UZUMBA: "Mukadzi Uyu iHure" Chikomba Chakati Mukadzi Wako Ndicharamba Ndichimunyenga Kusvika Ndaneta
Vložit
- čas přidán 8. 09. 2024
- By Bringing You News & Current Affairs Through Social Media, You Don’t Need To Wait For Your Grandchildren’s Questions To Remind You That You Should Have Paid More Attention To Current Events +263775964849
Join our WhatsApp group chat.whatsapp.com/KK2BOjfTaBD3xQHnIxkOGY
Mukoma Robert zvikaiwo kwa chief Nyashanu todawo nyaya dzeko ndatenda hangu
Kana munhu ambokumbira kugara ega mupei mvumo Mambo, ndopamunozonzwa kuti murume abaya mukadzi nebanga.
Murife run with your life ,iwarning iyi unouraiwa
Vakadzi chiii kuhura imi mune varume wenyu chii chakadaro chinenge ngozi regai muuraiwe zvorwadza
Hadzvadzi siyana nemukadzi uyu pamwe mwana uyo haazi vako zvonyadzisa
Morning
Ndaseka hangu dzikamai vakadzi musatinyadzise
Ngaaende kumusha kwake mukadzi uyu i hure
😢😢😢😢 Zvakaoma chaiko vakadzi marwadzo chaiwo
I am not taking side,but zvcney nekukanganisa kweuyu mukadz but vakadz let's learn to support each other,,mostly varume even vabhaiza vanovharirana ,vanosapotana guys let's not start nekujudger ,vakadz we go through a lot until munhu a decider kunyengwa,,hands kut nyengwai but ngatirege kudxkicrana pls,,
Chihera wataura Idi,varume ndivo vanopusha vakadz
Imi Mambo chero muchizotonga chikomba munhu ngaaende Kumba kwavo ko akaurayiwa kuhurirwa hakuzi easy mmmmm muchaitawo sechikomba icho imi
Pakaip kuda kutobaya munhu nebanga iwe uriwe wakamutorera mukadzi nyika yashata
Chokwadi masingle hapana chavarikudzidza kubva kuvanhu vari mumarriage humbwa hwega hwega,ukatamba nemunhu akaroorwa ziva kuti uchatsvagairwa chikomba.
Murume uyo ngaarege kubayiwa nebanga . Zvinorwadza. Handidi kuchema ini. Handina kuzvijaira ka. Uye pasi paoma apa kuchera
Usagare naye anonokudyisa uyo itobvapo uchitotsvaka mumwe. Mashoko emunhu uyo anoreva kuti anogona atoriye muridzi wemwana. Musiye aone kuti munhu anodiwa ari pamurume wake chete
Mawife material ari kuvhura hombe
Iwe chikomba siyana navakadzi vevamwe. Imi vakadzi vevanhu siyanai nekukwezva varume. Pamatauriro nemapfekero. Iwe murume wemumba, chengeta mudzimai wako zvakanaka asakushora.
Chief ava apana apana
Mambo kaaa saka mukanzwa kuti vanhu vaya vamakati dzokerai munogara mese vaurayana munoita sei haa ipapo chinjai tongero hapasi fair mukadzi ihure iro aifanira kumbodzekera kumba kwavo uzouya achitongwa Saturday
Let them Go separate ways till the next court date
Kushaya kurairwa here vakadzi dzidza kudzikama munhu
Vkadzi imi gutsikanai nevarume edu kuita chipfambi chinonyadzisa Kudai ....kunyadzisa zvakadai
Mutengero wenyu unokonzeresa kusasikirwa kwehupenyu kweumwe mukadzi uyo ngaabve kumba kwavo kwete kuramba takaturika mhosva pamnhu zvine makuva
Officer mukumonawo sei
Mamukawo sei pano pamba pedu
My home ground
Mukoma Robert pamberi nebasa renyu
Robert usapote uchitiunzira mamwe madare anaMambo vasingagoni kutonga,mukadzi akakwirwa neumwe murume onzi dzokera mufanogarama mesi,Imi
Haaaa ndakazobvuma in her voice 😂😂😂
Regai varume vahurirwe havatidi isu mvana
Inga anga achingodya bota wani kusvika munhu azvitakura.
Mambo inzwai nyaya yemwana vanhu avo ngavaparadzane
Vanhu kadzi chii zvinonyadzisa izvi
Chinomupa simba rokuda kurwisa muridzi wemukadzi chii, anodherera . Dare ngarimuripise zvakaomarara uye ngaiitwe police case .DNA pamwana uyu ngaiitwe .
Ukuhurirwa nemukadzi ukaramba wakagara ibva waziva kuti uribenzi remurume or wakadyiswa unoda kurutsiswa cz murume chaiye chaiye akahurirwa anoendesa mkadzi wake kwaakamutora,mahure ngaaende kudzimba dzavo vanohurira ikoko
Varume vapinda busy nevakadzi. Zvinhu zvinoshanduka sure.
Mjolo kuvakadzi vari mudzimba mmmm wanyanya
Taurai kuti ndiyo ine mari yawabhadhara .kuSummon kuti mari sei muchiwadza maSummon kuvarombo. Summon ravatezvara 20. Summon rechikomba 20. Summon rekugovana zvinhu 20 . Munhu akahurirwa ndiye osvetwa kudero
😭😭😭😭😭😭😭 Sorry mwana wamai vangu tracit
Ko kwedu ku Buhera kwa chief Nyashanu hakunawo nyaya here svikaiwo Ku Buhera
Varume varikutadza bonde here or havasi kupa vakadzi vavo bonde vachiwandira kuma gf or small house zvinozoita kuti vakadzi vavo vahure chii chaizvo chirikuitika mudzimba umu nhai.
Vanhu vakaitirana zvakadayi vanganzi vadzokere kunogara vose kanjani
Camera one angle only
Nyadzi dzinokunda rufu😂
Mjolo zvakaoma chokwadi ko modeiko imi mune varume venyu nhai
Murume wacho ihure futi,kwete kingoti vakadzi all the time nxcaa
Ndine mibvunzo, why is it that kuty vakadzi havatenderwi ma small house, asi varume vanotenderwa. Gender inequality. Hence or otherwise varikutonga ava vanogona chaizvo
Because varume ndivo vanobvisira vakadzi pfuma
Matadza mambo ko momumanikidzirei kuramba agere naye ndopaya pekuzopondana dai mati vaite separate why force things apa moudza mkadzi kuti hauna kutanga ndiwe kukanganisa nonsense, whom are u consoling here akatadzirwa ndiani makonewa shame .
Ma wife material muri kuzvifambisa
He he masinguru mahure ko varimudzimba madiii now zvinosvodesa izvi
Masingle haasi mahure wangu nekuti haana varume,varimudzimba ndiwo mahure
@@nomsanyika151 tinotukwa pese pese masinguru kunge tisu takabika chihure