@@Nkomazi zvinogona kunge zvakaitika ndezvekuti, anogona akaba tv, laptop kana radio ye Toshiba kkkkkkkkk coz i dont think kuti pane mubereki angape mwana zita rakadaro
😂this is jealous pane competition kaaaa, trying to promote another channel panapa tikukuzivai vanhu vemedia there no greed in advertising common sense dzongokuudza kuti a media house needs resources/ money to operate. Rega vanhu vaite mari wangu, beware jealous is the last class you attend before becoming a witch.
@AngellJohnson I'm trying to advice you that people can get annoying easily by those advertisements . advertising fake products again. Ndoda kuku sungisa
Chief Bushu chokwadi mune basa chihure chirikwenyu maoko kudenga🙌🙌🙌
😂😂😂😂
😂kotoda ma awards chaiwo coz eyyyy vanovhura hombe
Kkkkk shamva kumakorokoza zve uku chikomboni chakawandisq
Kuside ikoko kunenge kunoitwa yese yese. Nyika ine CHIPFAMBI mhani iyi
Murume wamai avo ibenziwo
😂😂 Murume uyo akadyiswa nefoshoro chaiyo
Chikukuvatavata
Number 1 chief imbahva mai awo masvikiro avo mudare kungoti uyu murume wangu ichi chikomba changu kungwarisa
Zvivindi zvekunovatana musango zvinombobvepiko nhaimi....sango rizere nyoka kudai 😂😂😂😂😂
Vanozodziona vapedza. Kkkkk
Chief musasapote mature munoputsa dzimba here ngsdirohwe rizive kusiys varume vevanhu chihure hachiperi coz munosapota ma bishu mwana wenyu akahwurirwa nemurume munongoti all z well nekuti munozvida😊
Mash central I surrender monobhishura zvedi chero nemadzitezvara,masahwira nevamwe vose njeee aiwa munoda zikuAward
Mahure 4ed
Mjolo wanyanya kumusha chiiko.....vanhu havachanyari zvavooo
Murume anopenga uyu kuda mkadzi anokusiya achirwara musango fr 2yrs
Background sound itori louder than yemunhu akutaura wacho
Ndozvinoita kunowsnikwa gold chihure achipere kubva pasi pasati parohwa nyundo mahure negold azvisiyane 😂
Baba avo ngavanorutsiswa vane kakuzungaira soo kanotosvota
Kaudofo ftii kanoita kut uite sedzisimo
Darwin ine chi bishu
Mabishu mudare umu ngaaripe plz .vakutojairira
Mambo bhadharisai mahure pfambi
Zimbabwe nyaya dzedu ndedze bonde chete kkkkk
Chief munenge murikuhurawo naamai avo
Thank you Chief Bushu
Vanocheka avo vari right dai vakatocheka kumeso iwe unohurirei uine murume nxaaa pfambi yemunhu
Munonyanyaka maiti mubairo wechihure chii😂
Mash central ma1
Ari kuda bishu rake haana kana problem nazvo
Akamuramba anomuwana kup ftii akatsvukirira kudai ne,vakaita izvozvi😅
Mambo munorwadzisa kangani amai akatorerwa murume
Kanzvimbo aka kazere mahure kakandiputsira musha
Noise
Mahure ngaabhadharewo mambo
Mai vekucheka avo ngavaripiswewo
Siya mafake adverts
Parikubikwq nyaya apa kupomera munhu chaiko
Baba kuda Kugara neHure ravo
Amai vekucheka avo vakanaka
Zvisingaite
Bt chikomba chacho
😂😂😂😂😂😂😂😂😂😢😢😢😢 denga hatipinde shuwa
Murume wacho akadyiswa chituta
Chief ndirimkadzi asi isai mutemo yekurova vakadzi vanohura pamurume plus ➕️ punishment iriheavy.kana tuwivhi mogera musoro
mmmmm baba ava vanoda bishu ravo kuita business 😮
I think they are concentrating on mkadzi akatova hure remurume wake. Uyo nyakuhura havanei naye. Mkadzi kuita barika really
Saka chihure Chamai ava chakanaka.this is not fare
Nyasarande
Shame mrume Ane basa Uyo mkadzi anokwirwa msango chihure chacho chakadzungaira zvino chikomba unoparambasei wanzi waindikwira kkkkkkk haaaa kune basa ukoooo ndonyaya dzotongwa ikweyo chete shame mrume uyu kna Aine Vana nemkadzi uyu ngaaende kumaDNA
😂😂😂ko iyo introduction kuna Mambo anzi uyu murume wangu ichi chikomba changu kushaya hunhu kwacho vnonyadzisa
Murume uyo akadyiswa nefoshoro chaiyo. Kuitwa dzungairwa rekupedzisira
Saka mai vakahura ndivo vomopromota mune sure hre😢😢😢
I think hauna kunzwisisa
Imagine 😢
Mashonaland central inechihure ndatenda hangu
Shemu murume uyu akadyiswa kuita kupusaa kudaro
Baba avo chituta chaicho yah mishonga riripo suwa
Chihure chakubhadhara paruzevha apo varume garai makavaka matanga vakadzi vari kurovesa mudhoto naka muchapfuma kwaaaaaa.
2gud year bota richirohwa mubush ummmmmn apa murume woti ndomuda mukadzi wangu ummmmmmnn zvakaoma wena murume wachoo anoda kurutsiswa
Murume uyu hadzimo sure nxaaaa
Toshiba izita remuZimbabwean here 😢😂
Akavharwa laptop yerwudzi rweToshiba
@@NericMashingaidze Zim mazino 😅🤣
I think i nickname
@@frankmoyo7267 Anenge aita sei Kuti azonzi Toshiba 🤣
@@Nkomazi zvinogona kunge zvakaitika ndezvekuti, anogona akaba tv, laptop kana radio ye Toshiba kkkkkkkkk coz i dont think kuti pane mubereki angape mwana zita rakadaro
Saka ane mhosva ndiani apa, mai vakahura movarega kuvaripisa hr
Vripiswawmonbe nembudzi
Bota musango zviriko nhy vakadzi vakuru kubotora mukadzi wemwe mombe 10 varikudziita shoma saka vanhu varikungohurana aaaaaaaaa
Chihure chemukomboni
Bushu wagna mahure ngaaripe asi zvakaoma akadyiswa mrume uyu
Mukadzi akadyisa murume uyo
Kumwe kuda kuripwa chete
Murume anehutsinye uyo shiti
Murume uyo rangova dunzi chairo wakapiwa nefoshora
😂😅😅😅😅😅😅😅😅😅😅😅😅😅😅😅😅😅😅😅😅😅 dunwoody chairo joweeeeeeeeeee
Dunzi
Dai vakatokudhedhwa naro unosiya chituta chemurume wako uchinokwigwq musango nxaa
Zirume iro zituta ummm
Munhu anogona luzvicheka futi
Vanodanana chete avo
Ko chirikurirai icho chiiko hatisikunzwa
Anoramba achida hure rake haasi mukadzi.
Bishu akapfeka ma gloves eblack here ndikuona kusiyana nekumeso
Kkkkk ndazvionavo hangu mavoko ndee black yoo
Murume uyu benzi kuda mukadzi uyu
yuwi ndiro hure zve iri kusaziva zita rechikomba
well solved Chief
Sly media hayimbo ita zvechi nzara nzara zvekukara mari nekuita ma Advertisements hauguti mari here.
😂this is jealous pane competition kaaaa, trying to promote another channel panapa tikukuzivai vanhu vemedia there no greed in advertising common sense dzongokuudza kuti a media house needs resources/ money to operate. Rega vanhu vaite mari wangu, beware jealous is the last class you attend before becoming a witch.
Amen
@AngellJohnson I'm trying to advice you that people can get annoying easily by those advertisements . advertising fake products again. Ndoda kuku sungisa
Zvobhowa sei
Murume we hembe yamasikochi ibenzi romunhu stupid chaiyo ....dai ndiripedo naye ndamucheka
Taakuzo unsubscriber mnje toramba tichingotaur everyday kt background sound hr
Zimuridzi remukadzi rinoda kumamiswa zvakasimba rifunge straight.
Kuremerwa hama ndozvakunoita unge kusingaziwe chakaipa nechakanaka nokuti nhau yokurimirwa munda haide kudaira kuti mukadzi ndomuda ,nokuti mukadzi uyoo haafe akamira kurohwa munda wachoooo zvatowe worse chiripo wave kuita wakahwanda manje