DOTITO: Akabata Achiita Bonde NaAmbuya

Sdílet
Vložit
  • čas přidán 10. 09. 2024
  • By Bringing You News & Current Affairs Through Social Media, You Don’t Need To Wait For Your Grandchildren’s Questions To Remind You That You Should Have Paid More Attention To Current Events +263775964849

Komentáře • 236

  • @ayandaali5286
    @ayandaali5286 Před měsícem +25

    Mambo uyu neka jinda kake ako havagone kutonga ndivana chandagwinyira

    • @user-gn4ln5rg2y
      @user-gn4ln5rg2y Před měsícem +1

      😂😂kajinda

    • @NatasiaDuma
      @NatasiaDuma Před 29 dny +2

      Sure avagoni kutonga nyaya zvakanaka

    • @user-cn1nt8pu1b
      @user-cn1nt8pu1b Před 23 dny

      Mambo kuda kudya ega isu tinoziva kuti sabhuku anoripisa kusvika pambudzi kwete zvake zvarikutaura izvo

  • @user-ls9mn7hl9n
    @user-ls9mn7hl9n Před měsícem +14

    Sekuru iduzvi avo ipapa vakadzi 2 izita chete asingavagitse vakadzi vanoda kusvirwa not kuunganidzwa it's unfair kuripsa muzaya uyo

    • @bsanzira
      @bsanzira Před 17 dny

      Asikuguta unosiya marriage and move on not kuita chihure uripamba pemunhu.

  • @apoloniamachona7055
    @apoloniamachona7055 Před měsícem +22

    Dare iri ndereku mama dzidzai kutonga kuna Mambo Mutasa

  • @faraitrevorzaba7898
    @faraitrevorzaba7898 Před měsícem +9

    Pamatare ose emadzimambo atinoona pano iri dare ndere mapenzi. Hapana chozivikanwa kubva kuna Mambo zvese nema kurukota acho.

    • @netsietumu7767
      @netsietumu7767 Před 26 dny

      Havagone vakarambanisa vanhu mambo ndiye anotora mari yegupuro

  • @Mazaieshiri
    @Mazaieshiri Před měsícem +10

    Chokwadi ndechekuti sekuru hawachade muzukuru pamba pawo.

  • @cleofay9346
    @cleofay9346 Před měsícem +9

    Dare iri nxaaa zvimakorokota zvacho hazvitsvage nyaya,tongai nyaya zvine humbowo makadhakwa imi

  • @annamercytigere3038
    @annamercytigere3038 Před 22 dny +4

    Mzukuru uyu the best ibva zvako pamba apa utsvage kumwe kwekugara apa hapachaita

  • @Faith-vc4vc
    @Faith-vc4vc Před měsícem +10

    Mambo ava vakafanana na the late Mukadota🙈🤣🤣🤣🤣🤣

  • @tinamakasa7493
    @tinamakasa7493 Před měsícem +6

    Tadongorera 61k💃🏻💃🏻💃🏻💃🏻💃🏻

    • @YVChimombe
      @YVChimombe Před měsícem

      Pano pane nyaya dzinonakidza

  • @TrustKhumbula-ii3qn
    @TrustKhumbula-ii3qn Před 24 dny +1

    Mazimba mune mweya wekushora, nyaya iri clear iyi, muzukuru akadya mbuya uyo. Akabvisirei mari? Akaenda kumba kwasekuru kumba kwakuedza ari mkadzi wako unonzwa sei kt munhurume apfuura mambakuedza pamba pako? Vakadyanana ava. Mukadzi wemuzukuru aitoziva nyaya bt akaziva kt tinoripiswa

  • @taongamuza3328
    @taongamuza3328 Před měsícem +4

    chief hamuna kubata umbowo hwekuty bota rakadyiwa imwi.Sekuru mune udyire nxaaa mukadzi wenyu aidyiwa bota muripi

  • @kikiri383
    @kikiri383 Před 7 dny

    Ndakadarika kuma8 manheru
    Akadarika kunze kwakuedza
    Chero uchida kuramba unopera strong wega, kajinda ako kakaita kugara munhu jende mudare

  • @TrymoreKamudyauswa-gq2ye

    Iyi iripachena muzukuru akadya bota Saka big up kuDare

  • @vicchawas6886
    @vicchawas6886 Před 10 dny

    Hakuna kwandinoenda senyika ne leadership yakadai.

  • @NomsaZindove
    @NomsaZindove Před měsícem +3

    Uuuuum tongai nyaya zvakanaka imi,chii chakadaro nhy.mzkr haade drama sakei akakasika kuripa.apa mbuya vari kudhomoka ava 2am kugadza mangai here

  • @EvidenceSkillash
    @EvidenceSkillash Před 13 dny

    Dare iri nderekumama Mamwe Madzimambo munomanhonga kupi

  • @RejoiceGwavava
    @RejoiceGwavava Před 22 dny +1

    Chokwadi ndechekuti mzukuru nambuya vanozivana havo.mambo vari correct

  • @robertchitsungwe9701
    @robertchitsungwe9701 Před 22 dny +1

    Kkkkkk mombe yeyi yaunoda mukadzi ahura 😅😅😅 anorabwa wakazungaira

  • @ThePrivy1
    @ThePrivy1 Před 3 dny

    Mambo ava vanogona zvavo Samanyanga mutupo wangu

  • @amazinggracem1030
    @amazinggracem1030 Před 19 dny

    Hanzvadzi yamai inobata muzukuru zvakadaro kana akadya bota muzukuru hake bho but kana asina sekuru mhata yenyu

  • @johnchitakure4919
    @johnchitakure4919 Před 18 dny

    Ndiko kukonewa kutonga nyaya. Hapana nezvevatongi apa.

  • @malandelabernard
    @malandelabernard Před měsícem

    This is number one Mambo of Zimbabwe true mambo don't do everything for him self

  • @josekamowa
    @josekamowa Před 28 dny +1

    Mambo Dotito avaaa haaaa , chinozikanwa hapana ... makurukota avo worse. Matuzvi stret

  • @user-oo2bx8wb7j
    @user-oo2bx8wb7j Před měsícem +4

    Indava musiri kutaurawo kuti maona Rasta man🎉🎉

  • @FaraiChakadya
    @FaraiChakadya Před 23 dny

    Ahhh baba vanotouya vachinyangira saka vanoziva kuti urihure,ripa mombe ndokuti mupfidze kuhura nevakadzi vevanhu,apa uritsuro zvako wopara mhosva futi uri sanzwa remunhu

  • @user-xn6ei2hf7x
    @user-xn6ei2hf7x Před 24 dny +1

    Mambo dotito nemakurukota enyu tongai nyaya zvakanaka haikona kutonga nekutsikirira munhu murikumanikidza munhu apa endai munodzidziswa kutonga nyaya dzevanhu

  • @ninniechirwa
    @ninniechirwa Před 11 dny

    Mambo vanenge mkadota zveshuwa😂😂😂😂😂

  • @GeorgeFabulous-nh7nf
    @GeorgeFabulous-nh7nf Před 21 dnem

    Ini zvangu ndikuona Kuti mukadzi wemuzukuru imhenya chaiyo vhenekera murima

  • @rejoycezinyama7963
    @rejoycezinyama7963 Před měsícem +2

    Dare iri rine noise yakanyanya kubva kuvatereri .Dai next time mambo vakaita conteol noise kubva kuvatereri wedare. Kuitira kuti vakateerera on Social media vanyatso nzwa matongerwo enyaya zvisina mhere mhere yakanyanya.😮😮😮😮😮

    • @ThandiweMhlanga
      @ThandiweMhlanga Před měsícem

      Mambo dzidzai kutonga nyaya mega kwete kuyongerwa nemakurukota enyu seiyo ane blue jacket haagone kutonga anehutsinye tomuona pakawamda

  • @florencemahore-fq9wj
    @florencemahore-fq9wj Před měsícem +2

    Vana tezvara muripi huyai mureve Pfuma yenyu.unoti mombe 6 iwe wakaroora here

  • @Rhambo485
    @Rhambo485 Před 9 dny

    Ha ichi chidare ichi ndechekumama

  • @user-xn6ei2hf7x
    @user-xn6ei2hf7x Před 24 dny +1

    Ibvai apa munoda kudyira munhu hupfumi hwake musadaro takusvitsawo kumusoro zvekuti madzimambo nembaSabuku enyi makudyira vanhu mari dzavo akabidira mari yekuti asadzi ngwapamba paanogara

  • @NancyM-mj9pk
    @NancyM-mj9pk Před 28 dny

    Mambo masekuru anoshungurudza especially ukatoita zviri nane kupfura sekuru

  • @kingstonmvundura9032
    @kingstonmvundura9032 Před 22 dny

    Yellow born mkadzi wemuzukuru

  • @danielmaramwidz7769
    @danielmaramwidz7769 Před měsícem +1

    Mpfanha ari tight nemukadzi wake uyo

  • @Ishmael4513
    @Ishmael4513 Před měsícem +1

    "Bech* riri pa Beach" rinopfumisa easy easy. Pamwe kwatezvara akangobvisa tsvagirai kuno chete iye akuwana 3 mombe. Kutonga kwacho kwechiduzvi.

  • @eddiemudzingwa9532
    @eddiemudzingwa9532 Před měsícem

    Ukatarisa mukadzi wasekuru wozotarisa mukadzi wake. Woshaya kuti akashorei

  • @shivaayrudra2988
    @shivaayrudra2988 Před měsícem +2

    Madzimambo arikuputsa dzimba dzavanhu nemakaro. Apa hapana kana nyaya ingabvisiswa munhu mombe

  • @noelmujeremoyondizvo9980
    @noelmujeremoyondizvo9980 Před měsícem +1

    Mudonzvo song for me

  • @user-fw6wd8jq8o
    @user-fw6wd8jq8o Před měsícem +3

    Mombe 6 Aaaaaah chihure chevakadzi chakutoita kunge business Mwari honai 🙄🙄🙄🙄🙄🙄

  • @ArtwellMashangana-mm3un
    @ArtwellMashangana-mm3un Před měsícem +3

    Dako renyu mambo dzidzai kutonga so athichatodariki nepadzimba dze hama

    • @prosperplumbers5098
      @prosperplumbers5098 Před měsícem

      Hanzi akadarika zvekuma 2 am akapinda muka susu maiva naamai vachibika mangai.
      Saka haisi nyaya yekupfuura chete.
      Iwe ukaona murume achibuda mumba mako manheru iwe usipo unoitora sei. Beans dziriku tsotswa kusabatwa chete.

  • @esierayner533
    @esierayner533 Před měsícem +2

    Makurukota ndeekupenga hapana humbowo hwakakwana.

  • @tanyarue
    @tanyarue Před 24 dny

    Ko iye wakaroora here

  • @ChidochaisheMuzondo
    @ChidochaisheMuzondo Před 11 dny

    Sinhi ngairohwe

  • @tinahchisah3406
    @tinahchisah3406 Před 18 dny

    😂😂😂 izvoooo ndezve kumama

  • @ganyaz
    @ganyaz Před 25 dny

    varume veku Mashonaland central vanofarira barika sterek but chokwadi ndechekuti havazogoni kuvagutsa pabonde ndosaka vachizohura
    ma cases acho awanda

  • @KudakwasheKampandeni
    @KudakwasheKampandeni Před měsícem +3

    Chief kumhata kwako haugone kutonga

  • @user-lq6hu3rd8y
    @user-lq6hu3rd8y Před 26 dny

    Mmmmm mambo makadhwakwa chaiko zvose nemanhu amotonga nawo

  • @user-tr6mn3rs6j
    @user-tr6mn3rs6j Před měsícem +2

    Aaaaa zvakaoma mombe dzekuripa a sekuru here kkkk pasina proof ine musoro

    • @TheChekas
      @TheChekas Před měsícem

      Dare rinenge rinozotorawo dzimwe

  • @Hamainyoka
    @Hamainyoka Před 26 dny

    Mambo muri mhata

  • @user-yj8gt8su9q
    @user-yj8gt8su9q Před 9 dny

    Akanyengwa Chete mambo tongai mushe

  • @LuckymoreMatambudzo-og1wn

    Mambo avo havazive zvavanoita

  • @luciaidi1811
    @luciaidi1811 Před měsícem

    Common sense.
    Ndiyani anobika mangai na2.

  • @amazinggracem1030
    @amazinggracem1030 Před 19 dny

    😂😂😂😂bata mwana nditambe nambuya sekuru vadhakwa

  • @justinlufasi732
    @justinlufasi732 Před 14 dny

    anzi nambuya makutijairira ,kkkkkkk

  • @finemakamure63
    @finemakamure63 Před měsícem +1

    Mambo ari kutonga bhoo wani vanhu munongoshoora

  • @TichaonaMakopa-no7fr
    @TichaonaMakopa-no7fr Před 11 dny

    Madzimambo musadaro vanhu imi ahh

  • @MeekAngell
    @MeekAngell Před měsícem

    Mambo atonga zvakanaka panyaya iyi

  • @bothwellgambiza
    @bothwellgambiza Před 22 hodinami

    sekuru nemuzaya vakafanana mhino idzo,zvotoda ma DNA pavana muzaya akatanga kare kudya gogo

  • @stanfordmakwengwere2008

    Kana mzaya akadya mbuya imboko, kutiza mkadzi wake nyama iyo

  • @taperamapfumo2532
    @taperamapfumo2532 Před 28 dny

    Humbowo hapana apa saka munoi measure neyi

  • @proudtendaikarumekaye5950

    Ko kana vakaiswa madii kuti ambuya vapfekedze muzukuru pant ravo kamambo aka kakatonyorwa chete nxaaaa 😢

  • @edwardkiraku-jk1hs
    @edwardkiraku-jk1hs Před 22 dny

    Ambuya vakatovhiringika avo anoabuse anasekuru muzukuru apanachaakaita kutongerwa chitororo nasekuru

  • @rodneystoddard2014
    @rodneystoddard2014 Před měsícem

    Ndabva ndafunga Mnangagwa achiti ndazipigwa

  • @user-xn6ei2hf7x
    @user-xn6ei2hf7x Před 24 dny

    Zvanaka chibvunzai kuti dzaiva nguvayi dzavakadangana munorambanisa vanhu

  • @user-oo4rc4fd8s
    @user-oo4rc4fd8s Před 8 dny

    Hamugone basa

  • @user-bw2nw4tl6h
    @user-bw2nw4tl6h Před měsícem

    Kamufesi kagurukota ako hapana hapana

  • @user-xf1ol2sf4f
    @user-xf1ol2sf4f Před 8 dny

    Mbuya vakadyiwa bota nemuzukuru

  • @VIVIANMASAMHA
    @VIVIANMASAMHA Před měsícem

    Yellowborn renyika

  • @adamsamson8139
    @adamsamson8139 Před měsícem +5

    Where does Government get this stupidity chiefs?????

    • @JeffreyGideon-zp1ze
      @JeffreyGideon-zp1ze Před měsícem

      Uuuu usadaro hona time dzirikupesana

    • @shephardkaiboni5123
      @shephardkaiboni5123 Před měsícem +1

      @@JeffreyGideon-zp1ze time dzinebasa rei, that lady is uneducated and maybe she does not have a watch. That cannot be evidence.

    • @prosperplumbers5098
      @prosperplumbers5098 Před měsícem

      ​@@shephardkaiboni5123ko pavakamuona kunze kwava kuchena ivo amai vaikanga vachiitei.
      Wakamboona chihure chinobvumika here?

    • @prosperplumbers5098
      @prosperplumbers5098 Před měsícem

      ​@@shephardkaiboni5123munhu angasvike kuma 2 achibika mangai.
      Chihure akasabata vanhu kuti dzii vanoramba chero ukawana bhurugwa richikwiridzirwa.

    • @MunyaradziKaseke
      @MunyaradziKaseke Před 25 dny

      Cheif ariboe ,mboko ndisabhuku ,cz ndiye akatotanga kuripisa muzukuru .zviripachena zvazvo kutimuzukuri akarova botaaa

  • @user-yr5eg9tv5b
    @user-yr5eg9tv5b Před měsícem

    Muzukuru chirikukitadzisa kutsvga yako stand chiii kuswero gara kwana sekuru 100 us iyoyo vaitotsvaga panoti pakopamba muchazvirega zvekugara kwana sekuru

  • @user-so6zh9ig2s
    @user-so6zh9ig2s Před měsícem

    Muzukuru akaita inonz handei mbuya sekuru vadhakwa😂😂😂😂

  • @annamercytigere3038
    @annamercytigere3038 Před 22 dny

    Ayaaaa hurombo hwakaipa shuwa kusanyara kwasekuru kuita business nemanyepo akadaro saka muchagarisana sei sekuru nemzukuru xaaaaa😂nekuda kwekahure karonga madhiri nemurume

  • @kingstonmvundura9032
    @kingstonmvundura9032 Před 22 dny

    Mzukuru angatore mkadzi uyo vasekuru achisiya yellow born rake iro

  • @josef.c
    @josef.c Před 15 dny

    Poor judgement mambo avo vakoniwa kutonga nxaaa ...

  • @TichaonaMakopa-no7fr
    @TichaonaMakopa-no7fr Před 11 dny

    Sekuru nxaaaa

  • @emmanuelmushonganzou5823

    Iri Dare iri ka mamwe madzimambo zvidzoyi chaizvo hapana dare apa

  • @lettaseipeilouw8299
    @lettaseipeilouw8299 Před měsícem

    Samanyanga murikupesanisa hukama apa matadza mhuka huru Mwari ndivo vanoziva havo

  • @clordiustswangi3856
    @clordiustswangi3856 Před 29 dny

    Inzara iyo kukwatisa mangai

  • @JessicaMukora
    @JessicaMukora Před měsícem

    Kambuya kacho so a zvakaoma

  • @GivemoreSevenzo-xc1oy
    @GivemoreSevenzo-xc1oy Před 26 dny

    Apa hapana zvikutongwa hamuna chamoziva

  • @amaitee2477
    @amaitee2477 Před 28 dny

    Mambo ava havagone kutonga mhosva zvachose

  • @user-zz8hv7wc5h
    @user-zz8hv7wc5h Před měsícem +1

    Dzidzai kunamambo mutasa kuyananisa ndirini Dai ndachinja kwekunotongerwa ndaenda Kuna chigodora or mambo mutasa , mambo uyo hapana zviripo

    • @TheChekas
      @TheChekas Před měsícem

      Chigodora anongoendesa vanhu kun'anga dzake, iye haatongi chinhu

  • @TsungieSithole
    @TsungieSithole Před měsícem +1

    Chihure mchachirega washorei mkadzi wako akanaka kdai uchida mkadzi wasekru anetsvina chakashata icho chinoktadzisa ktsvakapako chiii chro uri mzaya

  • @clordiustswangi3856
    @clordiustswangi3856 Před 29 dny

    Imi sekuru munengani mudanga munhu muroi chaiye waamai

  • @miltonshumba8178
    @miltonshumba8178 Před 13 dny

    35.44 MIins mukadzi wasekuru wacho maiweeeeeeeee ana sekuru itai ma choice arinani vakukuru tibhadhariswe pane zvirinani

  • @AdmireNhumbe
    @AdmireNhumbe Před 23 dny

    Mambo ava ngavamboenda kuchikoro chekutonga nyaya

  • @NancyM-mj9pk
    @NancyM-mj9pk Před 28 dny

    Ko ivo mbuya vaibikawo mangayi kuma2 hr pamwe kurongerana shuwa

  • @user-th8vg5tr7i
    @user-th8vg5tr7i Před 6 dny

    Itii zvimwe zvacho so baba vari pa center I n'anga ere zvimwe zvacho ngavachigeza zvavo zvinotosemesa pamberi akambo ere😂😂 svina yoga yoga mune me rasta imomo nhamo yoga yoga

  • @user-fh3ny4iy5l
    @user-fh3ny4iy5l Před 27 dny

    Mmm asi vanhu vanotonga vakaenda kuchikoro here

  • @PrincessRugarezizhou
    @PrincessRugarezizhou Před 21 dnem

    Sekuru ava havachada mzukuru wavo

  • @Moniquechiqous8052
    @Moniquechiqous8052 Před měsícem

    Muuum veduwe zvakaoma shuwa zvorwadza kuitwa mzukuru nasekuru vanehudyire vasadero

  • @hardbietatendamusoni7281

    Nyaya haina humbowooo iyi...vatongi hapana zvozivikanwaa

  • @TichaonaMakopa-no7fr
    @TichaonaMakopa-no7fr Před 11 dny

    Hapana humbowo apo hamugoni kutonga

  • @user-kv4os3ne5c
    @user-kv4os3ne5c Před měsícem

    Kanopenga ako unoda kupiwa mombe 6 dzokuitaseyi

  • @user-mh1pg6yy6r
    @user-mh1pg6yy6r Před měsícem

    Mune hutsinye hamugoni kutonga iwe muzukuru chinyatso vashandira mbuya vako

  • @martinresipenuro7997
    @martinresipenuro7997 Před měsícem

    Sekuru avo vakadhakwa

  • @user-kn9jr9bg5n
    @user-kn9jr9bg5n Před měsícem

    Yaa chief ava hapana chinozikamwa cuz iye akaroora here first akuda mombe dzechihure chemukadzi i business iri

  • @Myprinceof
    @Myprinceof Před měsícem +3

    Beans yakadyiwa apo

    • @prosperplumbers5098
      @prosperplumbers5098 Před měsícem

      Beans yakatsotswa apa

    • @monicamtakwa3113
      @monicamtakwa3113 Před 26 dny

      Eheee kkk vakatopedza bhora chete mkadzi uyo ndiye akauraya bhasikoro nekupopotera murume achimutevera bt nhasi akuramba kuti handina kuita noise

  • @MunyaradziKaseke
    @MunyaradziKaseke Před 25 dny

    Panyaya iyi sabhuku ndodako cz kana iye akabhadharisa pasinozvinobatika ,saka mambo ndovangazodii? .Mukadzi wemuzukuru ndiye amira nemurume wake .afarira n'anga yabata maii