Mukadzi Uyu Imhondoro Anondirova ini Handichada

Sdílet
Vložit
  • čas přidán 5. 01. 2024
  • Hudba

Komentáře • 71

  • @fortula.tichwagoramuog8784
    @fortula.tichwagoramuog8784 Před 6 měsíci +4

    Varume ngavatomborohwa kuti vaite bhoo.Murume and kachitsotsi.Manje zvaiwana ngwarati!

  • @NyashaChakundura-mb3nk
    @NyashaChakundura-mb3nk Před 6 měsíci +5

    Black beaut❤ mukadzi uyo

    • @miriamchiwarakata368
      @miriamchiwarakata368 Před 6 měsíci

      Imhenya kani
      So aruuda kumuchembedza
      Itsotsi chete murume kudankunzvenga nyaya
      Ahh kudaro girl freind fut xha
      Zvakadhakwa apa ishh chete rudo kana rwabata ndoozvezviri

    • @teetoox365
      @teetoox365 Před 3 měsíci

      Unqantshile.

  • @TendaiJonasi
    @TendaiJonasi Před 6 měsíci +5

    Mutsike chaizvo akapusa ungashambadza mudzimai wako kudaro

  • @mukombe15
    @mukombe15 Před 6 měsíci +2

    Murume uyu ane hurobwa. Shangwiti chaiyo

  • @sylvestertafirenyika2269
    @sylvestertafirenyika2269 Před 6 měsíci +4

    I fambi iyo

  • @user-gz1br6xc6e
    @user-gz1br6xc6e Před 6 měsíci +4

    Ko unodeiko pamurume we munhu wadiii kutsvaga wako

  • @blessingmashandureblessing9650

    Ngaiyende kumusha kwayo mhondoro😂😂😂😂😂

  • @TendaiJonasi
    @TendaiJonasi Před 6 měsíci +3

    Kumusha kwedu hakuna munhu anotamburira varume kudai ndanyara sanyat kwazara varume

    • @SheStoicForLife77
      @SheStoicForLife77 Před 6 měsíci

      Say that again. There’s nothing that can attract a same woman to this man. Let’s face it. No love, womaniser who keeps on expanding his brood and so stingy that he don’t wanna share his assets with the woman. Haa tsvagai zvimwe. Kana zvaramba modzoka zvenyu as a last resort cos momuda munhu wenyu. 😅

  • @innocenthapazari8699
    @innocenthapazari8699 Před 6 měsíci +2

    Tete avo ngavazive kuti Managing Director havarobwi; and vazvipfidze kuti puuuu. Mangoromera avo anganodzorera kuna baba vavo kana vachida vekuroorwa.

  • @konekt.
    @konekt. Před 6 měsíci +1

    Nechi wig icho hapana chibobuda

  • @shingiraizvidzai4201
    @shingiraizvidzai4201 Před 6 měsíci +4

    marriage of convenience shame, run away my sister

    • @tripodxxx1
      @tripodxxx1 Před 6 měsíci

      Mukadzi ndiye arikutombunyikidza murume ....murume ndiye anofanigwa ku mhanya apa...

  • @lilyosarnyakudya6176
    @lilyosarnyakudya6176 Před 5 měsíci +1

    Varume rohwai stereki

  • @ruvachazika1223
    @ruvachazika1223 Před 6 měsíci +1

    Martha uri kunyanyodei pamurume uyu iwe imari hr

  • @ThePrivy1
    @ThePrivy1 Před 6 měsíci

    Musikana musvinu uyu asi anomuda murume wake akadaro

  • @constancechiwawa3355
    @constancechiwawa3355 Před 6 měsíci

    Ko waddii waendesa maiguru kuchikoro panekuroora munhuanokurova..

  • @NyashaMugarisanwa
    @NyashaMugarisanwa Před 6 měsíci +1

    Mwanasikana akanakisa uyu,shamwari waakurasa chakanaka chirimumaoko,sadaroo

  • @mrsg5844
    @mrsg5844 Před 6 měsíci

    Mai ava vari kuvavarirei pabenzi iri naivowo vanopenga

  • @pelagiamuguti8693
    @pelagiamuguti8693 Před 6 měsíci +9

    Muskana uyu arikunyanyo shingirirei pane 1st wife then several gfs. She's beautiful she can get her own man who will love and value her and treat her like the queen she is. Apa she's setting herself for heartbreaks. Leave this man and move on. He is not worth it.

    • @jacobzinguvo1030
      @jacobzinguvo1030 Před 6 měsíci

      😂😂😂😂 kumagumo chihure amwe ma move on hey ......... Chembere yatogara doto ngashingire akazvitangirei Kunaka kumeso kunoparira .munhu ngadzikame asati apinda pamukadzi wechi2

    • @MattyMazuru
      @MattyMazuru Před 6 měsíci +1

      Matters of the heart ma 1 kazi

    • @innocenthapazari8699
      @innocenthapazari8699 Před 6 měsíci

      Rudo ibofu! Love is Blind! Zvakanaka zvakadaro! Kkkkkkkk

    • @user-lm1mf1gz9c
      @user-lm1mf1gz9c Před 6 měsíci +1

      Move on inoitwa nevanhu vakajaira vamwe vanhu vanokoshesa miviri yavo

    • @Nkomazi
      @Nkomazi Před 6 měsíci

      ​@@user-lm1mf1gz9cWell spoken.😅

  • @goodwellrukweza5356
    @goodwellrukweza5356 Před 6 měsíci +1

    2020 seventeen

  • @benjaminmukarati4774
    @benjaminmukarati4774 Před 6 měsíci +1

    Thank you Mambo

  • @user-zd6no9ve9d
    @user-zd6no9ve9d Před 6 měsíci +1

    The sokos

  • @christineyonas8407
    @christineyonas8407 Před 6 měsíci

    Saka chisimukai muende ,mambo munogona kutonga namakurukota enyu

  • @TapiwaMhlanga
    @TapiwaMhlanga Před 6 měsíci

    Bhulaz anetumari tweke saka tuhove tuchimuda kkkkkk

  • @TapiwaMhlanga
    @TapiwaMhlanga Před 6 měsíci

    Chonetsa makore ano varume vanoroora vavevashoma hama dzangu

  • @progressnhamoyebonde7609
    @progressnhamoyebonde7609 Před 6 měsíci +1

    😂😅

  • @markgamanya3084
    @markgamanya3084 Před 6 měsíci +1

    Lol imagine kurowa nemkadzi

  • @ZimboLtv
    @ZimboLtv Před 6 měsíci

    kkkk hanzi imhondoro kkkk

  • @consymuri479
    @consymuri479 Před 6 měsíci

    Chiiko nevakadzi kuda kuenda pabarika kudaro. Aneiko murume uyu, chii chawada nhai musikana? Zvinhu zvacho, uchachema wapiwa chirwere. He's showed you kuti haakudi asi urikuda kuramba uripo

  • @TapiwaMhlanga
    @TapiwaMhlanga Před 6 měsíci

    Plus varume vavevashoma

  • @user-ir3fu4xh5x
    @user-ir3fu4xh5x Před 6 měsíci +2

    Fambi chete ndodzinorova varume not wife material

    • @miriamchiwarakata368
      @miriamchiwarakata368 Před 6 měsíci

      Ishungu dzinozokunda moyo
      Hazvidi chete akapfuurikidza zvinodaro sorry hake

  • @jaspernambala
    @jaspernambala Před 6 měsíci

    Ko kuroorwa nemunhu asina mkadzi wake😅😅😅😅 word rekunzi mukadzi wangu harikurwadzei here

    • @samuelrinomhota2692
      @samuelrinomhota2692 Před 6 měsíci

      Anovanikepiko iwe kumusha kwenyu mune mvana ngani dzisina varume munoti dzichawanepi vakomana Iko kutoita mvana kurema kwazvo

  • @makonidanies7851
    @makonidanies7851 Před 6 měsíci +2

    Murume uyu ane problem you can not say that in public maiguru wachati chii manje even mainini wakuita mukonyo manje anzwa izvi

  • @emmagaba9798
    @emmagaba9798 Před 2 měsíci

    Poor sound quality

  • @user-ph9wj1qt7b
    @user-ph9wj1qt7b Před 6 měsíci

    asi nhai sisi murikushingirireiko muchitoziva ne girlfriend reku harare ko kutsvaga,hako vako ukasiya manyara,we munhu uyo mhedzisiro muchaunzirwa chirwere mugere henyu kumirira manyara,wenyu.

  • @Mbwido
    @Mbwido Před 6 měsíci

    Makunha kunha

  • @takesure9579
    @takesure9579 Před 6 měsíci

    ChiVideo chako chirikuita noise why usingagone kutotea video

  • @leahchitukula8856
    @leahchitukula8856 Před 6 měsíci

    Ko zvaachapiwa chirwere nhaimi

  • @shupikaiziwange3079
    @shupikaiziwange3079 Před 6 měsíci

    Why muriku ignore point yekuti akakura ari nherera. Why muri kumanikidza kuda abusive relationship apa ari kumuseka futi kuti haana kunzwa chirungu

  • @melodymutsvairo
    @melodymutsvairo Před 6 měsíci

    Ukumudii murume anemagirl friends hobho.zvawakatosvikao nhai vana wemazuvaano so

  • @jaspernambala
    @jaspernambala Před 6 měsíci

    Iwe siya imba yevaridzi iwe Martha tyme irikupera mavavariro arikuita kupwanya imba yemunhu ka mainini dai matambira kwandri maivigwa hakuna soko yakadaro

    • @user-ph9wj1qt7b
      @user-ph9wj1qt7b Před 6 měsíci

      chikoroka icho vanoda kuzonyoraka will 😂😂😂😂wasare ne property

  • @chikwizo1972
    @chikwizo1972 Před 6 měsíci +1

    Poor sound

  • @clivechigaba663
    @clivechigaba663 Před 6 měsíci +1

    Soko 🐒

  • @user-wz7ik8qi8d
    @user-wz7ik8qi8d Před 6 měsíci

    True poor sound

  • @addie3809
    @addie3809 Před 6 měsíci

    Manakiro anoita bonde neMvura yandiri kunzwa iyo🐒

  • @SheStoicForLife77
    @SheStoicForLife77 Před 6 měsíci +4

    This man is nasty. He said himself that he wants to be with this Martha cos she’s educated. This is an asset to Martha without a doubt. Now he’s saying Martha haandide anongoda zvinhu zvangu. Hooo so you just want to take advantage of this girl yet you don’t want to share with her what you’ve got? Hapana rudo chairwo apa cos there’s nothing he’s said to show kuti he loves her. Anomudira kuva administrator chete 😅

    • @tripodxxx1
      @tripodxxx1 Před 6 měsíci

      Ko Martha wacho ngabve ka..ndiye arikutombunyikidza murume...why is she staying around pane vamwe vakadzi? Ngatize ka ....haadi coz muface anezvinhu zvake...

    • @miriamchiwarakata368
      @miriamchiwarakata368 Před 6 měsíci +1

      Hant waonaka aruupedza nguva
      Ndiye akamudzidzisa er idofo murume uyu
      Kkkk izwa dofo n dofo
      Hz nherera .chienda wega kuchikoro udzidze siya munhu 😂😂😂😂

    • @miriamchiwarakata368
      @miriamchiwarakata368 Před 6 měsíci

      Waibataka
      Ndofunga ane zvearikuona zvine musoro apa pane nyaya apa

    • @miriamchiwarakata368
      @miriamchiwarakata368 Před 6 měsíci

      Yaa apo mamusunga mnj inhawatawa murume yo
      Hanz kuda zvinhu zvangu
      3 yrs uumm
      Kamhombwe
      Hz.nherera
      Aagoni fut kutaura aahh 😂😂😂😂😂😂

    • @miriamchiwarakata368
      @miriamchiwarakata368 Před 6 měsíci

      Mambo kkkk 😂😂😂😂😂😂😂 yaa Manyara haunyari kkkkkk

  • @nellyville234
    @nellyville234 Před 6 měsíci

    Poor sound