Velikost videa: 1280 X 720853 X 480640 X 360
Zobrazit ovladače přehrávání
Automatické přehrávání
Přehrát
Get in touch with us @+263 771 257 515+263 718 992 800+263 739 092 800
mambo avo pese pese vanenge vachingoda mbudzi kna mombe zvouya kwavari.komari yamukupihwa dxedare ishoma here nxaaa
Taura hako kuti varikuiisa Pai mombe dzacho nembudzi umm
Ko uyu atuka mudare hapana zvaitwa wani. Nyaya dzakadai dzoda, kutaurirana sevavakidzani mangwana ndiwe.
Mambo ava idyire
Well done chief
Ah ah ko zvokuri kumusha kwevana vangu
Ava Mambo vanongotonga nyaya idzi chete here while Mambo Mutasa varikugadzirisa ngozi dzevanhu
hakusi kwese kunoita ngozi..saka kana vanhu vasina kuuya ne nyaya dze ngozi unoda kuti vadi?
Fair judgement. Iye ngaavasungisewo kukuvadza mwana kwakaitwa.
Get in touch with us @
+263 771 257 515
+263 718 992 800
+263 739 092 800