GOGO VORAMBA KUNWA Muteyo Vanangwa Huroyi

Sdílet
Vložit
  • čas přidán 7. 09. 2024

Komentáře • 103

  • @frankmoyo7267
    @frankmoyo7267 Před měsícem +6

    It's not about age these chemberes they are eating pple everyday.

  • @salomechipfuwa5550
    @salomechipfuwa5550 Před měsícem +8

    Chembere dzakushungurudzwa

  • @conistancemasanzu8561
    @conistancemasanzu8561 Před měsícem +6

    Munokuvadza vanhu nemuteyo musamanikedze vanhu kudhoza vanhu nemuteyo

    • @user-cu7ci8ud5j
      @user-cu7ci8ud5j Před měsícem +1

      Isu takaunwa hapana zvatakaita muteyo unongobata muroyi chete

    • @enchiladapatati379
      @enchiladapatati379 Před měsícem +5

      Ini handife ndakanwa zvinhu zvisina basa kuda kufadza vanhu. Havasi vese vamoputa mbanje vakapengeswa nadzo
      Same same nemuteyo

  • @user-eq6zh6uh4m
    @user-eq6zh6uh4m Před měsícem +3

    19:59pataurwa apo good vendubvu I love this mambo

  • @NicolletteGariyawo
    @NicolletteGariyawo Před měsícem +3

    Madzimbambo vanogona kutonga Mutasa Nyamaropa Head chigodora Makoni

  • @geraldomufambi7865
    @geraldomufambi7865 Před měsícem +3

    Mambo is very right but chinjai ma advisors, bcoz hatingasiye vanhu vachifa bcoz tinotya ngozi. mbuya ngainwe mukaka.

  • @mtapemutape4047
    @mtapemutape4047 Před měsícem +3

    Kuchembera hausihuroi

  • @wellingtonzhawari1004
    @wellingtonzhawari1004 Před měsícem +2

    Mambo makwadhakwa.musamanikidze munhu zvaasiri.mapostori ayo matsotsi mhani

  • @TendayiBopoto-kk8bm
    @TendayiBopoto-kk8bm Před měsícem +4

    Muporofita anogarirei mudare kana achida kuzoporofita vanhu?
    Matare aya idrama chaiyo.

  • @conistancemasanzu8561
    @conistancemasanzu8561 Před měsícem +3

    Rambai kunwa muteyo kuti mudzungaire rambai

  • @biancapayarira8514
    @biancapayarira8514 Před měsícem +3

    Haaaaaa maporofita Aya veduweee aparadzanisa mhuri

  • @user-rp3tn4zh4s
    @user-rp3tn4zh4s Před měsícem +2

    Ini hangu ndofunga kuti vafambe patatu uyo muporofita tototi 1 kwasara vamwe 2 ndokuti zvibude pachena

  • @HiltonChimbizi-hy2rn
    @HiltonChimbizi-hy2rn Před měsícem +1

    Chiremba ati ishave Saka Gogo vanogona kunge vasingazive.

  • @gogoguveya8642
    @gogoguveya8642 Před měsícem +1

    Imi mambo muchapika jere nemaporofita enhando

  • @blessingmashandureblessing9650

    Varoyi ngavabatwe😂😂😂😂😂😂

  • @bosslady933
    @bosslady933 Před 28 dny +1

    Ambuya ava notara kuti hambokubinza nane hupfu muhupenyu hwavo

  • @NicolletteGariyawo
    @NicolletteGariyawo Před měsícem +1

    Mambo itai basa renyu muroi muroi

  • @user-gr5fe6kx1w
    @user-gr5fe6kx1w Před měsícem +1

    Iwe muprofita vape wega mukaka oda kupa mwana mhosva kuti auraye mai vake

  • @NicolletteGariyawo
    @NicolletteGariyawo Před měsícem +1

    Muroi ngadye vana vake ngasiye vana vomunhu

  • @blessingfusire4774
    @blessingfusire4774 Před měsícem +1

    kuchembera hausi huroi ba

  • @chingombedaries
    @chingombedaries Před měsícem +1

    Muteyo muzepete

  • @user-eq6zh6uh4m
    @user-eq6zh6uh4m Před měsícem +1

    Uroyi muhufu,ishuva magogo nemadhara vaiti I self-defence havarambirwi,kuroya kuriyo

  • @fakapressure6356
    @fakapressure6356 Před měsícem

    Mambo Havana kutonga nyaya iyi nehunyanzvi Hakuna muporofita anoterera nyaya ichitongwa ozonzi chiporofita. Muporofita aifanira kuita zvekusheedzwa Kut huya unongedze muroyi pakati pevanhu ava mushure mekunge asina kuziva nyaya

  • @mavismasunda7681
    @mavismasunda7681 Před měsícem +1

    Mambo vanogona kutonga dai vaita saMutasa anotonga ega madvisors ayo ari kusuppoter huroyi .Nyaya haina kupera ndoona kut tezvara vakaoma kurambira huroyi sure pane kut musha uchene

  • @welshmanwellyrichardmaredz3827

    Ka mporofiti aka kanoda kuvhundutsa vanhu

  • @evansdzinzi3152
    @evansdzinzi3152 Před měsícem +1

    Maporofita imbavha idzi

  • @gogoguveya8642
    @gogoguveya8642 Před měsícem

    Mambo vangu vanofamba paviri kana patatu

  • @user-bt8jn3kc4k
    @user-bt8jn3kc4k Před měsícem

    Vana avangava dzikame nekuti nyaya dzakadai idzidzinova zvimbira gavasiye darerifambe

  • @user-jg5iq3ff8e
    @user-jg5iq3ff8e Před měsícem

    Mmmm veduwe mbuya avo vakunongodzerwa nhema

  • @RobertSihluku
    @RobertSihluku Před měsícem +1

    Gogo vakachena muporofita uyo anzwa information saka ndiyo yaive kushandisa aifanirwa kunge asino mudare aifanirwa kunge akagara kuseri block ririkubuda apo

  • @BrightonJasi-uj7xv
    @BrightonJasi-uj7xv Před měsícem +1

    Gadzirai camera baba tirikuona Rima chete

  • @user-kl8hq3qe8t
    @user-kl8hq3qe8t Před měsícem

    Kkkkk wabva wati manhambara Mai bhunda nditete vangu kani

  • @raimonnhamo8026
    @raimonnhamo8026 Před měsícem

    Wakaroiwa unoinzwisisa nyaya iyi

  • @user-yt9oy3hn4q
    @user-yt9oy3hn4q Před měsícem

    Mambo Mutasa anoramba zvekumwisana muteyo iyo

  • @CleopasSanyatwe
    @CleopasSanyatwe Před měsícem +1

    Haiwawo kamporofita aka kanongoda mbama

  • @jimjames9305
    @jimjames9305 Před měsícem

    Vakupinza mbuya fear and vanoda kurohwa maporofita aya

  • @jimjames9305
    @jimjames9305 Před měsícem

    Msadaro chembere pliz. Madzimambo fungaiwo pliz

  • @lettaseipeilouw8299
    @lettaseipeilouw8299 Před měsícem

    Ngaa nyengetere mukaka oga asingaise zvimwe ndiko tibvume

  • @user-zz8hv7wc5h
    @user-zz8hv7wc5h Před měsícem

    Komukavapa muteyo uyu vakafa munoita sei mambo nemunhu wemuteyo muchaenda mujere musambunyikidza mbuya avo

  • @tafadzwangamurani3468
    @tafadzwangamurani3468 Před měsícem

    Seenzesai imbwa yegorongozi sekuru Mukotsanjera no muteyo kana vari zvobuda zvega bhechu

  • @nomsanyika151
    @nomsanyika151 Před měsícem +1

    Gogo kana vachida kuchenurwa vakarambirei tinoziva kuti kuchembera hausi huroyi but pamwe pacho chemebere idzodzo hatimbodzichenura bodo vana avo vasamboda kudefender amai vavo nekuti vanozonyara muroyi haabvume mhosva kana.ukamusvikira akabata bhonzo remunhu anoti harisi rangu ndabatiswa,gogas yauya nemugaran'anga nyaya yehuroyi yatorasika kwakutaurwa zvemarooro nekunzi chiendai munowirirana haaa muroyi haumugone

    • @TheChekas
      @TheChekas Před měsícem

      Tibvigwe

    • @enchiladapatati379
      @enchiladapatati379 Před měsícem

      Javasi vese vakaputa mbanje vakapengeswa nadzo. Why force people kunwa zvinhu zvavasingadi. Honestly there are other methods of exposing witches without making them ingest some stupid concotions

    • @nomsanyika151
      @nomsanyika151 Před měsícem

      @@TheChekas tiendepi

    • @nomsanyika151
      @nomsanyika151 Před měsícem

      @@enchiladapatati379 vaudzwa ka vakaramba kuti handiroye manje pakudiwa kuprover wrong kumuporofita

    • @TheChekas
      @TheChekas Před měsícem

      @@nomsanyika151 mubako, ndimo munogara vanhu vanepfungwa dzagochanhembe

  • @jimjames9305
    @jimjames9305 Před měsícem

    Dako rako mambo shuwa

  • @user-gp2bw9fq8d
    @user-gp2bw9fq8d Před 15 dny

    Nanga ndodzinozvimbisa dunmbu dumbu

  • @flamelilyphysiotherapyclin7881

    Prophesying AFTER nyaya yatotanga?????????? Mambo is a joke

  • @mtapemutape4047
    @mtapemutape4047 Před měsícem

    Haa kumwiswa zvimishonga kuvhara vanhu

  • @user-cq3tm2gs4c
    @user-cq3tm2gs4c Před měsícem

    Mambo indava kuiita semunhu asina kuenda kuchikoro indava kutaurira chembere iyo zvokuityisidzira kuti ibvume zvaisingazive Imi mambo neporofita wenyu wenhema muri kungotyisidzira mbuya kuti vabvume kuti muroyi chete Zvinonwiswa zvacho zvinongopengesa munhu otanga kungorotomoka mobva mati zvinonwiwa ndezvechokwadi Hapana nyaya apa kungoshungurudza muchembete chete Kuchembera haisi mhosva

  • @TendayiBopoto-kk8bm
    @TendayiBopoto-kk8bm Před měsícem

    Hanzi nemuporofita handisi kukutyisidzirai .Pane kutyisidzira kunodarika kutiaura kuti handisi kukutyisidzirai here?
    Muporofita anozvimbisa munhu dumbu chirirudzii ichocho? Hanzi harisesere, thats devilish huroyi huri pachena uho.
    Muroi munhu uyo haasi muporofita.

  • @user-gr5fe6kx1w
    @user-gr5fe6kx1w Před měsícem

    Ngaanwe muporofiti wacho mukaka iwowo

  • @jimjames9305
    @jimjames9305 Před měsícem

    Mambo vanga vachidawo mombe yavo saka zvaramba

  • @salomechipfuwa5550
    @salomechipfuwa5550 Před měsícem

    Mambo tevedzerai zvoita vamwe madzimambo.Vanhu ngavaende kubabatsiri 3

  • @user-mj9tt6vv7f
    @user-mj9tt6vv7f Před měsícem

    Muporofita uyu mmm ndoona anoparadzanisa

  • @hustlewithelector
    @hustlewithelector Před měsícem

    Chokwadi vanhu vachine marights here.

  • @wellingtonzhawari1004
    @wellingtonzhawari1004 Před měsícem +1

    Rambai gogo.munodhakiswa monaural zvisizvo mobva mansion muroi.zvakaitikawo kwedu izvo.kunyepa uko

  • @MiriamMuringwa
    @MiriamMuringwa Před měsícem

    Kuzoti iweeee kunambuya vakura kudaro zvakaoma zechimambo icho chine nzungu

  • @Ryanmatanda
    @Ryanmatanda Před měsícem

    Kamuporofita domdo , hapana zvemweya apo

  • @evansdzinzi3152
    @evansdzinzi3152 Před měsícem

    Ko kana wavapa mushonga unozvimbisa dumbu? Ita munamato chete usina zvekunwisana zvinhu... N'anga yese kana muporofita inokunwisa zvinhu ndeyekunyepa... Ko kana urikunwisa munhu huroyi kuti uzohubata tinoziva sei? Inzira dzakawana dzekupa munhu uroyi.

  • @djflubby1172
    @djflubby1172 Před měsícem

    Kamuroyi chokwadi kanochiziva

  • @Mpholosisndlam8675
    @Mpholosisndlam8675 Před měsícem

    That's rubbish forcing people to drink rubbish

  • @mtapemutape4047
    @mtapemutape4047 Před měsícem

    Muprofita mbavha

  • @SheStoicForLife77
    @SheStoicForLife77 Před měsícem

    Kunwa muteyo I don’t agree with it zvangu. Siyai chembere yevanhu yakadero. Ngavaende kunotsvaga nedzimwe nzira kutatu as a family. Munomwisa mbuya yevanhu yozofa and probably havasi muroyi zvozodii?

  • @user-jo7kx6jm9e
    @user-jo7kx6jm9e Před měsícem

    Uuuum kuchembera imhosva here apa hapana zvawaita chimambo chekumama🎉🎉

    • @HiltonChimbizi-hy2rn
      @HiltonChimbizi-hy2rn Před měsícem +1

      Hautuke mambo shamwari.Itawo mukanwa makanaka mumwe wangu.Hatisi pahondo asi padare .

  • @williamzaranyikachinobva6522

    Mambo rovayibasa se basa

  • @TeclaFrankson
    @TeclaFrankson Před měsícem

    Ndavepo

  • @funwellmatowe1336
    @funwellmatowe1336 Před měsícem

    Kuramba kumwa muteuro hunge uine katurika batai munhu

  • @nyashadzashesibanda7334
    @nyashadzashesibanda7334 Před měsícem

    Kune munhu asati ambokumbidzana hupfu neumwe here

    • @monkeyplayvr
      @monkeyplayvr Před měsícem

      Gogo regayi kuroya vanhu vatambura mumisha umu

    • @monkeyplayvr
      @monkeyplayvr Před měsícem

      Saka mwana ofa here muroyi achixivikanwa

  • @ThandiweMhlanga
    @ThandiweMhlanga Před měsícem

    Ndikudawo number dzemupofita uyu

  • @Vincentkamhips4875
    @Vincentkamhips4875 Před měsícem

    Usatyisidzire vanhu muprofita ita basa, chete.

  • @user-cv8ys8mw9u
    @user-cv8ys8mw9u Před měsícem +1

    Machembere edu akutambudzwa eish kungochembera wakutonzi muroyi ,dai wairoya wakadiii kudya iweee wakakusiya uchikura wozoda kukudyira wana nxaaaa nonsense vanhu ngavanamate uye wasiye kubata bata kwavarikuita vapfana ava kana wabata zvopanduka wakutsvaka chembere mumusha kt dzirikuroya

    • @nomsanyika151
      @nomsanyika151 Před měsícem +1

      Haaa wangu varoyi hausikuvaziva iwe

    • @esierayner533
      @esierayner533 Před měsícem

      Zvimwe zvacho chembere dzirimunhamo , munhu atadzakushanda anongot ndakaroiwa

    • @Vincentkamhips4875
      @Vincentkamhips4875 Před měsícem

      Varoyi varipo but why is it they are always old and vazhinji vanenge vave ne dementia inokonzera kukanganwa zvekuti n,anga ikati chino vanongobvuma. Vana vadiki ndovatoipa mazuvano nekuromba​@@nomsanyika151

    • @nomsanyika151
      @nomsanyika151 Před měsícem

      Hausikuziva team iroro ngavachenurwe zvipere varikurambirei​@@esierayner533

    • @user-cv8ys8mw9u
      @user-cv8ys8mw9u Před měsícem

      @@nomsanyika151 dai vairoya waizomusiya achikura here kusvika pakuita mhuri ndopane mubvunzo ehe varoyi toziva wariko asi zvimwe zvacho tisatora advantage yekukura kwemunhu

  • @TendayiBopoto-kk8bm
    @TendayiBopoto-kk8bm Před měsícem

    Muporofita kutyisidzira amai avo. Rubbish mhani

  • @washingtonsandi4404
    @washingtonsandi4404 Před měsícem

    Mbuya muroyi uyo zvinotoziikanwa nevabereki vake. Ndosaka ndichida Chief Makoni , Chief Mutasa , Headman Chigodora , Chief Nyamaropa vanobva vati fambai izvozvi. Vobva vakomera kuti vharirai zvidhoma zvenyu mu hozi atidi kunzwa kuti pane afa kana kurwara