It's about time the ones with wisdom/knowledge benefit commercially by selling fodya idzi. By now we supposed to be ordering from Sekuru ava since we are now scattered all over the world and we still need fodya for our Spirituality
Dhurumasi Medhiya igomo...Wow wow kudzidza hakupere shuwa, now it makes sense kuti sei nhekwe yebute ichikosheswa zvikuru wow wow, all along ndaingoti any fodya yebute inotengwe mu road or shops. it reminds me song inonzi chakabata mushawangu inhekwe baba
Thank you drewmas. What i find a bit challenging are the complications around obtaining and storing igwayi/bute. Its as tricky as handling vaccines, where one needs to properly manage the cold chain. I don't see how it can get from the manufacturers to final users without being 'contaminated' as explained.
I think we must support financially so that Drewmas can be able to buy better cameras, microphone's, tripods, cars, petrol, accomodation etc. Drewmas Media is doing the Lord's work
Mutsananguri anonyatsotsetsenura. Well done ⭐⭐⭐.
This is one of the best videos ever. Thank you so much
Ndafara kut chivanhu chatsanangurwa and chinopupurawo kuchena. Vanositi chivanhu madhimoni uye chakaipa, mazvinzwira. Tongoti maisaziva kut kutukirwa vhivanhu inongori nzira yekukubvusai patsika dzenyu kut muone kuparadzwa nyore pasina chinokudzivirirai.
Handei kutsika dzedu tisiyane nedzevamwe dzatikutevera idzo. Hadzishande kwatiri sevanhu vatema!!
Ndafara ndadzidza.. Ndabva ndanzwa kuda kuputa fodya
Murisei mukoma neShamba thanks alot nedzidziso ini ndorida bute iri
Huya ndikupe
Kudzidza hakuperi thank you Drewmas media
It's about time the ones with wisdom/knowledge benefit commercially by selling fodya idzi. By now we supposed to be ordering from Sekuru ava since we are now scattered all over the world and we still need fodya for our Spirituality
Thank you Mr Neshamba haaa dhewa vatsanangura zvizere
Taisa manjaa ipapo 👏👏👏👏. Haa ndinopupura pa fodya Ye hondo apo. Taisaziva kuti ku Chivanhu kune hupenyu.
Very good topic regarding chivanhu, Bute power
Totenda Shumba neDrewmas media nemi matitsanangurira Aiwa tiri kudzidza chose 👏👏
Tinotenda nedzidziso yakakosha,,,vanowanikwa kupi sekuru ava,,tigozotenga ikoko direct,,, thank you Drewmas Media
Haa machinda aya anogona kutsanangura, uyezve vanoziva. Sando dzenyu machinda, naDrewmas wacho!
Dhehwa vanotsanangura zvinoti dyoooooo👏👏👏👏matendwa Dhehwa
Mukoma Andrew Neshamba ndatenda ...zvaita sekuti chirongwa chenyu chaive chakanangana neni.Midzimu yekwenyu ikuvandudzirei.
Chaminuka akabayiva nevanhu vechindevere aenda kuronda nyati dzake dzakange dzatorwa naiwo madzviti. Vakatadza kumubaya asi akazoti ipayi banga kana pfumo kuka mwana kadiki kuti amubaye. Ndokufa kwaita Chaminuka Mufemberi.
Dhurumasi midhiya inokwira gomo wow wow amazing
Amen amen vatsanangura
Dhurumasi Medhiya igomo...Wow wow kudzidza hakupere shuwa, now it makes sense kuti sei nhekwe yebute ichikosheswa zvikuru wow wow, all along ndaingoti any fodya yebute inotengwe mu road or shops. it reminds me song inonzi chakabata mushawangu inhekwe baba
This has been really good teaching.tadzidza zvakawanda please bring more dzidziso dzechivanhu
Thanks Drew mas media for the knowledge that you give us everyday
The best video ever. Matigonera Drewmas media. Endererai mberi nekutipa zivo
Thank you drewmas. What i find a bit challenging are the complications around obtaining and storing igwayi/bute. Its as tricky as handling vaccines, where one needs to properly manage the cold chain. I don't see how it can get from the manufacturers to final users without being 'contaminated' as explained.
Thank you so much ndadzidza chaizvo. ...
pafembo rehondo rinokumbirirwa sei
Bhudhi venavy nembira aaah hausundi 😆. Tauya kuzodzidza zvisingapere.
Bute rinoramba flue.
Aiwa matsanangura Moyondizvo
Ndokuti isuka uku, zvanza kuDrewmas media
This is powerful
Thanks Shumba tadzidza chaizvo. Keep it up
Bute neMudhombo processed commercially cannot be used for prayers, its just for sniffing 👃
You don't know our shona culture boi
@@tafadzwamangwiro1006 he is on point. Bute proceed commercially harisi rematare
Taisa zvanza
Shumba chuvanhu mochigona mukoma wangu rambai makadaro
Murikugona vaneshamba
Ko vedrewmas mavepapepiko nenyaya yekidomboshawa yamadzibaba venyoka yavo
Musiyano wefodya yehondo neyematare Uri papi pamacolors adzo?
Ko patinonzi varovera fodya pasi kuti titambure zvinofambasei
Well explained. I am sure mumusha medu midzimu nezvikuws zvakastipikwa.
Chikwarimba chinogadzirwa sei huye chichi shandiswa nevakaita sei? Mabvabvakure ano shandisa Fembo rakaita sei? Uye vachikumbirura pamuti upi?
tinotenda zvikuru vatsanangura zvizere
Great teachings
Varikutsanangura varikugonesa
ko nhai ko isu tirikure toitasei. saka fodya yatirikutenga haina simba
Vabatei dhewa
Yaaa. Dzepamisika dzedzakafarirwa nevanhu vamwe vari kumwedzi vamwe vabva kuma short time vamwe vakaromba..haishande chinhu iye!!
Hello guys muri sei sei
Bute re bikiro ranyatsotsanangurwa kuti rinogadzirwa sei .bute rehondo havana kuritsanangura zvizere kuti rinogadzirwa sei kubva pakutanga sezvavatsanangura rebikiro
Rehondo haribikwe
Tinotenda kudzidza
10stars ❤
Very good teachings
Ava vanotaura zvinonzwisisika part2 hainyatsotsanangura mafimbiro acho
Sekuru gifts yakaera pakubika tinoshaya munowanikwa kupi nokuti tava kuputa marara
Taisa matendo
Mazuva ano tinongobuda chinyararire
How do you fund going to all corners of the country
I think we must support financially so that Drewmas can be able to buy better cameras, microphone's, tripods, cars, petrol, accomodation etc. Drewmas Media is doing the Lord's work
Ko miti/midzi ipi inoiswa munhekwe kuti ivandudze kunaka kwebute.
Vanoita rakadaro. Zvinoenda nefodya yacho or vamwe vanoisa mahapa kuti mhepo idzikame kana ine hasha
@@tamaremakwavarara2743 Thank you very much 👏🏿👏🏿👏🏿👏🏿
Ko iyo fodya inoshandei pakugezesa?
It drives away bad spirits/ kuchenura muviri / kudzinga mhepo dzakaipa
toriwana sei bute iri ?
Zvino dzatinongotenga mumisika umu nhaimi zvobuda here
Rekumbare ndorinotyisa bute rakanaka kwamachipisa
Ndodzanzi hadzishande
Difference yemhondoro nesvikiro chii
Svikiro munhu anosvikirwa nemhondoro
Mhondoro mudzimu mukuru wedunhu kulevel yemadzishe. Svikiro munhu anobudirwa nemudzimu vamwe vanoti homwe.
@@shingiraitrevormboto2105 Hoo ah maita zvenyu. Mwanakomana wangu aingogaro ratidza ma symptoms ekuva nemweya, kunyanya kudzvova zvakapfurikidza akazonzi kumadzisahwira ane mhondoro saka ndaisa ziva mutsauko. Maita zvenyu👏👏
@@edelinekwandayi7571 chokwadi. Ndomutsauko wacho. Zvaakuda kut muone vematare muudzwe kut dare riri paari nderei. Musazvirwise. Munokuvadzisa mwana. Hausi mweya wakaipa. Harisi dhimoni sezvingataurwa nevamwe. Chivanhu chakachena kuti mbeee! Hachidi huipi mufunge.
@@shingiraitrevormboto2105 Iye akatozvigashira zvakanaka chose nesuwo tikazvitambira nemaoko akatambanuka. Ndaitonzwa vamwe vachiti manake kuva nemhondoro nekuti haingogare pamunhu wese wese, iye anenge atogarwa anenge atorine zvikuru kuru paari. Manje imhondoro haibudizve nemimwe midzimu here? Ndainzwa zvichinzi, ane mhondoro anosvikirwa nevakawanda
Tinotenda Siyabonga Drewmas ndadzidza from program iyo