Komentáře •

  • @tinashe_s_rupert
    @tinashe_s_rupert Před 11 měsíci +4

    I like this chief. He is wise. He takes his time to gather all facts. Havamhanyi mhanyi kupopotera vanhu or talking about his power and all. I see a Solomon in him. Dai mawedzerwa makore ekurarama muchitonga zvakanaka Chief Mutasa🙏🏾

  • @samuelngirazi9636
    @samuelngirazi9636 Před rokem +17

    Ndiko kuti Chief uku, muudze Headman Chigodora vatore manotes. Mhosva hadzitongwi with emotions, ngavanzwe matauriro ari kuitwa pano nachief ava

  • @tauraitawandakwenda4623
    @tauraitawandakwenda4623 Před 10 měsíci +3

    Can someone advise me qualifications and age yaMambo Mutasa. This chap's wisdom is amazing. The way he probes issues and draws conclusions , l am marveled. This is a justice delivery system that is yearned by the nation at large.

  • @Karanganda
    @Karanganda Před rokem +15

    Ndiyani unoite Jeeh rakadaro nyaya idzi dzaifanira kutanga kubuda mangwana zvichienda mberi😮

  • @memorytukuta6899
    @memorytukuta6899 Před rokem +5

    Wisdom never fails, well done Chief Mutasa..your reign shall forever be remembered

  • @praisekuwaza5673
    @praisekuwaza5673 Před 11 měsíci +3

    Very intelligent mambo Mutasa.More intelligent than mamwe madzimambo.proud of u.mune chikoro

  • @godwinchiutsi9183
    @godwinchiutsi9183 Před rokem +8

    This chief is wise. This is my first time to hear this chief giving judgement. No vaivepi Mambo ava.

  • @oliviajestin9589
    @oliviajestin9589 Před rokem +7

    Chief makadzidza shame keep it up madzimambo mazhinji haana chikoro kungori kuteera ushe nekuti ndehwedzinza reasoning capacity zero IWE WOTI KWETE!!!!!

  • @tamiranashemupinda-ls7yd

    Tauriraiwo chief chigodora kutongwa kunoitwa nyaya...

    • @SokoMkanya2
      @SokoMkanya2 Před rokem +2

      kkkkkkk chigodoro anofurirwa nana magirazi kkk

  • @babava2263
    @babava2263 Před 11 měsíci +3

    This Chief is very level headed. Shows that he has a good grasp of law. His judgements are fair and reasonable. Not too harsh saHeadman Chigodora naChief Bushu.

  • @TM-iz2ku
    @TM-iz2ku Před rokem +5

    Very wise chief una dzidzisawo Chigodora akangongwarira kuripisa

    • @chaz7333
      @chaz7333 Před rokem +1

      😂😂😂😂 Chigodora zvinoti nemaberewere vaka zhandukira, nekuda mari

  • @sandrataderera3546
    @sandrataderera3546 Před rokem +3

    this chief guy is so intelligent,and anotaura zvinhu zvine ka that soo

  • @noeljchizaza9976
    @noeljchizaza9976 Před rokem +4

    Samanyika never disappoints. Nekachibgezi ipopo. Impressed my chief

  • @wisdommuungani4176
    @wisdommuungani4176 Před rokem +4

    Long live my chief. You have the Wisdom to lead

  • @jobergemushayi6570
    @jobergemushayi6570 Před rokem +3

    SENIOR LECTURER, MAMBO Mutasa munotonga muchidzidzisa

  • @pmupukuta1182
    @pmupukuta1182 Před rokem +1

    Chief vanotonga neungwaru ava no wonder why vakaona zvakakodzera kuti vayitwe chief. He has got leadership qualities and wisdom x

  • @talentkasai7810
    @talentkasai7810 Před rokem +1

    Big up chief and your followers👏👏👏

  • @MarthaMapako
    @MarthaMapako Před měsícem +1

    Mambo mutasa ngavaite president please mambo ava is so humble and wise ndinova mambo ava vanondigonera zvangu ini

    • @MarthaMapako
      @MarthaMapako Před měsícem +1

      Mambo Mutasa mambo asingatandavari vakachekwa zuva rikaora muri mambo zveshuwa ndokufarirai mambo munondigonera zvemhando yepamusorosoro

  • @fungaimunjanganja3001
    @fungaimunjanganja3001 Před rokem +3

    .ndazofara panzu namambo totanga tagadzirisa boundery .... long live chieff mutasa. Mudeedze aChigodora kana muchitonga adzidze 1 or 2 things ... nokuti kwachigodora pangadai patonzi 20 iwe 20 yedare sabhuku mumwe nemumwe 20 ... then ozotarisa kuti anganhotsitsirirwa nenyaya ndiani onzi tora munda ... haaaai bodo .... chigodora anotonga nechizivano ... ndosaka matare ake asingaperi munhu akungoziva kuti ndikangozviita victim ndatohwina kwaChigodora of which some are not really victims , the victims are left to suffer.

  • @archanachipy4989
    @archanachipy4989 Před rokem +2

    Chief Mutasa vakadya mabhuku Chigodora weeee kopawo Dhoiri rakanaka cz pamwe pacho muriCorrupt, vaMutasa thumbs up

  • @KreativeStudiosMovies
    @KreativeStudiosMovies Před rokem +14

    Wise words from the Chief. 👏👏

  • @briankudzaimukono227
    @briankudzaimukono227 Před rokem +4

    Nharaunda ngadzivake maShed ekuitira matare. Learn from Chief Marange.

  • @kueboymusicofficial6842
    @kueboymusicofficial6842 Před rokem +1

    Thats my Chief... Ndiko kwedu ikoko kwaMutasa..

  • @user-dx5bd6he6y
    @user-dx5bd6he6y Před 5 měsíci +1

    Tipei more zveiudare raChief Mutasa

  • @desdazdb
    @desdazdb Před rokem +4

    Asi ava vakapamhidzira nzvimbo vega. I find ambuya very correct in her plight.

  • @Olcool
    @Olcool Před rokem +3

    Nyaya yatongwa zvakanaka iyi. Chief Mutasa vagona. Masabhuku madiki anombonetsana nemhaka yei. kude ukuru here kuzorwira vanhu

  • @kennethmukwena2780
    @kennethmukwena2780 Před rokem +2

    Chief is full of wisdom

  • @dorcasmushango4713
    @dorcasmushango4713 Před rokem +7

    This mambo is wise

    • @rolandmoyo-yy3ok
      @rolandmoyo-yy3ok Před rokem +1

      Taura zvako, that's very true. Mambo ava vakarongeka, vanogona kuenzanisa vanhu vavo.

  • @leahfauconier9275
    @leahfauconier9275 Před rokem +1

    Ndiwo Mambo wangu iyeye. Thanks chief

  • @easternkimba2753
    @easternkimba2753 Před rokem +2

    Well done Mambo

  • @jacobmoore1438
    @jacobmoore1438 Před rokem +2

    Mutasa is better than chogodora

  • @perpetualmarimbire176
    @perpetualmarimbire176 Před rokem +1

    Oh yes kumba kwangu paManica bridge we never doubt you hedu Mambo Mutasa

  • @chelseamutasa3918
    @chelseamutasa3918 Před rokem +1

    Well done chief👏🏻

  • @hazeljanuary3333
    @hazeljanuary3333 Před 4 měsíci

    Spot on wise chief.

  • @paidamoyomundondo9083
    @paidamoyomundondo9083 Před rokem +1

    Big up to the chief. Very wise

  • @fortunatemuchekadzese1939

    BabaTaps murisei zvenyu kuriseiwo ikoko nhasi ❤❤❤

  • @monnietaah9583
    @monnietaah9583 Před rokem

    SaMutasa mambo wangu 🔥🔥🔥

  • @Ndini172
    @Ndini172 Před 7 měsíci

    Yeah Chief vanoziva ava vanotonga zvine huchenjeri vakadzikamira vasingatyise vanhu. Kunzi Chief or Headman azvina kunzi vhundusira vanhu. Kumwe kuya nyaya inotongwa wakatopedzwa newe kare uye mari yedare ndiyo inokosheswa

  • @ashygrace2956
    @ashygrace2956 Před rokem +1

    Tadzoka tadzoka karanganda woyeee mayingepo ereeeee

  • @normnetmandiyanike
    @normnetmandiyanike Před rokem

    We ae proud of u chief mutasa kwedu uko kwamutasaa munotonga zvenyu zvine uchenjeri

  • @ediasblue905
    @ediasblue905 Před rokem +1

    Ndokuti mutungamiri uku kwete zvana chigodora

  • @jennymusindo9089
    @jennymusindo9089 Před rokem

    Long live Chief Mutasa weldone mune chikoro

  • @faraibishi4390
    @faraibishi4390 Před rokem +1

    Ava Mambo ndivo vane Wisdom pakati paamwe. Neat Job Fair, not forgetting vadhare vavo

  • @ericnyazika
    @ericnyazika Před 11 měsíci

    True leadership may God bless this man

  • @plumbingmaintenance2385

    Great words mambo

  • @preciousmashozhera6384
    @preciousmashozhera6384 Před 11 měsíci

    Imi chief I salute kwete zvana Chigodora

  • @andrewsimaila1556
    @andrewsimaila1556 Před 9 měsíci

    Wise from the east, one mambo anotanga ne kupedza dare rake ega

  • @linnetgambura9943
    @linnetgambura9943 Před rokem

    Hayiwa muri kudzifambira dzese Karaganda 👏👏 kuti chuuuu

  • @ellisonmadenyika4239
    @ellisonmadenyika4239 Před 4 měsíci

    EXACTLY ZVIRIKUITWA NE HURUMENDE YE ZANUPF PA 2ND MURAMBATSVINA 😢 KU MASVINGO

  • @tichaonamutize9183
    @tichaonamutize9183 Před rokem

    Thank you, Chief!

  • @dhobhagondo1776
    @dhobhagondo1776 Před rokem

    Mambo you are very intelligent

  • @cephashowera9249
    @cephashowera9249 Před rokem +1

    My Chief long live.

    • @suechiks1581
      @suechiks1581 Před 6 měsíci

      Hi mhai munozivawo the contact to report a case kwachief Mutasa please

  • @user-ud7rl3nw9t
    @user-ud7rl3nw9t Před rokem +1

    Anotonga mambo uyu zvemhando yepamusoro

  • @rachelchafachaipa7451
    @rachelchafachaipa7451 Před rokem +1

    Asi vanofanira kugara pasi I kuramba wakamira kunorwadza senge vanhu vakuru

  • @murefuallen3738
    @murefuallen3738 Před rokem +1

    My chief

  • @innocentchareka
    @innocentchareka Před rokem +1

    Mambo vanogona big upp

  • @carolinemutasa5489
    @carolinemutasa5489 Před rokem +1

    Mambo Mutasa very wise

  • @chingombedaries
    @chingombedaries Před rokem

    Waiveko here😂

  • @nyashanyahwema9355
    @nyashanyahwema9355 Před 11 měsíci

    Smartest chief damn wise

  • @user-ks1nw8qh7g
    @user-ks1nw8qh7g Před 11 měsíci

    Tine dambudziko rakadai KwaRuzane ward mudunhu rekwa Negombwe Village. Phillip Negombwe unoda kutitorera muda wasekuru Wedu.

  • @martinkufa459
    @martinkufa459 Před rokem

    Waaaaw ndokuti chief ❤

  • @ashygrace2956
    @ashygrace2956 Před rokem +2

    Tisu anhu achooo taapo ngepako garepoooooo

  • @wilmarmarara2448
    @wilmarmarara2448 Před rokem

    Mwari mubatsiri wedu .my home place ❤

  • @EdsonChirove-nq1gz
    @EdsonChirove-nq1gz Před 11 měsíci

    Mambo Ava ndivo chaivo wedzerwai makore ekurarama

  • @mainstaymediapro
    @mainstaymediapro Před rokem

    eheezve woramba papi kuti wasu is educated ...izwa mitemo ikutaurwa apa nechingezi ....big up Chief Mutasa

  • @tatendarobsongova7587

    Mambo matonga henyu asi mubvunzo wamunofanira kubvunza ndeuyu..... sabhuku akazopa ava land yambuya vava ndeupi... sèi nhasi munda uyu vane 2 masabhuku sei iwo wakambopihwa naSabhuku umwe chete. Mambo miganhu yedunhu renyu ndimi motogadzirisa. Masabhuku afoira apa

  • @kueboymusicofficial6842
    @kueboymusicofficial6842 Před rokem +1

    Kkkkk vamwe murikuti matare ndeechivanhu haafaniri kutaura chirungu, but. Matraditional chiefs vatori ne act yavo muconstitution so vanotopihwa maguidelines akutonga nawo vachidzidziswa mabatiro avo. Then vamwe makuti pakudawo courtroom kana shade ko handicho fut chirungu chacho hr kkk ska toita zvipi manje

  • @nicholasfungurani9677
    @nicholasfungurani9677 Před měsícem

    Mambo Mutasa imbotoraiwo anaChigodora vauye vazogara mudare vachinzwa kutonga kune hungwaru. AnaChigodora vangadai vatoti handei kwaTasvu or kutoudza vamwe kuti hamunditeerere ndaakuzvirega.

  • @nicholasfungurani9677
    @nicholasfungurani9677 Před měsícem

    Mazvionaka kuti vanhu vaitiza magandanga ndiwo aitoshungurudza vanhu. Mbuya avo pamwe vakatotiza kubatwa chibharo

  • @afronews7034
    @afronews7034 Před rokem

    Heis eloquent and young ithas to be square nazim prez 🧒 also madhararetire mese

  • @jestinamagutakuwona2061
    @jestinamagutakuwona2061 Před rokem +1

    Mambo murikutonga far ndinemi ndakateerera

  • @jones1oo7
    @jones1oo7 Před 8 měsíci

    Machief chaiwo chaiwo ndiyaya...dzoziva idzi.

  • @shepherdmumbure2839
    @shepherdmumbure2839 Před 11 měsíci

    kutonga zvineuchenjeri Mambo

  • @rachelchafachaipa7451

    Ava vanogona vakatsiga zvavo mambo Havana dzungu

  • @suechiks1581
    @suechiks1581 Před 6 měsíci

    How can someone report a case kwachief Mutasa please

  • @zvikomatondo
    @zvikomatondo Před rokem

    Pane mungezi here wemuri kutaurira NeChizenzi ipapo pamuri Chief Mutasa.Ngati kurudzire chivanhu chedu.Ngatikurudzire rurimi rwamai vedu.Mukaenda kuLondon kana kuNew York hamumbofi makanzwa varungu vachitaura nevamwe vavo ikoko muchiVemba,Ndebele, Shona kana Chinese .Vanotaura nechirudzi chavo.

  • @mercysibangani201
    @mercysibangani201 Před rokem +1

    ♥️♥️♥️

  • @user-ei6ic1mi1f
    @user-ei6ic1mi1f Před rokem

    Jeeh ragona zvaro ndanga ndakamirira nyaya nesimba ,deno ma Chief ose vaibudisawo matongero avo

  • @zakaryzakary1850
    @zakaryzakary1850 Před rokem

    Panenyaya dzekuvurawa kwevanhu dzavharwa apa. Hazvina kutanga nhasi zvelong sleeve neshort sleeve izvi

  • @tinotendamanata6884
    @tinotendamanata6884 Před 11 měsíci

    Mambo manyama 🔥🔥🔥

  • @ngonievumbunu2700
    @ngonievumbunu2700 Před rokem

    mambo mutasa vanotonga neuchenjeri ava, komborerwai imi

  • @sibombawa9678
    @sibombawa9678 Před rokem +1

    My Home Area ,, kwaMutasa

    • @monnietaah9583
      @monnietaah9583 Před rokem

      Homela. Ndinobvawo kwa Mutasa ku bhuku raChijara

  • @thinkwellmanzou1515
    @thinkwellmanzou1515 Před rokem

    Chief Manyama..
    Chivakisaiwo Court Room like zviri kwa Chief Marange and Chief Zimunya

  • @mrubheeconstruction6360
    @mrubheeconstruction6360 Před 10 měsíci +1

    Mamboo mutasaa

  • @sqrd3536
    @sqrd3536 Před 11 měsíci

    One piece of land with two maSabhuku? Mbuya ngava chisiya.
    Land issue is a serious headache and getting worse.

  • @user-qu5ro3qd6o
    @user-qu5ro3qd6o Před 10 měsíci

    fair judgement shumba

  • @mariafinafina315
    @mariafinafina315 Před 2 měsíci

    Ko kusimawo miti panzvimbo yedare hazvigoni here pane kuunganira tumiti 5

  • @tatendasaungweme1832
    @tatendasaungweme1832 Před rokem +1

    Chief manyama.....home area takaenda ❤❤❤

  • @annahmugabeshallot
    @annahmugabeshallot Před 10 měsíci

    Cheaf makapedza masports

  • @erinanyamunokora6365
    @erinanyamunokora6365 Před 10 měsíci

    Ndokumbirawo number dzaChief

  • @overtonchikwakwa6288
    @overtonchikwakwa6288 Před rokem

    Mambo awo wanogona kutongakwete waya vekwaChigodaro wanotuka vanhu nekukata munhu asati apedza kutaura awa wanogona

  • @nondochirau9664
    @nondochirau9664 Před rokem

    BaTaps woyeee

  • @afronews7034
    @afronews7034 Před rokem

    Classy dare ma armed chairs nachief wechidiki sa shava nyamaropa

  • @givemore1000
    @givemore1000 Před rokem

    Idofo mambo avo

  • @dennisnyadundu288
    @dennisnyadundu288 Před rokem

    mambo vashandisa wisdom apa

  • @gb6926
    @gb6926 Před 11 měsíci

    Chief vanovhiringidza munhu anenyaya

  • @tatendaelishakanyama4049
    @tatendaelishakanyama4049 Před 3 měsíci

    Mukuru wakadzidza uyu

  • @NomakhosiMasekesa
    @NomakhosiMasekesa Před měsícem

    👏👏👏

  • @alphahavadi4711
    @alphahavadi4711 Před rokem +1

    Tiripo mambo kuti chuu

  • @preciousmashozhera6384
    @preciousmashozhera6384 Před 11 měsíci

    Munondifadza Chief