Kuromba kwacho ngakugaree unorombesa iwe uri rombesa iwe uri rombe Kana cent tichishanda kuunza vanhu mari nei nei wakapireii nzou dai wakrishandisa wega kaa uchiita marinwega 😊
I think Zimabwean people needs to be educated . This men is a Witchcraft . I chokwadi ichocho ungape mumwe Munhu masimba ako iwe osara usina chinhu. We need proper update of this episode .
King George nenyika yeZimbabwe zvinopindirina papi. People needs to be educated regarding these so called witchcraft. Anyone anotaura zveGona muroyi . This man is a witchcraft himself.
Hakuna mhofu yakadai,ndaramba ini wekwa hwata
Ndezvekurombesa izvi. Hazvisi zvemidzimu izvi. Midzimu haikwereteswi.
Anonyepa murume uyu akuna zvakadaro arikutaya njere uyu
Kkkkkk taura zvako
Kuromba kwacho ngakugaree unorombesa iwe uri rombesa iwe uri rombe
Kana cent tichishanda kuunza vanhu mari nei nei wakapireii nzou dai wakrishandisa wega kaa uchiita marinwega 😊
Kugara pamusoro pe mvura haasi mapipi hre...taimboona waiuya kuzvikoro tichikura vaifamba pa wire
Sekuru ava vanonyepa sei vachitambura kusvika pakuita maricho e $5
Dai matiratidza Gombwe richiratidza masimba
Semunhu akapa vanhu simba aifanirwa kungotora simba arikwaari sekuru Nzou vari kwavowo
Ndokuromba ikoko akuna midzimu kana mhondoro inemasimba ekupiwa even wacho akapa cent ndiye murombi mukuru
Sekuru mhofu vanobvisa zvikwambo hr kana mumhuri mune munhu akaromba asi achiramba kuti haana kuromba
Sekuru ava Dai vaiva negona vaingogadzira kuti munhu ane gona ravo auye naro kwete zvaarikutaura izvii zvanatsuro nagudo
Ko mhofu vanogozoita maricho cei iwo vari simbi yebasa ..haaa hurombwa hwakuto wanetsawo awa haana kudzosera sekuru ndunge twunhu twake😢
Vanopenga baba avo😢
Zvakaoma ngavavasiye sekuru kunyepawo uku
Too much jealous this man
Ndiyoiya inonzi ndohwinisa lotto iye haana kana cent zvaro
Vanhu are so jealous vakomana hey
Kkkkkk 😂😂😂zimbabwe full of comedians
Havana nyaya igodo chete, haungapi munhu zvinhu zvaunoshandisa iwe wosara usina, mese makaromba asi makurirwa masimba garai pasi bambo
Yoweeeee vanhu zvavachaurayana
ini handina chandazwisisa apa chokwadiii kooo iye kana arimuridzi vegona ngaite zvinoita kuti gona rinetse ngaarisheedze kwete kuisa masoja nemapurisa ipapo yaaa nhau yekushora mumwe chte haana nyaya uyu
😂😂😂Taking you to another level😅😅😅
Mhhh, cendi ranetsa King George anopinda papi muchivanhu chePasichigare,ndoourombwa ka uhwo
Kkkk vanoshandisa ma old coins
Am loving this Sekuru Mhofu 🤣🤣🤣🤣
I was laughing throughout the episode.
Waiting for another level pavachasangsna😊
Kkkk usadero panobuda guruva chete kkk
Imi nasekuru nzou mune hukama here
Taking us to another level
Ha usadzime. ... ndanga ndichiuya
Maswerasei Shumba
😢so sad what is happening in Zimbabwe and it’s people, ndo rangova basa rako iro, zve ma fake Pastor( church) ,God remember my nation and it’s people.
Haa zvakunetsa zvinhu zvacho 😂😂 kuma sowe kwava ne satanism futi. Ma church apindirwa futi naSatan
Very true Lucy ini zvakundibhowa
@@perseverance9096 zvakanyanyisa
Hezvo rombing chaiyo here
KO pakuzoda kunorwisana gona ravo neraChihoro
Pamazita apa he will expose the big guys especially in the mining industry
The mnangagwaz took over mkaradzi !
Saka toziva sei vechokwadi
Vakavharwa chikwambo chavo havasi kuda kutura chokwadi
Its truly guy's
ko kana arikurevesa team
ivo mhofu vakadiii kuzviita
Kongangogadzira kuti gona ridzokezve regazve.
Sekuru vanobatsira ndavapa sando dzavo
Poo nmbr dzavo
@@sibongilemlauzi7804 kkkk pihwa na Shumba Sibo
Haaaaa zviriko here izvi
Bhoo here
Saka zvikanda ne mhiko izvo hurombwa zvee
Ava vanopengao ava.unorombesa munhu iwe uchisara usina chinhu kutoita marikicho kuti uwane mari yekutevera munhu .dai aine simba aingoita monana yekuto munhu adzoke ega kwete zvaarikutaura izvi ndoo kunonzi kupenga kunyerere kana kuti ane akamutenga
Kurwara chaiko
Ndofarira mhofu matauriro avo anoita sekunge nyambo asi vachitorevesa. Hanzi makona😂😂
🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣King Joji
Idzo hadzinawo hana
😂😂😂😂😂😂
Zvinhu zvacho soo
Vamwe vachazo fumurwa ne N'anga dzavo idzi kkkkk tika svoda
ava baba havana nyaya ava
Dremas media todada nemi
Unogadzira mari muma Mine iwe uchi rikichira $5 😂😂😂asi vamwe vanhu so ava vaita Godo vaa vataura vakati moyo wangu wakarwadzaa
Ko mhofu zvamune simba kudarika sadc yose madii kungoridhandisa kut nyamasvisva adzoke. Ko munomboshaya doro sei imi munemasimba makuru kudaro
This looks like a comedy.
Ko imi kuzokwereta $5 yekufambisa how come, what kind
Ayas zvinhu zvacho soo
With all these powers for wealth creation, why is Zim at the bottom of world economics and the standard of living for many?
That guy arikutaura zve cent rake haana chaainacho. Akatozoita mari ho kuti wawane $5 ye kufamba.
Zvino toziwa zvipi manje apa vana sekuru please musatiitise ndosaka zvakunzi ma dream shuwa nana sekuru ava
Kuzoti ku mapositori worse.
😮dzinopenga idzi
kkkkkkkkkkkkkkkkkkk haa tave bhoo ne n'anga idzi
Iti ndave bhoo kwete kt tave bhoo
Nyika yangozara nehuipi veduwe saka tozviva zvipi dai mwari vapindira
Mhofu kunyepa kkkkkkkkkkkk nhasi rave rimwe zuva Shumba
ikozvino vanhu vakaoma
Inga nyaya yacho ma1
Please ndipeyiwo nhamba dze lottery😀😀😀
Tamirira yema politicians 😂😂😂kuhwiniswa ma elections
Mibvunzo inotopera Pana Andrew..... .15 wakadzi wakazvitakura 😅😅 comedians pa Zim facha before ma elections
Saka bute iro vanomedza here coz havana hengechefu😂
Makadini vaNeshamba. Asi makashinga chokwadi. Kutora nguva yose iyi muchitaura nemunhu anokodzero yekurohwa ipapo ipapo. Ibasa zvaro, asi maifanirwa kurova munhu uyu mhani. Saka muchatoteveraka kuna Mambo Matope, masoja,mapurisa nevekwaVimbo vose. Munhu ane Mine okwereta US$5.00 yetransport.
Mukoma neshamba bvunzai kuti ko sei vasina kugadzira rimwe cent asi haachaeanikwa here
Kkkkkk zvinhu zvacho soo kah
If I had those powers like Sekuru Mhofu I would be a billionaire 💰💰💰🤣🤣
Saka kana makweretesana makona enyu munoinda kumasoldier/mapurisa futi nhaii? Nonsense! Makadhakwa imi vanhu vechi n'anga-n'anga chenyu chekuromba ichi. Newe wakatorombavo futi; ende uyo atova nesimba rakadarika rako. Zviri pachena kuti muchinda uyo akanoromba kwawakaromba akatotendegwa kuzokubvutira sendi (Cent) rawakapuwa kuti iye aite takeover. Kana wanga unesimba chaizvo-chaizvo; you wouldnt need soldiers/police panyaya yechivanhu. Wakambovonepi kuti munhu ane masimba ake anokweretesa mumwe munhu masimba ake iye achisira asina chinhu kkkkkkk
Wareva iwe, avenge anorwara musoro uyu, murwere asina patient record card. Shumba imbopotaiwo muchiita vetting of these cases. Mmmmmh 😮
I think Zimabwean people needs to be educated . This men is a Witchcraft . I chokwadi ichocho ungape mumwe
Munhu masimba ako iwe osara usina chinhu. We need proper update of this episode .
VaneShamba kwaziwai
Batai murove🏃🏃
Drewmas yowe
Drewmas Media taking you to another level ❤
Enny
Ngavaende kune makarwe vono waridza rukukwe rwavo kana vane masimba
Kkkkk
😂😂😂
Nhasi ndanonoka kani
Wanonoka hako asi wanga uchiuya
King George nenyika yeZimbabwe zvinopindirina papi. People needs to be educated regarding these so called witchcraft. Anyone anotaura zveGona muroyi . This man is a witchcraft himself.
Haunyepi ipapo
Iii ndatadza kuhwisisa ini hanziiko
Kkkkkkkkkk
Muromo uyo urikutoratidza kuti baba ava vane nzara yemakore chaiyo vakatengwa baba ava
True
Color yepink yabvuma zvayo.
Ko imi makabirwa sei?
Yekushaya mari yondisiyisa nevamwe
He knows everything in details ,im waiting for the other part to respond to hv a final conclusion.Otherwise I wil believe him Sekuru Mhofu.
Asi bba ava bhoo here 😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂 Andrew urikuitiswa
Iyi n'anga ine godo
Harisi dhora iri ndoona sechikwambo chavaka jutwa nanyamasvisca😂😂😂😂
Kkkkk. Vana zvavachapenga takararisa
Uyu murume uyu akutomhanya bani nxaaa iwe uchitambura kudaro
Manje manje tichanzwa n'anga inozviti yakarombesa naTasvu naKanengo
😂😂😂😂😂😂😂haunyepe wangu
Iyo midzimu yacho asi inoita vararame zvinonzwisa tsitsi kudaro
Havana mudzimu ava ane makona chete
Baba Havana nyaya kuda kungobuda mucamera chete sit-down iwe hauna nyaya
Face yasekuru avaa ummmm inotaura zvakawanda
I'm lost is it his mansion behind him.. ummmm vka higher cent..senyika apna kwatikuenda chokwadi
Gona vakabirwa here or vakavapa
Hanzi akakwereta achiti achadzora
Confused
Nhema idzo kuda kutsvaga mafans
Ko makona anogadzirwa nhai😮
Ko akadii kugadzira rimwe Cent😂
Matifungidzisa mukanya