Endru the group which is singing behind the seen are they recording songs coz the man who is lead vocal have powerful voice n its our original traditional musc make them recod my man vanogona kukwikwidza
Drewmas Media taking you to another level. Mukoma neshamba ko hamuna kubvunza tsvimbo dzechivanhu dziri padenga apo nezvuma zviri muhuro marastah kuti ndedzei asi vanobatsira here.
HEY ASK FOR GOD TO DELIVER YOU NOT GRACE FOR PROSTITUTION. ITS JUST IN THE MIND THINKING NOTHING YOU CAN DO. GOD HAS A BEAUTIFUL PLAN FOR YOU ALL. GOD LOVES YOU.THE GOSPEL WILL REACH YOU AND DO NOT REJECT IT
Ummmm humwe usimbe chaihwo ko kuita chi maid zviri nani. Chete type dzenyu hadziriri kwanisi Mari less than $100 per month but it's better kunyanya pahutano apo
Oooh shemu 😢😢😢ndanzwa tsitsi fani neuyo asingatauri
Shumba munagara muchiridza ka song ikaka chikumbirowo changu 🙏🙏🙏
I luv the song....
Mabishu rakabva kumusungwa ayitawurana Tete Tilber
Bishu musungwa from Chikombedzi village in Chiredzi south
Jiti ngaidzoke munyika what a nice songs
I love this song vane shamba
Bishu rakabva paTilder's Behind bars😂😂
😢😢😢 chandifadza vanhu awa vanoziwq kti kunamwari vese vanga vachitaura kti mwari avabatsire
Beautiful song
Endru the group which is singing behind the seen are they recording songs coz the man who is lead vocal have powerful voice n its our original traditional musc make them recod my man vanogona kukwikwidza
❤❤Hamurevi nhema ipapo even ngoma yacho mbakumba chaiyo
i love the song
No Drewmas Media yandidzidzisa zvakawanda kwemakore hunhu kudzikama matare netsika asi kwete kwere mhani zvirongwa zvakadai siirai ana Sly Media ndivo vezvinyadzi nezvirongwa zvakadai. Mafukura Drewmas Media. Mashaya zvirongwa here.
Nice songs
Pfutseke variku yambuka boarder mapenzi here inga vazhinji vacho havana kudzidza varikuita chi house girl variku vaka dzomba kumusha
Ndini mumwe wacho ndakutopedza kuvaka soo nacho chimadhumbe kujoni uku
Nenivo ndikutorova chimadhumbe guyz
Remuoffice ndiro basa chete hr endai kunorima muriwo uko
I can imagine dikita ririkukanda muchibhawa icho. God have mercy.
Havazvinzwe zvinonzwikwa newe uchangotanga kusvika after wangodhakwa chete zvatopera
Kkkkkkkk dikita haunyepi hako hakusi kumakorokoza here uku
@@fofoemaibvise2768ndiko chaiko anongobva kumakomba wotopinda mubhawa asina kugeza😂😂
Nemapisiro anoita nzvimbo yacho ,vanongokechana pachavo vachinhuwidzana dikita
😂😂😂bhishu musungwa aida Kuti beach akuti bhishu 😂😂😂achitaura natete Tilda
Yeah ndozvandoziva.
Kasong aka 💃🏼💃🏼💃🏼💃🏼💃🏼 Drewmas Media taking us to another level ❤❤
Song kuseri iyi
My favorite song ❤
Drewmas Media taking you to another level. Mukoma neshamba ko hamuna kubvunza tsvimbo dzechivanhu dziri padenga apo nezvuma zviri muhuro marastah kuti ndedzei asi vanobatsira here.
In love with the song
Ndini nani taona pakanzi kugara ndega it's boe no what what bp pressure zero 😢
No yep yep no what what😂 ndapawonawo
Ndaaona pakanzi paHarare ndepano
Nice be African
Kkkk Shumba muri safe here😂 mabushu
😂,😂😂😂
In love with song
Inonzii song iyi uye yakaimbwa nani
song inonzii iyi
Zvakaoma chokwadi apa nekuzoona camera vabva vatoita sevanhu vasina dzakakwana zvavo ummm isu vamwe tikungoshanda mumba waniii tichiwana mari shoma idzodzo izvi zvechipfambi hakuna kwazvinosvika izviii
MaLoyer anomirira zviweti 😂
😂😂😂😂Harare yaka enda ku zhombe hanzi Harare ndepano
Wapaonawo Kah Haa ndafa😂😂😂
Yowe zvakaoma chokwadi. Drewmas Media taking us to another level.
Garittos akati mbeveve inongoti peepee 😂😂
Vasikan auyu hauzi upenyu siyai nhuva ichirpo .ko kutengesa ma vegie zvako nemadomasi
Zvakaoma chose .Mwari itai nyasha
Mahure enzara nzara nxaa tseki
Zvakaoma ndarwadziwa wedu wee ko kungoshanda hawo mabasa emumba atiri kungoitawo aya
Taking us to another level
Haaaa vanasisi wangu awo ngavasiye zvavari kuita varorwe
Anoroora zvakadai anotoda kubikirwa doro rakasimba chaiko. Anenge achitorwara pfungwa.
@@shingiraitrevormboto2105😂😂😂😂😂😂ndaseka zvangu
Mazita ekuti Ana Queen Aya 😢😢😢😢anenge akazadzwa mweya ye tsvina
Beautiful girls
Ndiri bhishu rakabva nekwa Tete Tilder moyo pazvirongwa zvavanotaura nevasungwa kumajeri
Dayizvayibvira zimbabwe ipevanhu avamabasa chero kufamba zvavovachinhonga or kutsvaira marara mu town kuchenesa nyika yeduvachitambiriswa because vanhu varikupinda muvasikana avo vanozoroora vatovekurwara zvavo voparadza hupenyu hwevamwe
Paharare ndepano👐👐👐
Ndoma booking house hre?
Zim haina chouwuri
African I remain
good bye my friend inondikomborera nekashumba sound
Inga vamwe vana varikuita chihouse maid vana uyo mukadzi wekut ndakasvika mumba mune shamhu yemupane mwana mudiki ISU chembere kana zvaoma tokorobhera vamwe vane Mari dzawo kwete zvekubhawa hazvina pundutso
I bota rese hre iri uyo ane red cap haasi mumwe weuya wekuuraiwa hre?
Hauna kudzidza asi basa remuOffice riri kunetsa nhii? MaZimbo ka; kanaii please!
Zvakaoma chose. Kuita chikwereti kuhure. Ana mudapakati hamusi serious, unganokecha chikwereti wotombosiya phone.
Ivo vasikana vacho ummmm kusasema here.
Mharapatsetsetse, mhunzamusha, zvimabhuratishiti🏌🏽♂️🏌🏽♂️🏌🏽♂️🏌🏽♂️🏌🏽♂️
😂😂,hanzi zvima bhuratishiti
Unovatukirei nhy
haukusi kuda kwavo hama yangu
@@simbadexterganyo5722 kuda kwaani
APA ko tsvina kusagona kupfeka aaaah zvonyadzisa
Zvakaoma mufunge nhai mwari kuta unzenza usimbe hwekushanda uhu dai wambochekwa Beans idzodzo
😂😂😂aah bhishu risina braa varume kaa zvakaoma kusiya mukadzi BHO kuenda kune uyoo ummm zvakaoma sure 😂😂😂😂
😂😂😂😂Maiweeeee ndazvitadza ini vaNeshamba mune basa chairo iiii
Ityayi Mwari imi kukweretesa mhata madomasi here pa 2 years dzacho uneyi
Watsamwa wenaa kkk
Please can someone tell me name of this mbira group
Hanzi paHarare ndepano😂😂😂😂
Varume musabata pfambi ndimi mune problem yekudzipa mari vachitiza vakadzi mudzimba
Rasta so cute my gal
Hahada😂😂im done nemwana musikana ndiri bhoo ne3boys dzangu
I dnt think they get 5 us or even 20 us.shame shuwa.
Ane blue uyo 😢😢😢 musvinu
No wonder ndakatorewa murume pa Bhamala nemunhu we empress. Chimweya cheko. 🤣🤣🤣
Umu Hamuna Haranga umu
Harisy basa iro vana vamai vangu tsvakai mabasa
Inyope idzi usimbe hwekushanda
Ukaita house maid unozvichengeta wani
Ende hapana kana arikuonekera
Uyo ane red cap uyo ummmm ma 1 bt ukashanda mumba zvirnani veduweee haa mune bsa vaneShamba
Apa varume mukuva dissa asi ndimwi mukunotenga makavanda kkkkkk modzoka neseri movadissa
Enga zvavo masex worker vanoteererwa nepolice
Vamwe ukaenda kunorepota munhu ari kuramba nenari yako wonzi endayi munotaurirana
😂😂😂😂 zvadiizveee nhai haaa
Haa Song kuseri manje
Masasikamu tuyoyo ndove dzevanhu nxaaa vakaora kare kare nezvigwere ko kutangawo mabasa emaoko ,vineyi twunoda kuroyiwa twaparadza dzimba dzakawanda munonyadzisa
Mahure akare chaiwo aipinza vana zvikoro ,kuvakisa Misha ,zvitoro vachifeka zvinechimiro kwete izvooooooo chihure now kwete kutsvaka zvino vibrator kwete kuchukucha chiuno usiku hwose uchifira dollar.roll on chaiyo vanotadza kutenga ,mugumbo slippers ngavainde kumusha knoita garden
Zhombe my home
Hayaaaa Mwari pindirai
Kkkkk kwah ndkati Mwari ndbatsirei
Rimai muone marii imi
Kasong kanonaka ako guys bvisai dzese mosara neikaka,kakaitwa record here or totumira mari kaitwe record
Kana vadai mangwana voti tiri kutambura ivo vakasarudza havo hupenyu hwakadai shame
Bishu rakatangira patete Tilder paiva nemusungwa aiita zvekutengesa muviri akati ndaiva Bishu
HEY ASK FOR GOD TO DELIVER YOU NOT GRACE FOR PROSTITUTION.
ITS JUST IN THE MIND THINKING NOTHING YOU CAN DO.
GOD HAS A BEAUTIFUL PLAN FOR YOU ALL.
GOD LOVES YOU.THE GOSPEL WILL REACH YOU AND DO NOT REJECT IT
Bishu rakabva kwa Tete Tilda kujeri
Zvanziiii basa ende zvakaoma age yacho
😂😂nhy kutoti mubasa redu
@@gracekhoza5289 sure zvakaoma tizonamatire mhuri dzedu mdikani bcz izvii hausi hupenyu
Ummmmm pakaipa
It's very painful what our children are subjected to due to economic hardships,God have mercy
This is like a bunch of kids. Lord have mercy
Aaa ndiro team racho ne uyo blue chukucha
Comic pastor munhu wekudeedza mai panashe aripano
Rasta iri pablue rine utano nice
Jiti rinorohwa padrewmass ma1 chaiwo!!
Drewmas Media weeee tizonamatire mhuri dzedu weee Tivadzidzise gwara rakanaka
Uku varume wacho zvivsna zvidiki izvozvi wedu wee ka
Ko nhy aneshamba kushambadza zvakadai mati kudzidzwe chiiko nanad*ko ava kkk aaah hapana rudadiso apa nhasi manzwenga nyaya 😢
Saka auna zvawadzidza panyaya iyi shuwa
Raka tangira kwa tilder bhishu
Kubuda mumarriage nokuti murume arikuhura opedzisira wakuita chihure mumabhawa. Life is complicated.
And musikana uyo ndomuziva nahate uyo
Beautiful girls so sad 😢
You know 😮...the devil is a lie
Song iyo mushauri uyo anogonesa tipeiwo kani,, vane SHAMBA, kanonaka kambo ako
Ummmm humwe usimbe chaihwo ko kuita chi maid zviri nani. Chete type dzenyu hadziriri kwanisi Mari less than $100 per month but it's better kunyanya pahutano apo
Ndokwa zvave here nhai girls
Yaa pakaipa pa Zhombe
Ndiwo maHure eshamwari yekuuraiwa nechikomba
Essential ndakuona kuseni kuti ma twins ma essential
Is this Zimbabwe that we know ?
Hell is waiting for people like you guys keep up the dirt work and make the devil happy..
Munogona kusatopinda imi ivo vopinda