RUSHINGA--CHOMUTUKUTU...........AKARUMWA NENYOKA YAKE NDOKUFA
Vložit
- čas přidán 15. 01. 2024
- SEKURU GONAMUROYI VOITA MABASA AVANOZIVA....WE HAVE A NEW CHANNEL. ITS GOING TO BE AN ENGLISH ONLY CHANNEL. NDOKUKUMBIRAI MUENDE MUNO SUBSCRIBER KU " MAGICAL TV AFRICA" KUNYANGWE ZVAZVO PASATI PAVE NEVIDEO MUSATIONE KUNONOKA TANGA TICHIUYA. THANKS FOR YOUR CONTINUED USUAL SUPPORT / @magicaltvafrica
- Zábava
Sei vakaendakuchipatara vaifanirakupedza nyaya yavo oachivanhu sekuru vanonyepa
Nyoka ndeyen'anga iyo payakati dzokayi ivovavakubuda ndipo pakabudiswa nyoka nen'anga ikavakandira yakadii kuvaruma panguva yavainge vakagara mumba imomo
Haaaa mishonga yawo ndoinoita kuti vanhu vabvume but nyoka yekuromba haimbofa yakaoneka nemaziso
tauura hako iwe vanonyepa awo
Tsvakai Mwari,Chin'anga icho chakakonewa Musami fire iwe Neshamba unozviziva
Give that young man a job i would happily listen to him on any of your channels very eloquent
Haaa nyanga iyi hamusi kuiziva ktii anoita zvefake takakura naye Joro uyoo akuzviita nyanga Gonamuroyi anofadzirira zvinhu achinoisa pamba pevanhu vonzi ndabata izvii haisi nyanga Joro uyooo musanyeperwa naye itsotsi iroo
tauura hako anonyepa uyo akubira vanhu mombe vanhu vachapera mombe
It was the snake belonging to the nanga, but they accidentally didn't remove the poison. These people are said they get snakes from parks to use robbing people claiming they are the owners of the snakes
How is the venom removed?
@@Nunec The Parks people who sell these snakes remove the teeth or poison. But I hear they grow back. I hear it is used to make anti venom medication.
That's murder yakaitwa apa munhu anenge akaiswa nyoka kumusana akarumwa maonero angu
Enda ikoko unomonywa nenzimu
😂😂😂😂😂😂😂@@tawanda7257
Gogo vari kurwira mudiwa wavo havo
Andrew Neshamba can you employ that young man he is meant for the media
Kkkkkk 5 o'levels😮😮
Uuuuum nyoka dzen'anga idzi dzichapedza vanhu zvino yooo
Lol ndaona imwe episode yeku Karanganda yepamusha pakabatwa cobra. I really think yaive nyoka yemuporofita wacho yaakaisa ipapo. Muporofita wacho I suspect atori tsikamutanda hake kkk. So paive ne boys ranga rakapera nekudhakwa challenging mu porofita wacho kkk. So 1 akati haisi nyoka iyo chi rubber 😅 akati isai pasi tione imhenyu here kkk. Later Umwe wacho aakuti haisi live iyi isai pasi tione kkk. Nyoka iye ikasumudza musoro vanhu vakatiza iye kutosebera padhuze yakasumudza musoro. Haana hake kuzorumwa. Ndakati doro rakaipa kkk
tquura hako
Zvin'anga zvacho zvakutouraya vanhu
anozoenda ku clinic sei nyoka inorapwa nechivanhu vani
loving the new song , ndanzwa kutekenya
Kkkk hanzi kamudhara ikoka
Nyoka pese aa ngavambobatawo dere
Me singing zvangu nesong iyi kamudhara ikokaka yanga iri nengo
Sekuru vakauraiwa nen'anga iyo
Vanhu imi shandisai njere nyoka yakabva Mumba me n'anga iyi akaiswa nyoka
Batai n'anga mukande mukati
Nyoka yechivanhu yoendeswa kuchipatara mmmmmmmm
Mmmm pane zvakaitwa sekuru nen'anga aah idzo n'anga idzi. Ko akadii kumupa mushonga wenyoka, sekuru vakangodairira coz ange arwadziwa
Haisi nyanga zvko munhu uyu takura naye Joro uyuu saka achitira fake dzake kusiri kwedu kwamurehwa Nektii anoziva ktii vanhu vanoziva fake dzake Joro
haisi nyoka yemusango ,,,,, iyi mishonga
Nhasi rarimwe zuva drewmas media taking me to another level
Ko nyaya yemombe yakaenda kwaChiyokoto yega makazoita sei zvamaiti muchaitevera toona kuti yakasvika here uye muroora ayitaura akagarwa nezvidhoma akazodii
Hakusi kufambika noRoads
That small boy is a jornalist
Ipai mukomana basa uyo,mbuya vanoziva vanoda kuvanza huroi wemurume wavo
N'anga iyi mmmmmmmm haigoni akaromba zvekuzvibatanidza nenyoka zvaida Sekuru Nyangatayana vaibvisa vavaparadzanise nenyoka pasina anofa Sekuru Tasvu kana Sekuru kanengo
N'anga yakatadza basa apa ,nyakufa haana kumboita nharo plus aitoda kubatsirwawo
Well done for trying isindebele sakithi bhudi omdala syabonga.
😂😂😂😂wayithatha yedwa inyoka yakhe ukusweleka kwenyoka yakhe yikusweleka kwakhe weldone for trying bhudi at least kungcono.
Rombai mukite.DM taking us to another level
😂😂😂
Kana vakarumwa nechekuchera tinongoti areruya💃
😂😂😂😂😂😂😂
Ndeipi nzvimbo inotaurwa chichangani chakadai muZimbabwe
Nyaya iyi ine nyaya fut
this boy is a good for narating
N'anga ngaisungwe
N'anga dzakaunza nyoka yakauraya munhu plus kungoona munhu achembera or kushata anongonzi muroyi. N'anga dzaparadza misha mizhinji nekunyeba nemashiripiti ayo
Drewmas media taking us to another high level
Nhas rava rimwe zuva....❤❤
Ndanzwa kutekenyaaaaa..ndatekenyaaaaa.drewmas inogoona
He must get arrested all fake n’angas must go to jail , it’s sad because all the accused don’t have anything to show they are rich 😢 or vakaromba.
Mmm sekuru ava Havana kuchena,,,vakarumisa munhu nenyoka yavo..vakadii kurapa munhu nemushonga yechivanhu pane kuendesa munhu kuchipatara,,,,kkkk vaneshamba mune maDouts navo sekuru ava,,,kamubvunziro kenyu nekudaira kwenyu kuri paFair kuti n'anga iyo haigone basa
😢😢😢zvakaoma chokwadi mhuka ku game park vanhu mudzimba.toita zvipiko nhai Mwari wee
Hapana kujeka apa sei zvakitirwa mumba munongove neN'anga nevanhu vayo.
❤❤
Amai vane juzi reblue vane mukaka wakanaka chaizvo
Kuti inyoka chaiyo here kana chimwe chinhu
Very good, Chiendesai Washington hills ku Chanel yechirungu. Rambai muchiuya
Kkkkkkkkk chindex here icho kwaaaa
The snake belong to the healer
Muzukuru uri duzvi
Hey Mr Neshamba ndafara kuona area yandakambodzidzisa pachomutukutu primary
My teacher
Umm no comment Caz muridzi wachoo hasisipo dai aripo aidari azvitairira and I think nyanga iyo ichiri kudzidzira Caz vamwe matateguru ationa havaite kuti nyoka irume muridzi BT vanoibata vachiipisa uye zvitokoloshi zvatinoona zviye Inga zvinongobatwa wani zvisingarove varidzi😮😮😮
Zvakaoma chokwadi 😢😢
Chihera amuna kunzwa akaroorwa here
Watching from Mpumalanga
vanhu vari kutorerwa mari nen'anga dzenhema idzo kichipatara aizoenda kunodii,, apo vanhu vacho anodzura same position handiti munhu zvidhoma zvake anogara nazvo kumba here... ndivo vananyenye vaiita masaramusi kuchikoro waye
Izvezvi kamushq kababaavo nota palace ukuuchizvipabasa nenyoka
Zvakaoma . Andrew ndistagireo muface arimature from 40 to45 akarongeka asina kuromba plus anorima handidi simbe .sawhi
Haaaa zvakaoma hama may his soul rest in peace 🕊️
Sabhuku vakapfeka hembe yeku Falcon College
Ndazviona 🦅
Hanzi usekuru wasweleka, hanzi umalume ubevuma yena kuti wayithathela yena kkkkkkkkkkk I'm finished woooo😅😅😅😅😅
Saka mkomana uyo anogara ku Capetown that's why achitaura chi Xhosa 😂😂😂😂😂😂😂
Ndine question make kune N'anga
Why vakavaendisa ku clinic sezvo zvange zviri zvechivanhu.
taura hako akaregerei kurapa nechibhoi sezvo iri n'anga
Yakadii kubviswa vanhu vese vachiona sekuru vakarumisa mnhu nenyoka yavo 😢😢
Tsikamutanda ava vanongobata nyoka chete kwese kwavaenda apo zvichinzi nyoka yekuromba haionekwe nemaziso
Saka poison yenyoka yechivanhu inoenderwa kuClinic here nhai imi vechivanhu imi
Pet yenyoka will eat yu up 😂😂😂😂
Vanhu vakaoma haaaa kutadza kutsvaka zvinotora mari mumabank modatsvaka zvinouraya mhuri nekuroya isu tisina chiro Haaaa vanhu siya hurombwa
Kwedu ka ikoku
Mambo Uyo haagoni kutonga because why Baba wemukadzi vasina kubuda Iwo vaiwepo it means it was a trap but anyway thanks drewmas media
Zvakaoma ummmm😢
Ko gogo vekwa Musami vakashaya rini ndirikumashure 😢
Vakafa vaye October/November last year .Zvinhu zvacho
Yes vakasha tarisa mamwe ma dremas media ekudhara uno zviona.
Sekuru mubatsiri vakafanana naJerry wepaNigeria apa
Ini mubvunzo wangu mumwechete......ko wy sekuru Gknamuroi ava vakaendesa munhu kuclinic ...iye arumwa nenyoka yehuroi zvinorapwa kuchipatara here ko makwenzi echivanhu ?????...
Hakuna zvakadai vakadii kumurapa....
Kana vakaona kut moyo wemunhu nenyoka wakabatanidzwa vakaregerei vakaregerei munhu achiisheedza ...dare harishayi zano asi chakuitika mazuvano ana sekuru varapi ava havatauri kut havazvigoni nekuda mari..,...
Vagonamuroi vane mhosva yekusaudza mhwere kut izvi havazvigoni
Ummmmmm zvakaoma
most people from mashonaland provinces, manica are from zambia malawi mozambique listening to their tone
Malema Said we are one africa
Yes
They not from Zambia they are Zimbos,we have different dialects
They are indigenous Zimbabweans, there are many Shona dialects and all from Zimbabwe. We don't have Shona in Zambia!
Makorekore aya wangu
Andrew mhoro ko soko aripiko nhy aaa dairawo sahwi
Ndeipi app me 0773368495
@@drewmasmedia3856 pakanaka
Taking us to another high level ❤
N'anga kurumisa munhu nenyoka yake nxii. Sekuru vaisaroya vaitya😡😡
Haaaa I have questions???????
Vanhu vopengera mupfuma yemishonga chokwadi,cheve chiiko nhai.
Ko vane Shamba Chihera aripi tinonakidzwa kana Chihera aripo
This place Rushing is something else why why
which country is this
vadzoka dzavan'anga kubira vanhu mari apo vanhu they arebin poverty alrealy
Isindebele leso 😂
Uyazini
Makorekore nama.buja😂😂😂😂
😅😅😅😅😅😅😅😅😅
Nyoka ndeye n"anga idzo sekuru vakafira mahara matsotsi ayo they should be arrested for murder. Amai mukadzi wemushakabvu ataura zvakaitika wani ? Police must arrest mazimbavha aya dei ndiri mwana wemudhara uyo matsotsi aya ayifira mujeri. Ko kuzoda kumhanyisa munhu kuchipatara kuti asafira pamba dei akafira mumba chokwadi chaibuda.
Ndicho chi n’anga chiye chekwa Matepatepa?
Makadiii kutora maVideo for evidence V11
Inin i don’t believe muzvi magic magic
Ko yezvitunha zvekuchinjaniswa yakazodiii
arrest those fake n'anga
Haaaaaaaa l don't trust this n'anga things...vanouya nenyoka dzavo
fake n'anga idzo nhamo yakaoma shuwa kuiitiswa ne fake n'anga
Ummmmm wemunhu wobatanidzwa newe nyoka this is a lie n'anga idzi,n'anga idzo tsvagai mari mushe birai vanhu mushe ndimi mskauraya kutsvaga mari nechitsotsi kuuraya vanhu itai mushe nonsense
𝑇𝑒𝑎𝑚 𝑤𝑦𝑡 𝑑ℎ𝑢𝑘𝑢 𝑘𝑎
Iyavozveeeeee song yaburwa ipapo ipapo here🙈🙈🙈🙈
😅😅😅😅😅😅😅😅😅