Zvakaoma hazvo varume ava kana vasisakude vanokuita yese yese amai hupenyu ndahwamwari musarwise henyu mhinduro yamwari inononoka asi 1 day is 1 day ichauya chete😢
Asi varume mune chitrma kuna mwari.ko kana waroora mukadzi wako kuzoshungurudza mukadzi awakatanga naye musha.😢 so sad varume musadaro.mai ava vakatosakara kuratidza kuti havana kuchengeteka.
I love the way Mambo yavasingade domestic violence at all...pamberi na Mambo
Matonga ZVAKANAKA MAMBO MWARI NGAKUPEI MAZUVA NEMAKORE AKAWANDA MUCHITONGA💙💙💙💙💙
Barika barika maOne hazvibude
Well done Mambo ndokunonzi kutonga uku varume vari kudherera vakadzi zvakanyanya
Well done mambo
Guyz dare iri rine very intelligent man kufront ...well done vatungamiriri lm subscribing
The real issue here is the polygamy. This first wife will never be happy. She will be angry forever 😂😂😂
Mambo nemakurukota avo vatonga zvakanaka 👏
Kamrume katsambarapfuta karombe
Nxaaa mukadzi uyu andipa kuti ndicheme😢 shem vanhu kadzi tirikutambudzwa chokwadi
Shame Mai vakutadza kutsanangura nehasha
Mai varukuda Bonde mukadzi
Ukaoma murume achishungurudza anoda kurambwa. Mai rambai kamurume ako kabenzi. Don't depend on men.
Kurova munhu imhosva baba endai kumapurisa mumbono bvarirwa kuJere zvishoma bcz mangwana Mucha uraya mukadzi nekumurova
14years grade 6 😮
Baba avo idzenga vana vese vari kumashure chaizvo kutadza kufundisa vana
Ko avo mambo vanonyerei masecretary aripo
Chipare chakaipa
Mambo havakari havo.
Zvakaoma hazvo varume ava kana vasisakude vanokuita yese yese amai hupenyu ndahwamwari musarwise henyu mhinduro yamwari inononoka asi 1 day is 1 day ichauya chete😢
Vana vagiriswe panze vaneruzha
Blaz vanojairira ava
Sando zvenyu Mambo
Asi varume mune chitrma kuna mwari.ko kana waroora mukadzi wako kuzoshungurudza mukadzi awakatanga naye musha.😢 so sad varume musadaro.mai ava vakatosakara kuratidza kuti havana kuchengeteka.
Ma1
@@PahashaTv asi munotaurisa muchiita video hatizonzwa kkkkkkkk
The domestic violence case was from 18yrs ago 😂😂😂
Mukadzi uyu indururani. Iwe murume endakure nemukadzi wako mutsva wozodzoka iyeyu avemugwara
That man must be charged.
Mazino yako
Varumeka zvakaoma ndahwira amai ava urombo veduwe
Ma1
Mai avo varikutooneka kuti Havana kugara zvakanaka
Pahasha tv ko follow up on this case.
Dropping on wednesday
Mambo munogona
Shame barika rakangooma
Rakapusa zirume iro kutadza kuchapla zvemahara 😁😁