MHURI IMWE INGAITA VANHU VANOSVIKIRWA VANGANI?.....KUDZIDZA HAKUPERI

Sdílet
Vložit
  • čas přidán 29. 08. 2024
  • SEI VANEMIDZIMU VACHITAMBURA

Komentáře • 60

  • @tazviona
    @tazviona Před rokem +10

    Just to add - Samaita is the only Zimbabwean who has explained about plants that only appear under special circumstances. I have only heard about this phenomena once by another spiritually gifted Teacher. Again, Great interview. Tinotenda zvikuru nedzidziso 👏🏾👏🏾👏🏾

  • @chrischihera6086
    @chrischihera6086 Před rokem +4

    Sekuru samaita mudzimu muimba imwe chete munogona kuita vaviri vanobudirwa nemhepo dzakasiyana manyepa henyu ipapo . Kana kwenyu zvisiko musati hazviko. Isu mumba medu mumwe ana muchembere mumwe sekuru.

    • @PaloSant
      @PaloSant Před rokem +1

      True but dare ndiro rinozosiyana, vamwe vanogona vari vematare emumusha vamwe vari vematare eruzhinji rwezimbabwe. Havana havo kunyepa buy vati munofanira kuzvifambira muone kuti ndizvo here.

    • @jenniferkimpiobi8905
      @jenniferkimpiobi8905 Před rokem +3

      Strongly believe you and agree to that, my two sisters vaisvikirwa.

  • @faraimasuka1275
    @faraimasuka1275 Před rokem +11

    Mmmm apo ndinopikisana napo mhuri imwe inoita midzimu yakakwanda kana imba iyoyo yakachena

    • @clevd7458
      @clevd7458 Před rokem

      Une humbowo here or kungopikisa hako

    • @faraimasuka1275
      @faraimasuka1275 Před rokem +1

      @@clevd7458 ehe ndinahwo cde umbowo ndakazviona kwakawandisa chero kwedu zvitoriko izvi . Variko 4 same family vane chivanhu

    • @priscillakampiyawo
      @priscillakampiyawo Před rokem

      hanzi kana musha wakachena unoita mudzimu vabva vati vanhu vakawanda vakafa vachimuka kuita mudzimu saka vakafa vakawanda vanogona kutochiva musha chero 4 vanhu mufamily zvinoitika izvo

  • @shelterbanda-yp5sz
    @shelterbanda-yp5sz Před rokem +2

    Drewmas Media taking us to another level,,, sekuru maita basa nedzidziso yakakosha,,vamwe tiri kuitiswa zvinhu zvisiko kumatare mukufamba umu,,

  • @morellenkadzviti5128
    @morellenkadzviti5128 Před rokem +1

    Hekani Mutasa, wakafa zuva rakaora. Chivara, manyerenyete baba vangu Tembo!!!

  • @tanatsamoyo5023
    @tanatsamoyo5023 Před rokem +2

    I like this guy

  • @blessbless904
    @blessbless904 Před rokem +3

    Kudzidza hakuperi thanx Drewmas

  • @wilf_moyo
    @wilf_moyo Před rokem +3

    Thank you Drewmas Media for taking us to another level. Thank you for grooming Thando Klaas and MaMpofu to be the best presenter's. Indeed your taking us to the next level 🎉🎉

  • @Kinjo_man
    @Kinjo_man Před rokem +2

    Ndinoda kusangana na samaita......shumba ndoita sei kuti ndibatatane navo

  • @florencendebele4598
    @florencendebele4598 Před rokem +1

    Nice car Drumas👌👌

  • @tazviona
    @tazviona Před rokem +4

    Good interview. 👏🏾

  • @Ed-uo3bs
    @Ed-uo3bs Před rokem +4

    Ko Humba kutaura kunge Chihera, Shumba murikuzvifambisa sei?

  • @hilarykhumalo6132
    @hilarykhumalo6132 Před rokem +3

    Here we go again! Taking us to another level

  • @sokojena3348
    @sokojena3348 Před rokem +2

    Chakanaka Chakanaka, Samaita munedzidziso yepasi izere .Chinonetsa vana vanoda shortcut uye vazhinji vorombeswa vasingazive. Kwadzinorohwa matumbu ndiko kwadzinomhanyira ....kana uchida kugadzirisa chivanhu chakwana Chisina mushonga mukati, tsvagai masvikiro nemhondoro dzenyika madzinza enyu adzikinurwe .... Ndiro ramabata Dube

  • @gloriamandaza2347
    @gloriamandaza2347 Před rokem +1

    Saka samaita ndirori svikiro BC ndorota zvinotoitika

  • @juliaherbet2063
    @juliaherbet2063 Před rokem +2

    Ambuya vangu "humba makombe nyanguru"

  • @juliaherbet2063
    @juliaherbet2063 Před rokem +2

    Of course zviriko nekuti inenge iri midzimu yakadisiyana. Madzinza edu anobva kure

  • @MelodyChamba-gw9us
    @MelodyChamba-gw9us Před rokem +1

    Well said its understandable

  • @cleopaschariga3306
    @cleopaschariga3306 Před rokem +4

    Zviriko asi zvishoma. Mumwe anogona kusvikirwa nasekuru vemusha mumwe osvikirwa naTateguru mumwe naMbuya.
    Asekuru vanogona kunge vachibata matare emumusha wavo, Tateguru vachibata matare of the extended family kana enyika ( meaning vanenge vachirapa nekupanda matare edzimwe mhuri including yavo) kana kuti vanenge vari ana Chipangamazano.
    Mbuya vanogona kunge vakabatana nemashavi ekurapa.

    • @chrischihera6086
      @chrischihera6086 Před rokem

      Taura hako kwedu zviriko mumwe ana sekuru mumwe ana tete vedzinza vari vana vemumba imwe chete ivava

    • @MaureenChimunya
      @MaureenChimunya Před rokem

      Imba yakaronbwa dzimu harigaremo.uye pamunhu ane utsinye haugare

    • @PaloSant
      @PaloSant Před rokem

      You are very correct

  • @lashzviko7540
    @lashzviko7540 Před rokem +2

    Goooodbye my friend

  • @williamjogo2573
    @williamjogo2573 Před rokem +4

    Koo ukanzi uri mushavi we dzinza ,uchitorota pfuma pairi. then nerimwe divi uchinzi ndiwe une dzimu remumusha asi mudzimu wacho usingataure ,chingawe chinyi .

    • @PaloSant
      @PaloSant Před rokem +1

      Kune midzimu inotaura neisingataure same nekuvashavi variko vasingataure. Mhepo dzisingataure dzinongo operator ku background chinyararire dzimwe dzichirotesa makope.
      Kana makanzi mune mudzimu munofanira kuvhunza kuti wakavingei. Imwe haitaure. Imwe inotaura but inobuda pano neapo kana mumusha maita dambudziko. Kozoita midzimu ine dare rekubatsira wese wese ndiyo unoita matare kuvanhu vese vese yakabatana nevashavi. Ivavo vanotoita matare for vanhu vese vese vamwe vacho vatori nedzimwe mhepo dziri pavari dzisingataure but dzichitoshanda mu background. Especially mhepo dzine dare remakwenzi zhinji dzacho hadzitaure dzinongorotesa makwenzi chete. Munhu unofanira kuvhunza kuti dzako mhepo dzinoita nezvei. Kana dzinotaura musaite pressure dzichataura nguva yakwana as long as dare racho ragagadziriswa/ matwasiswa

    • @tsitsimatope5801
      @tsitsimatope5801 Před měsícem

      Ndinotenda netsanangudzo🎉🎉

  • @giftchiripamberi9084
    @giftchiripamberi9084 Před rokem +1

    Thank you Drewmas media for taking us to another level how can we connect to Samaita

  • @marydzenga3516
    @marydzenga3516 Před rokem +1

    Fodya ye kugeza mushure me kunge warota hope unogeza nefodya ipi yebute here yematare here kana fodya ye hondo unogeza nefodya ipi

  • @simbarashechirwa3607
    @simbarashechirwa3607 Před rokem +2

    Ndosaka muripo tichidzidza saizvozvi

  • @tinashemakore6363
    @tinashemakore6363 Před rokem +3

    Ko Saka vana vemuimba imwe havagarwi nevanhu vakasiya hre like umwe na mbuya umwe na Tete or sekuru

  • @jjwhitlaw
    @jjwhitlaw Před rokem +2

    Samaita murairidzi chaiye

  • @tsarukanaikashaya7012
    @tsarukanaikashaya7012 Před rokem +1

    Sekuru ndovafarira avo

  • @wellimuganhu7610
    @wellimuganhu7610 Před rokem +2

    Ska zvinoita here kuti like mumbama babamukuru vangu mumbama bamunini mumba meduvana vababa vangu tokwanisa here kuti dzimba 3idzodzi imba yega yega inoita mudzimu

    • @PaloSant
      @PaloSant Před rokem

      Kana vese vari ana sekurumudzimba 3 pane nyaya. 2 zvinogona kuita cz 1 vanenge vari sekuru 1 vari tateguru or umwe anogarwa neziTete remusha but mhepo dzacho dzinofanira kupupurirana kuti uyu ndewechokwadi. But kana vari vashavi it's possible kuti vanogona kuwanda even machembere anogona kuwanda vachipotera sehushavi. Machembere can come from dzinza raamai, or madzimbuya aive akaroorwa mudzinza menyu or kwambuya mai vamai. Asi havapotere semudzimu, vanenge vave vashavi

  • @sarahmadzana7717
    @sarahmadzana7717 Před rokem +1

    Ko kana ndichirota machira ndodii

  • @lashzviko7540
    @lashzviko7540 Před rokem +1

    Closing song is a hit in my house. 😂

  • @julietshabalala3803
    @julietshabalala3803 Před 8 měsíci

    Ko nyaya yemwana ane 3 years anlbatwa nemepo ku Norton

  • @Jahlady
    @Jahlady Před rokem +3

    Waiting

    • @tinamakasa7493
      @tinamakasa7493 Před rokem +1

      Ndabata nzvimbo

    • @Jahlady
      @Jahlady Před rokem +1

      ​@@tinamakasa7493 yeah taveko. Regai tinodzidza

  • @massmorekomboni7151
    @massmorekomboni7151 Před rokem

    Samaita mapatsanura chaiko,ini ndinonzi ndinemudzimu nevabatsiri asi hausati wakambobuda ukataura ndoitasei mukoma Andrew ndibatsirikane?

  • @nokubenhura8747
    @nokubenhura8747 Před rokem +2

    ❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤

  • @tarymajaka7215
    @tarymajaka7215 Před rokem +1

    Drewmas media ❤❤

  • @mallonmunyaradzi4363
    @mallonmunyaradzi4363 Před rokem

    Vachadzoka rinhi samaita

  • @williamjogo2573
    @williamjogo2573 Před rokem +2

    Mushaviri wedzinza ,anokwanisa kuva Gombwe here kana kubatwa ne dzimu remumusha ?

    • @PaloSant
      @PaloSant Před rokem

      Mushavi haazoite gombwe but ehe muvhimi nedzimu remumusha vanogona kugara pahomwe 1.

  • @Jahlady
    @Jahlady Před rokem +2

    Saka vari kungoendeswa kunzizi dzese dzese vachinzi vari kugadzirwa manjuzu vanenge vachinyeperwa here. And sei ana manjuzu ava vawanda mazuvano. Ava sekuru ava isvikiro here or vanongoziva chivanhu

    • @vaidachipere977
      @vaidachipere977 Před rokem +2

      Vazhinji varikuenda kunotenga mweya yevanhu vakafira mumvura handi njuzu dzechokwadi zhinji dzaako mazuvano idzi .vaakuita dzekuromba nemweya yevafi vakafira mumadziva .asi kana iri yechokwadi inonoitirwa padziva ragara rinotozikanwa Kuti pane njuzu and Mombe dzinotombotorwapo or munhu akambotorwapo akazodzoka after 3 or so months aripo ,vanhu vaakungokambira zvemanjuzu izvi kunyanya ana Bleachmore.zvichazonetsa mangwana kwaakudiwa masacrifice nemhepo idzodzo nekuti hadzishandire mahara.

    • @Jahlady
      @Jahlady Před rokem

      @@vaidachipere977 Horait, saka mombe ikatorwa inozodzoka here

  • @CarolynNechibvute
    @CarolynNechibvute Před rokem +1

    Saka zvoreva kuti mhuri imwe chete haufanirwi kusvikirwa nemashavi hobho

  • @venanciocheneuza6256
    @venanciocheneuza6256 Před rokem

    👏👏👏👏👏👏👏👏👏👏👏💟💟

  • @user-gn1tb9hf1o
    @user-gn1tb9hf1o Před rokem +1

    Ko kurota uchiona manamba akanyorwa se lotto akawanda zvorevei

    • @PaloSant
      @PaloSant Před rokem

      Madii kumbotamba lotto yacho nhai

  • @vhuranjero
    @vhuranjero Před rokem

    Vamwe vanoita kuromba kuti anzi anorapa