another level.
Hmmmmm Zvose zvakanangana nezvandaida kuzivisisa.Ndinotenda nevakufemerai kuti mutipakurire zvidzidzo izvi
Thank you Drewmas media nechirobgwa ichi, tadzidza zvakawanda chose.
Shumba maswera sei tikutendai nedzidziso dzamotipa👏👏Drewmas media taking u to another level👏
Thank you Drewmas Media, gogo ndevekwedu kuWedza kwaChief Svosve, totenda nedzidziso yenyu gogo.
Sister is asking the right questions... Well done
Ngoma iri kuda kumbosasikwa .asi hosho haaa hosho dziri kurira
Ini ndakatomboichera mvura yekunaisa mvura ndine 12 yrs zviri kutaura gogo ichokwadi kuti mvura yaitonaya
Nice dance Bro Andrew💕💕💕
True yawataura na gogo
Drewmas good work
Chinyakare ndizvooo
Gogo ava ndeve kuroots kwngu
Gogo good
Shumba unogona kutamba 😁👌
Havasi gogo vepa table 42 kwa machipisa here ava
Ndyp
@MissGee ndivo
Haa tadzidza gogo maitabasa nedzidziso
Ko kudomboshava makazopedza seyi nezuro sekuru
Matendwa chose drewmas media
Vadzimu vembanje variko🤣🤣🤣 haaa mandiita bho granny
I wish kusangana memi vanhu imi
Toda gogo vekutanga vanotaura zvinonzwika vechi 2 ummm
Our heritage Our culture
Table 38.machipisa..takaenda zvedu
Ndopa achihera
Thanks tinotenda tadzidza zvatanga tisingazivi chokwadi chivanhu choda kukosheswa nekuti tarasa tsika vadzimu vatifuratira nekushaya hunu
Vanowanikwepi gogo vataura pekutanga?
Harare,kwamachipisa kunzwa kwandaita vachatanga kutaura
@@mercychiveso110 Thank you Mercy