Panga pasina marriage apa mukadzi ngaasunungurwe uyu. Varume wanenge waramba munhu nemuromo kare woda kusafisa munhu kuti adyiwe nota asi iwo wachidya pese pese. Plus gupuro akamboburitsa saka chii chaachirikuda. Kungoshungurudza munhu here.
I like the young woman's stance on refusing to be silenced. She stood her ground, vented all her suffering and abuse in the hands of that old man. Yes she was wrong in continuously budging in when the King was talking, even got handcuffed for it but in the end she got HER VICTORY👏👏👏
Asi cheni bho here amana.anga achitaura paasingafaniri hongu but cheni haiiswi kana uri violent here..kana uine muromo usingavhariki hauripiswe here kwete cheni😢
Pahasha TV makapenga murikurova Basa I need to help you with equipment but you are trying your best I will send in money kuti mubatsirike love from the U.S you remind me of my rural home guys well done get in touch I need your details to send money for you
She is young. Baba ava vakura. Penga penga chaizvo. Kana usingade usamanikidzwe. Peeeeeeeengaaaaaaa he is old. 66yr old garai pasi. Thats why l.dont like old guys.
Age only counts if someone is a minor under 18 Mambo varasika....an adult has got a right to choose who ever they want regardless of age race gender....haisi mhosva kuwhina mukadzi mhandara
very true , The woman is in her right but the court is enforcing her to be wife to a man who has already divorced her. SHe is continuously crying that this man is abusing me Yet the court does not want to see that. You have pre judged the person before they can argue their case . I feel this case needs to be looked at differently. The right of the woman is being overriden here. I am sorry to say. Its my opinion Will all due respect to our courts and Mambo
If they've been here about the same case then there's no marriage at all. She's disrespectful to the court. There must be a reason why she went outside the home. She need to be quiet and listen, ko chii??? She's too much talk, be quiet.
imi vanhu varikuti age age ,akafoseredzwa kudanana nedhara here or it was her choice !! even ipapa azvidairira ega kt Dhara rangu ndinorida ,at the end akakwana wezera rake that's why awekusiyana nedhara, Kane dzungu kamukadzi aka nxaaa 😡😡
For those who are NEW to women; when you see the Devil citing Scriptures then you know you have a BIG problem. Mukadzi akacchema it’s an admission. Mukadzi akabatwa aine chikomba kana 2nd boyfriend apo asati aroorwa, 99,99% anotendeka one of them as an EX-Boyfriend who is refusing to be rejected.
Big up sister maramba zvemadhisinyongoro. Usabvume kuitiswa. Mambo wemaBhishu varikutya kuroyiwa nekamudhara ako saka vaakudzvinyirira mwana.
Ivo amai avo ngavazive kt kna ivo vagere mushe ngavasadaro kuvana vevamwe
i nearly cried mukadzi akushungurudzwa uyu
Kkkkkk iro ndiro rinonzi hure manje iro....vanhu hamusi kuziva type yetwukadzi utwu
Kkkkkkkkkk
Kkkkkkkkkkkk sisi hvanzwe avo
Thank you Chief ,mdara uyo ngAende asiyemwana
Mai vadhafu vanogara mu cnr avo vakazhandukira overrides even mambo always…
Chief tongai musina hasha musafarire kudzvinyirira
Ndianizve aita hasha apa
Bless her, well done girl u stand your grounds vanokushungurudza varume ava ukachembera urimwana mudiki pakaharahwa aka.
Mahure anonetsa ayo dai muchimbovarova vanhu vakadai avo nonsense dzevanhu chihure
Panga pasina marriage apa mukadzi ngaasunungurwe uyu. Varume wanenge waramba munhu nemuromo kare woda kusafisa munhu kuti adyiwe nota asi iwo wachidya pese pese. Plus gupuro akamboburitsa saka chii chaachirikuda. Kungoshungurudza munhu here.
Taura zvako vanenge vakuona munhu akuzviitira zvinhu zvake
Yaaaa zvakaoma izvii😊
Ukaona pasina anomira newe sezviri kuita mkadzi uyu vese vakuti aaah kureva kuti vanovaziva mabasa avo mituckshop
Ahure ngaaende
Taipi iyi ma1 tumbavha tuvakadzi utwu mzuvano vakadzi ukanzwa achiti ndakuda anenge achida kukubira Mari ikapera zvaperawo akutsvaga zvimwe
Mambo uyu arikudzvanyirira mai ava. Ngaavarege vatsanangure nyay yavo asingavakati kati. Haisi mhosva inoisisa njema iyi
Maiava havana kudzwanyirirwa cz Mai ava ibishu ukarambwa nhasi mangwana wane boyfriend yakutorara newe which means akaita chikomba anababa ava munhu akaita boyfriend haanzwisise mumba KaBishu kemunhu
Mhata yako aifanira kutosungwa kuhura zvakadaro
I like the young woman's stance on refusing to be silenced. She stood her ground, vented all her suffering and abuse in the hands of that old man. Yes she was wrong in continuously budging in when the King was talking, even got handcuffed for it but in the end she got HER VICTORY👏👏👏
Iye aiti ndokuda aisaona kuti ndiold man kuda mari usimbe hwekushanda
Ndomanjuzu acho here
Manjuzu mweya yetsvina dear ndosaka vese vanemanjuzu mahure mahure chaiwo😂😂😂😂😂😂
Kakadzi kakanyenama aka😂
Akapusa uyu
Kamkadzi ako kahule hule kakatsvuka kunge mango kakura😂😂😂
Kakatsvuka 😂kumeso chete
Chief you are being very biased,why not give the woman a chance.
Besides the woman being wayward murikudzvinyira.
So true
Kwatinobva mukadzi haataure panotaura vakuru u only talk Wapihwa mukana nekuzvininipisa even uri right
Wise words upenyu hwedu urimumaoko ewakadzi vanogona kukuraya so ngatisava manikidze Rudo
Asi cheni bho here amana.anga achitaura paasingafaniri hongu but cheni haiiswi kana uri violent here..kana uine muromo usingavhariki hauripiswe here kwete cheni😢
Zvechidare izvi ndezvekupenga nxaa
Madzimai arikudzvinyirirwa apa amwe mazimbuya arikubatirira vamwe vakadzi
Ndosaka varume vachizoramba kuitira vakadzi ma business
But uyu was in business already 😂
Pahasha TV makapenga murikurova Basa I need to help you with equipment but you are trying your best I will send in money kuti mubatsirike love from the U.S you remind me of my rural home guys well done get in touch I need your details to send money for you
Thanks so much
Kanoda kurohwa kahure ako nxaaa kuvharidzira nekuchema
Sisi vanonyepa ava yoooo
This traditional chief must be educated to handle cases..
Chikonzero harizi zera remukadzi kwete asi kuti haatorooreki zvachose. Haagare mumba uyo achangoramba achisiya dzimba.
Mukadzi wekuti ari kudzorwa nedare rese anoramba achingotaura ,anotonetsawo zvake uyu
Pawaimuda waisaona kuti mudhara here😂😂😂😂
Mukadzi ndotsotsi chairo. Black mail yekuchema zvisina basa
kupfimbwa one day nekutoda kupa bonde ndonhema zve. but i feel for her
Aitoda bota zvekurewesa
Mdare mange musina order
Chidare ichi chine hudzvanyiriri
Chadzvinyirira anizve
Kamukadzi aka kahure ndosaka kasingagoni kana kuteerera chaiko
Ishungu dzinenge dzabata kasi i hope vadzidza sisi kuti varume from 40+ vanodzikira pakudya bota apo . 60 yrs zvenenge zvave once after 3 days
Asi dzimwe chembere dzinonetsa kani.nekuchengera futi😂😂😂😂😂😂
Kane dzungu musikana iyeye.
Dare rikusuppoter 1 sde musadaro inzwaiwo side remukadzi
Haaa katsotsi kamukadz aka haiwawoooo Tsotsi hombe
Mukadzi uyu ibenzi
Haasi
Kana akapiwa gupuro musiiyei
I life yake mukadzi uyuy muregeti aone tuck shop yake.Sje os stressed regai aiite calm her down. Munogona mambo
This lady is innocent. Hapana nyaya apa
Nhaiwe chief Ava is very biased mukadzi uyu arikuratidza kt aizvishandira Mari Yake uyu murume akangibatira chinhu pamusoro chete.
statement rekuti rudo haruna zera nderenhema riya.uyoka akutoona kuti akugara na baba vake.vanasikana kudazvingu imiwee
Wakuba ma Vid eku Sly media kutsvaka ma likes hanty
That's abuse of the woman.....ummm
Zvekuchema izvo inhando idzo iyezve arikukoshora chigaro chaMambo. Vanhukadzi havafanirwe kungotsigira zvisina basa vachida kushandisa gender, kudai angaari munhurume arikuzvidza dare vese vakadzi varikuisa comments vachitsigira mukadzi uyo vaiti murume ngaaripiswe.
These type of women is very evil .she pretending to cry but she knows the truth
Everyone in that community needs to contribute money to paint and plaster that court.
Amen
Kkkkkk taura hako
Murume haadi mukadzi ndiye akatanga kuratidzira kusvika mukadziwo aita zvakagonawo
Gindagoria
She is young. Baba ava vakura. Penga penga chaizvo. Kana usingade usamanikidzwe. Peeeeeeeengaaaaaaa he is old. 66yr old garai pasi. Thats why l.dont like old guys.
Chief ava vanonzani
Bushu
Age only counts if someone is a minor under 18 Mambo varasika....an adult has got a right to choose who ever they want regardless of age race gender....haisi mhosva kuwhina mukadzi mhandara
very true , The woman is in her right but the court is enforcing her to be wife to a man who has already divorced her. SHe is continuously crying that this man is abusing me Yet the court does not want to see that. You have pre judged the person before they can argue their case . I feel this case needs to be looked at differently. The right of the woman is being overriden here. I am sorry to say. Its my opinion
Will all due respect to our courts and Mambo
mkadzi ihure uyu
Hassi
Varume dzidzai kuroora vezera renyu kuda vadiki to much that's why makuhurirwa
Ndakambonzwa kudyirwa muhomwe senzungu but amai ava vakadyirwa mu tuckshop semaputi aye e Victoria😅
Kahure akooo 😔
kahure aka hakabetsere kambwa kemunhu chaiko
Kadii siya kakadaro
Manjuzu ekudiiko tibvirwe zvedu apa.
Hanzi wadzidzei age and paunotorera munhu matters
Saka vamwe vakadzi havakwanise kutopedza gore vasina kudya bota uuhm😂
Siyai munhu ayende madhara anonetsa ayo ayivepi kuzorora mwana mudiki
....inin ndinomamisa tumadhara utwu twese 😂😂, hameno munhu akataura kt vanhu vakuru havafanirwe kuterera mwana mudiki ndian?? mukadzi ari kudzvinyirirwa uyu
Court ndochiguy not zvepasi pemuti izvi haaaa nonsense
Mismatch chaiyo baba avawo vakatora age isiriyo
Iiiii imharapatsetsetese mukdzi
Murume ati mdakainjector cash to boost business Kureva kuti akawana munhu aine zvinhu zvake. Mudhara ngaanyare.
Havana kukwana amai vava chihure chakavapinda
Mukadzi arikushungurudzwa uyo.
Mudhara uyo Ibenzi kuda vana vadiki ndiwo mubairo
Murume aneka aneka problem kakahwanda
Keiko hure iwe
Munhu3 anonzi ane shavi re njuzu chihure chega ruchiva shavi racho razoda murima sei nhasi
Zvichembere zvirikushungurudza vakadzi 😅
Bafaz lonke elipha amadoda aysihlukumeza
Nzenza dziri kushouter kp quiet mambo vanogona vataure
If they've been here about the same case then there's no marriage at all. She's disrespectful to the court. There must be a reason why she went outside the home. She need to be quiet and listen, ko chii??? She's too much talk, be quiet.
Haa mukadzi ari ryt
Ryt yake haioneki nehasha idzo
Hasha kukakamira
@@joycemsipa6051 unadzo dzinozotosvota aaa.ishavi rake remajuzu rinonga rechipfambi kkkkk
Itsotsi rekahure ako
Mysogyny mambo awa ngawadzidziswe kuti wakadzi wanekodzero. Chisekuru icho ngachitsvake mukadzi wezero rake.
Learn to respect people, chi zvinoreveii??
Atikuramba hake chihure but yaakaita yekunyengwa same day watanga kuonana nemunhu istaira dzema veteran epa touch line
Hu rude wacho.
Anofa kurohwa uyo
Kadhakwa aka ksjaira noise
adzoka fut mukadzi uyu
66 - 33 uuhm magetsi haachasvike zvakanaka
Mambo batanidza vanhu usafarira nyaya dzinekuripisa ummmm
Kumhata kwako munnhu akabatwa nechikomba🚮utori jende
Misodzi nhando
imi vanhu varikuti age age ,akafoseredzwa kudanana nedhara here or it was her choice !!
even ipapa azvidairira ega kt Dhara rangu ndinorida ,at the end akakwana wezera rake that's why awekusiyana nedhara,
Kane dzungu kamukadzi aka nxaaa 😡😡
Katsotsi kakadzi ako
For those who are NEW to women; when you see the Devil citing Scriptures then you know you have a BIG problem. Mukadzi akacchema it’s an admission. Mukadzi akabatwa aine chikomba kana 2nd boyfriend apo asati aroorwa, 99,99% anotendeka one of them as an EX-Boyfriend who is refusing to be rejected.
Kumusungauko i abuse yamurikuita
Chief haagone kutonga uyu
Pliz mupei mkadzo uyo nguva to explain
Mudhara ndomuziva uyo shame ndakamboshanda naye
Anoda kurohwa mukadzi uyu
Age difference apo bho here😂😂😂
Too much background noise
varume vakaramba munhu haawana mumwe vanogumbuka mupei nguva ataure nyaya yake
Musamanikidza vana please
Kakadzi kakatsveruka ako
Chirudzii chawareva apa
Iwe mudhara mambo itahunhuwo mukadzi uyu munzweiwo kuchema kweshungu tumadhara utu tonetsa nekushusha to much shanje