Thank Mambo matonga zvakanaka ngavaende naye kumba kwavo vatevedzere murau kwete kungokanganisa vana vevanhu vachingo dumper. Mukomana uyu its illega for him to think anofungirwa nevabereki vake.
Dare iri harina chariri kuziva panyaya iyi murikuisa pressure pamukomana chipfambi changa chichiitwa nevanhu ava, track the story as it is apa mambo nemakurukota matadza
Panashe was wrong kutizira munhu asingamudi. She was wrong telling the guy kurwadziwa kwake nekubiswa humhandara, Panashe will never forget those words.
This lady was honest. Zvirinane kubuda pachena musati matorana they you decide the way foward pane kuzoziva zvakavanzika mave mumba. Udzwa zviripo then you decide.
@@godwinchiutsi9183she never told b4 ,Dai akandiudza ndaisamboenderera mberi....alatondiudza aona someone's pic in my phone lol I think aitoda kundirwadzisa en
@@panashechristian4476 it's sad kana zvakadaro my brother. I thought she told you everything before madanana. Surely munhu akazvibata haaite vakomana hobho so. Uye akashayawo anomuperekedza here. Maybe vaiziva hunhu hwake. Iyo dhuku yakasungwa iyo you will not be surprised kuri kuvhara kashavi kanobuda kasina kunaka.
Mkoma Neshamba makaoma masvika kumakomoyo ndokumusha kwangu pamusoro pedzimba. Dza chief Sanyamaropa ndiri kukuonai ndiri ku Botswana
vana ava vanodanana dambudziko vabereki veukomana ,kumubvisa kubasa kuunza kuvabereki kuda musikana wake
Panzi dare simudzai maoko Natasha abva asimudza ruoko radzikiswa nababa fast fast 😂😂😂😂
Thank Mambo matonga zvakanaka ngavaende naye kumba kwavo vatevedzere murau kwete kungokanganisa vana vevanhu vachingo dumper. Mukomana uyu its illega for him to think anofungirwa nevabereki vake.
Yaaaaaa zvekuti wakavhurwa nanhingi kana nhingi hazvitaurwe,especially uchiudza munhu asina waakambovhura haaaaaa nooò
😂😂😂
@@marthadzonga 🤣🤣🤣🤣🤣sure
TirikuBulawayo thanx neshamba
Mpfana uyo akazvinyadzisa mahara kut atora munhu asiri mhandara 😂😂😂 aifana kutora bby iro zvqanenge munhu musvinu
😂😂😂😂😅😅😅huya titambe tese tironge displinary community tidzidzise vanhu hunju 😂😂😂😂 kwanzi ndakarova
Musamanikidza kuroora joki kurara nemunhu harisi jere varume musatijairira musingaraire vana
.hapana kana dzidziso zvachose
Murume is very cool hazviite kuti aroore kakadzi kakangwarisa kudai , plus kurohwa kwaakamboitwa nemadzisekuru nemukadzi zvadhakwa
Thank u man
Mkomana uyo akaoma msoro uyo kuita kunge kadhara zera racho kutanga kuunganidza vanhu vakuru nenyaya dzepwere idzi 😂😂😂😂
This man is a player mbavha yemunhu
Hatimisi vanhu isu tinotibura vanhu😅😅😅😢
Mambo mabata basa nemazvo zvisina ruzha mudhunu pasina aripiswa zvisina maturo asi pashanda idi
Dankie Dremas Media
Kkkkk word rakaudzwa mface uyu musarijairire Imi vamwe masingle mom now bcz of that word 💔💔💔💔
Very very tru
Nhasi rave rimwe zuva Drewmas media taking us to another level
Baba Mandiopera kwakukura sure hanzi taida kuziva kuti ane nhumbu here
Vasikana vakavanda vanotizira vasina kuperekedzwa vani
Vamwe vaduku ava havazivi zvavanoita uye havazivi love.
Mkomana uyo haafe akaroora coz anotya vabereki vanomutongera
Mambo marerekera kumukadzi musikana aienderei kumba komukomana
Mufana uyo asapedzere changamire nedare time mahara, Babe anorida but anodhomoka. Vabereki ngavasiyane nayo iyi vana vadanane
Saka kupemberera kurambana kuri papi apa handina kupaonawo ini maybe handina kunzwisisa zvataurwa padare
It's acsent for me 😂😂😂Samanyika woooyeeee
Kwasekuru kunoda samukuru here? Kana wariwo tezvara zvinoitwa . Asiwo musikana aifanirwa kuenda nasomeone kuti zviite chiremera uye anondoudza vamwe kuti muchindiona kudai mwanasikana wenyu aenda kumurume kunonzi kwanhingi vanoera mutupo upi. Ndochivanhu chaicho. Though zvakaresveka hazvo chigadzirisai kuti mhuri iyi igare zvakanaka
Mambo matonga kwazvo. You have wisdom. Musajairira vana vevanhu nekuvatambisa.
Handina kumbomutambisa lol buh eish
@@panashechristian4476 my sincere advice Panashe. Don't sleep around usati wave shuwa kuti woda kumutora. Unozvitorera minyama isina basa. Dai musina kurara mose haaiita simba rose iro. Matorara mose matochatisana saka kupesana kwacho ihondo chaiyo inogona kukonzeresa zvakaipisisa.
Isu kare taiti tisati taroorana handei kuhama dzako nedzangu, todzidzana muchionesana. Mhosho dzemunhu hautadzi kudzinzwa mukufambidzana imomo.
Vamwe vanotouya kwauri vachikuudza kuti ummm apo siyana napo .
Vanasikana vanoparira yoo ugataure zvevakomana wavakadanana navo kune waugere naye unopenga iwe haufunge iwe
Ko vanhu kudzvova kwavanoita kana munhu ataura 😂😂ndirini ndoramwa ini ndakaenda kumba 🙄
Baba ve mukomana hapana zvinozikanwa
Mkoma haasikuda mukadzi kubva zvaakataura kuti Panashe ari worse uye kutya kti anogona kufa .
Ko song yaiswa kwekupedzesera nhym 😂😂😂 iiii
Ndanzwa nezvimunya
cry my beloved Nyanga.
Ndakavatiburatibura😂😂😂😂😂
Waridzi wemwana sikana wanofanirwa kupiwa mombe yekutambisirwa mwana
Drewmas Media taking you to another level 🔥🔥🔥🔥🔥
Vabereki vaida Mwana atange ashande other wise vaña vaidanana
Haaa vapfanha ama 2k ava vachatinetsa ava. Vanoda kurohwa ava
dare ranga riri one side,koo iro hure iro richiparidza hobho yevakomana awo karara nawo zvikanaka here
Problem kunetsana mumba kunokonzera kuti mukadzi ataure zvisina basa
Sometimes anenge achitonyepa hake mukafzi uyu kuda kurwadzisa mirume
Haaaaa zvimwe hazvitaurwe murelationship veduwee even varume zvimwe nyararaiwo
Natasha Natasha Natasha uri munhu webishu🤣🤣🤣
Shuwa kkk ziso rake arikungotarisa tarisa 😂
zvimwe zvinhu hazvitaurwe panashe zvekubviswa humhandara avo sekuru vano behavour semwana mudiki
Baba ndimavhiya mbudzi
♥️🔥
Kumba kwedu uko
😂😂😂baba vemukomana dambudziko
Nhasi rava rimwe zuva 😊
😂😂kutibura tibura
Vakadzi musadaro imi
Thats song for me
Is it force matter to love someone.
Musikana uyo haaaite mashoko aakataura anorambanisa
😅😅😅😅😅😅😅,,,,,,Kupemberera chishona chakadzama.Kuunganira kurambana 😅😅😅😅😅😅😅😅😊😅
Mukomana haana kutora mudzimai, mudzimai akazviunza kumba kweuyu mdara Mandiopera ari ryt, ndogona kutoti pangu unouya nemuface wako totaura kana watadza kuuya Nehanda dzako Koo ndikatambira muskana mkomana oti ndewenyu ndodiii manje
Can l have the name of chief nyamaropa
But imimurivanasekuruka imi hamusi vanababa vanoita zvibinge
Ndanonoka nhasi ndozoona munya
I was waiting for ( kupembera kurambana) part i didn't see it🤔
Ndapashayawo ini. Title is misleading. Asi tikagara gara, mfanha akafa focus uyo.
Zvokonzera kuti next time we ignore the news coz we Wil lack trust on the headlines
Misleading tittle zveshuwa aaaah
Vabereki ndovane nyaya kufurira mwana
Kababa ako kamukono ketsambarafuta
Panashe ne vabereki vake musadaro ,zvinowanikwa.Pakurai zviri fair
Samandiopera ungoparadza imhutsi
wabereki wemukomana imbwa hawana hunhu
Panashe anoda mukadzi wake, but ari kutya vabereki vake
Yatongwa zvakanaka iyi
Chokwadi ratova rimwe zuva mufunge hazvidi kufunga makore acho akumhanya
Ngaaripe mombe chaidzo kwete kuda kushandisa mwana wevanhu
Kkklkkklkk ahhh nekupora kwakaita mukomana uyu kana chipurisa chacho unozochigona here
Handisi mupurisa in kungovhurikawo kwawaita baba ava too much exegerations
@@panashechristian4476 inga zvakanzi ari kutraining wani gadhijeri hameno
Kungovhurikawo kwakewo hake
This court is not organised 🤔🤔
Vana mambo hamugoni kutonga munorerekera divi uye kunonzi kutambisa chii iye akatobviswa umhandara kare
Makamboona kupi munhu anotizira ari 1 pasina ana tete kana mbuya?
Trainee bishu
But maifanira kumupa mkana sezvinoita amwe machief coz ataura nhau yepoison so thats why ati mandiisa pakati coz mnhu anenge achida kutsanangura and dare renyu harina order munhu wese anotonga
Psnashe a oita seakapusa , nyaya yacho inongotenderera haina direction, ungati hauna kunwa mkaka ukaguta aaah
Maswera sei pano
Hongu. Mukomana aisava nemvumo yekugara nemwana wevanhu. Hazvina nharo izvo. Asi ko iye musikana aive nemvumo here yekushanyira mukomana kwaanga ari? Achinodii ikoko?
Hameno kaa ndimi henyu munoita ma sleep over kaa
@@maiyeukai9346 hakuna chinonzi sleep over kuchivanhu netsika dzedu dzakachena. Kana chiriko ndiudzeiwo zita racho rechishona.
Natasha, these are the consequences of forcing yourself on someone.
Ivo vana natasha mahure seiii? Vanohura kunge nhoziiiii😮
@@maiyeukai9346kkkkk
Qality sound ndatenda hangu rambai muchitipa zvimwe
Then ,then
Samandiopera so ka. Kkkk
Haaa uko enda wakashinga ukaona yapindirwa nematete potaurwa zvemushonga siya unokuvànzwa unogadzirwa
Kuswera
Dare iri harina chariri kuziva panyaya iyi murikuisa pressure pamukomana chipfambi changa chichiitwa nevanhu ava, track the story as it is apa mambo nemakurukota matadza
Mambo matonga zvakanaka
Ama 2k
Natasha uri bishu 😅
Panashe akaoma
Vatongi ava are very wise Chigoro must copy and paste
Munhu ari pa training anorara sei nemukadzi
🤣🤣🤣🤣kutadza nei nhy veduweee 🤔🚶♂️🚶♂️
Wakamutorei uchiona kutiaka vhurwa vasina kuvhurwa wakangawashaya
I wasn't have problem nazvo handina kumbomubvunza over tt issue ,bt since ndisina kubvunza aisafaniro kundiudza
😢
😅
Natasha n panashe
😮 haa zvima 2000 hazvizivi chinonzi rudo uye zvinyaya zvacho hazvina mhino
Kungomanyira kudisher nekudya bota 😂😂
Mhoroi Drumas media
Mukomana itsotsi haachadiii musikana kuda kushandisa mwana
Kkkkkkk zvakaoma
Drewmas Media taking you to another level ❤
Panashe was wrong kutizira munhu asingamudi. She was wrong telling the guy kurwadziwa kwake nekubiswa humhandara, Panashe will never forget those words.
This lady was honest. Zvirinane kubuda pachena musati matorana they you decide the way foward pane kuzoziva zvakavanzika mave mumba. Udzwa zviripo then you decide.
@@godwinchiutsi9183she never told b4 ,Dai akandiudza ndaisamboenderera mberi....alatondiudza aona someone's pic in my phone lol I think aitoda kundirwadzisa en
@@panashechristian4476 it's sad kana zvakadaro my brother. I thought she told you everything before madanana. Surely munhu akazvibata haaite vakomana hobho so. Uye akashayawo anomuperekedza here. Maybe vaiziva hunhu hwake. Iyo dhuku yakasungwa iyo you will not be surprised kuri kuvhara kashavi kanobuda kasina kunaka.