DOTITO: Murume Wangu Arikudanana Nemukadzi Wenyu Sabhuku
Vložit
- čas přidán 8. 09. 2024
- By Bringing You News & Current Affairs Through Social Media, You Don’t Need To Wait For Your Grandchildren’s Questions To Remind You That You Should Have Paid More Attention To Current Events +263775964849
Join our WhatsApp group chat.whatsapp.com/KK2BOjfTaBD3xQHnIxkOGY
Iwe Sabhuku usangounganidze vakadzi iwe
Aaah inzara sabhuku havakwanisi kugutsa vakadzi 4 , aàah
😂😂😂😂 vakadzi 4 unovadii😂😂😂
Haaaa guys camera yenyu haifambe here kutevera height,imagine pakutora mhiko matiratidza midsection ya sabhuku,we expect better
Vakadzi ngavaripise mombe kt vadzidzise vamwe kt kuhura kwakaipa uyowo sabhuku vakadzi vakawandisa haasi kuita duties rake zvakazara saka vakutsvaga kumwe
Vakadzi vakawanda kudaro ndevei? Love yenyu zvinoreva kuti haizonyasokwana because you have to give it to multiple women. Makanzwa butter sabhuku. Makazviongorora mushe the other wives are doing it too!
Iwe madzimai 4 unomadii haus kuvagutsa rega vajoborwe 😂😂
Iwe sabhuku ukwane une chii iwwe uniita vakadzi 4 apa uri kuonekera nhamo kumeso kwako kwakatocheuruka kusazorwa mafuta pfutseke kuipa
😂😂😂😂
Waiti wakangwara vakadzi uchiita zvekuhoda pamba, chito tenda Tony ayi cover gap rawaisiya 😢
😂😂😂😂
Aaah vakuda kutopfuma nechihure chemukadzi 7 dzakawandisa
Dotito sando dzenyu muri vakuru vema svirori 😂
Mukadzi kuonda kudaro nxa kapenzi kemurume
Unogoti zuva rendisingakanganwi irondedzero here
Mangwanani mose vadikani
Madzimai 4 veduweeka
Nyaya yakanaka sabhuku muri kuziva kuti dotito ndekwe chihure imi mosvaka vakadzi 4 moisa pamba havasi kuguta bonde, makatsvaka vakadzi kuti muite business navo plus hauna kuroora futi vakadzi vacho
sabhuku vakadzi varikunhuwa nhamo apo mukutsvaka mari nedemo 😂
Vanhu vakangorima fodya vakutoita barika
Sabhuku vakadzi 4 unovadini hauvagutsi ndosaka vachikuhurira
Imagine. Basic thing, hembe yekupfeka chaiyo mkadzi haana. Nooo mhani
Zibuya strong
4 vakadzi unovaitisei nhai iwe benzi iwe. Havasi kugutaka unoita vakadzi 4 unovadii. Benzi remunhu musorobhangu. Uchatoita mari vakadzi vachihura uchiripisa zvikomba
Vakadzi havasi kuwana kwayo nababa shamwari mkadzi wese anoda nguva nemurume wako uuummm vako vakawandisa saka usachiva vana vevanhu pafeya rega vatsvake vabatsiri
Yaaah pakaipa
4 mmmmh mukoma murimurume
Sabuku hamusikugona kuchengeta mhuri. Mkadzi kuuya kudare nenight dress kushaya chekupfeka ikoko. Mambo baba avo hapana rudo. All he wants is to benefit mombe from chihure chemukadzi.
Boulourou niamde fi lo derele juju
Unovaitisei vakadzi 4 nhaiwe nyengerwa bcz vakadzi 4 vanokupa mari hr mwana mudiki adaro
Uri kuvashotesa (S) hondo vawandisa vakadzi unovapeyi nemwaka watiri
Bvunzawo hako...zvinobuda here
Kasabhuku kacho hakana kupfumbira basa nderekutsvaga vakadzi unofunga kuti ungavagutse bonde vese vari 4 here iwe apa mari hauna unosemesa haaa kuzvarira vana nhamo chaiko havambowane zvese zvakakwana zvavanoda saka rega vahure vagutswe kunze uko iwe uri dofo.
Ka Sabhuku aka irombe chairo vakadzi 4 unovadiyi maneeds and wants avo unogona kuuya kwanisa here ?Rega uhurirwe sitereki uri benzi ko zvirwere zvatekeshera izvi kusatya
Haaa sukha iwe kasabhuku unovadii vakadzi 4 at your age.Unogara paruzevha haishande uriwanga vakadzi vanoda maintenance.Zvimwe murikuzveshedzera matambudziko mega.What do you expect at your age kuita vakadzi 4.Vakadzi ivavo maybe vanotori ama 2000 futi kwana mhaniwe sabhuku.
4 in 1 ndovarume avo
Ngatichengetei vakadzi pliz ,ari munhamo
Magona Ishe. Vakadzi they are not innocent also. Ngavabgadhariswewo. Vanyanyawo vakadzi ava. Dai madzimambo ose vatanga kubhadharisawo vakadzi
Kubhadhariswei iye asiri kuguta bonde haa kugarira chipari che4 vakadzi apa unoita zvekurima garden dhemeti
Mombe7 haaaaa imika
Haa unopenga unovadii 4 vakadzi nzara iyi
4 vakadzi inzara yemboro
😂😂😂😂😂
Robert wakanakirwa ne dotito hauchabviko kkkkkkk
Dzidzisai masabhuku aya kupfeka pliz
4 vakadzi service yacho boe hre
Zhara ye(M)boro,4 against 1
😂😂😂😂😂😂😂😂😂
Hanzi ndine madzimai 4😂
Mhofu madiro enyu vakadzi aya minda yenyu mina iyo achapera kudyiwa ne mombe dzemuraini mandinyadzisa kumwe kurishaya bonde ravakafambira sabhuku wepi anoda vakadzi 4 at your age
Chihure tribe
4 vakadzi iwewe?
Ko zvima chain hobho hobho ndezvei
Vanenge vazvitenga pavanonotengesa fodya ka😂😂😂😂
Sabhuku kuhodha vakadzi munoti mabroiler here? Nezera iroro here
Ko iye ndi Sabhuku aienda kwa Sabhuku vapi ? Ko sekuru avo ndiyani? Im lost here.
Hure iHure chete kana shavi rabata anoHura chete no meter what kuwana nekusawana
Umm
4 vakadxi ndeweiko weduwee asi baba vane Mari hrc😂😂😂 ndiuyewo ndiite wechi5
Aaa my dear unoipanga yawakafamibira kkkk
😅😅😅😅@@angelinejeriwa9886
4😅
Iwe mambo dzidzisa vanhu avo chokwadi.In this generation hakuna anokwanisa kuchengeta vakadzi ivavo life is too expensive.Secondly mazuvano kwava ne human rights how do you control 4 wifes.Asi akavatora kuti atsvage mombo navo kani
Nceee 4 wifes for wat do u have money to feed them