Haaaa hakuna nyika ine chihure se Zimbabwe 🇿🇼 veduve hai ahahah I give up. Zve marriage izvi ngazviregwe mu Zimbabwe 🇿🇼 kungoitwa zve ku Hurana chete. Haaai matare echihure chevakadzi nevarume ve vanhu too much. Apa Tinashe neku side proving my point , zvakangoomawo zvazvo.
The wisdom of this chief is legendary🤣🤣🤣
Chief Nyamaropa my favourite chief
As an in coming Headmen in Mat North chief im learning from you even though im still in SA
Chidzoka united mabasa
Ndipei basa rempurisa waMambo😅
Mambo wangu-Mambo-wangu Mambo-wangu this is good and interesting
Mambo sando dzenyu ndinzwa kufara kana muchitonga dai manotonga kumacourt makuru nokuti wamwe ari kupinda mumajeri nemhosva dzisi dzawo (MWARI AKUWEDZEREI MAMWE MAKORE EKUTONGA PANYIKA)
Anozviita nemari, kunyenga vakadzi vavanhu😂😂😂. Anonyepedzera, kunge mutsvene, irabishi!!!
Mambo ava vanoziva zvavanoita 👏🏼👏🏼👏🏼
Mambo vanotonga zvavo nerudo ndatenda hangu
The wisest Chief/Judge. Sir, you deserve to be in the High Court on Family Law matters.
Big up chief nyamaropa yesiah
Murume iyeye imbavha, ihure, muputsi, anoda kutongwa zvezvokwadi. He is a distroyer.
Vaidanana vanhu ava ,zvaakaona kt haasi mrume akadii kuridza mhere
Avo mambo avo hapana anokwanisa kutora nzwimbo yavo basa ravo vanorigona vanokodzera kana kuva mutungamiriri wenyika
Say that again
Chief nyamaropa hoyoooo murimurongi manyama mogna Anga Ada kukuitisai 😂
Why chewing in court 😂😂😂😂😂
Trying some magic 🎩 spell to cancel the case😅😅😅
@@edmoregombana9702 😂😂😂😂😂
Nyamaropa is too clever ndati, hahahaaaaaa ndoosaka akaiswa kuChief's council 😂😂😂
Chief Nyamaropa huchi❤
Wise Chief keep it up
King Solomon kind of wisdom,,, Mambo ndakutyai zvangu munogona kunzwisisa kamubvunziro kanoda kuitwa Vanhu. Ndogara ndichikuonai zvangu
Wrong ! Very wrong...He is far better than King Solomon (That fictitious character in the Bible)
Chief manyama . Nyamaropa anogona hake kutonga.
Chikadzi chacho kunge zungairwa haro😊
Anoda kurohwa, kana kubvisa ishe wangu panzvimbo yenyu, muurai, mutsva Misha.
Mukadzi uyo Ari kukusha chirwere uyo
Maximum love and respect chief
14:58
4n yacho manje haaa vakadzi so ungada munhu ane 4 n ine kandandi 😂😂😂😂😂
Mface we fon uyo haana kunyatso ita zvakanaka mumusoro make
Ukazwa unoramba achiti pamusoroi mambo mudare wotoziva kuti arunyepa
Apa wagona chief
Sahwira dzira moyo chokwadi choko chakanyanya
45 dzisina basa😂
Mambo ndi lawyer chaiye
That woman arikutorwawo zvake shame. Look at the ears apa mwana akafa
Ndazvionawo
Kanzvimbo kanohuriwa aka ndatenga zvangu
Kochii nhai ? 😅😅 vanhu vari mudzimba vakorovesa home and away .
Haaaa mai nemurume uyu vanozivana
Mkadzi wako ihure akavhurirei door
Chief nyamaropa ...ndodawo ruzevha rwangu mudunhu renyu
Haune dare ravamhofu no fun at all😆😆😆
Unoda kurara here kana kuti kungoita voenda
Rest in peace gogo varuva ndarwadziwa musha wanga wanaka, dzangova ndangariro tichakurangarirai pamatambiro enyu
Mhepo chaidzo kkkk,kusiya foni pakutiza
Haaaaa vagara vanodanana vanhu 2 avo... Aukwanise kungonopinda mumba me munhu from no where uchikumbira bota.. Mukadzi ngaataure chokwadi.
Dzaida kudhedha pasina kuwirirana thinking kuti dzakapenga 😂
Vaibvumirana avo. Aizobvunza kuti wakadini kuya nezuro sei? That doesnt make sense; unga bvunza munhu avuya kuzokurepa kuti wakadini kuuya kuzondirepa nezuro; zvingaita izvozvo? Kudanana vaidanana - pamutaurire anoita mukadzo uyo.
@@innocenthapazari8699😂😂😂
Iyi nyaya yatongwa zviri wise
yaa chibaba icho. Vanotonga Mambo
Zvakaoma kuramba zviripachena zvinonyadzisa
Aida kudya bota
Vakangavambonyengana here before
Mukadzi wacho anotozvigwariravo zvake zheve dzakadozvizvimbira zvadzo chobuda
Imbavha
Chief vanondigonera
Chief munopedza bhora
Mambo rambai makadaro muwedzerwe uchenjeri
😂😂😂😂45yrs dzisina basa nonsense 😂😂😂😂
Akagogodza ndikati ndiya akati ndini ndichibva ndavhura 🚪 kwakudzokera pakurara aaah ndakazorarisa haasi murume ,kourikudei,, ndatouya ,aaah madii makauya nezuro ,ndayida kuti asangane nemurume wangu , mambo unorwara wakamborwara njere uneproblem
Baba nyakumhang'ara nyaya endai ku DNA unogona kuchengeta mwana asiri wako , bota raidyiwa sometimes munhu achirara kumba kwako
tarisai kuti vaifonerana here mufon umo simple
Iphone 15😂😂😂😅😅
I hope vanosimira ma domucom .
Shaya idzo dzinoda kuongororwa
Especially after the death of a child just born
Kkkkkk violence
Mambo ava vanondiitira
Chikomba chine mhosva .foku man ..justification yezvinhu zvokunyeba
Mambo vari kutodya havo mudare . Hunhu rudzii ihwoyo?
Pamwe vane mkadzi akazvitakura Saka vakuita nhodzerwa
@@nomsanyika151😂😂😂
@@nomsanyika151😂
Mambo musadye mudare please!!!
nhaimi veduwe zvonyangadza 😢
Kkkkk
Tsagwidi
Haaaa hakuna nyika ine chihure se Zimbabwe 🇿🇼 veduve hai ahahah I give up. Zve marriage izvi ngazviregwe mu Zimbabwe 🇿🇼 kungoitwa zve ku Hurana chete. Haaai matare echihure chevakadzi nevarume ve vanhu too much. Apa Tinashe neku side proving my point , zvakangoomawo zvazvo.
Zim iri nani pane botswana kani chete kungoti hausati wambouya kuno kuno haunyengi but unongokumbira kuisa chete your approach chete inoita kuti utanhe dzose
Mukadzi itsotsi iri vaidanana chete
Kkkkkkkkk zviri pachena mkadzi uyu ari kuedza kugadzira nyaya
😂😂😂 une muono we twiza
Mambo vanotonga pachi bhanditi hautizi unobatwa chete
Undercover
I don't like the way he speaks.This Chief is full of himself.
Mhombwe inongoonekwa nokutuzumara zvenhando, RUBBISH,ngaaripe mhombwe iyi, idiot, kunyenga mkadzi wemunhu imhosva,kungwara zvisina basa iwe nxaa