GURUVE.......OBATWA ACHIDANANA NEMBWA. ( FULL STORY)
Vložit
- čas přidán 7. 01. 2024
- WE HAVE A NEW CHANNEL. ITS GOING TO BE AN ENGLISH ONLY CHANNEL. NDOKUKUMBIRAI MUENDE MUNO SUBSCRIBER KU " MAGICAL TV AFRICA" KUNYANGWE ZVAZVO PASATI PAVE NEVIDEO MUSATIONE KUNONOKA TANGA TICHIUYA. THANKS FOR YOUR CONTINUED USUAL SUPPORT / @magicaltvafrica
- Zábava
Guruve yazviita
DrewMas taking us to another level....
Musandiona kunonoka ndanga ndchiuya
NdozvAmakadzingira varungu izvozvo muma prazi
PA 2:02 apo amai imi itai hanzi musamushore mashaya zvekutaura ndosaka kamwana ako kakubvisa hat yenyu kakakupfekedza yake kuratidza kuti pfungwa dzenyu ndedzepwere
😂😂😅😅
😂😂😂😂 akomana
Chere ivovakatombo danana nombwa
Puu iyo sick iyoyo. Nyarawo mhani iwe ma hure wamapedza hre iwe ukwane
Muridzi wembwa akarohwa mutoriro akadhakwa zvàke
Happy 72yrs sekuru mwari vakuwedzei makore
Apa makanganisa chose kuita chirongwa panevana vadiki maPrimary ayo this is very bad.iyi inhau inoda vakuru chete not in front of children vese vachinzwa Kuti baba nhingi vakarara neimbwa
Vachimbozviitirei kunyenga dog
It's for the protection of children kwete kuti akazviitirei. These are explicit issues dzinofanira kunzi no under 🔞
Vana vaikozvino ava kungonyorawo ndodzavo
kudanana naBoki,sure sure here!!!!!
Achazviuraya munhu uyu
Ko muridzi wembwa ngaapiwe roora rake and damage, then oendesa imbwa kumurume wayo.
😂😂😂😂🎉🎉🎉🎉
😂😂😂😂
😂😂😂😂😂
Muroora manyama 😂😂😂
😂😂 Mashura chayiwo
Zvinhu zvachoo sooo sarenda. Waiting for dare
Drewmas media taking us to another level
Kasong ako mussndiona kunonoka ndangachiuya aaaa kuseri😂❤
Imbwa yenyu irikunyengewa kkkkk😅😅😅
Makadii henyu mkoma Shumba neShamba happy new year 🎉........ava baba vebata imbwa chero mwana wavo mudiki anemwedzi vanoghona kumbata nekuti avanamatyira
drewmas pliz widen your coverage toda kunzwawo nyaya dzinoita kune mamwe ma provinces
Especially masvingo kwedu
Unofana kusungwa ! Yu abuse imbwa nezidanda rako iro
Zvonyadzisa ndamunyarira ini hmmmmmmmm mahwani ayo
Vanhu ityai Mwari chokwadi, siyayi zvemishonga izvi nyaya dzinemishonga inopanduka zvirikuitika everyday hamutye sei. Ndanyara nababa ava
Torai shamhu murikite benzi iri nxa nekunaka kunoita vakadzi munhu kwakuti nanga nanga na rex, ha kana iri mishonga yacho munhu ngaafunge mhani
Vakadzi anonaka shame
Andrew dai maendesa imbwa iyo ku RSPCA incase he will do it again. Pamwe anogona kuzoiuraya, since the dog is used to that man, he might poison it kutiira kuti nhumbu usazvarwe
Ndoona kunge zvisingaite ini kut munhu anogona kuitisa imbwa pamuviri anogona. akarara nayo but nhumbu ummm
@neliarubacha4056 , kkkkkk end times. Imagine the wife,kuchinjaniswa nembwa. I'm sure it's not the first time achishinhwa nayo. Maybe from bhoki he went to his wife. Ummmmmm kusemesa chaiko.
@@qbeebee5886 nxaa zvobhowa achapa mukadz zvirwere kna aids chaiyo
Hakuna science dzakadaro dzekuti murume akarara nembwa hadzi inozvara munhu. Hazviitikeba izvozvo.
Ndoanonzii ma nenjii🤗
Ma puna puna😂😂
Mkoma Andrew hanzi lmbwa iyi ine mauta hazvihonyadzisi hre mangwana kkkkkk makunakuna acho anyanya pambwa hre 😁😁
Zvinonyadzisa zvekuti
Aah onokwirana nembwa chokwadi Jesus have mercy upon yoür people.
Ngaasungwe uyo
Ma rumors aya ...and it speeds like fire ...nhema nhema idzi
Shumba mavekutiiko veduwee. Cross species fertilization haiitike.
Mmmm yea pakaipa mwari honai😊
Heyi vabereki vane vana varipo varikuti kudiniko vadini vavabvisa paDare rakadai🙆♂️🙆♀️
Haisi nyaya yemushonga here
Mkoma Shumba nhasi nderimwe zuva kkk hanzi maisa mukati jira
Roda kumamiswa benzi remunhu kuita zvinonyadzisa kudai chero irinhamo yooooh
Makuna Kuna atori addicted uyu
Purazi iri rinenge rinorimwa mbanje dzoga chete😂
Kwairimwa mabanana anonaka mufunge
@@tadiswashylet1474 ok kkk
Waagarisa murume uyu. Pamwe wainyimwa kumba
Mashura aya...nemishonga
Aah aneda kutandaidziwa muvirage
Team repaMajuba mosvodesa. Muchitadza kurima vanhu vanemvura yekudirudzira
Ka purazi kanorimwa manje aka
Well done❤❤❤
Baba ava ka kuda kuita vanhu mapezenzi 😢😢😢😢 ko kungobuda pachena kuti ndozvandakaita😢😢😢. Ndonzwira tsitsi mukadzi wavo
Hazviite vanosungwa
Yoweee , mmmm ruchiva paimbwa yhooo.
Hanzi “...kuGuruve kune vakadzi ve tuu dhoraz......
.....mkadzi wake hasnyadzise, ane magaro mahombe...”
Kkkkkkkk
Mvura inganaya here pakadai nxaaa nddokuti makunanakuna
True this earth is cursed
Mukoma musazodaro.upgrade your skills kwete kutsvaga mushonga muchipuruzira imbwa.DM taking me to another level
Creative thinking
😂😂😂musatuke imbwaa iyo amana chimoko chemumwe munhu ichooo😂
Kkkkkk
Selesithembo ngenja libolisan leke ukuzihlupha abanikaz benja vuman amalobolo
Muridzi wembwa wacho akatopera zvake kkk
Anogona kuzobata munhu manje kana akazosvotwa nnembwa he can't control his feelings must go to jail chop chop
Kumprazi kumapurazi kwazviita futi 😂😂
Haa unosvika paunopererwa chokwadi
Hey zvinoshamisa shuwa ummmm
Image ari mrume wako arara nembwa ozouya akuda kurara newe futi 😢
Kkkk obvious aitongorara naye amborara nembwa
Hiiii unofeinta 😂😂😂
Saka twumbwanana twunobuda apa twunenenge twuchinziii..ndotwumbwatwemunhu here ndibatsireiwo 😂😂😊
Hama pashayawo here ati Happy birthday kuna sekuru vasvitsa 72yrs 3days dzadarika😂😂😂
Yuwiii haaa iyo haichaita kupinda ma ndiri
Imika musadaro imika imika .Haaaaaa munedi here imi kuita yekutakura
Pa mzansi Havana mibvunzo straight kujere
😂😂😂 imbwa.....hy😮😮 this is a good program e
Ko nhai kana makarara nembwa mukabvuma moramba zvee zviriko here iiiii zvinonyadzisa. Mhuri yenyu hama neshamwari vanot kudii nazvo. Aaaaah zvakaoma hazvo kwanai plz
saka apa munhu uyu kuzobatwa akanga aita kangani?sheam sorry kumukadzi 😢 rega tichinzi warume tiribwa
Ndivo vanhu varikuzvara zvidhoma ivava 😅😅
Kkkkk mkwasha wembwa 😂😂😂😂😂😂😂kwakusssss
Kuroyiwa sure
Zvinosiririsa sure kovanhu havachaite here panembwq
26:39 asahwira mukadzi wemunhu 😢 haaaa dzosotawo asahwira idzi
Ndomuziva Richard uyu
Kkkk ndekupiko I used to be at Gwakwe
Murume uyo is a disgrace, ndosaka wati fungira moyo rwendo rwembwa 😂😂
Uyo kana Asiana kuona saka akutaurei
Anobatwa ne Criminal Act 23:2004
Chapter 9:23 : Chapter V: Part lll sexual crimes and crimes against morality :74 Bestiality
Once a cop always a cop ...
Sungai munhu baba😂
😂😂😂😂😂😂Hanzi kovarikuti vakaona masperms achiyerera kumbwa,,,, zvikanzi ndisingazive hangu ivo madhokota embwa ndiwo angaziva
Kkkk haana kudya akaravira chete aah, nyaya dzehurombwa vanhu hamufunde neiko
DNA nevanana Vembwa😂 kudenga kure
Kkkkk ana mhofu vatinyadzisa
Muface uyu anofanira kutendeuka onamata mwari oregedza kubatwa nemweya yasatani ,mukateerera zvaarikutaura Kuti vanhu Havachandidi zvinoratidza zvoga Kuti animushonga nekuti vanhu havagoni kuda munhu Akshata kuda Saka iyi ngaatange kuzviregerera vanhu vozomuregerera kana akasarenda upenyu hwake akahupa Kuna mwari, mwari vanomu regerera vokunyaradza
Mmmm kana ane mukadzi mwar pindirayi
Hant vakadzi munoti varume imbwa here kkkk🐕🦺🦮
Muridzi wembwa munin'ina wamatsanga hr
Asi kunobikwa chikokiyana kani,or toto because vanhu vacho vakaparara vose,vangadai vakadzinga vana kure ,haakuna mahure hr ,nemvana neshirikadzi dzisina varume
Inyaya dzekumapurazi zvechokwadi
Nyika yakuguma nyarai hama
Aiwa baba vakakwira imbwa ava vakazvibvuma sei ivo vadina mhosva Inga murimunhu musvinu wani dai makanyenga munhu aikurambai here nhy vahanzvadzi haaa makawanza baba
Izvi hazvisi zvega 😢😢...pane chiri kuitika pana baba ava...
Either mshonga or kutoroiwa ...
Kwedu ariko akambobatwa achirara nembudzi..and mbudzi iyoyo yakatozozvara zvana zvakasangana ..mbudzi/munhu meaning kut zvaitoitika nguva refu
Idzi ndo nhema manje 😂😂😂😂
Ah is that possible nhai imi do the laws of sexual reproductive allow that mwana wacho aripi
😂😂😂😂😂😂 dog for the people 😅😅😅ndofunga that dog has a nyashi than he's wife 😂😂😂
Mercy hiwe 😂
"Tagara padombo tikagara pasi tikakurukura"🙇♂️🙇♂️🙇♂️🙇♂️🙇♂️🙇♂️
Mhepo dziriko sure kkkkk aaah
Kuroya kwe vanhu sure
Anoda kuurawa bhaibhiri rinodaro ndiko kupata uku
Ko ikaita mimba ke imbwa iyi ichazvara chii munhu hr kana kt imbwa????
Musangàniswa😢
Musandione kunonoka ndanga ndichiuya
Manje wasvika imbwa yanyengwa😢
@@ruel1703 🤠🤠🤠🤠🤠🤠👐
Zvinosvoresa chaiko
Ndaona imbwa ikunyengewa amanaaa..
Kkkkkkk vangan vashay hre
Ndaiti vari kunyeberwa baba avo ndazo nzisisa kuti vakazviita.
Ungatadze kufungira mumoyo sembwa iyo iriyo chipondamoyo chako,,,,,,,,,,,,,,,,,,,,,, hayayipona imbwa iyo irume baba
Isawo sound yembwa sezvainoita kana yku spakwa nebonde
Imbwa inodanana neimbwa
Haa mnhu ndmtadza ini 🙌
Rhitso for ED kkkkkk
Ndkutii?
If you know you know
Inga utorimurume akanaka zvako