Akabata Mukadzi wake Aine Chikomba Hanzi ndanga ndine Nzara
Vložit
- čas přidán 8. 09. 2023
- Chief Bushu Court diaries
A woman caught cheating is summoned to attend Traditional Court proceedings to testify on the matter reported by her husband in front of elders and his husband
Full story on the video
Remember to share like ad subscribe
Help us grow by donating in ash or kind
Contact us on +263719240609
#zimbabwe ##uebertangel#shortsfor you@youtube - Hudba
Haaaa vakadzi varimudzimba muriku performer yooooo isu masinguru titoriboe zvedu.
Taura hako
Uuuuuuuuuuum chihure chanyanya veduweeee high percentage yemuma marriage chihure
Pamwe vakaputa vachidedza Zita remurume uyo shuwa kuti vapihwewo kamari, its true zvataurwa nemuridzi wemukadzi kuti this woman haabve pamba pangu, I think anotochiva zvinoita baba avo kumba kwavo, nekuda kwenhamonakavadedza nemushonga that's why zvabatwa fast .
Bushu😂😂😂😂😂
𝑪𝒉𝒊𝒉𝒖𝒓𝒆 𝒄𝒉𝒂𝒏𝒚𝒂𝒏𝒚𝒂
Ummmm chief vanhu Ava kuhura here kana Kuda mombe chihure myanyanya mudunhu menyu
Mambo wema bhishu
Umm chihure hachiperi sekuona kwangu vakadzi ngawaripiswewo kana mombe mbiri nekuti wacharamba wachihura kuti waise upfumi mumba plz ana mambo ripisai vakadzi awo
Nzara kuseni so? Ko adya ndiani😅😅😅
Tuvakadzi utwu tumburu chaitwo . Ritori basa chairo.. kutsvaga kuwana pfuma nenzira dzisizvo . Chitsotsi chimurume icho chimuridzi chemukadzi 😅
😂😂😂nzara
Akadii kudya sadza rakawandisa kuti apedze NZARA yacho
Sei dare risina order iri vanhu vanongofamba
😂😅😅😂😂😮😮
Umm chihure chawandisa muZimbabwe, inga zvakawoma.
Hakuna mabsa
@@KuzivaFaka-bt7hqhakuna mabasa? Saka pane wawanzwa achiti ndakaitira mari?
Chihure chikuitwa nevanhu vasiri kumabasa chete nhai? Kumabasa havasi kuhura zvavo hanty?
Analysis yako yakadhakwa!!
@@shingiraitrevormboto2105 dako iwe hauzive here kuty poverty yakavepo inoterana nechihure ....enda unoona maghost town ese kuty vakurarama cey
@@KuzivaFaka-bt7hq saka zvekutuka zvabvepi?
Apo unenge wakazvariswa kubvisirwa pfuma hauna zvisingaite siyayi pane kuita chihure uine wauri kuti murume
Nzara yeyi munhu anzi akabva kupihwa 3days ago, uuuummmm inyaya yechihure chekutopihwa mari chaiko kuti vararame not kunzi varikushota bota kwete
Gadzirirai nyasha ye noise program takanamata chose
Why muchiburitsa nyaya dzaka buritswa newamwe kudhara.
Tese tine nzara
3wks
Why chichinyanyira kwachief Ava chihure
Kkkkkkkkk. Baba ava ibenzi ungaronda munhu kudaro? Tibvirepo
Asi kudii? Saka dai asina kudaro chokwadi chaibuda here?
The guy us a good investigator and anoziva kuisa munhu pacorner kusvika chokwadi chabuda.
Mukosho wako ndiwe rimwe zihure muchamama zvenyu
@@MuchiemanNyakuromba I don't argue with fools like you m
Nyaya yekuripisa iyi yakutoita kuti varume vaite mari
Kwazvoo!! Inenge yauya yegazve!
Vakadzi i dont kuti chii
Hapana chakaipa sei futi
Yah tirikuda kuona pawaitira mupfekere machira kuzasi amai😂
Karumaduri bvunduke